Nyangatayani is the best. So humble and collected. His intelligence is far fetched. Honai muroyi adikitira mumusoro asi iye ayine 6 ma handkarchief
@Laku9692 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@NgotingoTv2 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@norestmasuku39812 күн бұрын
@@Laku969
@norestmasuku39812 күн бұрын
@@NgotingoTv kkkkkkkkk
@cassandraker3 күн бұрын
Vese varikuti akunyeberwa gather here ndine ask😂😂😂kana arikunyeberwa murume uyu seyi mukomana uyo mwana wemukoma wake ane a good recollection of what happened in his mother's kitchen then went to tbr graveyard yababa vake vakafa. Imi ka imi
@GratewinMbundire3 күн бұрын
Sekuru nyangateyani chi baba ava avana nhema vanogona basa sebasa
@DRRZOE2 күн бұрын
Frank wakanga gunners nemi bvunzo
@Hazvineikambamuri2 күн бұрын
Remember n.anga dzine ma agent adzo anovapa information vamwe vacho
@TheresaMaps20 сағат бұрын
Sekuru nyanga❤
@rambochauke7103 күн бұрын
❤❤❤❤❤ Rovai munhu sekuru powerful go back to sender
@FaraiDenhereКүн бұрын
Apa zvabuda pachena kut Robert haapo nenharo dzina bba ava aivadzikamisa nemibvunzo😅😅
Uyu nyaya dzake dzakatanga pamhoswa dzavo panguva yehondo, after 1980 and then now in the family. He is trying to fight ngozi nezvikwsmbo. Its sad he sounds like he is in denial, but it will stay with the family.
Nhai Robert watadza kugadzirisa feed back here iyo. Ma video ako haawoneke pa surround sound, imba yese inoita kunge mune nyuchi kuhon'a. Rongeka shamwar, wagara mubasa iri
@Hazvineikambamuri2 күн бұрын
agent e n.anga yakapa wrong information munhu hangabvume # dzisiri dzake ,inga zvimwe abvuma wani plus threat yanga yawandisa mheni
@MafiosHlaluka3 күн бұрын
Mnangagwa paari zvake kuona musoro kudiiiiii 😅😅😅😅
@abigailcharakupa84903 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@Hazvineikambamuri2 күн бұрын
Pressure irikuwandisa from family vachazopedzesera vakubvuma nhema manje
@MunorweiMhlanga3 күн бұрын
Okay sekuru hwerizan charimba
@Rik-vx8nxКүн бұрын
Saka munhu wobvuma number isi yake here ,this is not fair . Inga abvuma zvimwe zvose
@stellamashandudze5163 күн бұрын
Warvet rino nharo shuwa
@lindahmdzudzu2 күн бұрын
Vanowanika kupi sekuru mkoma Robby
@robertapfumaneyi2 күн бұрын
@@lindahmdzudzu Glendale
@neltonchivhanga18952 күн бұрын
Gunners abvuma kudhara wani, don't kick a man when he is already down