PART TWO. My Wife from Hell Divorced me and SOLD my $200 000 House

  Рет қаралды 4,947

Kelvin Birioti

Kelvin Birioti

Күн бұрын

Пікірлер: 60
@kim_and_tanaka
@kim_and_tanaka Жыл бұрын
Shame man😢 no one deserves to go through such. Loosing everything you worked hard for gotta be extremely painful 🙏🏽 asi i love that he turned to the Lord. Surely the Lord will intervene ♥️ sending love and light to this man.
@kelvinbirioti
@kelvinbirioti Жыл бұрын
What happened to him was not fair. Its a sad story indeed. Happy to see you here God bless you
@leemut04
@leemut04 Жыл бұрын
Im a woman neniwo but handidye zvevapfupi nekureba ah justice for Mr Phillip veduweee vanogona kubatsira batsiraiwo vemutemo varikutonga zviri unfair bcz vakupiwa makumbo mukadzi Uyo muroyi hake
@tynosiya696
@tynosiya696 Жыл бұрын
Mwari pindirai mubate kuvakuru vedu vanoona nezvemitemo vaitewo zvinhu zviri fair kuvanhu vese😢😢
@loicezuze1354
@loicezuze1354 Жыл бұрын
Ndaende kun'anga Mumba imomo mubude honye anomutiza
@lindakaringa735
@lindakaringa735 Жыл бұрын
Ehee sure dziriko nyaya dzatinonzwa wani mashiripiti achiitika , coz following legal precedures is not working
@veemuyambo
@veemuyambo Жыл бұрын
In today z age Zimbabwe stil has judgements in cabin paper files , Why not use different backed up incripted software systems.
@nancychlomai6743
@nancychlomai6743 Жыл бұрын
😢😢 veduwee ka aah mwari inzwai tsits munhu otorerwa cheziy her pmwe achimbosuffer arikubasa ahhh zvinorwadz izvi😢😢😢😢
@user9mrsbvunza
@user9mrsbvunza Жыл бұрын
Asi Zimbabwean sooka Mwari wangu muripi tichitambudzika vana venyu sooka justice iri kunetsa munyika iyi
@MaggieMuwandi
@MaggieMuwandi Жыл бұрын
Plz God help this man need justice
@AdvocateK95
@AdvocateK95 Жыл бұрын
I hope woman in this comment section you now understand why we say you are evel sometimes.
@sampremi2014
@sampremi2014 Жыл бұрын
True
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Жыл бұрын
u ar correct
@bettinamavhuringe3083
@bettinamavhuringe3083 Жыл бұрын
Ahhhh zvanyanya izvi vanhu ava vangabatsirika cy veduwe
@bernardmunda6106
@bernardmunda6106 Жыл бұрын
Mukadzi uyu achafa zvinorwadza
@belz5120
@belz5120 Жыл бұрын
Hhhhhhmmmm nhy Mwari nekushingirira kunoita vamwe varume mumasango umu vasingarare munhu ongotengesa zvake oenda just like that....denga tichaita rekudongorera chokwadi
@sampremi2014
@sampremi2014 Жыл бұрын
Mukadzi yaive pfambi yakateya mari chete
@ROSEMARYHWATA
@ROSEMARYHWATA 4 ай бұрын
This is a very difficult situation for you. May the Lord console you.
@maviskaseni
@maviskaseni Жыл бұрын
Mr Phillip endai kuna sekuru Bunzamukombe varikuita mbavha dzidhote mubrugwa asajaira zvemahara aaah
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂kudhota chaiko
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Жыл бұрын
true Bunzamukombe ka1 uya anopedza masports mbavha dzemota dzakaura uko
@maviskaseni
@maviskaseni Жыл бұрын
Vari kudhotesa vanhu kwete zve fake vanoda $150 chete but haaaa vanhu varikuitiswa mudhoto
@portiamuponda8576
@portiamuponda8576 Жыл бұрын
Ummm this is so sad. I pray for justice for this man zvinorwadza
@ruwadzanomugwenhi5427
@ruwadzanomugwenhi5427 Жыл бұрын
Mwari pindirayi 🙏🏽
@mufarokambare8420
@mufarokambare8420 5 ай бұрын
Anoda inkabi mkadzi uyu
@tynosiya696
@tynosiya696 Жыл бұрын
Birioti enda pa Magtom media, pane serie rapinda nhasi rakanzi ( muridzi wemba ndiyani ) pane nyaya yakafanana neiyoyo pane number dziripo vanogona kuwana help ipapo just try
@bridgetmlalazi4879
@bridgetmlalazi4879 Жыл бұрын
Tnx dai Biriot vaendapo
@evergracemavunga7565
@evergracemavunga7565 Жыл бұрын
Zimbabwe law help genuinely 😢
@TinotendaMaposa-y3s
@TinotendaMaposa-y3s Жыл бұрын
Painful
@JAHMATRIX
@JAHMATRIX Жыл бұрын
Zvinorwadza guys
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Жыл бұрын
Mukadzi uyu apindi denga
@ellitamangoro
@ellitamangoro 8 ай бұрын
It's so painful mwari pindirai
@anesukamhapa6221
@anesukamhapa6221 Жыл бұрын
Zvinorwadza kani uuuuuu please Zimbabwe ngatiisei musoropasi
@chipomupingashato4039
@chipomupingashato4039 Жыл бұрын
😢😢😢😢😢Eish Mwari pindirai
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Жыл бұрын
kuenda kun'anga ndomboma chete bcoz vanhu vajaira kubira vanhu hufumi hwavo
@bettybetty9569
@bettybetty9569 Жыл бұрын
Ngavaende kwasekuru Bvunzamukombe kwaZindoga uko vasote mukadzi neakatenga imba vanodzoserwa imba yavo fast fast kuita manyoka chaiwo
@preciousmusanhi6915
@preciousmusanhi6915 Жыл бұрын
Endai Kwa Prophet Miracle Paul paChitungwiza bhuti
@Matchmore-v1t
@Matchmore-v1t Жыл бұрын
Kushanda kunorwadza veduwee munhu otora mari yashandwa nemurume kunotenga doro nezvikomba? Sure here Mwari? Chandoziva havarambe vanyerere Mwari...muchapukutwa misodzi baba
@starcks1686
@starcks1686 Жыл бұрын
Ko taurai zita remukadzi name and shame her zvinobatsira, vamwe vaye vave kuzivikanwa bishop Chipunza vazara kufacebk vekutora imba yavaChirenje vachiti vakapiwa naDube toda justice kwese
@CrispenMoyo-k8k
@CrispenMoyo-k8k 8 ай бұрын
It is high time you request a meeting with the meeting with the minister of Local government and see how it goes
@Juliet-f9u
@Juliet-f9u Жыл бұрын
To be honest our country hyeee,this man can go to madzibaba they can help him
@anywaypimai5331
@anywaypimai5331 11 ай бұрын
Ndaitodawo muchato asi handichada zvank
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Usanyengererra ivo ngavakutsvage usazviita mukadzi kusikufa ndekupi muendere kun'anga vanodzosa zvese zvakabiwa izvo ona chikwaturo chembavha sekuru Bvunzamukombe
@JAYYBEATSY2K
@JAYYBEATSY2K Жыл бұрын
Comments loading.........
@trustmuvax8810
@trustmuvax8810 2 ай бұрын
Ma book emota aya enda kumapurisa wonoti ndakabirwa mota
@yvonnerutendo9896
@yvonnerutendo9896 Жыл бұрын
Mwari kutonga ndekwenyu zviratidzei 😢😢
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
BABA AVA VANGA VAKARONGA HUPENYU HWAVO ASI VAKASHAYA MUKADZI . ASI AMAI AVO MUTONGO WAVO UCHAKWANA .KUDENGA KUNA MWARI UKU MADZIMAI TISADARO CHOKWADI
@user9mrsbvunza
@user9mrsbvunza Жыл бұрын
Various vakadzi vanoita kunge vanopenga chiiko mweya wetsvina inorganic vanhu
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 Жыл бұрын
Tumirai nyuchi dzigare mumba macho
@memoryncube8391
@memoryncube8391 Жыл бұрын
So sad
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
😢😢sad Birioti
@bernardmunda6106
@bernardmunda6106 Жыл бұрын
Mdara ita zvasekuru siyana nema lawyer
@sampremi2014
@sampremi2014 Жыл бұрын
Nyika yedu haina mutemo chokwadi
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Pawakaburitsa nyaya idzi ndopawakanzi tikunzwe futi thus why you are crossing YOU Tube
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 Жыл бұрын
aaaaaa ndian akamutyisa iyeye kkkkkk
@tinashe6383
@tinashe6383 Жыл бұрын
endai kun'anga mudhara
@wellingtonchiduku
@wellingtonchiduku Жыл бұрын
Vakadzi muri vana satan chaivo
@mwaichikuse9637
@mwaichikuse9637 Жыл бұрын
Nangana nemukadzi iyeye akatadza .. vakutuka nesuwoka tisina mhosva
@wellingtonchiduku
@wellingtonchiduku Жыл бұрын
@@mwaichikuse9637 srry yaingove comment chete handina hangu wandakanaka very srry
@VimbaiChisora
@VimbaiChisora Жыл бұрын
Marwadzo
Yay, My Dad Is a Vending Machine! 🛍️😆 #funny #prank #comedy
00:17
Когда отец одевает ребёнка @JaySharon
00:16
История одного вокалиста
Рет қаралды 17 МЛН
Kluster Duo #настольныеигры #boardgames #игры #games #настолки #настольные_игры
00:47
My Husband from HELL Divorced Me and Took Everything
19:40
Kelvin Birioti
Рет қаралды 18 М.
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 61 М.
This Rural Home Will Leave You Breathless!
21:04
Kundai Chitima
Рет қаралды 8 М.
Yay, My Dad Is a Vending Machine! 🛍️😆 #funny #prank #comedy
00:17