Part2 Latest on Admire Rocky's Partenity mwana wa Mashanda here or pave kuda TinasheMugabe apindire

  Рет қаралды 4,954

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 21
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 15 күн бұрын
Pamutemo amai vemukomana vanofanirwa kuendeswa kudare nenyaya yekureresa murume mwana asiri wake ite achiziva vozomhangarira vekumusha kwemukomana adzorerwe zvese kubva kumuendesa kuchikoro ndingangoti kubva iri nhumbu kusvika kumuroodza
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 17 күн бұрын
Admire ngangoendeswa kwaka introduswa kwacho period.zvechitambi izvi ratova drama ngandogara nayo surname yacho inopiwa sadza ere.kana akapiwa stand torai opwanya dzimba dzake dziripo akafa mumusha menyu itoriwo ngozi zvayo
@francischitova2345
@francischitova2345 5 күн бұрын
Batsirai and Joseph used to play soccer in the same team at Chihuri secondary school
@nyatc
@nyatc 17 күн бұрын
Mmmm ma sister ma sister mamwe ma statement over Admire dai masiya, muri vana wo, kusvika maitiswawo ma DNA nyararai kushoropodza mumwe mwana. Munhu ane 25years haana chaachano tsvagirwa kwababa vake so he can’t quit his job. Muri kunyunyutei, hanti imi munezita rekwamakaroorwa here kana kuti ah. Musarwe shanje rwadzirwawo mumwe
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 15 күн бұрын
@@nyatc ukada kutarisa pic raAdmire na violet vakafananisa ..pmwe mai vke vari kunyepa zvavo kuda kt masstrs aya afare chte..why vasingapiwe feed back kt vakafamba sei kuenda kuna current father vcho? matauriro evanhu ava vagara vakavenga mai Admire
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 17 күн бұрын
Bt Admire wacho akfnana wani naViolet nhaimi..mai ava vanonyepa ndiko kuona kwangu..DNA ngaiitwe
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 17 күн бұрын
Ndoosaka vanhu vachizokwadzana, chokwadi here,how could you
@juliuschikupa6306
@juliuschikupa6306 17 күн бұрын
Amai Admire vakagona ,bcs according nema statement aripo baba vakachengeta Admire vakaita vakadzi hobho what goes around comes around
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 17 күн бұрын
Hant akamuda achiziva here kuti ndozviripo it's wrong kupa munhu mwana asiri wake....we musnt encourage chipfambi
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 17 күн бұрын
Kugona kwekupa mwana vana baba 5 haaa imikaiki kovana teacher Chibo
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 16 күн бұрын
Iwe uri hure iwewe
@FaithVheremu-i6s
@FaithVheremu-i6s 16 күн бұрын
Yoo baba sainai Tichaona mwanangu huyai uzvipindurire
@KudzaiChiuya
@KudzaiChiuya 16 күн бұрын
Mosiirwa license mozoridii rinoshandei iye akugona kudriver kwachoo
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq 15 күн бұрын
Ndi Mashanda wekupi coz ndakaroorwa kwa Mashanda veku Guruve
@francischitova2345
@francischitova2345 21 сағат бұрын
Ndewe kumadziva
@helenmwale1987
@helenmwale1987 17 күн бұрын
Tamirira party 3ne 4
@Luwis-v5i
@Luwis-v5i 16 күн бұрын
Ngaabhare kuti zvinhu zvimufambire
@RosejaneMafa
@RosejaneMafa 17 күн бұрын
Zvakaoma izvi ndatya hangu
@livy38
@livy38 17 күн бұрын
Kuroya vakadzi denga hamurione
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 17 күн бұрын
😂😂😂😂😂 kozvamombotitawo
@consymuri479
@consymuri479 17 күн бұрын
Kokungoenda kuma DNA munobvei?
Mukadzi Wangu Akafamba Arimusvo dunhu rese
32:12
SlyMediaTv
Рет қаралды 4,3 М.
A BATTLE OF CLAIMS AND DNA: TINASHE MUGABE DNA SHOW S15 EP16 #dnashow #tinashemugabe
1:16:39
We Attempted The Impossible 😱
00:54
Topper Guild
Рет қаралды 56 МЛН
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 94 М.
Karanganda TV
26:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 24 М.
We Attempted The Impossible 😱
00:54
Topper Guild
Рет қаралды 56 МЛН