It takes someone to mature but we judge this guy before ,but zvamanjemanje he proves us wrong .This album rakarongeka ukashora apa iiiii hameno.Thanks Peter
Asi kuneChikoro chesungura here, izvizvamberi izvi , this what we have been waiting and hoping for, dzakukwana shangu dzawakasiyirwa namudharara ❤️ Dwehwa to the world 🌎
@darling_media_visual_arts Жыл бұрын
Pane kakudzikama so kawakuita so kanoratidza kukura so. Keep it up.
@MaxwellChitsva-p2h Жыл бұрын
Peter urihuchi mwana wamhama wapedza bhora album iri namushonga mukuru voice boo famba neipapa vaya vaidakutokurasisa Sando Igwe mupao Kuti ttaaa
@user-Norsiba1994 Жыл бұрын
Dewa munorova this is good hatina kubvira tadoubter peter moyo ❤ ugona iwe
@propitiouspromas7271 Жыл бұрын
Super song
@quematenga9760 Жыл бұрын
Moyondizvo bvumavaranda vene vevanhu vechuru chamapfunde vezvikwechekweche..keep it up mwana weMurozvi
@SheltonMthethwa Жыл бұрын
Aya magetsi manje Well done Dewa
@robertmatongo9184 Жыл бұрын
Ini zwangu kahu dembo pa rid guitar apo Peter wamberi,ndatapiriwa zwangu listening from Zambia I promise music yako ndaifarira
@TongaiMoyo-kx2pi8 ай бұрын
Unogona
@remembergumare6910 Жыл бұрын
kungoti ndikataura chokwadi hamubvume chete.... Peter Moyo..... wakagonesa , your best so far this album
@philsibandanyaku8518 Жыл бұрын
Well done Peter. Ndaigarochema kuti dai ndanyatsonzwa Dewa original. You have made veey big strides. Batisisa ipapo. Big up!
@georgechitsa2427 Жыл бұрын
Famba murozvi Mukuru
@lucassiamsiya6789 ай бұрын
The best you have produced so far. Keep on improving here and there.
@greatvirtuosomusicofficial8509 Жыл бұрын
Gadzirai ma vids bt asina chisungura sungura hatidi kuona vanhu vakangopfeka zvakafanana vachingotamba pakawanda
@lloydliver5417 Жыл бұрын
Well done igwee zvamanje manje ndimi muri kupisa
@NoahNhau Жыл бұрын
Hanzi hee Peter anongogona kuactor chete papi pacho hedzo ngoma idzo mwana wenyoka inyoka chete thank you Dhewa
@MrSamazGwerumkoba17 Жыл бұрын
Haaa get away Peter anopisa
@watsonbhadhu4389 Жыл бұрын
Wavakugona Wena warova ndikafunga Dembo ayiiiwa ramba wakadzvanya chikomana
@silvestermariwowo4497 Жыл бұрын
You are great young man , listening to this album and the previous ones there is alot of maturity . That exactly how dewa progressed from 1996 till his passing on in 2012 . Keep it up . Thanks to all those promoters who had faith in you . Keep the fire burning we love you so much
@tawandalucksonkusotera Жыл бұрын
Yaaaaaa @Peter Dewa Moyo wakakwatura ngoma
@shepherdwachi2831 Жыл бұрын
Well done dewa Chimbozvipai sando dzenyu musanyeperwa mava kuseri kwekuseri
@robertmatongo9184 Жыл бұрын
Eeeeish ndachema zwangu nekutapirirwa ne ma rowero yaakaita pa rid guitar wakari soundisa sema legends dembo
@Carolinedzumbunu88 Жыл бұрын
Mubereki wangu ,muskana aisa like ❤❤
@bernardbukirabeteramusic8878 Жыл бұрын
Peter ari kupisa
@inviolatamuperekerwa3436 Жыл бұрын
Well done mwana weMurozvi number one 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@TrustGangaidzo Жыл бұрын
Vocals have improved a lot in this album - in my opinion this Album is your “breakest through”. You are surely mwana wamambo Tongai Moyo - wakaita nemo mamudhara, a great tribute to him!
@bonanzakasina Жыл бұрын
Voice rakagadziriswa Peter well done
@simonmadzongwe1115 Жыл бұрын
Well said , a great album ❤❤❤❤🎉
@kelebogilemasiba7177 Жыл бұрын
Im from 🇧🇼 it's my favorite now days.
@WellieZifesho Жыл бұрын
Yes wava mu line rababa vako voice ndiro raikurasisa bata team yako bhoo munokura lvl bhoo zvokuti
Yaa this time urikupisa vocal bhoo, baba gari varirova zviri soft
@eddiezamba4356 Жыл бұрын
Ndanzwa nekudzokorodza kumagumo kwe song iyi tiroriro tiroriro tiroriro dhu dhu dhu dhu
@ngonisantos8444 Жыл бұрын
Keep going Moyo mangoma munorova .....it's on fire
@ForgetSvinurayi Жыл бұрын
Haa chimbo ichi chiri kupisa pa fair.its sweet ma one aya
@NyoniLiberty-nw4qy Жыл бұрын
Nice murozvi mukuru pakabatwa basa moyo
@raymondmakombera2506 Жыл бұрын
Haaa peter urikushanda
@Zimbabweyatinoda Жыл бұрын
Utakataka Express ndiyo chaiyo Father Flower rambai makatsika chokurudyi musatsika chapakati.
@mapline7380 Жыл бұрын
Iyi ndoinonzi back to drawing board haa chirikunaka chibhama ichi ❤❤❤
@emanuelchinyaukira9571 Жыл бұрын
apa ndipo pazoitiwa DNA tests, and yeah chishanda wena yabuda 99.99%
@georgechitsa2427 Жыл бұрын
Kwenya waya Dehwa
@adfinid Жыл бұрын
Weldone keep going. God bless
@EliasMlambo-ff2uq Жыл бұрын
Makorova ngoma Dhewa
@talentbhebhe3639 Жыл бұрын
Welldone Dhewa vedu
@RejoyDumbura Жыл бұрын
This time you take your time my brother i like the song so much
@BonganemosesJiyane Жыл бұрын
Zvamanje manje ndiwe urikupisa iwe wakanaka kukunda vose dhiya iweeeee
@tinashemushore1851 Жыл бұрын
mbeu ahimere musi wayadyarwa it take 7+ days kuti izomera and this is ur time to shine mdara ndirikukuonai mutop 5 end of year 2023 sungura charts. famba mwana nzombe, mwana bhelebhe, mwana spencer, mwana murozvi kkkkkkk
@ConstanceMarazanye Жыл бұрын
Gud moyooo
@tinashehombz Жыл бұрын
Murikupisa Dewa zvamanjemanje.Good music.
@franciskudoma4607 Жыл бұрын
Arikutopisa ndiwe manje Igwee mfana wangu
@richardrwafa2052 Жыл бұрын
Haa mukomana akabvarura apa
@KudakwasheYotamu Жыл бұрын
Haaa Peter wasparker wangu Dembo chaiye
@makovalambert11 ай бұрын
Great improvement Peter , keep up the good work
@rutendotapfumanei9881 Жыл бұрын
Well done bro,,,🎉🎉great works here
@francismagombabaisi5606 Жыл бұрын
My decision, to keep following utakataka is fully paid now 👏👏👏
@alimadakurwa Жыл бұрын
Igweee fambai apa wakarova especially wire urinhubu
@victormakhuvha5517 Жыл бұрын
Iam listening it since afternoon until 🎸🥁🎤🔥👌🏿
@hillarymugore7233 Жыл бұрын
Shiri dzekwekwe tirikufara makabata basa Dhewa 👌
@LeonNdlovu-it2xc Жыл бұрын
Zvamanjemanje ndiwe urikupisa 🎉
@vengierusolkanojerera9710 Жыл бұрын
My like is on number 200 ndanonoka but Ndirikuti Dehwa ndimi murikuoisa imi Welldone Muwana WaTongai Moyo
@bensautopanelbeaters6254 Жыл бұрын
You have done it again but remember better is not good enough the best is yet to cme