ndagarisa kubva 2015 handizive bonde murume wangu anochaya bonyora ndiripo

  Рет қаралды 40,963

Zimquik Television

Zimquik Television

Күн бұрын

Пікірлер: 155
@Zimquiktv
@Zimquiktv Ай бұрын
chat.whatsapp.com/D2ZJjUHK9jI96Fhh59giST
@SNNZ-s5r
@SNNZ-s5r 27 күн бұрын
zimquik ndipe number dzemukadzi uyu ,ndoda kumuita counselling.
@LovemoreMurahwa-gc4kt
@LovemoreMurahwa-gc4kt Ай бұрын
Thanks Mambo. Dare riripo pakumbiridza dzimba kwete kuparadza.
@antonymakonese6440
@antonymakonese6440 Ай бұрын
Dare iri harina wisdom, ngavakope vana chief mtasa
@RebelMunemo
@RebelMunemo Ай бұрын
Chokwadi
@LovemoreMachuma
@LovemoreMachuma 5 күн бұрын
Please control backgroung noise. It's making the video of very poor quality
@SamShumba
@SamShumba 28 күн бұрын
10years no bonde mai ava, varikurevesa here, mhm saka vakazvibata🎉From 2015 to 2024 mhm sando zvenyu amai🎉🎉🎉🎉🎉
@justicemandigo5750
@justicemandigo5750 27 күн бұрын
Varikutya runyoka
@WashingtonMaganga-lz4pr
@WashingtonMaganga-lz4pr 26 күн бұрын
Last born ane 5yrs ane 10 yrs asina bonde😅,,,I am sure akureva rinomugutsa
@nashobb1
@nashobb1 16 күн бұрын
Maybe varikureva kuti nemurume wavo batai ipapo! asi vamwe vanogona havo kuzvibata.
@remingtonsuvo7930
@remingtonsuvo7930 Ай бұрын
Ko kurega mwana wevanhu akadzokera kumba kwavo, ungachaya bonyora umwe anezhara shuwa?
@petermzorodzi7857
@petermzorodzi7857 Ай бұрын
What a beautful wife
@Knollymuzenda
@Knollymuzenda 28 күн бұрын
Those who are beautiful too ,they have many problems
@CharlesMoyo-o8g
@CharlesMoyo-o8g 9 сағат бұрын
Mmmm that's true I don't know why this man treating her like this
@tombichirau7851
@tombichirau7851 29 күн бұрын
If it is true kuti aida kumu uraya, then for the why asinga tizi neupenyu hwake. Wife is confused , azivi zvaanoda.
@RutendoMarume
@RutendoMarume Ай бұрын
Gupuro anyone can give.mai kana maona musingadiwe ipai munhu gupuro fullstop.nharo hadzibatsire.
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m Ай бұрын
Saka zvogadziriswa sei iye munhu asingabvumidzwe kutaura zviri pamoyo.
@anime_boyy7
@anime_boyy7 Ай бұрын
Yohwe😮😮😮 varume modarireiko?
@NesbertNyathi
@NesbertNyathi Ай бұрын
Protection order inoreva haubvumirwe kusvika padyo nemunhu sk bonde ravanoda roitwasei manje
@rumbidzairungano2059
@rumbidzairungano2059 Ай бұрын
Protection order ye no contact ndiyo inoti asasvika padhuze.Mukadzi ati akanzi asamutuka nekushungurudza asi kusvika padhuze anobvumidzwa
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 29 күн бұрын
Bonyora arikuriitirepi?
@patrickmazhara6879
@patrickmazhara6879 28 күн бұрын
Ko sei dare ririkumbunyikidza murume uyo? Haabvumidzwe kutauravo his side of the story freely sezvirikuita amai avo?
@pradelmanari3650
@pradelmanari3650 Ай бұрын
Aaaa iri ibhinya anotooneka yuwii😢
@Bendiction-z2n
@Bendiction-z2n 27 күн бұрын
Madhara akadhakwa ayo why vachiramba kuti uyo ataure ku side kwake .
@NasherMasawi
@NasherMasawi 14 күн бұрын
Mambo moziva zvamoita keep it up
@tendaimuzhuzha5799
@tendaimuzhuzha5799 15 күн бұрын
Dare iri hamusi Kuda kunzwa mativi ese saka nyaya inotongeka sei musiri Kuda kunzwa mativi ese "hongu kana kwete" I answer ine kumbundikidza mkati ndkuti uchabvuma nezvisizvo .tongai mativi ese.
@mbucket2975
@mbucket2975 Ай бұрын
Mukadzi sounds Ndebele. I love her accent pashona
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o Ай бұрын
Imi vedare zivayi zvamurikutonga kwete kudzwinyirira chakayita kuti mukadzi atore protection oder chiyi kushungurudza mukadzi nechikonzero chekuhura uchafa urirombe nechihure chako ichocho
@gladysmundembe7886
@gladysmundembe7886 18 күн бұрын
Akashinga mukadzi uyu kuroorerwa vakadzi 2 plus mwana pamusoro uuum pakaipa
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 24 күн бұрын
Ukaona muwanano mangotanga kutorerana mapaper aana protection order ayoka, PARADZANAI ZVICHAKANAKA. UYU KWAKE UYU KWAKE. Otherwise pane anofa rimwe gore or less better kuenda kujeri.
@FabbieRatohwa-p2k
@FabbieRatohwa-p2k Ай бұрын
Haa ukatichemera bonded mudare zvadhakwa aaa anotozvibhiga kuti kuti ndakuwachisa better kutongobonyorawo 😂😂😂 ndozvitoripo
@SophiaTsuro
@SophiaTsuro Ай бұрын
Makore ese ayaa haaa ini handibvumi dzokerana vakadzi vangani
@marxwelldumba
@marxwelldumba 8 күн бұрын
Nyaya iyi haitombodi kwaMambo. Ndeyaana Tete. Dare iri rakadhakwa
@tmantinashe4711
@tmantinashe4711 Ай бұрын
Crap n poor judgement..it's very clear Kuti hapasisina love apa
@PatriciaMusengi-n5b
@PatriciaMusengi-n5b Ай бұрын
Murume Ari right 100% imi ukaona mukadzi atongokupa protection order chero kukusungisa haaa murume kuzonyatsokukuda maone to be honest face yababa urikutaura mukadzi havachadi unomudii mukadzi ane protection order
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o Ай бұрын
Apana huryt apa saka mukadzi ndiye anofanira kushungurudzwa hre ahana kukwana murume uyo ndiye asingachade mukadzi ungagsra uchirova mukadzi woti asakusungise izvozvi ayida kuwuraya mukadzi iwe woti mukadzi arirong akuna zvakadaro ano abuser zviripachena
@PetronellaNyamatendedza-pz6zy
@PetronellaNyamatendedza-pz6zy Ай бұрын
Saka iwe ungade kugara uchirohwa,, imbonowanikwa usangane nazvo tione kuti uchazvigarira here,murume haafaniri kurova ,kana usisadi munhu Buda Mari,murume itsotsi uyu ,nechifambi
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika Ай бұрын
Asiwo varume pamwe pacho unenge vanzwa nekurohwa shaa unoti pasina dambudziko ungasungise munhu here
@MadzudzoChihwa
@MadzudzoChihwa Ай бұрын
Protection order stops the abuser from continuing with the abuse. So it’s necessary to apply for it. This guy aakutoda kuisa runyoka full stop
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika Ай бұрын
@MadzudzoChihwa but kana usiri kuhura runoshanda here runyoka rwacho or sisi varikutya nekuti vane munhu vavawe naye?kutodawo kuziva how it works don't get me wrong kkk
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o Ай бұрын
Ini andizive kuti mambo vacho nemadare ache vanombogadzwa seyi mumabasa akadayi nokuti dare iri rinobhayiza zvisingayite mukadzi ndiye anoziva munhu wake asi ivo varikumupikisa ungati avana kukwana mazidhara ayo apo kungofunga doro chete apana nezwedare apa
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Ай бұрын
Bonyora iri ririkurohwa munhu akapfeka Butiro here or kungonyangadza machira basi basi?
@NoxxyBlablabla
@NoxxyBlablabla 24 күн бұрын
😂😂😂😂
@dredwardgombae3303
@dredwardgombae3303 6 күн бұрын
Havagoni kutamba nyaya ava . Dare iri rakadhakwa zvaro.
@ManuelMaposa-l7h
@ManuelMaposa-l7h Ай бұрын
Pakaita protection order chero bonde hapachina nekuti pagona kubuda kusawirurana akazoramba kukupa yakamira unotsamwa pozoita kusazinzwusisana munogona kuzomuvoilotor unoenda kujere
@TimothyKashiri
@TimothyKashiri 9 күн бұрын
Pane nyaya dzakawanda dzirikuvharwa apa . Nyaya haisi kubuda
@SimbarasheGovha
@SimbarasheGovha Ай бұрын
Protection order haingouye bambo
@NyashaMhaka-h7l
@NyashaMhaka-h7l Ай бұрын
Vese varikt vanodanana dai kurikt umwe haadi vasina kunzi endai munogara ukanzi unoda munhu wako woti yes wozoisa bt mambo havashandi nekt but unomuda yes or no manje vese yes yes tuzvikonzero tunogadziriswa muri kumba😊
@SimonMukuchu
@SimonMukuchu Ай бұрын
The Chief is dull and is surrounded by fake advisors. Ini zvima court zvakadai ndoita 2 mins ndinenge ndapedza nazvo.
@JosephVhirizhi
@JosephVhirizhi Ай бұрын
Poor judgement. There's no love between.
@IsaacZim544
@IsaacZim544 19 күн бұрын
I thought vakadzi havasuwe bonde. 😮
@dzingaimurinye4876
@dzingaimurinye4876 17 күн бұрын
Paita dofo rababa he has a very good case to win against her wife considering kuti pane protection order against him but haaa mashoko hasi kubuda mukanwa zvachose
@WebsterChinyama-b3p
@WebsterChinyama-b3p 28 күн бұрын
Kunzwa both sides kwakaipei, let him say his side of the story
@lynglobal
@lynglobal Ай бұрын
Dare dondo. Kumanikadza munhu kugara where there is no peace. 😢
@faraimasiya2215
@faraimasiya2215 27 күн бұрын
Vanhu ngavarambane apa, to save lives. Hazvipere zvakanaka izvi
@TimothyKashiri
@TimothyKashiri 9 күн бұрын
Murume haana nyaya arikungopedzera dare nguva .haana ma facts
@dzingaimurinye4876
@dzingaimurinye4876 17 күн бұрын
Under normal circumstances mkadzi akatora protection order it becomes difficult for a man to execute his duties there for watopa murume a good reason to go away
@PHILLIPMATINDE
@PHILLIPMATINDE 24 күн бұрын
Dzidziswai kutonga na Chief Mutasa.potai muchiterera mamwe madzimambo imi.dare re
@geec5386
@geec5386 Ай бұрын
Order in court.
@phiniastari5864
@phiniastari5864 29 күн бұрын
Imi gadzirisai chidare chenyu ichi mutengo zvisvinu
@cnmanyeza
@cnmanyeza Ай бұрын
Mai Ropa wanted to be freed but may have been afraid of being blamed for the dissolution of the union and the same applies to baba Ropa who has two other wives. Unfair on mai Ropa whose conjugal rights are being trampled upon.
@EdnaKucherera
@EdnaKucherera Ай бұрын
Too much disorder, unsettle and figiting in this court haa😅😅😅
@pharaohmufuka1266
@pharaohmufuka1266 Ай бұрын
Hapachisina rudo apa panekakunyangirana because of muchato
@calvinbennie4082
@calvinbennie4082 13 күн бұрын
Mai vanenge vaidyiwa namadzibaba avo handina kupaona mushe mushe apo
@luckmorekufakunesu666
@luckmorekufakunesu666 24 күн бұрын
Matare echibhoyi aya asina magweta akadhakwa, kutambisirwa nguva uku.
@JohannesMashonganyika
@JohannesMashonganyika 21 күн бұрын
Mambo musambunyikidze amai avo hapana rudo varume uyo itsotsi
@pahwehwemadzimure2361
@pahwehwemadzimure2361 27 күн бұрын
Chi court ichi chakawora hachibvumiri Munhu kutaura mxiii
@JusticeKappitau
@JusticeKappitau 17 күн бұрын
Gupuro vanopihwa asi murume akuda kuvaisa password kuti vasawane anodya bota
@JohnBhaera
@JohnBhaera 27 күн бұрын
Amugoni kutonga that's why vanhu vachiuraiwa makatarisa.
@justicemandigo5750
@justicemandigo5750 27 күн бұрын
Dare iri isvina Mai ava vati varikutya runyoka zvichireva Kuti vakuda kurovesa Poto
@simbarashemanjemanje1521
@simbarashemanjemanje1521 25 күн бұрын
Ihure
@GiftMulambo
@GiftMulambo 16 күн бұрын
Mai awa pachokwadi hawachadi murume
@GudsonRealChampion
@GudsonRealChampion 24 күн бұрын
Haaaa bonde mamai anorida zvokudaro
@WilsonMatenga
@WilsonMatenga 23 күн бұрын
Usadaro bururu bonde hupenyu iwewe hatizive kuti unosvika papi naro 😂😂😂
@GudsonRealChampion
@GudsonRealChampion 22 күн бұрын
@WilsonMatenga kkkkkkkk
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana Ай бұрын
Amai file for divorce, because muchapondwa vana dzikava nherera. Mambo kana munhu ati hupenyu hurimunjodzi muterereiwo. Musamanikidze musha usipo
@MarshallAlbert-o5x
@MarshallAlbert-o5x Ай бұрын
Hama maoko iwe 😅 uri benzi
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 29 күн бұрын
Mukadzi aripa side hanzi ndozokuoa bonde na 3am chii chakadaro
@CuthbertMapfumo-i7d
@CuthbertMapfumo-i7d 25 күн бұрын
Ndokuomesera mukadzi uku
@faraimasiya2215
@faraimasiya2215 27 күн бұрын
Mai vari kuda divorce ava simple. But havasi kuda kunzi ndivo cause
@AbigirlMuvi
@AbigirlMuvi Ай бұрын
Next time udzai machinda amambo uyo ngaadzidze kutaura mumwe mumwe vanoita noise hapana chatichanzwa ngavaite sevanhu vakuru kunyanya mudhara anendebvu uyo
@StewartKudzadombo
@StewartKudzadombo Ай бұрын
Plz noise yakanyanya mudare umuu.hatisikunyatsonzwa zvirikutaurwa
@SavaChinyowa-k2u
@SavaChinyowa-k2u Ай бұрын
Mambo tongai mushe imi,kana munhu achiita bonyora pamberi pemukadzi wangu zvinorevei izvozvo after that ouya kuzoti mkadzi ndinomuda,hamuone kt murume itsotsi uyu
@Janemacelyn
@Janemacelyn Ай бұрын
Think it was not bonyora . Aito crunker kuti imire. Akasungwa kwamainini
@KennyMarezva
@KennyMarezva 23 күн бұрын
Siya mhani iwe titorewo
@Ndini172
@Ndini172 27 күн бұрын
Eeish why kuitira mukadzi akanakisa kudai hama maoko. Chakafukidza dzimba matenga
@vengaimuchero
@vengaimuchero Ай бұрын
Endei mupihwa bonde chete kwete rudo but bonde ukakweswa uchaona kuti dai ndazvirega zviri kwazviri Ivo murume vezvikambucha avo 3 hours munhu achikupidigurai Mai mwana kamhuka kanonzi rudo hakadi kumanikidza
@chidamessman149
@chidamessman149 Ай бұрын
Murume uyu idununu rinosiya mukadzi akanaka kudai
@RuvarasheMuyambo
@RuvarasheMuyambo 25 күн бұрын
Ishavi chairo iiiii
@AnnaniasNyoni-u1h
@AnnaniasNyoni-u1h 17 күн бұрын
Kunaka kozivei
@honestrufu5354
@honestrufu5354 Ай бұрын
Muface atori right next time aizonzi andiraper
@MadzudzoChihwa
@MadzudzoChihwa Ай бұрын
Usanyepe iwe mukadzi ari panzara uyo plus anotya runyoka
@kudasams7200
@kudasams7200 26 күн бұрын
Akaromba uyo akanzi usarare nemkadzi
@RutendoMarume
@RutendoMarume Ай бұрын
Ukaona munhu otsvaga another wife ziva haakude even akati ndokuda.mai avo knows haamudi saka why come to court to force him to love you.he will just pretend and go back to old ways.worse uxhitoziva ane umwe mukadzi uko.zvimwe just let go.better to stay stress free pane always asking yourself wakashorei to look for another.
@cliffymusungo
@cliffymusungo Ай бұрын
Dare ngaripe sungaradzo yekuti murume asaite zvekushinha kusunga Mudzimai. Zvikaitika anoripa. Dare rinoumba imba harikurudzire kuparadza unless kana zvaramba hazvo kubva kuvaviri ava... Ko murume uyo akaponda mukadzi? Ngavapuhwe nguva vozodzoka zvaramba.....
@AnnaniasNyoni-u1h
@AnnaniasNyoni-u1h 17 күн бұрын
Regai munhu aexplaine vadhara imwi
@SuspiciousTshuma
@SuspiciousTshuma Ай бұрын
Anopenga this man bonyora it's a sin nemanakiro anoita bonde ndabva ndatonzwa nyota chiikara chaicho
@pilaninkomozepi2961
@pilaninkomozepi2961 Ай бұрын
😂😂
@PaulineChishandure
@PaulineChishandure Ай бұрын
😂😂😂
@FaithGude-w7r
@FaithGude-w7r Ай бұрын
Hamuna order chii nyaya hachinyatsonzwike
@majachanigodfrey
@majachanigodfrey 21 күн бұрын
Bushu aripi
@wellingtonmagarasadza9540
@wellingtonmagarasadza9540 5 күн бұрын
Murume uyo face yake haichadi mkaz
@ZororoOdiousChikwiro-gl6jm
@ZororoOdiousChikwiro-gl6jm 18 күн бұрын
Kadare kakadhakwa aka,tudhara twongoseka
@thabisandlovu1562
@thabisandlovu1562 29 күн бұрын
,mai avo why.vachipfunga kuti vanoshanjirwa ihure iro
@WayneLlyodKakumbi
@WayneLlyodKakumbi 26 күн бұрын
Give her Husband time to explain
@JohnBhaera
@JohnBhaera 27 күн бұрын
Vanhu vakaromba vanenharo unepishonga uyo.
@samuelmashie3350
@samuelmashie3350 Ай бұрын
Too much uncontrolled noise in my the court room. This affects listeners ears.
@MikeMasimba
@MikeMasimba Ай бұрын
Nyora shona tinohwa
@JohnChimbadzi-d8u
@JohnChimbadzi-d8u 27 күн бұрын
Mukoma avo havachadi mukadzi full stop
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o Ай бұрын
Apa apana nexwa mambo apa saka mukureva kuti mukadzi ahabvumidzwe kutawura chokwadi murume uyo ahasi kuda mukadzi makore mangani asingarare naye mukadzi achanowurayiwa uyo mambo ndopasina spa kupedza nguva chete uku
@ladislousgovere9401
@ladislousgovere9401 10 күн бұрын
Mambo vanogona
@PatrickChaniwa
@PatrickChaniwa 29 күн бұрын
Ava havagone kutonga ava very poor judgement
@BrendaSkumbuzo
@BrendaSkumbuzo Ай бұрын
Ummm chakafukidza dzimba matenga
@johnchakaza6685
@johnchakaza6685 Ай бұрын
Chief ava voice ronzikwa kuti chidhakwa chayicho
@livy38
@livy38 Ай бұрын
Asi havabvumirwe kunwa doro
@JohnZvavanhu
@JohnZvavanhu Ай бұрын
Mukadzi uyu itsotsi asi isimbi hayo😂
@JohnBhaera
@JohnBhaera 27 күн бұрын
Usataura zvemota iwe ndiwe wega unemota in this world.
@everyoneisbeautiful-cy7vk
@everyoneisbeautiful-cy7vk 29 күн бұрын
Ngaauye kuno mukadzi uyu timupe bonde.
@wiltonhove374
@wiltonhove374 Ай бұрын
Muchinda uyu arikurwadziwa moyo haasi kukwanisa kutaura nyaya yake. Mukadzi uyu zvemurume haachadi ndicho chokwadi
@kudasams7200
@kudasams7200 26 күн бұрын
Kamambo kekumama
@peterzhou-j3r
@peterzhou-j3r Ай бұрын
❤❤❤rukhooo
@TeraKadyamatimba
@TeraKadyamatimba 25 күн бұрын
Chinoda kurohwa Icho
@roughrider-p7l
@roughrider-p7l Ай бұрын
Ngavasunungure mukadzi aende kwavo pakudzvinyirirwa nebonga iro
@JohnBhaera
@JohnBhaera 27 күн бұрын
Murikumanidza kuti vanhu vadanane very incorrect.
@gidzaD08
@gidzaD08 Ай бұрын
repeat
@claudiemudzikati8710
@claudiemudzikati8710 Ай бұрын
Veduee dzimba dzakaoma ukasngana nebinhya mkadzi mnyoro akadai
@ChikomboreroGusha-le7bs
@ChikomboreroGusha-le7bs Ай бұрын
Munyoro mudare asi hazvisi izvo zvinoraramika mudzimba hama
@EvidencePraise
@EvidencePraise Ай бұрын
Anesimbi yemukadzi vamwe varume havazivi zvavanoda shuwa, nemanakiro akaita mudzimai uyu aaah ini kana mumba handibudi ndichipinduridza munhu zvangu kunwa patsime rimwe chete zvangu nekut ava ndovakadzi vanot kana vakaresva kubika chikafu chinongonaka zvakadaro
@pharaohmufuka1266
@pharaohmufuka1266 Ай бұрын
Wangu the grass always looks greener on the other side ukazogaranaye unozoona kuti ma1
@EvidencePraise
@EvidencePraise Ай бұрын
@pharaohmufuka1266 ipapo taura hako wangu, thanks for a good and an educated respond
@hemimutyorambiri4684
@hemimutyorambiri4684 Ай бұрын
Madzimambo akadzidza kupa munhu wose mukana zvoita zvakananaka
@Paxmanrealcloth
@Paxmanrealcloth 3 күн бұрын
Haunake
Abatwa nemukadzi wemunhu wachitoita bonde
51:29
Manass-Chibanda
Рет қаралды 67 М.
Mukadzi Uyu Haagute Bonde Ini Handichamuda.
14:39
263times
Рет қаралды 306 М.
Their Boat Engine Fell Off
0:13
Newsflare
Рет қаралды 15 МЛН
Bhiza auna zero naro .dare ra chief Mutasa Karanganda TV
39:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 32 М.
BOTA RAKADYIRWA MUCHIGOMBA Muvhangeri #karanganda  TV
21:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 31 М.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 55 М.
Karanganda TV
26:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 27 М.
Murume Wedu Kana Achiita Bonde Anoita Zvehutsinye Chaizvo
16:37
SlyMediaTv
Рет қаралды 255 М.