Popular Prophet in chitown says Tytie akauya kwandiri 2 weeks anenge ane Mwana ININI NDINOURAYA VANH

  Рет қаралды 11,515

Dj Sparks Zw

Dj Sparks Zw

Күн бұрын

Пікірлер: 97
@silentchomunacho7572
@silentchomunacho7572 2 күн бұрын
Mukutsvaka nyaya dzevanhu , KO tytie akutumai ere
@NyashaZubs-q2c
@NyashaZubs-q2c Күн бұрын
Tibatsirireiwo mwana anegumbo rrikubuda huswa neminzwa ndokuti bsa renyu ripembedzwe kwete zvkuroya plz😢
@miriamwillism8998
@miriamwillism8998 2 күн бұрын
Umm kuwuchika hakusi right zvachose vanhu ngava tsvake mwari vanamate vano piwa vana naMwari kwete kupiwa mwana nen’anga. Zvino tyisa kuti n’anga iyi inototaura kuti ndino uraya pane makuva. Mutongi wepano pasi nekudenga ndivo Mwari iyi n’anga inozviti mutongi itori mhondi ndikwo kufingawo kwangu.
@ndumisonyathi6048
@ndumisonyathi6048 Күн бұрын
Bhoo here kubvunzira life yeumwe munhu ini andina kuzvifarira
@laytonmananga2784
@laytonmananga2784 Күн бұрын
Tatii hanzi akabuda achitaura kuti ndirikuda mwana
@ronicamazive1506
@ronicamazive1506 Күн бұрын
Tyte handimufariri but madini mambosiyana naye
@abelhance9772
@abelhance9772 Күн бұрын
ASI tytie ndiye ari nyore pamuromo kutaura. Vasiyeyi Vana nehupenyu hwavo.
@MarvellousNherudzo
@MarvellousNherudzo Күн бұрын
😢zvichine huMwari mukati here izvi kana kuti zvine uroyi mukati
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 Күн бұрын
Sei muchingogona zvekuroya muchitadza kuita mbiri yekuti nyika igadzirike
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Күн бұрын
Ipapo manje. Haaa unorombeswa uko. Team riri kuhwanda ne church richizora vanhu hunye
@Softbaggamusic8490
@Softbaggamusic8490 2 күн бұрын
Ava ndiphrophet here kana kuti ndiasekuru
@MarshalT.Mutizira
@MarshalT.Mutizira Күн бұрын
munabvunza vanhu ava kuti vanemapepers ere eZINATA...ndiwo mubvunzo mukuru wamurikusiya...you cant ask someone kuti anorapei musina kuona mapaper ake...we need qualified Sekurus...tinoda matare akachena
@GeliteMultimedia
@GeliteMultimedia Күн бұрын
This nonsense should be banned. Why do ppl promote this BS?
@HazelMutumba
@HazelMutumba 19 сағат бұрын
Tytie come and sue these pple
@tristansithole8071
@tristansithole8071 2 күн бұрын
Wataridzwa here kuseri sparks..zigo ndi journalist
@NgonieGotore-ls2zv
@NgonieGotore-ls2zv Күн бұрын
*Aaaah ko kana vakoromba or vane mhiko dzekuti vasaita mwana*
@pearlgellenmapfumo5479
@pearlgellenmapfumo5479 22 сағат бұрын
Hezvooo vakamboti vakunetseka here.... family planning they are traveling around the world then vozotanga zvevana
@ExploraTV-mb7xg
@ExploraTV-mb7xg 2 күн бұрын
Sparks kune chibhomba chako kuDrewmas media uko hanzi iwewe nemadzibaba veziHat remurara vaye #ngozi yaMandie😂
@djsparkszw
@djsparkszw 2 күн бұрын
Kkkkk usadaro
@djsparkszw
@djsparkszw 2 күн бұрын
Kkkkk usadaro
@MarvellousNherudzo
@MarvellousNherudzo Күн бұрын
😂😂😂
@ThandiweMangena-g3u
@ThandiweMangena-g3u Күн бұрын
😂😂😂
@wendytarusenga8694
@wendytarusenga8694 Күн бұрын
Havaite
@sandrazhakata8106
@sandrazhakata8106 Күн бұрын
Mmmmmm did they say that they are looking for a child
@jahhardymusic
@jahhardymusic Күн бұрын
Yes taiti akadaro
@SamuelMafadze
@SamuelMafadze Күн бұрын
Hy pakaipa imi kuita munhu benzika uku apa way wacho yekuita mwna yoh Mwana chipo chobva kunaMwari zvemidzi izvi nemhiko idzi ndatya
@reniousprecious164
@reniousprecious164 16 сағат бұрын
Nhamo yemunyika medu yakungoti afunga kuita zvanoona Kuti anokwanisa Kuba Mari akutoita
@edwellmushonga567
@edwellmushonga567 2 күн бұрын
Zigo guhwa unorida kunge mukadzi vemupuraziii mmmm masangana na spacks vako 😅😅😅😅
@djsparkszw
@djsparkszw Күн бұрын
Tadii hedu lol ana sparks
@caswellshoko4617
@caswellshoko4617 Күн бұрын
​@@djsparkszwAre these guys legally allowed to practice in Zim. Don't promote matsotsi guys. At least vakaita mapaper vane pekuzovawana kana vanyepa
@mutututswablessed439
@mutututswablessed439 Күн бұрын
Anopenga uyo i was there anonyepa mbavha yemunhu
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Күн бұрын
Kutsvaga mbiri😂😂
@BeaularMoyo
@BeaularMoyo Күн бұрын
Munodyira vanhu etym musinga vatsiri kune mwan ari kubuda uswa .zvipikiri pagumbo endai momubatsira kwete vana tytie vasiyei havan problem inoda imi
@tendaikwadelanji3504
@tendaikwadelanji3504 Күн бұрын
Imi MaDjs zvomooshandiswavo nembavha idzi
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Күн бұрын
Tytie andimufariri asi siyanai nenyaya dzevanhu kovati vanoda vana here
@Zimlite2024
@Zimlite2024 Күн бұрын
Machira eblue ayo ingorozi thought all angels wear white sparks wakadii kubvunxa😂😂😂😂
@AretaKunaka
@AretaKunaka Күн бұрын
Tytie siyanai Naye batsirai Mwana anegumbo RiRi kubuda uswa
@ConstanceChihwiza
@ConstanceChihwiza Күн бұрын
Haaa vana Makandiwa hapana hapana
@aaronzimunya6846
@aaronzimunya6846 2 күн бұрын
Muroyi wemunhu
@MargretMpofu
@MargretMpofu Күн бұрын
Boys roda kunyatso nzvisisa iri 😂😂😂😂😂😂😂
@EmelyZvimbi-s4b
@EmelyZvimbi-s4b Күн бұрын
Tytie ,talk of the town
@wendytarusenga8694
@wendytarusenga8694 Күн бұрын
Yesaya aita bag
@wendytarusenga8694
@wendytarusenga8694 Күн бұрын
Haaaaa zvamanje manje kudhara ikoko tytie arikurira irikuita kubvira moto
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Күн бұрын
Uchiurayirei vanhu iwewe pachako utori muroyi pauri ipapo
@njabulobhebhe7145
@njabulobhebhe7145 Күн бұрын
Zigo na Spacks problem banu banobastira banodura chokwati zwisingaite. Tokumbira basataro please
@Chiherachashe2909
@Chiherachashe2909 Күн бұрын
Akati akuda mwana here
@lerossybae
@lerossybae 2 күн бұрын
Ah hooo akatotaura srs hre or zvaive zvecontent zviya pavaiti nhumbu yabva chii chii
@enitatrust6933
@enitatrust6933 Күн бұрын
Uummm ngozi chero ukaiturika inongozobuda
@christinemangwiro
@christinemangwiro Күн бұрын
Haaa Zimba soo kwezvemazita ndozvinei?Kana Ivo ana Tytie vachidawo rubatsiro hanty vanodzifambira wega ko zvekuzoda kutaura mazita evanhu chiinhai ndocontent yacho here?
@ChrianaMatope
@ChrianaMatope Күн бұрын
Ini musanyepere vanhu kuda kudyira vanhu mari ngonzi inoripwa
@InnocentMarowa-q6l
@InnocentMarowa-q6l Күн бұрын
Kudenga Kure sure umm ndatya nazvo
@InnocentMarowa-q6l
@InnocentMarowa-q6l Күн бұрын
Kuuraya mnhu kunge huku nhy vamutongi amutyiwo
@MollenMutanga
@MollenMutanga Күн бұрын
Kudenga kure hakuna anoramba
@priscachiripanyanga2024
@priscachiripanyanga2024 Күн бұрын
Pakuzotaura zita remunhu apo ummm mistake hombe ...Yes munogona kunge muchiuchika but why you masarudza zita iroro
@tinakasiyandima3842
@tinakasiyandima3842 Күн бұрын
asi akakuudzai kuti arikuda mwana muri mipengo imi
@emmamariyanadzo6259
@emmamariyanadzo6259 Күн бұрын
Ini ndazvishaya kuti chii chaizvo chaizvo
@jerinaChikwiri-m2b
@jerinaChikwiri-m2b Күн бұрын
Ko enyu matambudziko mapedza here makutsvaga vane matambudziko avo zvekudaro
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e Күн бұрын
Handiterere zvevanotaura kuuraya vanhu nonsense
@nyaradzohungwe8664
@nyaradzohungwe8664 Күн бұрын
Ko nanga nanga nevafundisi vedu matii zvidiii
@mutututswablessed439
@mutututswablessed439 Күн бұрын
Anobhadharisa 200us imbavha iyo
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Күн бұрын
Ndana tsikamutanda avo kufanana newe chi hat chemurarara uya.
@EnerestGarande-kc8op
@EnerestGarande-kc8op Күн бұрын
Hamuna nyaya
@EricaTobias-tw1wp
@EricaTobias-tw1wp Күн бұрын
Gucci yachipa pa Zimbabwe
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Күн бұрын
Yeku Down town kuna Charter rd
@MarthaMakonoD-bh1lh
@MarthaMakonoD-bh1lh Күн бұрын
Vakati havasati vakuda mwana
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Күн бұрын
Kubatana kwakanaka vakomana big up😊😊
@djsparkszw
@djsparkszw Күн бұрын
Thanks bro
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 Күн бұрын
@djsparkszw you are welcome dear
@ShirleyChingore-g3k
@ShirleyChingore-g3k Күн бұрын
​@@djsparkszwko ngozi yebenzi haichadzoki here djbspaks
@RaphaelThanguli
@RaphaelThanguli Күн бұрын
😂😂😂 what is the meaning of this? So makutera ma issue e vanhu futi...
@patsongondo4706
@patsongondo4706 Күн бұрын
Tumadhiri twemupaka paka
@bosslassy4299
@bosslassy4299 Күн бұрын
matanga kutsvaga mari
@laytonmananga2784
@laytonmananga2784 Күн бұрын
Sari rinochekwa
@mtapemutape4047
@mtapemutape4047 Күн бұрын
Dj idofo
@sylviachigona
@sylviachigona Күн бұрын
Yohweeee
@ephraimmurukai9915
@ephraimmurukai9915 Күн бұрын
Munoburitsa boys dzenyu dze fake that's why makarasika ,itai zvinoita SLYmedia shasha dze real news.Munodii kuvaigira vanhu vanematambudziko voitaka kwete sasi. I don't trust your channel
@lerossybae
@lerossybae 2 күн бұрын
Asi Tytie wacho ati mwana ari kuramba hre first pamwe ndini ndakasara akataura hake🤷‍♀️
@djsparkszw
@djsparkszw 2 күн бұрын
Akataura wani
@djsparkszw
@djsparkszw 2 күн бұрын
Akataura wani
@abrahima4135
@abrahima4135 Күн бұрын
Yaimbova ngochani so haangangoiti mwana iye akamboita zvemisuri
@lerossybae
@lerossybae Күн бұрын
@djsparkszw ohk thought yaive content
@lerossybae
@lerossybae Күн бұрын
@abrahima4135 kkkkkkk ende ft kha uhm ini ndabudira hangu kkkk
@WesleyAlexuser-sp9vs8oz7b
@WesleyAlexuser-sp9vs8oz7b Күн бұрын
Dj madiii
@ConstanceChihwiza
@ConstanceChihwiza Күн бұрын
Munobhadharisa here tipeiwo number dzenyu
@wendytarusenga8694
@wendytarusenga8694 Күн бұрын
200 USA
@emmamariyanadzo6259
@emmamariyanadzo6259 Күн бұрын
Zvotyisa
@PricillaChidhanguro
@PricillaChidhanguro Күн бұрын
Zvotyisa
Random Emoji Beatbox Challenge #beatbox #tiktok
00:47
BeatboxJCOP
Рет қаралды 65 МЛН
Mai Tt  - Vasikana Vanegumi ft. Mathias Mhere (Official Music Video)
6:37
HAANA CHINHU
5:31
Comic Elder
Рет қаралды 509
Who is Tytie? My whole journey kusvika pandakazoroora
39:24