Claim-Akaburitsa munhu mujeri nhasi otambwa nyowani, Munda, mari, kutsotswa

  Рет қаралды 6,764

Manass chibanda

Manass chibanda

Күн бұрын

Пікірлер: 72
@lyfechiwa
@lyfechiwa 2 күн бұрын
Mambo Ava hey ndaiona kunge vane Wisdom bt haaa I realise latter kuti mambo ava vakafanana na mambo Makoni ….
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 2 күн бұрын
Handisati ndapedza kunzwa nyaya but mambo mhata yamai wenyu
@DarlingtonMutasa
@DarlingtonMutasa Күн бұрын
Iri idare rema conman mambo wacho ndiye leader wematsotsi
@MaryManyunga
@MaryManyunga 2 күн бұрын
Mambo tongai zvakanaka nyaya iyi daidzai elvis namai wake wauye mudare chete
@silvarnosmwoyofiri
@silvarnosmwoyofiri Күн бұрын
Inga ndopayasiirwa wani asi vatadzei
@JaneShonhiwa
@JaneShonhiwa 2 күн бұрын
Ndsvitsireiwo kt mambo ava vakadhakwa sa chief marange ,makoni na ngezi hamugoni kutonga ,ko sei mai vaElvis vasna kuuya na Elvis vacho
@silvarnosmwoyofiri
@silvarnosmwoyofiri Күн бұрын
kkkk saka mambo vadhakwei nhai ivo vati tinoda vanhu ivavo next court
@AnnaniasNyoni-u1h
@AnnaniasNyoni-u1h 2 күн бұрын
Hamungatongi nyaya pasina Admier namai vake
@enigma22336
@enigma22336 Күн бұрын
Useless court. The man testified kuti presiding sabhuku panyaya iyi is late. This is a family of criminals varikutorarama nekupa vachitora , mambo wavo ovatsigira kuti ihomwe dzinobvinza
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 2 күн бұрын
Mambo maita bias mbidyana
@munyikwatapiwa2305
@munyikwatapiwa2305 Күн бұрын
Dare iri rakafa zvachose..
@tabethmukombe
@tabethmukombe Күн бұрын
Chibannda utipe nyaya dzine ma chief anogona kutonga kwete ava ngavadzidzewo kuna chief Mutasa
@RosemaryFombe
@RosemaryFombe Күн бұрын
Tsitsi dzinotsitsirira 😢😢
@MemoryMudare
@MemoryMudare 2 күн бұрын
Mai nemwana ngavauye nyaya itaurike
@SekaiMhlanga-t3c
@SekaiMhlanga-t3c Күн бұрын
Elvis na Maivake ngavadanwe vazvtaurire mambo hamugoni kutonga
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Күн бұрын
Ko Elvis wacho uripiko,uyo munin'ina waElvis itsotsi ibhinya iro zibenzi,and sabhuku akungoramba zvose zvose nezvaakaudzwa. Deedzai Elvis namai vake
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Күн бұрын
Asi Elvis wacho akafa here.Kana ariko madiiko kuuya naye mudare azvitaurira zvakaitika
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 Сағат бұрын
Erovisi ngaadzosere mnhu mari yake 700$ mari svinu iyi , mambo tongai nyaya zvakanaka. Elvis naamai vake ndiwo varidzi vemhosva.
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 Күн бұрын
Hutsinye..vatsvakire nyuchi hutsotsi hunopera uhu
@ROGUE406
@ROGUE406 2 күн бұрын
The court wasted too much time delving into a case pasina some of the defendants. They should just have postponed the case pavaona kuti Elvis and his mom are not present.
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 2 күн бұрын
Haasi iye Elvis Salakata he ere😂😂😂😂😂
@SimbaChekani
@SimbaChekani Күн бұрын
Mambo hamugoni kutonga duzvi remunhu. Mai va Elvis na Elvis vaifanira kuuya mudare
@abrahamnyawanhu3218
@abrahamnyawanhu3218 Күн бұрын
Saka nyakusungwa akabuda haana kupuhwa munda wake nemhuri here, saka mambo madii kuti vapuhwe munda wanyakusungwa. Musadaro mambo muri munhu mukuru
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 күн бұрын
Saka vanhu vachizoroyana mumamisha
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 2 күн бұрын
Elvis ngaauye kudare vana mhata
@wondermawisire
@wondermawisire Күн бұрын
Mambo munopenga regai henyu kubidisa nyaya yenyu pamhepo.
@royalhustler2975
@royalhustler2975 3 сағат бұрын
Mambo munoda rumamiso
@NdazhaNdazha
@NdazhaNdazha 3 сағат бұрын
Munhu ahatende akabatsirwa asi nhasi apandukirwa kuchiweshe kwakuneta kutenga nzvimbo mazuvano huori stand inotengeswa ka20
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 күн бұрын
Utsinye chiiikoo
@tabethmukombe
@tabethmukombe Күн бұрын
Paita problem mai nemwana havapo
@AmeliaKennedyMashava
@AmeliaKennedyMashava 2 күн бұрын
Wakamama.wakapa munhu kuti abude mujeri.mwari anesimba.
@cleofay9346
@cleofay9346 2 күн бұрын
Ndosaka musingabatsirwe vanhu mune hutsinye sterek.hamubatsirike
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 Күн бұрын
Hezvo ko hanty zvaive pamutemo akatedzei murume uyu
@cleofay9346
@cleofay9346 Күн бұрын
@eniakaduwe3554 nhy hako iwe aah vanhu vozotanga kumuka vari panze vozotanga kuti vanhu vakashata
@donaldmapfumo1973
@donaldmapfumo1973 Күн бұрын
Sabhuku is conflicted
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Күн бұрын
How do u feel kuvakisa Zvitina zveumwe munhu zvawaputsa imba yeumwe munhu. Umoenjoyer sey imba yacho madoors and doorframes asiri ako. Ndirini mkadzi wacho will force my husband to return those things. Munin'ina waelvis waiitei Botswana iwe waitadza kutenga zvitina nebuilding material yako. Huamboigari Zvakanaka munhu achichema material yake. Mambo vanorasikawo ava
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira Күн бұрын
Mambo summon mai Elvis and Elvis before you make a conclusion. Mhuri yekwa Gweshe munga ngware zvenyu asi mangwana muchachema . Imi makabirwa mukavharwa mari fambirai vanhu vakaure
@wondermawisire
@wondermawisire Күн бұрын
Irigwereveshe mambo
@JudithMaregana
@JudithMaregana 2 күн бұрын
Wakatonyura murume!
@BeverlyJongondi
@BeverlyJongondi 4 сағат бұрын
Vakabvuma nokuti pane exchange yeland
@YeukaiAkino
@YeukaiAkino 2 күн бұрын
Tsvaga Uroi iwe piwa zvnhu zvko siyanai nkuwaka mumusha wembavha mhondi idzo
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm Күн бұрын
Mambo mukutaura you very wise bt judgement inokuvharai,land inokwanisa kutengeswa kana vanhu vaine dambudziko mumusha cz havana chimwe chingatengeseka.Uye kana munhu akaaisa pamari pajumbo rehuku sekutaura kwako yorova nokuti ndaisa panzvimbo iri wrong here ,wagadzirisa chii saMambo ipapa murwisanisa vanhu itai fair judgement,you have to aprove that guy kuti agare zvine rusununguko or they must give him his money back and compansate him for all loses with immediate effect so that he can move on nelife.Zivai nyaya tsotsi rinotongwa wani dont say conny man riri munzvimbo makoka.
@mimmssamuriwo5958
@mimmssamuriwo5958 Күн бұрын
Report the matter to the police asungwe futi Elvis wacho
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi Күн бұрын
I knew when it started kuti Chief uyu will never handle this case wisely
@rascocky6366
@rascocky6366 14 сағат бұрын
Ko imba ya Admire inonzi ine ma doors, windows (frames) akatorwa paimba yakaparadzwa,padii kenda mapurisa amambo kuti vaone kuti ndizvo here? Uyezve nezvidhinha zvacho. At the very least the guy must be compensated or give Elvis' land!!
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Күн бұрын
Yes; vehukama hwake havadi maRapists pakati pavo. Iwe sei wakavona zvakanaka kuti abude mujeri iye akaita zve Rape case.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Күн бұрын
Kanake (munhangari) uyo anenge ane nhema dzaari kuwanza munyaya yake. Ingaitirwa zvose zvataurwa apo agotadza kumhangara shuwa?
@CharlesSithole-p2h
@CharlesSithole-p2h Күн бұрын
Yaa is too hard
@LeadmoreMaphosa-k1h
@LeadmoreMaphosa-k1h Күн бұрын
Muudze mambo vambonoteerera mamwe matare kwaMutasa kana kwaNyamaropa vadzidze kutonga
@lookout1234
@lookout1234 15 сағат бұрын
Soryyi hama dzangu regai timboti mhata yamambo
@divinegaramukanwa5293
@divinegaramukanwa5293 Күн бұрын
Mambo muri slow
@mazviitaappleton1123
@mazviitaappleton1123 Күн бұрын
I agree kuti mai Elvis and her son should have been called. Asi mukuzungaira kwamambo ikoko zvatsira kuti uyu murume asatongwe zvakanaka which he deserves. ko handiti iye akaitawo kuti Elvis apunyutswe munyaya ye rape.
@reggaebeatz
@reggaebeatz 39 минут бұрын
Why adjourn this case, current sabhuku was approached by the two witnesses and the complaint. He must have agreed with them then because if he didn’t agree he would have summoned a meeting with his people to clarify this matter. In my view, mambo should have taken the word of sabhuku who was informed and did not raise an objection. The complaint said these Gweshe people failed to help one of their , but now the are all claiming that they are from the same grandfather this and that , matsotsi avo.
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 2 күн бұрын
Shamwari chingoti zvakanakai mambo kutonga kwenyu kwakarurama,then wotuma vanhu kunopisa zvese.vakavaka futi wopisazve
@marymutizwa1771
@marymutizwa1771 Күн бұрын
Mambo you are biased tongai nyaya sezvairi
@cleofay9346
@cleofay9346 2 күн бұрын
Tsitsi dzinotsitsirira veduwee sorry hama asi yaida Eruvhisi namai vake varipo
@revesayimutede3722
@revesayimutede3722 Күн бұрын
Ndimambo verudziiko vari so biased like that?? Hazvina kunaka. Mwari nd😂wemunhu wese
@SimbaMpambavachiki
@SimbaMpambavachiki Күн бұрын
Elvis must be arrested again
@bishop4294
@bishop4294 Күн бұрын
The truth is you took advantage of this family's desperation and bargained with an old lady without land ownership for 700 Dollars and lost, after all the guy was in for rape why would you want to bail out an alleged rapist or rapist. Poor judgement on your part papa. Why did you not open a police case for the stolen bricks, and wazviona ka kuti history yeland shows this family has a habit of selling and grabbing back their land by ginya iwe wopinda mumukanwa megarwe your loss my brother and better cut your losses asap and move on. To be frank they must compensate this man and expose this land Mafia family newekuBotswana especially hazvishamisi anemhoswa kuBotswana, kunyepera kusaziva ariye nyakupaza nekuba building material. Ufabvume kunzi continue kuvaka futi ramba this time unobirwa pakuru.
@Nunec
@Nunec 2 күн бұрын
Makanzwa butter 700 yechioko muhomwe kumapurisa, rape is a very serious case. Hameno ikoko
@mathewmukosera9136
@mathewmukosera9136 Күн бұрын
sabhuku vari kutya kutaura chokwadi asi vanoziva. kana vanhu vakambosvika kwavari vachinzi ngavapedzese kuvaka it means musha ndewavo. havangafemberi zvose zvavari kuaura zvemumusha wavasinga zive
@glorymarume2966
@glorymarume2966 Күн бұрын
Lack of knowledge
@cheromunosunama1528
@cheromunosunama1528 Күн бұрын
Whatever judgment ichapiwa this man deserve kuvharwa mari taneta nevanhu vanobatsir mnhu aita rape dzke itsitsi dzenyu kubatsira mnhu asiiwa nehama dzake dai ariye akabatirwa mwana aibvisa 700us to help a rapists
@JuniorBanda-h2g
@JuniorBanda-h2g Күн бұрын
Kubuditsa munhu mujeri for rape dayi arimwana wenyu or hama yenyu yakarapwa maintains sei kumwe kurangwa nedenga
@proleathersupply
@proleathersupply 2 күн бұрын
I quote unfortunately
@manasschibanda
@manasschibanda 2 күн бұрын
Thanks for watching👀
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 2 күн бұрын
Munhu abatwa nemhosva ye rape maimubatsirireiko kubuda mujeri , aka repwa wacho anonzwa sei kuti makaburitsa munhu anemhosva saka makazonyudzwavo
@ROGUE406
@ROGUE406 2 күн бұрын
It was probably bail - otherwise the complainant would have brought the case back to police
@tapiwachimbangiza9379
@tapiwachimbangiza9379 2 күн бұрын
Yaaa kubatsira munhu anobata chibharo vamama
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 2 күн бұрын
Bob Makaza😂
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa Күн бұрын
@@tapiwachimbangiza9379 🤣🤣🤣🤣
PIZZA or CHICKEN // Left or Right Challenge
00:18
Hungry FAM
Рет қаралды 16 МЛН
Motorbike Smashes Into Porsche! 😱
00:15
Caters Clips
Рет қаралды 23 МЛН
У вас там какие таланты ?😂
00:19
Карина Хафизова
Рет қаралды 27 МЛН
МЕНЯ УКУСИЛ ПАУК #shorts
00:23
Паша Осадчий
Рет қаралды 3,6 МЛН
Murume Anevakadzi 7 Asungiswa nemukadzi  mukuru Chief  Saurombe
1:12:24
Assista na íntegra o Cidade Alerta  16/11/2024
MIRAMAR
Рет қаралды 492
Mukwasha Akabata vatezvara kung'anga  Dare Ra Chief Saurombe
34:15
TICHKACH MTV
Рет қаралды 3,1 М.
Mai Tt  - Vasikana Vanegumi ft. Mathias Mhere (Official Music Video)
6:37
Episode 69 Sranan San E Psa (13-11-2024)
38:46
Orange Media TV & Radio
Рет қаралды 1,3 М.
PIZZA or CHICKEN // Left or Right Challenge
00:18
Hungry FAM
Рет қаралды 16 МЛН