Mukasanyora pakati NHIMBE apo mati hatiizive hre wani pakona apo makanyora ft wani haa😢
@mikemuko457722 күн бұрын
Why is it that Chief Makoni will always benefit pese panoripiswa vanhu. Apa vanopihwa mombe yeyi. I.ve been following matare avo pese panoripwa mombe ivo vanotopihwawo yavo. Kudzidza hakupere. Enlighten us kwaChief Mutasa hakuna zvakadai havatorere vanhu mombe dzavo
@mulnykays438621 күн бұрын
yekuti wakasvibisa nyika yavo ndohumambo wavo
@VictorKambeni-bd6uz23 күн бұрын
Hazi mboro yako nemuromo wako zvakutorera mombe kkkkk
@Myprinceof23 күн бұрын
Kuramba nyaya inongori pachena here iyo unogoti ok Dea wangu kumukadzi wemunhu pakudiiii even ukutova ne number dzemukadzi wemunhu imhosva unodziii iye asiri hama yako
@tafadzwakamuruko586622 күн бұрын
😂😂😂poto yairohwa mugomo
@percychuma842423 күн бұрын
Ko idzo dzinongovhunzavo midhudhudhu hanz zvadii. Ko kunyarara kana usina chekuvhunza😂
@brightbefa910223 күн бұрын
Muri kutamba sei pa Virosi apo
@emmahmaringa980123 күн бұрын
Chihure ibasa ko vashayawo vekure here kudanana pakugarisana
@user-fz9ww9vm8c23 күн бұрын
😂😂😂😂😂 mambo
@FanazDema23 күн бұрын
Iwe usadheerera murume uyu aunotora vakadzi vevahu iwe uri mhata unoda runyoka Dai wakaitira ini Waimama namhai nhosvo kudao
@stanleymadanha570823 күн бұрын
Munhu rume paanotangira kunyeba ndopaanoti ini hangu kutaura chokwadi
@user-ij2ll8st3x22 күн бұрын
Garazviya pfuma yemurume inoparadzwa nei ?
@tmatz646719 күн бұрын
NeChinhu chake (Mboro)
@Myprinceof23 күн бұрын
Uwone kutoti ndoda kutaura chokwadi wobva wataura manyepo murume mukuru kusaitonyara kkkkkkkkk zvimombe zviTatu zvazvakabata danga zvese gone in a blink of an eye ...... Apa unenge uchitosiya mukadzi mumba .......😂😂😂😂😂 Mambo makoni vanogara vachitaura kut pfuma inoparadzwa ne🍆&muromo wako kana ukasazvingwarira