PROPHET IN MUFAKOSI PROPHET M TIKI VIDEO ARI KUMAKUVA ACHIMUTSA MUKADZI AKURAIWA NEMUSHONGA

  Рет қаралды 19,681

Dj Sparks Zw

Dj Sparks Zw

Күн бұрын

Пікірлер: 238
@djsparkszw
@djsparkszw 7 ай бұрын
Guys for you to understand this Prophet better tanga waona this part one video kzbin.info/www/bejne/rpuTZWRngJp8Z8U
@agnesphore931
@agnesphore931 7 ай бұрын
Prophet ngavangoita basa rake prophet havazive chivanhu baba ava vaive right zvinhu zvemai zvinoendeswa kumusha kwavo nekuti zvikasiiwa mumusha musiri mavo ingozi kuvana mangwana
@NolleenLilian
@NolleenLilian 7 ай бұрын
Heyi mapaster plz musatiitire mashura imi aaaah ndimi makutoromba imi haiwawo
@SusanaMairosi
@SusanaMairosi 7 ай бұрын
Nyoka ndeyake iye prophet uyo bcz zvemaporofita zvenyu izvi hameno
@gotozanyasha7884
@gotozanyasha7884 7 ай бұрын
Hauna wisdom mufana, batsira vanhu zvenharo kana kuwanza nyaya.
@JoeNyamuzhanje
@JoeNyamuzhanje 7 ай бұрын
Kamuface aka Dj Sparks kanoda kurohwa kanopesanisa mhuri dzevanhu 😮
@rumbi6789
@rumbi6789 7 ай бұрын
Maprophita enyu aya achakurombesai siyanai nazvo zvema profita enhema
@mrb7507
@mrb7507 7 ай бұрын
Mupfanha haana respect uyo. Ngaaremekedze vanhu vakuru.
@nyashachiguvare4609
@nyashachiguvare4609 7 ай бұрын
You need to understand the things, ranks of the spirit.
@Annie-kt6oh
@Annie-kt6oh 7 ай бұрын
Vari kushungurudza baba ava prophet vanonyepa
@emerynenohwe
@emerynenohwe 7 ай бұрын
Ndiro dzemuti dzinongoshandiswa kubva kare. Dzaingo pakurirwa chikafu. Uye chino ramba chichi dziya. Prophet wenhema awooo musamanikidze sekuru awo.
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 7 ай бұрын
Usamanikidza baba ava iwe prophet
@chadrequegouveia8017
@chadrequegouveia8017 7 ай бұрын
Handisi kuona problem yemudhara uyu.
@AlfredMathema
@AlfredMathema 7 ай бұрын
Respect yakakosha ...prophet ava vakuita as if vakutaura nevana vavo
@EdmoreMashapa
@EdmoreMashapa 7 ай бұрын
Havana kna hunhu zvavaita izvi hazviitwe nevanhu vachitenderu chechi Christu
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 7 ай бұрын
Ndo mahumbwe chaivo. A lot of people are now having problems because of prophets burning,destroying and discarding of all things traditional. They are getting themselves into dipper trouble because of using prophets. The younger ones should be wiser given the information available today.
@enifarmudirira
@enifarmudirira 7 ай бұрын
Amen amen baba chokwadi ichocho
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 7 ай бұрын
Nxaaaah mmmm kutambisirwa data uku . Sparks wapindwa neiko
@nettykuwodza3776
@nettykuwodza3776 7 ай бұрын
Hama dzababa avo vabatsireiwo veduwe varikuitiswa nekamwana ako karikunzi prophet. Ngavasiyane nazvo baba avò. Ko kumakuvake varikunodii ummmmm imika
@bougieboy7076
@bougieboy7076 7 ай бұрын
Hari ne bakatwa and jira hazvina mhosva nevanhu
@AnnahNcube-vx5bu
@AnnahNcube-vx5bu 7 ай бұрын
Veduwe ka kuchikunamata Mwari hr uku Mwari tibatsireii
@florencemadzinga8281
@florencemadzinga8281 7 ай бұрын
Iwewe dj ita mushe usangoti ukapihwa mari bhooo
@DorcasJambwa-z8w
@DorcasJambwa-z8w 7 ай бұрын
Siya vabereki vevanhu iwe
@DJImaanmutondo7560
@DJImaanmutondo7560 7 ай бұрын
Kungwavhangwavha video 😂😂😂😂heyi Sparks
@JudithMutangadura
@JudithMutangadura 7 ай бұрын
Vamuwanepi my prophet uyu kutamba nepfungwa dzevanhu nyoka ndeyake yavachaona
@shirleychinyama8300
@shirleychinyama8300 7 ай бұрын
Vana vadiki musanyepera vabereki muchiti muri vaprofita . Fear God .He's the only one who can reveal the truth. If you're a prophet uri kuvabvunzirei and forcing them to agree with you. You should know pane zvinhu zvacho.Itya Mwari.
@Portia639
@Portia639 5 ай бұрын
Kkkk true
@florencendebele4598
@florencendebele4598 7 ай бұрын
what is that Oil🙌
@alicemandowa1601
@alicemandowa1601 7 ай бұрын
Eheka Saka maidazvipihwe aniko iriyo hama yavo imi muporofita imi kwanai zvinhu zvemufi kuhama dzakezve
@TafadzwaSipurayi
@TafadzwaSipurayi 7 ай бұрын
Aiwa zvekusvika pakuti baba vapiwe ndiro vakadzi varipo hr iwee vaizivana
@KasinaKasina-w4g
@KasinaKasina-w4g 7 ай бұрын
Prophet long ago vanhu vkuru vedu vaidyira chikafu mundiro dzemuti
@norestparuzere1409
@norestparuzere1409 7 ай бұрын
Inhema idzikuitwa apa
@AnnasetapatienceTakawira
@AnnasetapatienceTakawira 7 ай бұрын
Baba tokudai motigonera isu matestimony tinawo isu baba avo vakuramba zvavanoziva bt kumufakose vakabvuma wani
@nyashachristabelmapfungautsi
@nyashachristabelmapfungautsi 7 ай бұрын
Taurai henyu vakatobvuma pachena
@florencemadzinga8281
@florencemadzinga8281 7 ай бұрын
Iyeyu akatoromba kumoza muporofita iyeyu
@TafadzwaSipurayi
@TafadzwaSipurayi 7 ай бұрын
Kuramba zvavanoziva,
@crispenrakafa6255
@crispenrakafa6255 7 ай бұрын
Indava uchisaiza chivanhu chedu nhaiwe b4 bible tairarama sei sevanhu ?
@MoreblessingDenhere-bi2ti
@MoreblessingDenhere-bi2ti 7 ай бұрын
Ngwarirai vanhu ava, munenge muchiitiswa, kkkkkkkkk zvivaporofita zvenhema izvo
@NigelJohnson-r7s
@NigelJohnson-r7s 7 ай бұрын
Ngangonanga kusolution mugenya uyo chinonzi prophecy kupa solution kuvanhu voponeswa chete chete kwete ngano dzese idzo hallelujah
@wisdommatande1412
@wisdommatande1412 7 ай бұрын
Ko chivanhu chakaipa here imiweee kaaaa zvinhu zvausina zivo yakakwana nazvo better kusiyana nazvo
@SeleYusuf
@SeleYusuf 7 ай бұрын
Mhata yako prophet hauna chaunoziva iwe
@apostolesofmuchinjikwa9882
@apostolesofmuchinjikwa9882 7 ай бұрын
zvinhu zvehanzvadzi hazvipiwe vana zvinopihwa hama dzake , baba ndohama yasisi vavo , there prophet mapotsa
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 7 ай бұрын
This boy ngatiitire mushe. Kudzungaidza vanhu vakuru nezvisina basa. Inga zvakaoma, hanzi totaura mota, dzimba dzakanaka panzvimbo ino, tichadya zvatonoda.
@swceshhar4942
@swceshhar4942 7 ай бұрын
Idofo iro false prophet .Kuda kunyangadza musha we Mfakose.That snake ndeyako unogara nayo kuvhara vanhu zvinhu zvavo.Namata kwete kuromba prophet Tiki.
@swceshhar4942
@swceshhar4942 7 ай бұрын
God forgive you,kurwa ndekwa Mwari.Hakuna anesimba rekuregerera ityai Mwari musiki wezvose hakuna munhu ane munhu wake.1 Timothy 6 v 3 to 10
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 7 ай бұрын
Itai ma project zvose izvi zvinopera zvemaporifita enhema
@TracyMutembedzi-v6z
@TracyMutembedzi-v6z 7 ай бұрын
Uri imbwa iweeeeeeee prophet 🙄
@EnockShoko
@EnockShoko 7 ай бұрын
Apo D J spaks hapana nhau apo Muporofit arikumanikidzira baba avo
@Trabablas
@Trabablas 7 ай бұрын
Munhu anoona chaiye haaswereri kunetsana nababa avo ...anongobata chete zvinhu zvake
@Winnetnyashachinyadza
@Winnetnyashachinyadza 7 ай бұрын
Prophet itai basa sekuru wakaita zvakanaka nekuti wazukuru waizinetseka nemidziyo ya Amai.prophet uuuuum suspect.
@StevesBhebhe-y2g
@StevesBhebhe-y2g 7 ай бұрын
So vanhu vano pusiswa nembavha idzi chopenga chimuporofita icho chigure hasi munhu wamwari uyo
@spearstv9890
@spearstv9890 7 ай бұрын
Hapana zviporofita ini ndinorowa zvakadayi izvi
@Trabablas
@Trabablas 7 ай бұрын
Tumaprophet twekumurmur utwu nxaaaaa
@TakudzwaNhongo-gz4qh
@TakudzwaNhongo-gz4qh 7 ай бұрын
Musatambe namwari Prophet
@RuthMupfugami
@RuthMupfugami 7 ай бұрын
Hapana zva prophet apa imika kudenga kure uko
@it3788
@it3788 7 ай бұрын
Mukushaya mabasa pliz matsotsienyuaye ka zanu pf maukuregerera nyika
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 7 ай бұрын
Unonyepesa mfana uyo 😂😂😂
@SimbarasheTafirenyika
@SimbarasheTafirenyika 7 ай бұрын
Prophet asina respect,uyu ndomamisa straight away haana kukwana
@mathiusmagwiroto3489
@mathiusmagwiroto3489 7 ай бұрын
Blaz anonyeba uyo haana chiporofiti chaanacho uyo ngaasatambudze mudhara uyo
@SekaiMagura79
@SekaiMagura79 7 ай бұрын
Mahumbwe chaiwo ngavasadaro baba vevanhu aaaa
@nettykuwodza3776
@nettykuwodza3776 7 ай бұрын
Vanhu varikutamba avo. Vachenjere kutorasika zvachose maprophet edu ayaka, hameno
@TanakaKunaka-kj2fk
@TanakaKunaka-kj2fk 7 ай бұрын
Uyo haporofite Uyo haumanikidze munhu kuti abvume baba avo vari right pa chivanhu chavo
@FidelisKunaka
@FidelisKunaka 7 ай бұрын
Prophet Miracle Paul makupa vanhu pressure varikufunga kuti zvirinyore😂😂😂
@JusticeNhura
@JusticeNhura 7 ай бұрын
Hakuna zvakadaro pakunamata,haasi prophet in'anga chaiyo. Kushaya zivo kunoita kuti vanhu vangoteere zvese zvese.
@angelamutasa9051
@angelamutasa9051 7 ай бұрын
Ako kamuporofita kenyu ako ngakakwane , hapana zvinozikwana
@PrettyManyame
@PrettyManyame 7 ай бұрын
Hakuna nyika ikushungurudza Mwari seZimbabwe
@MargaretNdlovu-gt4wu
@MargaretNdlovu-gt4wu 7 ай бұрын
Chokwadi 😂😂😂
@wadzanaichanga9813
@wadzanaichanga9813 7 ай бұрын
Kkkk aruporotita ere or arubvunza😊
@CatherineGwapedza-cd2pv
@CatherineGwapedza-cd2pv 4 ай бұрын
😂😂😂😂 sparks ka , uyo muporofita uyo ngaasatamba nezita Mwari uyo. Taakuvaziva vanhu vemhando iyo. Matsotsi ayo. Mudhara haana kana mhosva uyo
@royalfacty
@royalfacty 7 ай бұрын
Prophet ngavangonhonga tsono vega kwete kuvhunzavhunza
@TinashemarshallMadanyika
@TinashemarshallMadanyika 7 ай бұрын
Prophet waita mwana panyaya dzechivanhu plus prophet hautaure nevanhu vakuru uchiita kunge urikutaura nemwana wako hauna zvaunoziva nenyaya dzechivanhu
@chiposhoko8563
@chiposhoko8563 7 ай бұрын
Kana zvichinzi mukadzi akafa zvinhu zvoendq kuhamadzake handiti hama dzake ndohazvanzi dzake here uyo muporofita haana chaanoziva sekuru vakatambira zvinhu zvehazvanzi zvavo and ndohama yavo
@getrude-dw5ee
@getrude-dw5ee 7 ай бұрын
Vanhu ityayi Mwari ,mugokudza vanhu vakuru
@TinotendaMushonga-lg8fg
@TinotendaMushonga-lg8fg 7 ай бұрын
Prophet uyu ane pride zvinhu izvi zvakazara mumisha umu 😂😂😂😂😂 iye atonayo ndiro iyo
@amarrahzinyemba8583
@amarrahzinyemba8583 7 ай бұрын
Im a Pastor based in Madagascar and a Zimbabwean .their is nothing like that .Yu see their is a big diffarence btwn This boy and Prophet Miracle Paul .this boy is a scammer copying from somebody .the Holyghost is not of tommorrow.
@njabulobhebhe7145
@njabulobhebhe7145 7 ай бұрын
We are waiting for results good for this family
@tondematizhadadytond5591
@tondematizhadadytond5591 7 ай бұрын
Anonyepa prophet uyo
@martinresipenuro7997
@martinresipenuro7997 7 ай бұрын
Ndomaporofita enhema ayo
@EverMudungwe
@EverMudungwe 7 ай бұрын
Saka akazomuka akafamba here vanhu regai kubvuma kupudiswa nevhanhu ava vanozviti ma prophet/mapostori varikutsvaga kuzadzikisa zvavakanzi ne n'anga dzavo
@PascalMakwarimba
@PascalMakwarimba 7 ай бұрын
Mwari vuyai mutibatsire
@shumbachikara784
@shumbachikara784 7 ай бұрын
Mukaramba mongosvora chivanhu takuti chikuratidzei hukoshi hwazvo
@shilmashava6349
@shilmashava6349 7 ай бұрын
Saka chivanhu chinoreva kuroya here ? Chivanhu nekuromba zvinhu zviviri zvakasiyana. Kana hanzvadzi yavo yaive nechivanhu chakachena zvinoreva kuti zvaaishandisa zvinodzokera kumusha kwake muporofita uyo ngaazive kuti kuromba kwakasiyana nechikaranga chedu nyoka iyoyo inogona iri ya prophet vachida ku believisa vanhu.maporofita arikuparira vanhu mhosva mumamisha umu chokwadi ivai ne respect nevabereki hama vanhu ngavasiyane nekuromba purizi
@Yohjoolf
@Yohjoolf 7 ай бұрын
Pasina Jesus**huroyi,I satanism
@wisdommatande1412
@wisdommatande1412 7 ай бұрын
Haaa nhai nhai vanhu takunzwisisa chivanhu chedu asi still kuChurch vachiri kuda kuparadza vanhu nenhema
@purplev-ut6cq
@purplev-ut6cq 7 ай бұрын
Chokwdi ini hngu handis kumu believer ini munhu wavo uyu
@TradingForexwithCosme
@TradingForexwithCosme 7 ай бұрын
Jesu wei naye ipapa ,pamberi nechivanhu chedu ,prophet vari kuda kuvenganisa vanhu ,it's general knowledge kuti sekuru ava kusvika zera ravo iro kune kwavakambopuhwa mushonga ,hapana kana zvaaporofita apa ,another thing in rural areas vanhu hamutadze kuona nyoka pamusha ,kumasango uko ,even in twns vanhu vanogara kuma yard mahombe uko unotosangana nenyoka dzamwari ,
@ShamaineNatashaMutsau
@ShamaineNatashaMutsau 7 ай бұрын
prophet ava hapana chozivikanwa handiti mwanasikana akafa zvinhu zvinodzoka kumusha kwake
@spencermachingauta7549
@spencermachingauta7549 7 ай бұрын
Prophet uyo ngambomira maDrama
@preciousmartin9502
@preciousmartin9502 7 ай бұрын
Kkkkkkk usandione kunonoka ndanga ndichiuya, i miss drewmass media taking us to another level thank you
@FaithMusarurwa-b4y
@FaithMusarurwa-b4y 7 ай бұрын
Saka munhu akachembera available kuroya ,musamanikidze sekuru available kuti vanoroya ,chikristu hachidaro hamheno nemaporofita enyu aya
@vimbaiwutete4895
@vimbaiwutete4895 7 ай бұрын
Imika imi😮
@EileenMaugara
@EileenMaugara 7 ай бұрын
Sekuru ava vakasiyirwa huroyi.nehama dzavo hurombwa vaifamba nehanzvanzi yavo vairoya vese .
@tendaikarubwa4600
@tendaikarubwa4600 7 ай бұрын
Vanhu vese avo kumutsiswa munhu akazorora kare.
@PeterMungani
@PeterMungani 7 ай бұрын
Iwe mupfana iwe siyana nemudhara uyo kukura haisi mhosva
@tendaikarubwa4600
@tendaikarubwa4600 7 ай бұрын
Kanopenga kamuface ako, iye arikuisawo mushonga futi ipapo
@zulexflavalava07
@zulexflavalava07 7 ай бұрын
😂😂😂 Mwari haaa zvakaoma
@TapiwaMaradzika
@TapiwaMaradzika 7 ай бұрын
Prophet vanyanyoita mwana mudiki
@juliasmuguwe1384
@juliasmuguwe1384 7 ай бұрын
Pfutseki unotsurisa
@tchayendepi
@tchayendepi 7 ай бұрын
Mporofita uyu imbavha mwana waSatan,Ari kufoseredza baba Ava Kuti vabvume zvisipo,anorwara uyu muporofita
@mukumbajnr6504
@mukumbajnr6504 7 ай бұрын
Zvinhu izvi murikuzvinzwisisawo here mhuri ye Zimbabwe?
@tendayijeje-yl1wi
@tendayijeje-yl1wi 7 ай бұрын
Prophet problem chaiyo usamanikidze munhu iwe ,mhuri iyi chengerai vanhu venyu ava vamurikuti vanhu vamwari
@SabinaMandeya
@SabinaMandeya 6 ай бұрын
Zvagara pachivanhu pedu munhu akafa anenge ari baba anopihwa ndiro necup zvanga zviri zvemufi. Tumaporofita twemazuvaano tuvana tudiki utwu hatunzwisisike
@maryagneskaingwe6286
@maryagneskaingwe6286 7 ай бұрын
Anonyepa iye tiki uyu imbava it's nomal zwechivanhu get out Tiki
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 7 ай бұрын
Haaaaa maporofita taneta nawo aya.. Zvekunyepa izvo
@vimbainhandara824
@vimbainhandara824 7 ай бұрын
Kare mukadzi paaenda minoroorwa aienda ne chinu chine mafuta paaipa vanhu mvura yekugeza vaizozora mafuta iwayo aive muchinu chinu ichocho chaigara mudiro ye muti so paishaya munhu kadzi zvinhu izvi zvaifanira kudzorerwa kumusha kwaanozwarwa
@Margaret404
@Margaret404 7 ай бұрын
True nehari yakuisira mwura wajekesa .vimbai.
@TinotendaMushonga-lg8fg
@TinotendaMushonga-lg8fg 7 ай бұрын
Sparks vedio like this one nooo akumanikidza munhu kuti abvume uyu kaba wakatumwa unoita kuti zvibude pachena nenyoka yacho iyoyo
@josephbungeni8537
@josephbungeni8537 7 ай бұрын
Ari kungopomera mudhara uyu, iye ngavaite zvaanoona zvaafambira
@wisdommatande1412
@wisdommatande1412 7 ай бұрын
Kuromba nekutenda muchivanhu chedu as Africans kwakatosiyana
@JudithMutangadura
@JudithMutangadura 7 ай бұрын
Prophet vari kuitadza basa avo
@rudairomandingaisa1090
@rudairomandingaisa1090 7 ай бұрын
Baba ava vakatombotaura zvemishonga yavakanotora Mozambique wani ko vakutadza sei
@MoreblessingDenhere-bi2ti
@MoreblessingDenhere-bi2ti 7 ай бұрын
Zvinenge zvakatoromba zvin'anga izvo, nd zvekuti heeee kubvisa zvinhu inhema idzo
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 7 ай бұрын
Ummmm ndashaya dindingira razvo ini
@dalumuzidube4993
@dalumuzidube4993 7 ай бұрын
Muprovita, mwana mudiki haziva chi vanhu chaicho. Mushona here mu profita uyu.
@timothypeneti
@timothypeneti 7 ай бұрын
Pachivanhu chedu kana paita nyaya dzakaita sekuparadzwa kwezvinhu zvakadai, mhuri inotenderwa kunozvipfigira kumapako kwete kupisa.
@RonaldMaseko-lj8bq
@RonaldMaseko-lj8bq 7 ай бұрын
😅😅Usamanikidze Sekuru kuti vabvume tsvimbo isipo...
@mikenyembezi
@mikenyembezi 7 ай бұрын
Hakuna muporotita waJesu anotuma a familiar spirit to go and avenge death.
Гениальное изобретение из обычного стаканчика!
00:31
Лютая физика | Олимпиадная физика
Рет қаралды 4,8 МЛН
MUTOKO......VAVAKIDZANI VANOTI MUFI AKAFA ACHIRWADZIWA MUMOYO
31:48
Drewmas Media
Рет қаралды 22 М.
Mozambique Prophecy | Pastor TF Macheka
2:21
TF Macheka Ministries
Рет қаралды 29 М.
GOGO NYANZVI PAKUKUDZA NHENGO DZECHIRUME
42:20
Drewmas Media
Рет қаралды 73 М.
Flash Malinews du 17 janvier 2025
21:23
MalinewsTV
Рет қаралды 56 М.
MUSAMI FIRE- GOGO VODEEDZA NYOKA YAVO PAZERE VANHU
32:24
Drewmas Media
Рет қаралды 500 М.