Relationship Loyalty Test with KingRyanSkits….. Ma1 aya

  Рет қаралды 14,842

King Ryan Official

King Ryan Official

Күн бұрын

Пікірлер: 66
@elvismawaro4273
@elvismawaro4273 10 ай бұрын
Haa ever since i started watching this channel most people are not faithful to each other😂😂
@caspertarisaisiketa
@caspertarisaisiketa 10 ай бұрын
Ukaona wakutotsvaka something unenge watoona kare kuti hapana chiripo
@nmuchesa
@nmuchesa 10 ай бұрын
Problem tonomhanya kwatisinadiwe ,uchitiza anokuda ,iyeyu atotiza muface aanomuda achimhanyira munhu arikumuitisa,Ziva anokuda .
@hubertwashaya
@hubertwashaya 4 ай бұрын
If everything fine in relationship haufunge loyalty test
@norryg.c6370
@norryg.c6370 10 ай бұрын
akauya kubasa kwako mumamise anenge akujairira
@stallonebyron
@stallonebyron 10 ай бұрын
Its saka toramba takaisa Kimberly iyeye for me😂😂😂
@EmeldaMoyo
@EmeldaMoyo 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂Mukisimusi pfeeeee nestress Zvemjolo izvikaaa
@fungaiinos4136
@fungaiinos4136 10 ай бұрын
big up mi breda lots of potential open your on tv show in future king trust me you are big than this
@faraimawubire978
@faraimawubire978 10 ай бұрын
The way he said Kimberlyyyyy😂
@abbietafirei4355
@abbietafirei4355 10 ай бұрын
Hanzi naChipo hazvide kutamba nemoyo wemunhu
@selinafenjure5025
@selinafenjure5025 10 ай бұрын
Henzi ndirikutoda kufa 😂😂😂😂 zvemujolo izvi 😂😂 muchazvirega
@phillipmutasa
@phillipmutasa 10 ай бұрын
Hanzii ndrikuuya nehondo kubasa kwenyu mdra
@rayfordmandaza
@rayfordmandaza 6 ай бұрын
2years muchingodanana hii musazodero
@natashahweru9479
@natashahweru9479 10 ай бұрын
Mujolo ukatie unonyepai iwee Chrismass imomo pfeeeeeeee😂😂😂😂😂😂😂
@Panashel
@Panashel 10 ай бұрын
muchati sorry kusvika kung Ryan atanga kufona ne buddie 😅😅😅
@RecentMagoche
@RecentMagoche 10 ай бұрын
Hanzi pama promotion tongoisa Kimberly hre😂😂😂
@tafadzwachikweye9461
@tafadzwachikweye9461 10 ай бұрын
Kkkkkk uyu muface uyu so
@MorrisMatarutse
@MorrisMatarutse 10 ай бұрын
Hanzii nachief hwenje paye. Zvemujolo kudii weee. Muchatijoina kumbanje. Anyway sorry my sis. Life goes on
@abigailchiromo317
@abigailchiromo317 10 ай бұрын
Unotamba xmas 🎄 uri mumgumbeze
@kudakwashemuza3397
@kudakwashemuza3397 10 ай бұрын
Kkkkk ivo sisi ava vanogarepiko vanotsomana nemuface wekuBorrowdale......vapfanha avo if u are from ghetto vanokutamba rough vanoda vavo vekunana borrowdale ikoko vajairawo kudya bacon.....sorry henyu sisi kimberly anodiwa heavy.....😂😂😂😂😂 hanzi panga panzi pane promotion vakudhomoka...hanzi tachida kuhwina...hanzi saka paPromotion toisa kimberly here
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 10 ай бұрын
😂😂😂😂 haa sure vanhu vaye vari rough
@lovemoremuganho1309
@lovemoremuganho1309 23 күн бұрын
Ko sei vanhu veHarare muchibatwa naKing Ryan imi muchigara imomo muHarare zvekare uye munoda zvinhu too kumhanyira kupiwa zvemahara siye kuita zvako plus kungofonerwa nwausingazivi bataiwo pfungwa dzemunhu achitanga kufona first 😂😂
@blessingtmadondo1086
@blessingtmadondo1086 10 ай бұрын
Lavender hanzi hausi romantic🤣🤣🤣
@floriannyikadzino
@floriannyikadzino 8 ай бұрын
Botaaa rakadyiwa apa hanzi ndrikuuya kuzokuona kkkkkkkk
@TashingaChitsungo
@TashingaChitsungo 10 ай бұрын
Ndaita wekutanga nhasi❤🎉
@ChristineLaura-k7o
@ChristineLaura-k7o 10 ай бұрын
😂😂😂hanzi nikuuya kuhondo mudhara ukaona babe rofunga hondo nekutoti mufac huya titaurirane munhu anenge akapinda nemoyo amana muchhazvisiya zvemujono nekupinda nemoyo😂😂😂
@andrewkatoma7550
@andrewkatoma7550 9 ай бұрын
Kkkkkk umwe anofa nemjolo
@jerrieychitsinde7871
@jerrieychitsinde7871 8 ай бұрын
Lavender hawdiweee rova psi...hawmo mu vision yemfec😂😂😂😂
@paidamoyompofu4897
@paidamoyompofu4897 10 ай бұрын
Nechaunotsvagira makudo mugomo kisimusi ino🤣💔mazuvano ukangoziva kuti hausi one and be at peace ✌️ with that life yaiome ....ama2k kungori kuchemedzana chete😂💔 sorry Lavendar
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 10 ай бұрын
😂😂😂
@propro9957
@propro9957 10 ай бұрын
It's bibiliking ziyakhala ke manje Kimberly for promotion 😅😂 ibrinjolo le peaches
@mT-nf4jy
@mT-nf4jy 4 ай бұрын
a fan of king ginger lol
@propro9957
@propro9957 4 ай бұрын
@@mT-nf4jy yes njayam Big fan lol wassup my guy
@HunchoPeso26
@HunchoPeso26 7 ай бұрын
Ndanga ndichida kuti tiwhine😂😂😂😂😂😂😂
@ThimboThimbolious
@ThimboThimbolious 10 ай бұрын
Kkk Ari kunzwa kuda kutofa ASI haana kuzofa hake🤣🤣🤣🤣
@floriannyikadzino
@floriannyikadzino 8 ай бұрын
Murudo mutopinda negumbo kana neruoko mukore uno usapinde nemoyo hanzvadzi
@GraceMoyo-m7z
@GraceMoyo-m7z 10 ай бұрын
Uuum😢apa anga achidiwa
@professor_zw141
@professor_zw141 10 ай бұрын
😂😂hanzi ndikuuya kuhondo mdara
@louismapuranga3465
@louismapuranga3465 10 ай бұрын
kwai na kimberly ndakuda kufa 😁😁😁😁😁😁😁😁😁😁😁😁😁😁😁😁😁
@bigmama973
@bigmama973 10 ай бұрын
Kkkk endeangaamutemba mukomana zvorwadza
@GraciaChitepo
@GraciaChitepo 9 ай бұрын
Ryan uri garo ndachema zvangu😂😂andidaire new number fti
@princendanyumwa3913
@princendanyumwa3913 10 ай бұрын
Uuuuu ndabatwa
@adelaidekay5610
@adelaidekay5610 10 ай бұрын
Seiko mjolo kutambisana nekutambiswa
@MutsaMusembwa
@MutsaMusembwa 4 ай бұрын
Ana prince l surrender😂😂
@TheBiG4L-dz7kw
@TheBiG4L-dz7kw 5 ай бұрын
Kim come and see your man 😂
@charlesaugustinemasayire4123
@charlesaugustinemasayire4123 3 ай бұрын
Mubabe arinormal anotewedzera kukuda
@virginiajonas5543
@virginiajonas5543 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂lavender lavender lavenda
@EmaChivaura
@EmaChivaura 8 ай бұрын
Haaaaa prince ngaasadaro😂
@winnetkambarami8038
@winnetkambarami8038 10 ай бұрын
Ku suprizer babe😢
@kennygunda216
@kennygunda216 10 ай бұрын
king ryan the instigator🤣
@goosiebwouy3949
@goosiebwouy3949 10 ай бұрын
Saka atosingle😅
@Theonela-g1d
@Theonela-g1d 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂 mchazvirega henyu
@VitalisMbowe-c2n
@VitalisMbowe-c2n 10 ай бұрын
King manyama fambai naro bhora
@Brandonnchiunyee
@Brandonnchiunyee 7 ай бұрын
😅
@NyaraiMashingaidze-j5i
@NyaraiMashingaidze-j5i 10 ай бұрын
Kkkkkk hayaa
@lucymalenguka
@lucymalenguka 10 ай бұрын
Lol.....muchazvireeeega
@Kimela6G
@Kimela6G 10 ай бұрын
Yuhwi😢
@jestinakawara8359
@jestinakawara8359 10 ай бұрын
First here 😊
@primroseadams1883
@primroseadams1883 10 ай бұрын
Ndiri kuyawo king ryan 😂😂😂
@ShingiraiwinslowSurgeon
@ShingiraiwinslowSurgeon 10 ай бұрын
Totaura tiripaground kkkkkk
@margiendlela8356
@margiendlela8356 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@tatendachamhere5945
@tatendachamhere5945 10 ай бұрын
Musikana uyo akuda muface
@politemborera7621
@politemborera7621 10 ай бұрын
Hanzi ndikuda kutofa😂😂😂😂
@RebeccaRebs-v3x
@RebeccaRebs-v3x 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
Бенчик, пора купаться! 🛁 #бенчик #арти #симбочка
00:34
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 3,8 МЛН
Relationship Loyalty Test With KingRyanSkits #ZivaPaumire!
15:23
King Ryan Official
Рет қаралды 18 М.
Relationship DNA Test  with KingRyanSkits 💔😂.. #ZivaPaumire!
8:56
King Ryan Official
Рет қаралды 25 М.