@@JoemanTrans I meant reporting yava Robert kuti yandidakadza fani
@JoemanTrans10 күн бұрын
@@Nunec okay okay semutapi wenhau
@PrimaTauz8 күн бұрын
@@melsnikschirungu chakuvharai
@Moniquechiqous805211 күн бұрын
Haaah Elizabeth wakuseri se date renyaradzo mubvunzo yako inonaya zvinoita kuti isu vatereri tisina chekubvunza coz unenge wadonongodza keep the fire 🔥. Basa unorova ❤
@ElizabethNyaguyo11 күн бұрын
Tinotenda chose maita basa nerutsigiro rwenyu
@tariromagwaza9 күн бұрын
Anondigonera Elizabeth❤ Mwana mudiki but anobvunza zvine respect n zvakangwara
@ElizabethNyaguyo9 күн бұрын
@@tariromagwaza tinotenda chose
@Mundauanokudhaura9 күн бұрын
@@ElizabethNyaguyoare u married asking for my next door haaa unogona basa kani😂
@rashedngadze88539 күн бұрын
Anogona zvinonwisa mvura mwana uyu, keep it up ndinowona renangwana rikakujekera
@EdinahchisaleEdinahchisale11 күн бұрын
Mai bee muka umire mumashops ese pamba pamhure onekwa rakacheka nyika Vakadzi takatadzei panyika ino kutakura 9 moths pedzezvo ndohurirwa ndoshungurudzwa ndourayiwa zvakare ndoinonzi ndakaitei novel riya zvechokwadi rest in peace mai bee
ELIZA my best presenter ❤ basa munobata Zim News beats
@ElizabethNyaguyo11 күн бұрын
Thank you so much
@mollensaungweme11889 күн бұрын
My best journalist ever Elizabeth ndinokufarira zvekutodaro
@ElizabethNyaguyo9 күн бұрын
@mollensaungweme1188 thank you so much
@ZekeyMedia9 күн бұрын
Interviewer you are the best. I like your voice and calmness and you ask relevant questions, keep it up colleague.
@ElizabethNyaguyo9 күн бұрын
@@ZekeyMedia thank you so much
@relaymanyetera556410 күн бұрын
Elizabeth the best presenter of the year❤❤
@ElizabethNyaguyo10 күн бұрын
Thank you so much
@TawandaMatonga11 күн бұрын
Musikana webasa ndiye akakonzeresa matambudziko ese iwewe dai pasina girl friend pasina zvese izvi girl friend rakonzera rufu rwevanhu
@Ryanmatanda11 күн бұрын
Imagine munhu kuuraisa munhu Ari lnocent she won't have peace for the rest of her life
@SinikiweMpengesi11 күн бұрын
Izvezvi murume kujeri girlfriend no benefit kungouya kuurayisa vanhu
@josephined893110 күн бұрын
Girlfriend iyi ine mushonga usingaiti
@nomsanyika15110 күн бұрын
Kana baba vacho ndivo honzeri yakanyenga musikana webasa vese vane mhosva
@TatendaFeremba8 күн бұрын
Ende ane mishonga maid uyu
@JessicaMukora11 күн бұрын
Uuuuuu mmmmm zvakaoma inyayq inotyisa inorwadza nekusuwisa Sanyati kumusha kwe murume wangu ma shop ndatomaziva zvakaoma veduwe zvinorwadza Thank u ZimNews Beat TV and your team work Nyaguyo well soon 🎉
Saka mu Zimbabwe mune vanhu vanoita zvavanoda kusvika kuuraya vanhu...pasina chavanoitwa!!!! What a country to live? Vanhu vavakutemba nekuripa here ? It makes sense to bring back death penalty. I do not think its fare kuti kuripa ,kuripa ...it is the saddest story l have ever heard. Life lost. Vana ivava how will they grow with such memories. Mwari akatarisa hake vanhu mechiita misarinya iyoyi...akanyarara hake muchiti haako...or haaoni? The truth is He is coming to judge his people nekupa murango wakafanira. Rest in peace. Wait in your grave for His vengeance. Anouya ,anouya. 😢😢😢😢😢😢😢
Ini chero tikatotenga dzimba 50 chero pakaita mari yakadii ndorongedza zvangu,than kugurirwa upenyu panzira vasikana musamirira kublema mahure kana marriage yapera yapera munhu kumba kwabo kwete kuti tizotanga kupavanhu mhosva nekuti ndakavaka kwete siyai nguva ichipo
@TafadzwaTafadzwa-km5kz11 күн бұрын
Vasikana vemabasa ava vangwarirei hama ukave nemunhu we basa please vana mhamha musakotsira n'anga dzawandisa vanamanjuzu vefake ava vanofarira kuparadzwa kwewanano
@ConstanceTsuruseni10 күн бұрын
Plus vakadzi vanotandavara zvinobhowa huboss hwacho timohunyanya musikana webasa ocleaner nemubedroom mako nemurume wako musikana ngaite zvimwe asi side rekubedroom kwako ita wega murume wako mushande wega please vakadziboss imi
@yvonnebesa78545 күн бұрын
Hanzi.....huroyi vaneta avo changamire😊😅😅😅😅😅😅😅
@natashalavaya36310 күн бұрын
Murume ataura kwekupedzisira ndiye atotaura zvine musoro . Dai pavhurwa imwe police Station mu Sanyati aita 2 or 3 nekuti ma crimes acho akawandisa .
@alcatelthree11 күн бұрын
Elizabeth yu know the job❤🙏🙏
@ElizabethNyaguyo11 күн бұрын
Thank you so much
@entertainmentcentre34549 күн бұрын
The present is on sport❤
@ElizabethNyaguyo9 күн бұрын
Thank you so much
@TheresaMaps11 күн бұрын
Upenyu mutoro murume imhondi nd abusive man😊
@DonaldMunasheRhudu6 күн бұрын
Aitove munhu bhoo mufunge
@beverleymadamombe577211 күн бұрын
Ende muxana webasa uyu muroyi chaiye
@esnathmaguduru349311 күн бұрын
iyo imamba ikangoti mai vakabata castle baba vakabata black lable. hazvibude mai munonwereiko doro.
@nomsanyika15110 күн бұрын
Pakuzvara vana 5 hazvirevi kuti vaisanwa but i dnt think kuti mai vainwa doro zvekudhakwa mab vaingonwa 1or2 bottles dzehunters then tsano vainwawo ravo kungoti pakashanda mushonga apa wemusikana webasa or hurombwa hwababa.
Vatete vakaroorwa nabamnini here vaigozi chengetai vana pakutiiko kwaive kuda shop here chiiko chakaenda nechimwe
@gracegrace238811 күн бұрын
Uyu mwana anogona basa rake❤
@ElizabethNyaguyo11 күн бұрын
Tinotenda chose
@TendaiMukandakanda11 күн бұрын
Mukadzi akakonzeresa rufu ngozi iri kuuya kumhuri yako
@cassandraker11 күн бұрын
Mubvunzo wangu uri kunewe musikana webasa...saka wafara here waparadza future yevana waurayisa vanhu😢 Wechipiri uri kune akati huyai izvozvi murume wenyu arikuno..what was your agenda waida kuti imba iyi inyatsoparara here waida kupihwei wanga washaya here zvekuita netime yako...right now things fell apart because of 2 people .musikana webasa newe mama mgobozi mai vemakuhwa mwana uyo anonzi gamu will never be the same he is traumatized for life all this happened before him ko kadiki kakanzi kakaviwa veduwee ka😢😮.
@nomsanyika15110 күн бұрын
Ko baba zvavaidawo kuuraya hanzvadzi nevana wani haa baba vakaromba avo imhuka chaiyo mskana webasa akashandisawo mushonga
@cassandraker10 күн бұрын
@nomsanyika151 yes aitoda kuita take over the man and business manje aruza kwese murume aakusungwa asara pazero. 😔
@mcambuyavajuju492310 күн бұрын
Ture
@ChishongoMadhuve11 күн бұрын
Vanhu vanopihwirweiko pfuti veduweee,evn iri licensed but varikupa mabhinya mhani.
@Chiherachashe.11 күн бұрын
Please tsvagai vamuhure vakakonzeresa zvese izvi muvabvunze kuti saka vakufara here kuti gulezi vakafa
@PatiencePfumbata8 күн бұрын
Koiro hure racho rikunzwa sei ndiro next
@Nokutenda77410 күн бұрын
Mapurisa emu Zimbabwe ngaangodzingwa ese.
@GrowthThroughGrace3 күн бұрын
Chief tisiireiwo Zaka yedu prizing ndapota😂
@rejoicechishoka446319 сағат бұрын
Until we stop victimizing "Man" as women...Varume havarege kuhura because vanoziva kuti sevakadzi tichanetsana! Why would you go after your helper uri murume wemunhu? Mushonga is just an assumption now kuti ndowakashanda!....Hure and mhondi ndiye murume!!!Give and let man face their crimes😢😢😢
Until we stop victimizing "Man" as women...Varume havarege kuhura because vanoziva kuti sevakadzi tichanetsana! Why would you go after your helper uri murume wemunhu? Mushonga is just an assumption now kuti ndowakashanda!....Hure and mhondi ndiye murume!!!Leave and let man face their crimes esp Adultery 😢😢😢
@@gabrielmazino7969 saka vafa vangani now kupenga kwako
@tinamakasa749311 күн бұрын
Mkoma Robert reporter manyama
@paulinegwati878211 күн бұрын
Chief hanzi ndakatodyiwa nehurungwe ndosimboita number hwani😅unozongoseka
@talenttsuruseni86211 күн бұрын
😂😂😂😂😂 pakaipa
@nomsanyika15110 күн бұрын
😅😅😅😅😅ndazoseka nhamo serugare
@JonnesSimbaChigumira10 күн бұрын
Panyimo ndikumusha kwangu. Pamashops apa pashata. PaPambayi mwana wepo was killed by Trust Bhangu same shops. Ha pakaoma
@tellymas457211 күн бұрын
The girl is one of the best presenters… unfortunately she’s presenting a tragedy
@ElizabethNyaguyo10 күн бұрын
Thank you so much for the support
@NdakaZunde-m6r8 күн бұрын
Kkkkkkk Mambo musadaro Ini ndava kutouya mozondiroora ndinobva kuZaka Kwa chief Nhema 😅😅kkkkkkkk mandistsa nhasi watching from South Africa
@omegagovero91993 күн бұрын
😂😂😂😂 cuz wafunga merechi 😅
@JosephineMutengwa9 күн бұрын
Ngavatisiyei hedu team Zaka😂😂
@MaiSamasOnline8 күн бұрын
this is very sad why kill like that because wahura!!! but camera man makawomera nekutora capturing full images pamba pa pub pacho mashops full view scene etc and photos vamwe vanoburitsa. it gives us closure
@josphinekupakuwana48953 күн бұрын
Zvakaoma shuwa
@sarahgandi45807 күн бұрын
😢😢😢😢😢😢uuuuuu
@HanahGade-q1m11 күн бұрын
It was dangerous for police to respond very quickly becose patoita Cross fire inotyisa n paigona kutofiwa zvakanyanya
@TalentmushongaMushonga11 күн бұрын
Saka gerofurendi uchasara uchigarika heree
@tracychiumba143610 күн бұрын
I see vanhu blaming girlfriend.......adii hake senge wakabatsirana kubata pfuti pakuuraya......unless girlfriend yaishandisa Mushonga kuparadza marriage iyi hongu ndopaanoonana ne ngozi.....iyi nyaya ndeya MuChina aive akaromba uyo maybe zvaitozivikanwa nemkadzi wake futi and aive oda kuzvifumura cz of chihure chemurume so pakasvika murume achiona mukadzi akagara ne brother yake akafunga kuti vatoudzwa nezveurombwa so kuuraya kwange kwatova to delete evidence
Sisi vanoshanda kubhawa avo vewhite top vaita 2colours white face black hands haaa vanhu vatema vanozvinetsa sure. Eliza :nematambudziko White top:ndeedu tese. Kunge zvanzi makorokoto iwo ari matambudziko. ED akapa vanhu mukana wekuno surrender pfuti kunearest police station but baba ava vakachengeta yavo kuti vauraye mukadzi.
@WalterNdlovu-l3o8 күн бұрын
Hunhu wesindebele ndo kuita sei
@rebeccamatunge1688 күн бұрын
Kkkkkkkk hasha
@pkchims856510 күн бұрын
Pane mhepo pa area pacho, hanzvadzi ya dread yataurwa yakapondwa futi ipapo Secretary mambovapindirwa mugardern pamabvunza chief