PART 2: Akafira PaSowe Cheshumba Sekuru Kanengo Vobatsira Mhuri Iyi Inobva KuChiweshe

  Рет қаралды 28,479

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

Пікірлер: 218
@cedricmazhindu9346
@cedricmazhindu9346 3 ай бұрын
saka sei mangamusina kuzviwona pahushamwari hwenyu nababa vachoo,vana vasati vauya kwamuri kuti mumhuri makoo mune ngozii. Chakakutadzisai kuvabetsera baba vacho vasati vasvika chii. Kuchipatara kwei zvinhu zvaida iwe wemweya woti ngavaende kuchipatara zvaipa. Sowe rasviba munhu akafira pasowe.
@JeanetteMpofu-og6rj
@JeanetteMpofu-og6rj 3 ай бұрын
😊
@eunicengwenya7990
@eunicengwenya7990 3 ай бұрын
Mapostol hmmmm
@MakazaMakaza-z2f
@MakazaMakaza-z2f 3 ай бұрын
Sure angazive cy kuti kunemuroyi iye asati aroyiwa anorambaka asi kudenga kuna mwari pasi pane vadzimu chinobvondoka chete
@Monica-z3t
@Monica-z3t 3 ай бұрын
Inini hangu vanagodombori ava ngasaita zvesocial media bcz zvoita kunge vakazviona pazvaitaurwa aaaaa ,hongu munhu akafa asi toda zvibude pachena kwete kutaura zvakataurwa
@pardonmahowa131
@pardonmahowa131 3 ай бұрын
Ita mushe iwe. Dai zvamboitika kuvana vako wanzwisisa
@PriscaMlambo-e6i
@PriscaMlambo-e6i 3 ай бұрын
Haunyepi ini nen.anga ine fone hationani
@Monica-z3t
@Monica-z3t 3 ай бұрын
@@PriscaMlambo-e6i inenge yazviona pafoni kare
@collenm8242
@collenm8242 3 ай бұрын
Capetown connected, love u mkoma Robie
@tracychifamba1554
@tracychifamba1554 3 ай бұрын
we want ekedhi awuye paground.ataure chokwadi apa.ff
@MarthaBhachi
@MarthaBhachi 3 ай бұрын
Vemhuri iyi sure vanofanira kuzotenda muzukuru uyu nemombe cz mutorwa mwanawemukwasha atakura dare remusha
@munashematasva9784
@munashematasva9784 3 ай бұрын
Say it again
@nnnsandra
@nnnsandra 2 ай бұрын
I hope Muzukuru is not faking
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 ай бұрын
​@@nnnsandrazvigomupei asi ana madzibaba vaya pane nyaya
@MakazaMakaza-z2f
@MakazaMakaza-z2f 3 ай бұрын
Takamirira nyaya iyi ngaiitwe nemazvo tone pane ropa rake kuchikomo kwaanotaura
@primrosechikadaya297
@primrosechikadaya297 3 ай бұрын
Chokwadi
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 3 ай бұрын
Gara rakanzi rikuchikomo hr zviya ko kule vadii kumbotaura zveropa rakabuda paakachekwa dako racho pakazobuda neropa pacho😂
@faym.nyamayaro8181
@faym.nyamayaro8181 3 ай бұрын
Mukotsanjera mhondoro yengozi regai tione kanengo kana akazvigona
@bosslady933
@bosslady933 3 ай бұрын
Kana ini ndoda mukosanjera hangu
@SibusisiweBusi-be4hj
@SibusisiweBusi-be4hj 3 ай бұрын
Sekuru varikurondedzera zvavakaona pa part 1.
@ClairenyashaTaruvinga
@ClairenyashaTaruvinga 2 ай бұрын
Nhaindamboda kuzvitaura
@FADZAIMpofu
@FADZAIMpofu 2 ай бұрын
Kana neniwo ndaona sekudaro😊
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 2 ай бұрын
Zvaida Mukotsanjera izvi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 ай бұрын
Vanamadzibaba vacho vanonzi vanaani tisaendeko kusowe haaa zvakaoma inga tirikushandirwa nehurombwa nhai mumasowe umu
@ThomasKaromo-td5xp
@ThomasKaromo-td5xp 3 ай бұрын
Waiting ,,,,,,,,,,,cheshumba weeeeeeee
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 3 ай бұрын
Already here
@CleverSande-j5k
@CleverSande-j5k 3 ай бұрын
Mbuya varikukweya avo boe hre
@primrosechikadaya297
@primrosechikadaya297 3 ай бұрын
K😂😂😂
@IreneMujuru
@IreneMujuru 3 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkk kutya ine zvidhoma
@MarthaBhachi
@MarthaBhachi 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂nhaiweeee
@arthurchaparadza674
@arthurchaparadza674 3 ай бұрын
😅😅😅😅
@juniormutombwa1869
@juniormutombwa1869 2 ай бұрын
Ndavaonawo 😂😂😂😂
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 3 ай бұрын
Pandiri kuda kunzwa chaipo handisat ndapanzwa.
@DeelightTobias-z8c
@DeelightTobias-z8c 3 ай бұрын
Kkkk
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 3 ай бұрын
Haaa masowe enyu aya hmmmm namatai zvenyu mega...dzangove nharo chte mweya mutsvene hakusisina dzangova ngirozi dzasatani dzega dzega
@floceymususa8502
@floceymususa8502 3 ай бұрын
Taura hako mapostori kurombera mbiri vanyanya
@ezekiel-b4m
@ezekiel-b4m 3 ай бұрын
Mukotsanjere please
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 3 ай бұрын
Kwete mahumbwe aya
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 3 ай бұрын
Kanengo anozvigona here zvengotzi izvi dai aimboibuditsa yotaura gwara rekufamba naro kuti vakunde muvengi kwete kut aite zvemumusoro wake ngozi unofanira kutungamira yega unongoipa Simba chete ndoona ana Kanengo vachingona zvekubvisa hurombwa bhasopo kutangirwa naEkeni
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 3 ай бұрын
Aaa marabishi emasowe masowe anofanira kubhaniwa muzimbabwe
@CarolineBerekiya
@CarolineBerekiya 3 ай бұрын
Sure varikuita Nonsense chaidzo
@nondochirau9664
@nondochirau9664 3 ай бұрын
Pekutanga apa sekuru hamusi kurakidzwa kaimi nyaya muri kuiziva kare kkkk.Robert nyaya vakainzwa kare apa
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 3 ай бұрын
Kt kana yambobuda pama sishari midia zvozonetsa kunzwisisa becoz akataura kt akachekwa dako asi kule kanengo havana kuzvitaura kt munhu akachekwa dako akatorwa ropa ummmm hamheno regai tione
@PreciousNyamunda
@PreciousNyamunda 3 ай бұрын
A ndatozvishaya ini zvinonetsa izvi
@Veronica-xk3so
@Veronica-xk3so 3 ай бұрын
Zvakaoma hama panyika pano paane basa
@FebieChari
@FebieChari 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 iweee
@ProgressMazonde
@ProgressMazonde 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@CarolineBerekiya
@CarolineBerekiya 3 ай бұрын
Zvakaoma Raster rakazoporofita kupi matsotsi awa
@EdithChidora
@EdithChidora 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣😇
@EdithChidora
@EdithChidora 3 ай бұрын
Kana n'anga dzekuH town ndikuona matsola
@tinashechigu9839
@tinashechigu9839 3 ай бұрын
madzibaba varikuti mweya wengozi asi vakutixve munhu arwarisa ngaaende kuchipatara haaaa hazvi make sense
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 3 ай бұрын
Sekuru Amadu na Nehoreka
@ezekiel-b4m
@ezekiel-b4m 3 ай бұрын
Atisi Kuti sekuru kanhengo avagoni asi Kuti mkotsa anopisa zvake panhau dzengozi. Kikk kushanda kunosiyana.
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 ай бұрын
Kutaura kwa supporter hakurambidzwe pa comment section 😅
@Shumbaress86
@Shumbaress86 3 ай бұрын
​@@robertapfumaneyigood response .big up
@MaryMutekede
@MaryMutekede 3 ай бұрын
Sekuru Mukotsanjera vanoda Mari yaka wandisa kupinda mudare $300 kuzoti kubata Zvikwambo handi zive kuti inenge yaka wanda zvakadii
@DeelightTobias-z8c
@DeelightTobias-z8c 3 ай бұрын
@@MaryMutekede yooh ko zvazvakaoma ,,mari ndeye kudhindisa card vozoudzwa hosha then vozorapwa🏃🏃🏃
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 ай бұрын
@@MaryMutekede 700
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 3 ай бұрын
Yes yes we waiting 🎉🎉🎉🎉
@LoiceKudzotsa
@LoiceKudzotsa 3 ай бұрын
Ummmmn madzibaba ava Havana kuchena
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 3 ай бұрын
Uuumm ini handizvinzwisise hangu, hameno tichazoonana, but ndine mubvunzo
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 3 ай бұрын
Bvunza ndipindure
@Maisibongile
@Maisibongile 3 ай бұрын
Mbuya vakukwenyeiko
@ProgressMazonde
@ProgressMazonde 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@LuciaMachimi
@LuciaMachimi 3 ай бұрын
Gogo hndivatruste zvchose
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 3 ай бұрын
Umm,maporofita aya 🙌
@DeelightTobias-z8c
@DeelightTobias-z8c 3 ай бұрын
😂😂😂 comment yandikutsvaga andisati ndaiona rega ndimbomirire
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 3 ай бұрын
Kkkkk
@lloydkingzhuwau4999
@lloydkingzhuwau4999 3 ай бұрын
Iro rasta nemhanza iyo ndoyamunoti hondohwe yacho here nhaimi 🙆🙆🙆🙆🙆🙆🙆🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣uuuuhm hondohwe vakuziva nyaya batai munhu kuti dzvii anotaura
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 3 ай бұрын
Mhepo yatsipikwa anonorohwa muface uyo nevanhu regai mhepo ibude iyo atogerwamusoro futi pakaipa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 ай бұрын
Haina kutsipikwa
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 3 ай бұрын
@@nomsanyika151 kana isina yanyararirei kutungamira vanhu yaizvitungamirira yoga iyezvino yakutungamirwa apo rwendo rwadhakwa apo
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 3 ай бұрын
Nhau dzakadai hadzidi.chiporofita paakngodiwa solution Chete nkty zvimwe tinenge takazinzwa
@nyenyedzinomwe-c4o
@nyenyedzinomwe-c4o 3 ай бұрын
Mushaya uyu vanhu vakuurayirana husabhuku kubva kare zvekuti ekedhi akaberekwa muchingofiwa mumusha umu
@turiamtrko1999
@turiamtrko1999 3 ай бұрын
Social media ngaizobudisa nyaya yose yapera
@miriamphiri7204
@miriamphiri7204 3 ай бұрын
Mukureva chadidi sekuru
@GraceMandigora
@GraceMandigora 3 ай бұрын
AEkedhi arikupi
@VimbaiKufakunesu
@VimbaiKufakunesu 3 ай бұрын
Ekedhi akatiza asiira vadiki nyaya pakaipa
@MaxwellMushayikwa-fb4kp
@MaxwellMushayikwa-fb4kp 3 ай бұрын
Waiting
@MoreblessingMuzavazi
@MoreblessingMuzavazi 3 ай бұрын
Llkkkkkkkkkkk N'anga dzamazuvano kugara pasofa masimba ekuromba vanakanengo
@maryagneskaingwe6286
@maryagneskaingwe6286 3 ай бұрын
Robert vanege apereka information kudara Robert anoti akasagana nevanhu vanege vane problem anobvunzurudza zwese oenda kunopa information kuma dhiri ake hede
@machonafeya8753
@machonafeya8753 3 ай бұрын
Ndomaonero anguwo hamunyepe ipapo 😢
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 3 ай бұрын
Problem ine mhuri iyi haina kubatana panofa vanhu six vakagara havo. Nyaya yavo vanoiziva gadzirasai ngozi iyi, uyu muzukuru uyu arikubudirwa nanyakufu or ngozi something is amiss here.
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
Munhu anerakaipa raakabata anonetesa vanhu vanoshandisa mugara n'anga ava
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 3 ай бұрын
@@elphuselvisnyangombe383 instead yekugadzirisa dambudziko ravo varikunetsana nezvisina basa icho chakamboita kuti apenge uye kufa kwevamwe vachiitao saizvozvo.
@pardonmahowa131
@pardonmahowa131 3 ай бұрын
Imi makamboona kupi madzibaba ane rasta. Dai iri hama yangu uyu ndaimupedzera uyu
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 3 ай бұрын
Tawepo takaimirira
@SibusisiweBusi-be4hj
@SibusisiweBusi-be4hj 3 ай бұрын
Mhepo yatadza kusvika Sei pa dare.?
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 3 ай бұрын
Haaa mweya wakati unoda mhondoro but eyiìiiìi ndozvada hama dzemufi asi mufi waida mhondoro hake
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
Apa paakuda bhuru rengozi Mukotsanjera nefumura nekuburitsa dare nemazvo kana iringozi anoita ibude pane wese anechekuita chete
@LoiceKudzotsa
@LoiceKudzotsa 3 ай бұрын
Church Haina kuchena iyi
@tambudzaimuvingi
@tambudzaimuvingi 3 ай бұрын
But handiti ana sekuru vanenge vamboona here pamaiita interview nemhuri iyi saka toziva seiko kuti vari kuona vega?
@tadiwanashejangano
@tadiwanashejangano 3 ай бұрын
Nyaya iyi yanga isingafanirwe kuenda kwakanhengo munhu anga anga achifanira kupedza nyaya yese ega
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 3 ай бұрын
Ndoona sekuti kuenda kuma svikiro kwakanakira kuti isatsipikwe nekuti vehurombwa ava vanotoda mishongawo. Arikupoterwa uyo anogona kutozouraiwa kuitira kuvhara nyaya. Ndosaka naiyo mhepo yacho yati irikuda mhondoro. Hameno kana maimboona matare evafi achiitwa ne Sekuru Mukotsanjera. Pari kutaurwa nhau yemachira emumusha saka panenge pasisadi chiporofita manje
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 ай бұрын
regai vehukama vambire nyaya dzavo
@MarthaBhachi
@MarthaBhachi 3 ай бұрын
Hant mubudirwi akakumbira masvikiro amubatsire hre
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 ай бұрын
@@MarthaBhachi chakaipa chii kufamba kwese?
@busisiwecorneliamsipha4463
@busisiwecorneliamsipha4463 3 ай бұрын
Part 2 yacho, repeating part 1
@emilybuluma8649
@emilybuluma8649 3 ай бұрын
Bhoo here mbuya
@ellenngwenyeni5722
@ellenngwenyeni5722 3 ай бұрын
Taurai henyu sekuru kana usati waroiwa unoti Hakuna motendwa
@CuthbertMachongoni
@CuthbertMachongoni 3 ай бұрын
Capetown Dedoorns
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 ай бұрын
Inga sekuru vati topedzerana kumusha makuramba muchibvunza same mibvunzo
@ConstanceChirundo
@ConstanceChirundo 3 ай бұрын
Gogo varikunetseka hana irikurova havana mufaro zvachosee
@marychigumira6419
@marychigumira6419 2 ай бұрын
Ndafunga kuti ndini ndega ndazviona😅😅😅😅😅😅
@PatriciaKutama
@PatriciaKutama 3 ай бұрын
Totenda sekuru
@ricardomoiowechumba
@ricardomoiowechumba 3 ай бұрын
madzibaba venyu ava?
@FebieChari
@FebieChari 3 ай бұрын
Ivo vanhu vechechi kuganhira vaakukunyanya mazuvano munoendesa munhu ku mortuary makamira sanani aaaa dhemeti wenyu kusviba kunge panyo
@faithbungu9136
@faithbungu9136 3 ай бұрын
Kkkkkkkk Kkkkkkkk iwewe ka Kkkkkkkk
@FebieChari
@FebieChari 3 ай бұрын
@@faithbungu9136 kkkkkkkkk
@KennyMasara
@KennyMasara 3 ай бұрын
Ropa richavanika here
@LuciaMachimi
@LuciaMachimi 3 ай бұрын
Ivo madzibaba vnetubvudzi itwotwu
@RuthMawire
@RuthMawire 3 ай бұрын
Muroi uyo
@EllenMudawose
@EllenMudawose 3 ай бұрын
Mukotsanjera ndiye anodiwa apa kuti chokwadi chibude mapositori apindewo mudare zvose zvinobuda pachena kana mhepo ichinyepa tinozvionerapo nekuti mukotsanjera habuditsi mhepo pamunhu 1 inofanirwa kubata vakawanda ichitaura chinhu chimwe
@misheckchidota6663
@misheckchidota6663 3 ай бұрын
Mmmm pane zvandawona Apo
@fariechisunga9736
@fariechisunga9736 3 ай бұрын
Tinotenda pressure group rekuBulawayo rakaita chase away this witchcraft religion in their county,muno mu Harare munova ndimo mavakatekeshera uye kumera pese pese sehohwa unotoona zvima Prado zvehurumende zvakazara pamashrine ipapo,kanzuru yacho have taken a blind zvekuti this mapostori ehuroyi aya avakuita pamadiro,the government must ban them because they use dark magic kukwadza vanhu sezvakaitwa nechigogo chemanjuzi kuuraya munhu.Zii yakaitwa negovernment pakufa kwa Chenai means government is in the same blanket nevatakati ava.Bulawayo has lead the way its time other provinces follow suit by banning these cults religion.
@vhuranjero
@vhuranjero 3 ай бұрын
Sekurukanengo vasimba vachinja
@GraceRuweka
@GraceRuweka 3 ай бұрын
Mbuya iyo hainakugadzikika vanoda kuongororwa varikungopinza ruoko muhembe cy
@ChrianaMatope
@ChrianaMatope 3 ай бұрын
Gavaende kwaMukotsanjera ndiye anogona zvengozi ndiko kwaatumwa vamwe vese kunyepera kuti vazvigonq
@winniemunemo5790
@winniemunemo5790 2 ай бұрын
Ini zvemasowe nooooooooo handichaite
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 ай бұрын
Zvemahara sekuru havanatsovheneka kkkk, ko havasi kuona gogo avo hr muroyi uyo
@MarthaBhachi
@MarthaBhachi 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂nhaiweee
@RespectMafudze
@RespectMafudze 3 ай бұрын
😅😅😅😅
@CarolineBerekiya
@CarolineBerekiya 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 3 ай бұрын
Mapositori vachapedza vanhu and zvekubvunza kuti zvinhu zvakamboitika here mumusha gadzirisayi
@bougieboy7076
@bougieboy7076 3 ай бұрын
Ko kana parikunzi awechi 7 vachifa that way yekurasika pfungwa saka definitely I can’t see reason yekunetsa ma postori aya .. anamadzibaba vakakundikana kubatsira murwere chete … mhepo irikutaura apa ndeyekunyepa ngavaudze chakapedza vamwe 6 vese ava ngaitaure
@nomusasiwela9621
@nomusasiwela9621 3 ай бұрын
Pakuti kunyepa apa ,kugara nemhepo kurwadza kwakunoita askana musadaro let's wait and see
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
Toda madzibaba ava na ekedhi chotsva varipo kana nyaya yamubata masowe evanhu ivava ngaavharwe vanovharirwa mujeri life sentence hazvifadze izvii mhuri yatambura
@darlingtonmusiyiwa4137
@darlingtonmusiyiwa4137 2 ай бұрын
Kkkkkkk
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 ай бұрын
Madzibaba vakauraya munhu neEkedhi wake pakuda mapurisa batai munhu anovharirwa dhemeti Ishumairi part 2 basa rekuporofita neropa revanhu vachiuraya munhu kunge varikuuraya huku nxaa
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 3 ай бұрын
Hoyo
@CarolineBerekiya
@CarolineBerekiya 3 ай бұрын
Mhondi dzevanhu munouraya vaneropa rinehasha nhaka munochiona rimwe ropaaritsipikwe
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 3 ай бұрын
Ko sekuru vatadza nei kuona kuti sabhuku auyiwa naye
@tinasheallangondo7117
@tinasheallangondo7117 3 ай бұрын
Ivavavmapostory ndivo vanofanira kunomufukunura
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 3 ай бұрын
Ko mhepo yanyarara indava
@siphelaninyamupenza
@siphelaninyamupenza 3 ай бұрын
Pfee hangu
@GnashaTanwrea
@GnashaTanwrea 3 ай бұрын
Ko zvavaimboti haisi mhepo varipi nw
@signalmuronga835
@signalmuronga835 3 ай бұрын
Idzi in'anga havasi mapostori
@ConstanceSithole-ks5qr
@ConstanceSithole-ks5qr 3 ай бұрын
Mukotsanjera ndoanodiwa apo ambohader .mapostori
@lilianmadzore9043
@lilianmadzore9043 3 ай бұрын
ndrikuona ndrku captown
@faithbungu9136
@faithbungu9136 3 ай бұрын
Ko imimi maizoita zvese muchisuma Ekedhi ndiye anga auya nemurwere here uye baba wemufi ari mupenyu
@LoiceKudzotsa
@LoiceKudzotsa 3 ай бұрын
Zvima Agent zva Satan xaaa
@rosechigama6562
@rosechigama6562 3 ай бұрын
Joburg connected salute you Mr Tapfumaneyi
@PatienceSara
@PatienceSara 3 ай бұрын
Capetown connected..love you mkoma Robie
@MollieKakambi
@MollieKakambi 3 ай бұрын
Tinzwewo kumusha zvichaitika
@mukanya5836
@mukanya5836 3 ай бұрын
Ndakambokuudzai kuti zvechiporofita muchazvisiya ndezve zhing zhong izvo wasting time kupedzerwa nguva munhu achifa
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 3 ай бұрын
Vachauya kumbanje soon 😅😅😅😅
@LetitsiaChacha
@LetitsiaChacha 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@LetitsiaChacha
@LetitsiaChacha 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@lydianyachiya4127
@lydianyachiya4127 3 ай бұрын
Zhin'az zhin'alo😂😂😂😂😂😂
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 3 ай бұрын
That's true
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 3 ай бұрын
Nhai veduwee gogo avo hanzii mumukaka umochikwama here chashupa gogo 😂😂😂😂😂
@HazvieDowart
@HazvieDowart 2 ай бұрын
Inezvayp
@promiseshadaya3886
@promiseshadaya3886 3 ай бұрын
Madzibaba Rasta vanenyaya, they is a lot ukangovatarisa. I wouldn't want to be helped nemunhu akadaro. A prophet of God should have a face full of glory. Vanhu ava vanenge vakadeedzwa nemushonga kuti vasvike panzvimbo iyi. Anenge akanga atovanetsa kuti vamuuraye spiritual then vakazoita physical ne poison.
@EltonZvikonyo
@EltonZvikonyo 3 ай бұрын
Avo baba vanopenga ngozi haivharwe nmweya zvavaida kuita ,maporofita Awa zvadziri n'anga,aaaa vanoti kune munhu angada kukuma here achidai ,maporofita arikuzvipa nyäya dzake
@EdithChidora
@EdithChidora 3 ай бұрын
Kanopenga kamurasta Kaye kachitizibarodai mhepo yacho yakambomupa mucheka
@EdithChidora
@EdithChidora 3 ай бұрын
Homwe yatadza kulocator Sabook,,,asipafeya tsanangudzo dzese idzi dzakapihwa nemhepo tikuda zvinyowani zvatis na kumbo bviratanzwa
@taagono
@taagono 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣
@SibusisiweBusi-be4hj
@SibusisiweBusi-be4hj 3 ай бұрын
Sekuru
@SibusisiweBusi-be4hj
@SibusisiweBusi-be4hj 3 ай бұрын
Sekuru hapana hapana, vataura zvakaitika kare, maybe zvavakaona pa part 1.
@EdithChidora
@EdithChidora 3 ай бұрын
@@SibusisiweBusi-be4hj 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@EdithChidora
@EdithChidora 3 ай бұрын
@@SibusisiweBusi-be4hj Mukotsanjera to the world ✌️💪
@ExcitedBoaSnake-bp6zd
@ExcitedBoaSnake-bp6zd 3 ай бұрын
Mbuya avo Havana kusununguka vakutya kubatwa kkkkkkkk
@reubenmazambani2334
@reubenmazambani2334 3 ай бұрын
Mbuya vapi iwe
@tarisaichikwekwe361
@tarisaichikwekwe361 3 ай бұрын
Mapositori aya ngaanwiswe muteyo uko nxaaa denga uchaita reku googla
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 3 ай бұрын
Zvambobuda pa sosho media zvoshupa
@Nunec
@Nunec 3 ай бұрын
Zvosara zvobuda zvakatsikiswa kare
@machonafeya8753
@machonafeya8753 3 ай бұрын
Haunyepe coz n'anga yakatoona kare
@patriciachigodora9316
@patriciachigodora9316 3 ай бұрын
Ndambo fungawo zvangu.
@pardonmahowa131
@pardonmahowa131 3 ай бұрын
Mese murikusimbisana zvekupenga. Kuona kana kusaona imi hamusi kuona kuti hapana sowe here apa
@walterhlabati7647
@walterhlabati7647 3 ай бұрын
Madzibaba is not making shuwa kkkkkk, hanzi ndakamutswa nemweya kunzi mukai muteurire murwere ngozi yatevera, vapedza voti kana arwarisa endai naye kuchipatara 😂😂😂 ngozi chipatara ngozi chipatara ah imu
@GodfreyMdhluli
@GodfreyMdhluli 3 ай бұрын
Waiting for part 3
@CuthbertMachongoni
@CuthbertMachongoni 3 ай бұрын
Raster unoziva zvawakaita mukanya
@tinashechigu9839
@tinashechigu9839 3 ай бұрын
haaaa feyaa iyoyo
@Mamoyo4
@Mamoyo4 3 ай бұрын
Ekedhi ngauye
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 3 ай бұрын
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Please Help This Poor Boy 🙏
00:40
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 15 МЛН
Electric Flying Bird with Hanging Wire Automatic for Ceiling Parrot
00:15
MVURWI..... CHII CHAKAITA KUTI VAFUKUNURE MUFI?
20:30
Drewmas Media
Рет қаралды 8 М.
BOTA?? :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 9 #theclosurednashow#tinashemugabe
1:18:48
The Closure DNA Show
Рет қаралды 149 М.
Akanyengerwa Mukadzi neShamwari | Chief Ngezi | Publicsphere
44:38
Emmanuel Makandiwa | Your Personal Ministry 23/06/24
2:46:38
Emmanuel Makandiwa
Рет қаралды 90 М.
CHITIYO FAMILY PART 1 Mukotsanjera #karanganda
1:38:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 54 М.
Please Help This Poor Boy 🙏
00:40
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 15 МЛН