RUSAPE NGOZI (PART 10)....TENSEN ORAMWA MOMBE PADARE

  Рет қаралды 32,181

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 261
@Kanos02
@Kanos02 19 күн бұрын
Maitabasa drewmasmedia Ndanga ndakaimirira nyaya ya Tensen❤❤❤ nhasi mandifadza zvikuru Drewmasmedia🎉🎉🎉🎉🎉
@benardmukombweeeee
@benardmukombweeeee 19 күн бұрын
This is a book. Ma1 aya.... the return of Tencen. Keep going Drawmas media...take you to another level.... takakubatai pa radar from U.K
@MiriamNdongwe-my5pn
@MiriamNdongwe-my5pn 17 күн бұрын
Yaaa panofamira kuita book The return of Tencen rinotengwa
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 17 күн бұрын
Ngaitove HISTORY kuti anhu vazive kuti MUNUHU haaurayiwe seHUKU
@sarahngorima2592
@sarahngorima2592 13 күн бұрын
I think of all stories dza2024 this one is outstanding. Telling an african story
@ConstanceTsuruseni
@ConstanceTsuruseni 9 күн бұрын
Yaaaa the return of Tencen
@ivyzvomuya9647
@ivyzvomuya9647 17 күн бұрын
Ana Soko abiyangu we are so proud of Tensen👏🏽👏🏽👏🏽 wamiririra dzinza
@LilliKidy
@LilliKidy 19 күн бұрын
🎉🎉🎉🎉🎉ndir rudadisoooo❤❤❤❤drewmas you are the best Tencen the best Ngozi in Zimbabwe sofar i salute you pamwe nasekuru vakamupa simba pamwe nehama dzake ❤❤❤❤❤❤ dzakamumiririra
@nigelmashazhike9453
@nigelmashazhike9453 18 күн бұрын
kkkkkk ndisekuru vangu
@Gogo-Nan
@Gogo-Nan 17 күн бұрын
Big up shuwa
@craigtawanda7851
@craigtawanda7851 17 күн бұрын
Tipooo nmbr dzavo​@@nigelmashazhike9453
@memoryncube4181
@memoryncube4181 18 күн бұрын
In love with the back ground songs
@dasilva8081
@dasilva8081 12 күн бұрын
Gweta ramambo mukurasika..tensen puhwa dzaunoda .ngozi haiudzirwee ..ramba wakadzanya tencen
@kayla7511
@kayla7511 19 күн бұрын
Was patiently waiting for this Tensen story
@Kanos02
@Kanos02 19 күн бұрын
Me too drewmasmedia maitabasa. I can’t wait for the next one. 🎉🎉🎉🎉🎉
@nickywulffen552
@nickywulffen552 18 күн бұрын
Thank ypu so much drewmas watching from Germany 🇩🇪 we cant live without Zimbabwean youtubers because kuno tiri alone saka this channels help us to feel a bit kumusha we do appreciate 👏👏👏👏🙏🙏🙏
@LynetMora-p4y
@LynetMora-p4y 18 күн бұрын
Dm
@LastMutero
@LastMutero 18 күн бұрын
Miss you nicky
@Gogo-Nan
@Gogo-Nan 17 күн бұрын
Taurahako we feel at home zvedu mumachannels aya😂,big up to you tubers
@bonganincube745
@bonganincube745 14 күн бұрын
Bhoooo here
@BrightonMamire-vf8us
@BrightonMamire-vf8us 16 күн бұрын
I respect your journalism approach and your courage shumba you represent us well. Your selection of our cultural songs anondipedza anondifungisa makuriro angu. Nhasi rava rimwe zuva
@ChipoMazibiye
@ChipoMazibiye 18 күн бұрын
Mukoma Tencen rangai mapenzi. Munhu haaurawe kunge huku aaaaa
@MaryChiheya
@MaryChiheya 18 күн бұрын
Ramba wakadzvanya Tenson ramba iwe dare musabatirira ngozi mudhara uyo itsotsi
@maguramagura5335
@maguramagura5335 19 күн бұрын
Famba navo Tensen 🎉🎉🎉🎉
@marychigumira6419
@marychigumira6419 19 күн бұрын
Tensen haudzirwe zvekuita bhora mberi.Drewmas media murirudadiso
@AliceGurure
@AliceGurure 19 күн бұрын
Imimi makurukota amambo nzwisisai kuti tensen arikuti ndakamuudza asati atsvaga mombe saka zvese izvi akaita nemaone ngaanotora hadzi dzaakaudzwa auye
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 19 күн бұрын
Akataura chokwadi pana Gandi akamuudza kti ndoda mombe hadzi dzakati nekuti Gandi akanga aita the same saka enda unoudza umwe wako
@mancuencube5409
@mancuencube5409 18 күн бұрын
Uyu inenge hama yamambo auya kuzoripa, Tencen ndrikuti iwe shanyirao kose nekwa mambo ikoko mangwana vasazova lawyer remhondi, ngavangomira varipo vakateerera why kumanikidza mnhu zvaasingadi, dont negotiate nengozi imi madzibambo, dai Tencen ambokushanyirai mese kudzimba dzenyu, ndimi here makaurawa
@maryagneskaingwe6286
@maryagneskaingwe6286 18 күн бұрын
Chandirwadza ndechekuti pagapainne vakadzi paipodwa Tensen vakadzi vaifanira kuridza mhere to stop killing the man but vakadzi kept quiet andarwadziwa zwangu vakadzi tiri madzimai anobereka vana so you kept quiet when you see this man being killed iam heart broken
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 19 күн бұрын
Tencen to the world. Vaonese nhamo Tenny.🎉🎉🎉🎉🎉🎉😮😮😮😮😮
@linniahmuchavhaira3954
@linniahmuchavhaira3954 18 күн бұрын
Regai ngozi itaure zvainoda , unless mune hukama nemhondi iyo
@maipraise
@maipraise 18 күн бұрын
Irikutaura zvainoda wani ngozi iyi asi mambo ibasa ravo kugadzirisa panenge pashaishika,kwamambo Mutasa hakuna ngozi inoripwa nemore than 10 mombe
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 18 күн бұрын
Vatengwa ana mambo avo. Vandibhowa nhasi. Munhu akauraya haanzwirwe tsitsi
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 19 күн бұрын
Drewmas Media muri rudadiso. 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 18 күн бұрын
Makurukota amambo ayo akatengwa nemhondi iyo. Vadirei kuti munhu apihwe mikono yemombe yakawanda izvo asirikuda
@SolomonMugambiwa
@SolomonMugambiwa 13 күн бұрын
Vanhu ngavaripire kutadza kwavo ,famba Tensen famba
@OliviaMuchemwa
@OliviaMuchemwa 16 күн бұрын
Maita basa drewmas media ......I was incomplete without watching this episode
@EmmilyMagozore
@EmmilyMagozore 3 күн бұрын
Mhiripiri nyoro inovava
@AliceGurure
@AliceGurure 19 күн бұрын
Vanhu ava vanonzwisa hasha vashanyire vese tensen vakukujairira😢
@CarlosChits
@CarlosChits 5 күн бұрын
Tencen anosupporter barca 🎉❤
@blessbless904
@blessbless904 19 күн бұрын
Tencen to the hwe hwe .ngatisadeurei ropa revanhu
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 18 күн бұрын
Zvekuti auya before vaifana kutanga kuuya. Izvo azvina basa. Uyo akauraya ngaaite zvirikudiwa nengozi.
@isaacgava9003
@isaacgava9003 19 күн бұрын
Apa kwakutongera mufi zvamunoda.
@ThamiMats
@ThamiMats 18 күн бұрын
From Gaborone Botswana
@Zatah09
@Zatah09 11 күн бұрын
Drewmas wakutionesa Hama dzedu good Job
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 17 күн бұрын
TENCEN TENCEN TENSEN aaaa wakanyanya hanzvadzi inini zvangu mukukura kwangu handaibvuma kuti munhu akafa anomuka NDADZIDZA Hama dzangu zvakare tichirikudzidza vanhu vamwari
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 12 күн бұрын
Zvagara zviriko bt vechi kristu ndovanorasisa vanhu vachiti hazviko.
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 18 күн бұрын
Yes Ngozi ngaisatongwe pazvinhu zvayo except panyaya yemukadzi chete akati anoda mombe 30 mupei
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 12 күн бұрын
Inokumbirwa. Haitongerwi. Dai yaitongerwa vaingoti tora dxiripo idzo ubve pano. Zvino hazvidaro.
@portiaruuke1941
@portiaruuke1941 19 күн бұрын
Haa Tensen chibaba munhu anopinda busy
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 18 күн бұрын
Mambo avo vari cool❤
@NailsofbeautyMukwarakwara
@NailsofbeautyMukwarakwara 18 күн бұрын
Ndomuda mudhara wangu akambonditongera nyaya yangu
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 18 күн бұрын
@@NailsofbeautyMukwarakwara Ok vanogona
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 19 күн бұрын
Vana Shumba murisei Senior naJunior, taking us to another level 🔥
@RoselynMM-k3w
@RoselynMM-k3w 18 күн бұрын
Madhara aya arikuputirwa nemishonga yemabhinya aya bt tensen varatidze chokwadi vose vachapera nekuuya nezvisirizvo ngaadzokere nadzo
@maipraise
@maipraise 18 күн бұрын
Asi mambo is ryt pachivanhu kuripa kunoripwa ne#yemombe not kuzoty hadzi 15 hono 5 aiwa akuzvinyanya
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 19 күн бұрын
Was waiting for you Tencen... Thank you vaNeshamba... Tensen teach nevaye vachiri kuronga kuuraya kti hazviitwe
@JoabTakavingofa
@JoabTakavingofa 10 сағат бұрын
Mambo havana kutonga nyaya zvakanaka nekuti vanhu venharaunda havapo,hama dzemkomana hadzipo saka padyiwa mari apo
@SithembileDhewa
@SithembileDhewa 18 күн бұрын
Ndozvaifanira kuita munyaradzi wekuzhombe uya izvi munhu haaurawi sehuku
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 18 күн бұрын
Akazoitasey nhaimi munyaradzi
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 18 күн бұрын
Akazodii nhai munyaradzi
@mancuencube5409
@mancuencube5409 18 күн бұрын
Arimo mu mortuary ​@@ChipoMpofu-hl2ll
@PatienceChigwiko
@PatienceChigwiko 18 күн бұрын
Hanzi achriko kumochari nanhasi
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 18 күн бұрын
@PatienceChigwiko inga zvakaoma daivambofamba anasekuru vake vaya
@OniasMwendazviuya-ny8ji
@OniasMwendazviuya-ny8ji 2 күн бұрын
Ko nhai drewmas we are wanting for terson updates
@femiamapiye1618
@femiamapiye1618 18 күн бұрын
Was waiting for Tensen 🎉
@NicolletteGariyawo
@NicolletteGariyawo 19 күн бұрын
Ramba Tensen ngazviuye zvakakwana
@mashalaparker
@mashalaparker 18 күн бұрын
yes muudze kkkkk
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 18 күн бұрын
Va Neshamba magona was waiting for this
@maipraise
@maipraise 18 күн бұрын
At least nhasi audzwawo chokwadi Tensen uyu matongero acho anozoanyanya aaaaa
@Gogo-Nan
@Gogo-Nan 17 күн бұрын
I like him akafa achirwadxiwa and akafira mahara ,let him get what he wanted
@JayJames-k5e
@JayJames-k5e 15 күн бұрын
Mafiro aakaita marwadzo, Dai ndirini ndairanga 10 times kupfuura Tensen. Tensen is a gentleman even in the afterlife....
@RuthMoyo-t4i
@RuthMoyo-t4i 9 күн бұрын
​@@JayJames-k5eTaura hako
@neliarubacha
@neliarubacha 7 күн бұрын
nekut haisi hama yenyu yakauraiwa saka muchitaura kudai
@Royalioness
@Royalioness 19 күн бұрын
Hanzvadzi ndaisa zvanza🤝🤝👏
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 18 күн бұрын
Musandione kunonoka ndangandichiuya🎉 watching from Belgium ✨✨
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 19 күн бұрын
Tencen nhasi imboenda unotaura namambo nemakorota avo vakuudze connection yavanaiyo naChangadzo
@icywayentertainment3927
@icywayentertainment3927 16 күн бұрын
Taking us to another level Drewmas media❤❤❤❤
@nyarendaelizabeth
@nyarendaelizabeth 18 күн бұрын
Dzvanya vanhu Tenscen bata panonaka kuti dzviiii chaipo uripwe zvese
@RuthHotera
@RuthHotera 18 күн бұрын
Ramba wakadzvanya ipapo🎉Shumba Murisei henyu tinotenda nebasa ramoita takuzivawo
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 17 күн бұрын
TENCEN unonyarara kana MAMBO vachitaqura kkkkiiii kwakaaaa.....endayi mese TENCEN
@josephgapirakb
@josephgapirakb 14 күн бұрын
He respect mambo
@LorraineMutukudzi-j6d
@LorraineMutukudzi-j6d 18 күн бұрын
Yaah zvakaoma dzidzai kudarikwa nezvimwe kuskorova munhu wausinei naye tensen hoyooo
@bbigshowbbigshow
@bbigshowbbigshow 16 күн бұрын
Zviriko here varume mombe dzirikutaurwa idzoo haaaaaa pakaipa
@maguramagura5335
@maguramagura5335 19 күн бұрын
M in love with Drewmas media
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson 19 күн бұрын
Hande chikomanaTensen usajaidza vanozviita vangwaru
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 18 күн бұрын
Drewmas media taking me to another level mandilandesa level randanga ndakamirira Tichiri patension Drewmas media takakuonai muchitaura kuinyanga panyaya yachimbwa wekupondwa nevanhu 8 last year vachidrainer ropa madiii Drewmas maendesa family yachimbwa kun'anga yatenson
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 19 күн бұрын
Shumba 🤝 🤝 🤝
@Abeldukwende-c2r
@Abeldukwende-c2r 18 күн бұрын
Iyi nyaya iyi ichazonetsa kumberi uko.
@phill0209
@phill0209 18 күн бұрын
What do you mean
@Abeldukwende-c2r
@Abeldukwende-c2r 18 күн бұрын
There are many questions brethren. Pfuma yenhaka inoparadza ukama. Have you notice the greedness of the relatives????
@WiriranaiOswaldHondo
@WiriranaiOswaldHondo 18 күн бұрын
I have the same feeling
@maipraise
@maipraise 18 күн бұрын
​@@Abeldukwende-c2rhaunyepi dzawandisa mombe idzo
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 18 күн бұрын
Ngavangopa tensen zvaarikuda. Ndokuti zvpere
@Kanos02
@Kanos02 19 күн бұрын
Drewmasmedia please Sunday Mukirai please 🎉🎉🎉I can’t wait 🎉🎉🎉 Tencen varatidze chokwadi❤❤❤
@evelynkajawo3488
@evelynkajawo3488 18 күн бұрын
MATSARATSE!!!
@PeterKelvin-e7z
@PeterKelvin-e7z 19 күн бұрын
Drewmas media u must write a book about this ngozi mururimi rwedu wechishona
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 19 күн бұрын
Haaa Tensen ishamhu inemunyu. Ita zvawakaita Gandi nekuti ada kujairira. Sota vanhu. Varatidze kuti uri mukono. Achadzoka achimhanya mu face uyo. Ari kuita zvekutamba
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 18 күн бұрын
Thank you Drewmas media muri rudadiso plizz kandai nekukurumidza musatangirwe nevamwe vakubatira nyaya padumbu. Tencen chiranga mapenzi bt akataura wani kunaGandi zvaanoda kut anoudza vamwe vake zvaari kuda uyo atozviitira mawone.
@Gogo-Nan
@Gogo-Nan 17 күн бұрын
Thank you drewmas ne Hwenje
@godfreymusademba1740
@godfreymusademba1740 19 күн бұрын
Tencen inga vese nedare ra mambo vakukujairira
@GivemoreNaison
@GivemoreNaison 12 күн бұрын
Ngozi inotaura yakadzikama iyi
@mancuencube5409
@mancuencube5409 18 күн бұрын
RETURN OF TENCEN
@MoreChikowa
@MoreChikowa 19 күн бұрын
Drewmas Media munogona chaizvo 😊
@Kanos02
@Kanos02 19 күн бұрын
Mr Neshamba munogona Mose namambo🎉🎉🎉🎉
@cleofay9346
@cleofay9346 18 күн бұрын
Thank you so much Drewmas tanga tanzwa nekumirira maita basa zvikuru
@peterphiri9590
@peterphiri9590 19 күн бұрын
Thank you Drewmas you are always ahead .
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 12 күн бұрын
Musharukwa akashaura pajiti tiri musango hwenje ndine drink rake.
@Gogo-Nan
@Gogo-Nan 17 күн бұрын
Enjoying the ngozi news hangu ,drewmas muri rudadiso🎉
@vitalischidzambwa921
@vitalischidzambwa921 14 күн бұрын
Vakomana ava vanotonga nyaya zvavo
@RabiRijal-vu8jb
@RabiRijal-vu8jb 18 күн бұрын
Vanhu ngavaite zvirikudihwa nengozi Mambo wacho chiiko nxaaa
@nomorekafuriza5585
@nomorekafuriza5585 17 күн бұрын
kana vakasaita zvaisirikuda haiperi inoramba ichiuraya chete
@EuleriaNyagano
@EuleriaNyagano 18 күн бұрын
Mamemame ramba wakadzvanya Teny Teny
@Tinto4490
@Tinto4490 18 күн бұрын
Tinotenda nyakubatsira Tenson kuti amuke haa akatambura murume uyu iiih kutyoka kutyoka muviri
@Yeuliz
@Yeuliz 16 күн бұрын
thank you drewmas media
@calistaashwood
@calistaashwood 18 күн бұрын
Drewmas media is taking us to another level
@PhumezaMayekisa
@PhumezaMayekisa 17 күн бұрын
Mombe idzi rzichanoitawo ngozi kwarzirikuejda dzinopedzesa vanhu
@Josephbanga3633
@Josephbanga3633 13 күн бұрын
Kufunga kwangu ngozi iyo inoda kupotwa ichidzorwa cz zvimwe zvacho zvava zvekuti ndinzwe mnhu azvirereka kudai gamuchirai kaa mambo avana mangwana kutaura zviripo mnhu auya nadzo tambirai kaa ndipo painaka tsoka ngozi ichitaurwa nayo kusvika zvanaka kwete kuvaregera vachitonga pavadira pasina kudzikisirwa ukashaya hadzi dzacho wodii pachidiwa dzakawanda kudaro
@Mamoyo-d8b
@Mamoyo-d8b 18 күн бұрын
Ngozi dzose kopai Tencen kwete kudzvnyirirwa pamombe dzaunenge Uchida
@storyushe9716
@storyushe9716 18 күн бұрын
Drewmas media muri rudadiso Pana Tensen hapataurwe kana usina nyaya unobvapo waberekana naye pano chohwa chohwa munhu 😂😂😂
@ThamiMats
@ThamiMats 18 күн бұрын
Dramas media taking u 2 another level
@Gracejaboon
@Gracejaboon 18 күн бұрын
Watching from United Kingdom ko Tencen zvaanga akaba mombe 7 iye ava kutora dzese ko vakabirwa vowanei mambo ngaapagadzirise
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 18 күн бұрын
Unewumbowo here wekuti akaba.
@tindo2979
@tindo2979 17 күн бұрын
Vakabirwa vapi vacho, iye aiva nema paper emombe dzacho
@lizzyncube8669
@lizzyncube8669 18 күн бұрын
Mukoma tencen afundisa vanhu chidzidzo munhu haauraiwi kana mamozogara ,tencen teach them lessons.
@TryphineMuchezana
@TryphineMuchezana 19 күн бұрын
❤haaa Drewmas murirudadiso shuwa ngandakangomirira haaa ndahwa sendotsva nekufara Kkkk kutanga hangu comment ndisati ndatanga kuiona
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 18 күн бұрын
Magetsi ayooo
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 18 күн бұрын
Tencen usajaidza makudo ayo mhondi nemuroyi hazvina kusiyana. Arikufunga kuti hauone anodherera plus kuuya nezviripwa zvisina kukwana ari kuku sizer uyu mugadzirire size
@DorcasTambu
@DorcasTambu 18 күн бұрын
Famba Tesnsen vaimbokuurairei
@tracymutumbe9932
@tracymutumbe9932 19 күн бұрын
Tasvikawo shumba
@jescamadondo2979
@jescamadondo2979 19 күн бұрын
Tenson chiranga mapenzi
@HappinessChisuse
@HappinessChisuse 19 күн бұрын
Tensen Ma1 ndatenda hangu
@MadzudzoChihwa
@MadzudzoChihwa 19 күн бұрын
Tensen akatonyarara kare paakaripwa the first time mwana uyo it’s now acting hake to maximize profit, daidzai magogodera , masvikiro, manyusa nembonga, nemagombwe naChigodora
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 19 күн бұрын
​@MadzudzoChihwa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 chihwa wandiuraya nhaka
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 19 күн бұрын
​@@MadzudzoChihwamurikuda headman wangu here akabviswa uya. Ngozi mombe 7 pamutemo asi😂
@husseinchamatumba6984
@husseinchamatumba6984 19 күн бұрын
Kusaziva kufa shuwa haikona kungotaura ​@@MadzudzoChihwa
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 19 күн бұрын
​@@mesiMutepfamave kutidzosera kumashure.. Tencen akaurayiwa aine mombe dzake 7 vakadzitora vakaita dzavo saka pa16yrs mombe idzodzo dzakabereka dzikazadza matanga avo ngavabvise havo nemoyo unoda... Vabvise mombe 7 dzinova mombe dzavakatora kwaari?? Ko mweya wake wavakatora woenda mahara?? Mombe dzinoberekana dzichiwanda... Kana vasingade kubvisa mombe idzodzo ngavarege ari mumatambudziko ndivo not us or mambo
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 18 күн бұрын
Imii musafananidze zveroora nengozi,, roora panenge pachifarwq ngozi haisi yekutamba nazvo pakafa munhu ka apa vakashota number yekudzinza kwavo saka why kuda kureverera mhondi tongai zvakanaka imii ko mukanyarara mobveiko kuda kunzi mataura mudare,,, let him deal nemhondi idzi
@GetrudeSibanda-m6i
@GetrudeSibanda-m6i 16 күн бұрын
Zvakaoma
@TafadzwaChiminya-k8o
@TafadzwaChiminya-k8o 16 күн бұрын
Munhu haabatwii dii
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 17 күн бұрын
Amai vaTENCEN MUCHAVA NEMOMBE NGANI😂😂😂vakoma regayi kuraya vanhu MOMBE 21😂😂😂
@patrickmuna1008
@patrickmuna1008 19 күн бұрын
🎉
@Anna-z9n
@Anna-z9n 17 күн бұрын
Zvakaoma munhu hauraiwe kunge huku
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 17 күн бұрын
Vanhu vamwaru tichizogara NGOZI iriko aaaaa
RUSAPE NGOZI (PART 11)....   TENSEN ODA KURIPISA DREWMAS MEDIA
1:03:05
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
It’s all not real
00:15
V.A. show / Магика
Рет қаралды 20 МЛН
Beat Ronaldo, Win $1,000,000
22:45
MrBeast
Рет қаралды 158 МЛН
The Best Band 😅 #toshleh #viralshort
00:11
Toshleh
Рет қаралды 22 МЛН
Njuzu  Dzema Rusape Dzorura Karanganda TV
1:26:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
Bhozhongora live in Rusape (14 January 24)
41:17
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 6 М.
Murume wekwaRusape ANOFENDA kana arumwa nenhunzi
1:28:14
Drewmas Media
Рет қаралды 159 М.
Ngozi yeku Jorburg .dare ra Chief Mutasa .Karanganda TV
53:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 37 М.
It’s all not real
00:15
V.A. show / Магика
Рет қаралды 20 МЛН