Chief Mutasa - Bhinya Rekuda Kucheka Mwana Ari Grade 7 Rounzwa KuDare. Obvuma Kuti Banga Aive Naro.

  Рет қаралды 32,115

Nhimbe TV

Nhimbe TV

Күн бұрын

Пікірлер: 125
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Ай бұрын
Kutorasa Banga means a lot panyaya iyi kutoshokwa kwacho means he panic panezvaida kuita. ..for real he wanted to kill if it was jus normal Banga for mango Anga asingasvije pakuvhunduka kusvika pakurasa banga
@TheophilusSithole-g9x
@TheophilusSithole-g9x 5 күн бұрын
Excellent narrative
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 Ай бұрын
Vese vari kuti mumhan'ari ari wrong dai mwari vambo turner matables aenda kwamuri mozotiudzawo pano
@traceywekwaNyanguwe
@traceywekwaNyanguwe 29 күн бұрын
Innocent aitsvaga ropa ndovarikutumwa kuuraya, bvisai ku area ikoko hakusi safe . Innocent i mhondi ngamboenda ku jerii unotaurirana ne mhondi chii
@SamsonNyamandwe
@SamsonNyamandwe Ай бұрын
Bhinya ngarisungwe Mambo
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert Ай бұрын
This case reminds me of myself when I was form 2 when I visited my grandmother in a different village. I overheard two men plotting to abduct and kill me to use me in chigayo. People are evil
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
We thank God you are alive. Rambai muchichengetwa🙏
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Ай бұрын
😢😢😢 wakachengetwa hama tokudza denga
@LinaMapuranga
@LinaMapuranga 28 күн бұрын
Mambo mutasa munogona Basa ibhinya iro sei achifamba nebanga
@vanessazimunhu8013
@vanessazimunhu8013 23 күн бұрын
Vapedza SaMutasa next case unonzwa seunotsva
@fungaimurasiki4989
@fungaimurasiki4989 25 күн бұрын
Nyaya dzeAttempted murder hadzidi masabhuku mhan, ndedze CID Mtorashanga, finish. Masabhuku ndeve kutonga zvemiganhu yeminda nekutorerana vakadzi
@GEORGEKARANI-d5p
@GEORGEKARANI-d5p 24 күн бұрын
😂
@fungaimurasiki4989
@fungaimurasiki4989 23 күн бұрын
@@GEORGEKARANI-d5p nhaim chii ichocho, masabhuku akatanga riinhi kutonga zveAttempted murder😂😂😂😂😂😂😂😂
@MemoryKubvoruno-x1o
@MemoryKubvoruno-x1o Ай бұрын
Hamusi makunyaya kurebesa rondedzero ere 😢😢😢
@HannahSiya-w7l
@HannahSiya-w7l 28 күн бұрын
Munhu ngaangoenda mujeri chte imhondi mukamurega akutouraya munhu
@GloriaMpofu-jd1kn
@GloriaMpofu-jd1kn Ай бұрын
Thank you nhimbe nekutitandadza nenyaya
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Tinotenda
@EriaImbayarwo-r9p
@EriaImbayarwo-r9p Ай бұрын
Apa hapana nyaya kune vanoziva kumusha zvinongoitiwa kusangana nevapfana wovhundusira uchida kuona speed yavanorova
@jayroyal3257
@jayroyal3257 Ай бұрын
😂😂😂😂
@SharmillaChaitwa-l7k
@SharmillaChaitwa-l7k 6 күн бұрын
Kkkk that was then vanhu vashata makore ano
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Ай бұрын
Ndiyani mumwe akutobhohwekana nekuti EEE 2mnts eeeee after one word eeeee a word eeeeer
@anniekurewa878
@anniekurewa878 Ай бұрын
Prob nzvimbo dzine mabhinya idzo Saka pati omeyi
@LorraineMukoyi
@LorraineMukoyi Ай бұрын
Team mutasa motamba hre ?Mambo mutasa pampering nebasa.pana mbuya watsvuku wekutsvinya maningi handichawawoni tanga tajayira panze patayinyatsoona team rese
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Hahaha regai tigovatsvaga kuti vari kupi. Mazuvano havasi kubatika paDare.
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 28 күн бұрын
The way murume uyo baba vevictim i like t smiling havo panhau yakaoma kudai
@charitymerjurykambuzuma2210
@charitymerjurykambuzuma2210 11 күн бұрын
Smile ine deep pain vakafanana neni baba ava ndichinyatsorwadziwa zvekut moyo uchada kutsemuka when I'm explain I smile mufunge,but deep down nendekaparara nepain
@memoryncube5904
@memoryncube5904 20 күн бұрын
Nde head master baba ndakabovaona bamboo Mutasa vachipa vanavechikoro Chavo masch fees
@nhamozaris
@nhamozaris 28 күн бұрын
Ngaasungwe uyu😊
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 Ай бұрын
Kungoti eee eee kunobhowa
@AletaTivaz
@AletaTivaz 26 күн бұрын
Uyu akatombouraya and achauraya fti.... Ngaende kujeri
@JoyceSupu-ov6jv
@JoyceSupu-ov6jv Ай бұрын
Ibhinya aitamba nebanga rinotambwa naro here ndekupi kutoitwa magames ebanga plus vana ava havasi shamwari dzake uye akambotanga aramba paakabvunzwa nasabhuku
@SamsonNyamandwe
@SamsonNyamandwe Ай бұрын
Mabhinya mujeri
@NestorTakudzwaMutimbanadzo
@NestorTakudzwaMutimbanadzo Ай бұрын
Wakarisa kupi bhinya
@HerbertMakanyanga
@HerbertMakanyanga Ай бұрын
Kutamba kuriko pamwe anogona kunge aitamba sure but munhurume sometimes anofambawo nebanga especialy nguva ino yemango 😂😂😂😂😂😂😂😂 aida kudya mango imhepo dzangomuvingawo this guy
@AngelaChitsungo-bt8ed
@AngelaChitsungo-bt8ed Ай бұрын
Akuna zvakadaro eeeh .banga Arina kumira beautiful
@HerbertMakanyanga
@HerbertMakanyanga Ай бұрын
@AngelaChitsungo-bt8ed but zvirinormal kumunhurume kufamba nebanga. This guy angoitawo munyama
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 Ай бұрын
Sei akabata mwana then onyepera kuzungaira kt ndabuditsa chikwama
@tristansithole8071
@tristansithole8071 Ай бұрын
King Solomon of our generation.. endai ku police. Yava criminal iiyi.
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 28 күн бұрын
Ngaende kujeri ziso rake rinototyisa
@NomakhosiMasekesa
@NomakhosiMasekesa 29 күн бұрын
👏👏👏
@JaneZamani
@JaneZamani Ай бұрын
Ko Banga wakarasirei ndipo zvinotangira ipapo mabhinya kujeri pane nyaya apa
@MarthaMapako
@MarthaMapako Ай бұрын
Baba ava vanotaura vachisekerera kunge varikutaura zvinonaka
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Hahaha kune vanhu vasingatogoni kutsamwa kunze uku.
@JoneChida
@JoneChida Ай бұрын
NdiHeadmaster paSt James zongoro
@oscarchimwaza3456
@oscarchimwaza3456 Ай бұрын
​@@JoneChidaane zivo
@RichmanMukahiwa
@RichmanMukahiwa 23 күн бұрын
Nyaya yacho ngaiende ku Police Attempted Murder
@mutututswablessed439
@mutututswablessed439 Ай бұрын
Anga atukwa kuchekeresa uyo....
@InnocentSemwayo-bm5ww
@InnocentSemwayo-bm5ww Ай бұрын
Vana innocent tagara tine problem 😂😂😂😂😂
@emilymushonga1017
@emilymushonga1017 29 күн бұрын
Hamudi kuve innocent sezita renyu 😂😂😂😅😅😅
@nomorechivandire6816
@nomorechivandire6816 28 күн бұрын
Hamusi innocent 😅😅
@PortiaPurazi-sd5eg
@PortiaPurazi-sd5eg Ай бұрын
Chief justice
@RodernMugwede
@RodernMugwede Ай бұрын
Bhinya waidakuuraya munhu
@judithmbizi
@judithmbizi Ай бұрын
Rimwe bhinya iro
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 Ай бұрын
Haaa uyo anonyura chaiko. Ayiswa mukona nevakomana achataura newakamutuma
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 Ай бұрын
Mambo Mutasa vanogona basa, dai vari vamwe madzimambo or maHeadman canodai vati bvisa mombe yamambo ne hwai yaSabhuku zvotopera zvakadaro
@eddiemudzingwa9532
@eddiemudzingwa9532 Ай бұрын
Makoni anobva ati endai kuseri kwechuru😅😅😅
@EnettyGadzi
@EnettyGadzi 26 күн бұрын
Munhu mukati unouraya vanhu mukamusekerera
@TendaiHove-fg3cg
@TendaiHove-fg3cg 28 күн бұрын
Baba avo vane problem vanenge mnhukadzi kuita kwavo
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 25 күн бұрын
Dayi ayigara kuS.A dayi atori ngochani.
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Ай бұрын
Njuga dzepaditi dzakawoma
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
😅😅😅
@witnesszhou1982
@witnesszhou1982 Ай бұрын
Ibhinya iro
@MarthaMapako
@MarthaMapako Ай бұрын
Ndini ndatangapano
@nhimbetv
@nhimbetv Ай бұрын
Thank you soo much
@innocentMujeh
@innocentMujeh Ай бұрын
Iwe sahwira innocent asi unodhakwa kai
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 Ай бұрын
Haana nyaya uyo
@MemoryChitate-h8n
@MemoryChitate-h8n Ай бұрын
Eeeeeee eeeeee😢
@EdinahDikito-m6w
@EdinahDikito-m6w 26 күн бұрын
Anoda kumbopihwa punishment
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 Ай бұрын
Plus why akazorasa Banga if Anga achiziva Kuti haana mhosva????
@brendarudziva7124
@brendarudziva7124 27 күн бұрын
Munhu kujeri
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 Ай бұрын
Mambo dai mambomira kuteerera zvinyaya zvisina basa
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Ай бұрын
Well addressed ❤❤❤
@Sims-p9y
@Sims-p9y Ай бұрын
Uyu anga achifanirwa kusungwa mudare otoendeswa kumapurisa
@SimbarasheGovha
@SimbarasheGovha 29 күн бұрын
Jeri rinongouya vakarivara
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 Ай бұрын
Mumhangari haagoni kugarisana newamwe zvakanaka Ibhinya rudziii rinotanga Rati ane jersey ndiye wandirikuda,pane wanhu 3 ouraya one , padhuze nema shops ngaasadaroo
@DesireMakoti-me8kp
@DesireMakoti-me8kp Ай бұрын
Dayi ariwako asarudziwa waizotaura marara akadero here iwe ,ukwane kana ukawana time maybe haunawo mwana iwe bhangu iwe
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 Ай бұрын
Imagine nekuwanda kwakaita mabhinya ekwamutare
@LloydNechipani
@LloydNechipani Ай бұрын
Kkkkkkkk hubhinya is not that easy. Mumhan'ari akadhakwa
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 Ай бұрын
@@DesireMakoti-me8kp duzvi iwe wakamboonepi bhinya rinotanga rashewedzera kuti hiwee dakukucheka ndiribhinya iwee mubereki you should analysis zvinhu or nyaya dzevana I think you should hve just warned this guy kuti hamuzvidi sevabereki
@HerbertKamonere
@HerbertKamonere Ай бұрын
​@@LloydNechipaniko akarisireyi banga after anzwa kuti amhan'arirwa
@jhonclaudiochirongoma6708
@jhonclaudiochirongoma6708 Ай бұрын
This guy haana nyaya aitamba nevana then they panicked then vanasisiwo vakuti banga raida kuuraiswa munhu. That guy is innocent aitamba chete
@DennisRunanga-ub3gs
@DennisRunanga-ub3gs Ай бұрын
Vanhu vakuita zvozvoze muZimba , asi dai vaizivana nemwana it was better , zvino aitova stranger mwana
@esaumadzura
@esaumadzura Ай бұрын
Mhoti munin'ina wako nhai kana kuti ndiwe iye.
@NicolletteGariyawo
@NicolletteGariyawo Ай бұрын
Ungatambe memwana wangu uchibudisa Banga uchiti ndiye wandirikuda mhondi
@NicolletteGariyawo
@NicolletteGariyawo Ай бұрын
Kutamba muno kuziva Banga munoriziva mushe mwana wako wotaura kuti ndabuditsirwa chinhu na baba avo MOTi kutamba
@DereckManyenga
@DereckManyenga Ай бұрын
Wy akazorirasa
@EriaImbayarwo-r9p
@EriaImbayarwo-r9p Ай бұрын
Awa madzimambo haachina basa rekutonga nyaya bcz vakaona vakonewa munhu pane dzavanoti ndedzedu nyaya vanoti panodiwa mapurisa endai mundorepoter kureva kuti basa remadzishe munyika medu hapachina kwangova kudakutonga dzebonde chete pwanyai mabuilding amakavaka ayo vanhu vaende kumapurisa nenyaya dzavo
@franciscademberere-6653
@franciscademberere-6653 Ай бұрын
Kukotiwo vanedzimwe nyaya dzvanoti endai kwamambo ndomafambiro acho
@EriaImbayarwo-r9p
@EriaImbayarwo-r9p Ай бұрын
Kunyepa kwako hapana nyaya inoenda kumapurisa ichidzoka kwamambo kujere kana community service, piece order hakuna tipewo reference yenyaya yakabva kumapurisa ichienda kwamambo usanyepa
@natifmobile2923
@natifmobile2923 Ай бұрын
Munoziva mutemo here mambo,criminal cases hadzis dzemadzimambo asi customary
@natifmobile2923
@natifmobile2923 Ай бұрын
Munoziva mutemo here mambo,criminal cases hadzis dzemadzimambo asi customary
@sibombawa9678
@sibombawa9678 Ай бұрын
Mambo is actually specifying kuti it's a criminal issue .ummmm ko mukanyarara munobveiko
@aswaldbanda3193
@aswaldbanda3193 Ай бұрын
Mambo ava vanogona kutonga uye vanoziva mutemo
@malvinchiyangwa6947
@malvinchiyangwa6947 Ай бұрын
mumhangari anenge mu down down
@nos__mas
@nos__mas Ай бұрын
aah. how? munhu ari eloquent kudaro woti mu down?
@MitchackSthole-f5f
@MitchackSthole-f5f Ай бұрын
Ndiheadmaster paZongoro primary avo saka murikuti vakaisa head mudown hr
@victormuhwati-ni3zf
@victormuhwati-ni3zf Ай бұрын
Murume akasvika kudai anonomhangara nyaya matoto akadai..kutonobhadhara mari yedare..tsvagai mabasa
@HerbertKamonere
@HerbertKamonere Ай бұрын
Ari mwana wako wainyarara here nyika vanhu varikuchekeresa
@claytonchiks
@claytonchiks Ай бұрын
Asi akabuditsa banga ihama yako .do u know how many people have been killed nemabhinya
@NeveressMachongwe
@NeveressMachongwe Ай бұрын
Asi uribhinyawo kani
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 Ай бұрын
Am sure utori involved munyaya iyoyi unofsnira kutosungwa
@patriciabandura5412
@patriciabandura5412 Ай бұрын
Uribhinya newewo
@nyikayarambadon2416
@nyikayarambadon2416 Ай бұрын
Haa apa mambo mtasa matonga nedemo apa mface haana nyaya uyu
@NestorTakudzwaMutimbanadzo
@NestorTakudzwaMutimbanadzo Ай бұрын
Unopenga iwe
@PrimaTauz
@PrimaTauz Ай бұрын
Uri bhinya tsek
@nos__mas
@nos__mas Ай бұрын
Kana asina nyaya banga raiva rei? and kana raiva re mango akarirasirei? Wakamboona kupi vana vanoridza mhere vachitiza munhu arikudya mango.Mambo is spot on..its a criminal issue first
@CanisioMushai
@CanisioMushai Ай бұрын
kkkkie nyaya yenyu yakadhakwa zvekuti bheee
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 29 күн бұрын
Really??
@Capeswitzer
@Capeswitzer Ай бұрын
Ko akatiza
@SamsonNyamandwe
@SamsonNyamandwe Ай бұрын
Mabhinya mujeri
2025 Chief Mutasa
18:47
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 14 М.
Aitya Mukotsanjera. Dare ra Chief Mutasa # Karanganda TV
47:30
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 84 М.
СИНИЙ ИНЕЙ УЖЕ ВЫШЕЛ!❄️
01:01
DO$HIK
Рет қаралды 3,3 МЛН
Правильный подход к детям
00:18
Beatrise
Рет қаралды 11 МЛН
IL'HAN - Qalqam | Official Music Video
03:17
Ilhan Ihsanov
Рет қаралды 700 М.
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
Takauraya mwana .DARE ra Chief Mutasa
1:07:50
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 160 М.
Sabhuku Vakandibata Zamu Zvizere Muvideo  Chief  Makumbe
29:13
TICHKACH MTV
Рет қаралды 14 М.
Arikudzinga baba wake wane 96 years pamba Karanganda TV dare ra chief Mutasa
21:17
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 13 М.
Mukoma Vakaba Diesel kuDelta  Dare Ra Chief Mutasa Nyaya yanetsa iyi
55:34
СИНИЙ ИНЕЙ УЖЕ ВЫШЕЛ!❄️
01:01
DO$HIK
Рет қаралды 3,3 МЛН