RUSHINGA......MUDZIMAI AGURWA MUSORO NDOKUENDWA NAWO

  Рет қаралды 31,562

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 381
@lindahkatai9069
@lindahkatai9069 Ай бұрын
Thanks Andrew.asi kuburitsa munhu achichema pa camera zvinenge zvisina kunyatsoita mushe.
@evamchikovore2612
@evamchikovore2612 Ай бұрын
Handizivi kt mazuvano vanhu havachapi mukana kumunhu akuchema sei
@PreseviaranceMarangwanda
@PreseviaranceMarangwanda Ай бұрын
Ini handigoni kuona munhu achi chema ndino funga pa rufu rwa Mai vangu haa Handito kwanisa
@ferickmunyoro3957
@ferickmunyoro3957 Ай бұрын
Same to me ndojamba pese panoitwa zvekuchemwa so zvkutora vnhu vchichema hazvite drewmas ​@PreseviaranceMarangwanda
@Benitakuyeri
@Benitakuyeri Ай бұрын
Apo vashaisha sure kokumirira rufu rwupere Kuri kwedu ndokusairirai imbwa
@TiaraMoyo
@TiaraMoyo Ай бұрын
​@@Benitakuyeri😂😂😂yooh
@OrripahNdarande-wg1jp
@OrripahNdarande-wg1jp Ай бұрын
Musatipe vanhu vachichema pliz moyo wangu mupfupi uuuuum tauri nevamwe kwete avo varikurwadziwa vanotaura chii misodzi yega
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 Ай бұрын
Nhy zvenyu
@vernahmuchemwa3415
@vernahmuchemwa3415 Ай бұрын
Sure
@Tauramanyoni-pv9di
@Tauramanyoni-pv9di Ай бұрын
Vanochema munorambirei muchingovaburitsa tinodzoka tochemawo.,nedzoi kunevarasikirwa
@Chikatsa
@Chikatsa Ай бұрын
Mukoma Andrew apa zvamaita hazvisi right. Ko kuzoramba makaisa camera pavanhu vari kuchema ndochii ichocho, musadaro. Uye dai mamirawo munhu avigwa mazoenda
@clarakingston2255
@clarakingston2255 Ай бұрын
Nhayi nhayi
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 Ай бұрын
Unopenga iwe news dzoda kupiwa vanhu dzichiri fresh this is good journalism from Drewmas media
@Chikatsa
@Chikatsa Ай бұрын
@@liciousnyamande4251 Saka kuti,(unopenga) ndokutii. Wadii wangotaurawo zvaunofunga pasina kutuka vamwe
@georginakajengo3172
@georginakajengo3172 Ай бұрын
Baba ava vakauya kekutanga nyaya yavo hainzwisisiki. Ivo vakazorarirei vasingazive ku e munhu. Vaidai vakabva vatoudza vanhu kuti uyu auyaakatorwa nemunhu ane demo asi haana kudzoka. Zvimwe aidai akabatwa usiku ihwohwo
@RoseFombe
@RoseFombe Ай бұрын
Painful 💔💔 nyaradzwai Nashe mhuri yarasikirwa
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Zvakaoma zvemunyika medu,kufamba kwakutyisa varume vacho vakutyisa zve aah Mwari tidiiko vana venyu
@kudzaimudimu4445
@kudzaimudimu4445 Ай бұрын
Thank you for the story may the Lord God strengthen them and continue comforting them but chikumbiro you should have give them kaprivacy vombichema first then mozotaura navo panekuburitsa vanhu vachichema
@TryphineMuchezana
@TryphineMuchezana Ай бұрын
Ku zim kwaoma veduwee chii chakadaro chinenge ngozi veduwee so sad chemai netariro veduwee nyaradzwai Nashe zvinorwadza ndarwadziwa 😢
@SinikiweToronga-sm5in
@SinikiweToronga-sm5in Ай бұрын
Imbo mirai mupote mhuri nguva yekuchema
@RebeccaRukaingo
@RebeccaRukaingo Ай бұрын
True
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh Ай бұрын
Va Mnangagwa ka pliz ndimi baba venyika, wonayi zvokuita, AN EYE FOR AN EYE, NDAPOTA HANGU NDIMIMUNOFANIRA KUCHENGETEDZA MHURI YENYU, NDAPOTA KANI IT'S VERY PAINFUL.
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 Ай бұрын
Pamwe akafunga kuti chikomba chake mu visita uyu. Mafungiro anguwo
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 Ай бұрын
Zvino gona kuti. Vakanopis musoro pamwe haamuke. Or vaida hurupi brain .saka vozodii ? Achamuka se dutu ku mhuri dzevakaita izvi. Pirizi auraya ngaa uraiwewo not kumu feedr munjeri . Zvanyanya kunge makonzo ari kuuraiwa kwete hurumende batsirai vanhu pakuuraiwa. vatongi vatongi weee
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Ай бұрын
My thoughts too!!
@TemptationMagomero-it6us
@TemptationMagomero-it6us Ай бұрын
Chinenge chaitovawo chikomba bt vakurerutsa nyaya
@sipiwenkomo6347
@sipiwenkomo6347 Ай бұрын
Ko n'anga dzinemukurumbira dziripi zviratidzei veduwe teach these killers a lesson, vanhu havasisina kana matyira. Lastly Shumba please its so heartbreaking kuti mutiratidze vanhu vachichema.
@EllenDick-p4e
@EllenDick-p4e Ай бұрын
N'anga dzacho kudhura ndiko koita vazhinji vatadze kubatsirika nekuti vanenge vasina
@RumbidzaiKafurama
@RumbidzaiKafurama Ай бұрын
I feel sad when older pple are flowing tears zvinondirwadza but rufu so ka😭 Nyaradzwai naMusiki
@unity9896
@unity9896 Ай бұрын
Zvakaoma, hutsinye zvino musoro wakaendeswepi, bhozho akatipa nzwisa, thank you Neshamba nekudzifambira
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta Ай бұрын
Kushaya mabasa hre chakuita kuti vanhu vauraye vanhu kudaro kuda mari inouya wakarara hre
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa Ай бұрын
Pliz munomirira vanhu vambochema beta kutotsvaka kana anasahwira izvi musadaro Dreams media😭😭
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Ай бұрын
Baba Junior ndovane musoro wamai Junior 😢😢😢
@cleofay9346
@cleofay9346 Ай бұрын
So painful haaa ndarwadziwa, Zimbabwe chiiko chapinda munyika medu Mwari ngavachiuya zvavo tava ready😢😢😢
@PhilipShumba
@PhilipShumba Ай бұрын
Mwariweeeeee ndarwadziwa nyika yashata iyi 😢😢😢😢😢😢😢😢
@sukoluhlesibanda1432
@sukoluhlesibanda1432 Ай бұрын
Lomuntu who is supposed to be a Ndebele laye kakho msulwa uzama ukulahlisa ngesindebele kodwa isishona yiso osijwayeleyo laye akabuzwe kahle usile
@Varaidzo83
@Varaidzo83 Ай бұрын
True
@spiwemars-ms9qs
@spiwemars-ms9qs Ай бұрын
I think vamuti ataure ne ndebele to accommodate everyone achaona this show
@TalentMatande
@TalentMatande Ай бұрын
Nhai Mwari chiiko chave kuitika kunyika yedu yezimbambwe hayaaa asi nyika yoda kuguma kani veduwee
@patieymakojanhi101
@patieymakojanhi101 Ай бұрын
Nyaya yemisoro muzimbabwe yanetsa. Tapiwa makore futi so mwana kuvingwa asina musoro what a trauma kune vasara. Mwari pindirai nyika yaoma iyi
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 Ай бұрын
Ummmm nyika yakuenda kumawere rip mother zorodzwai munashe hama
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Zvinorwadza hazvi aah nyika yedu yazara mhondi dzega dzega
@richardcruickshank5631
@richardcruickshank5631 Ай бұрын
hhaa zvakaoma ...humhondi hwacho ..imbanje hre mutoriro hre..kudakupfuma hre.???
@JaneZamani
@JaneZamani Ай бұрын
Jehovah chionaiwo zvoita nyika yenyu
@OliviahHumbani
@OliviahHumbani Ай бұрын
Potai muchizoteera kuona kuti mhuri idzi dzakazobatsirika here kwete kungomhanya mosiya nyaya idzi dziri pa pending
@RosePhineas
@RosePhineas Ай бұрын
Suspect baba avo vatanga kutaura maybe ndovakauya nemabhinya avo vari vese nxaa
@LaizahMhaka
@LaizahMhaka Ай бұрын
Kana ini handisi kuvaona mushe aah havana kana kunzwa mhere zvayo
@garybizek1951
@garybizek1951 Ай бұрын
Nyaradzwai mhuri yekwa Zunde akaromba tese tirikumuziva .
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Ай бұрын
Haaaa zvakaomawo kucheka munhu musoro kunge huku nekutakura musoro .....nyika iyi kah yaipa shuwa...Mwari nyaradzai mhuri iyi
@MichaelPedzanai
@MichaelPedzanai Ай бұрын
Baba vatanga kutaura awo vakanzwa kuti ndibaba VA junior asi vane demo munhu akatemwa akagurwa musoro akadhonzwa kupinzwa mumba Iwo varipo pamba ipapo Havana chavakanzwa????
@tapiwaMasiyeni
@tapiwaMasiyeni Ай бұрын
Chemai netariro hama dzangu kudenga kunamwari
@spiwemars-ms9qs
@spiwemars-ms9qs Ай бұрын
Mukadzi akafa achirwadziwa uyu kugurwa here
@BeautyMakwanda
@BeautyMakwanda Ай бұрын
😭😭😭💔💔💔💔Kna moyo wangu wkatsemuka brother yangu yaurawo sehuku azvina mhosva hazvo 😭😭😭😭
@masciemudumo
@masciemudumo Ай бұрын
Mmm shame sorry hako
@PetronellaDlamini
@PetronellaDlamini Ай бұрын
Tete vakagona kuudza mdhara uyu kuti ndibaba Junior vari panze otherwise dai takutofungira ivo kuti ndiyo mnondi
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 Ай бұрын
Cameraman ngatipotei tichibvisa camera kumeso wemunhu arikuchema.. Afirwa haatariswe kumeso
@Talent-us6wh
@Talent-us6wh Ай бұрын
so sad😢😢 chemai netariro asii ndinotii musagara pasi endaii kwasekuru mukotsanjera
@TawandaMatonga
@TawandaMatonga Ай бұрын
Mbavha imhondi haaaa mufec uyo murume watete ngarohwe anotaura chokwadi
@linomsadube
@linomsadube Ай бұрын
Shuwa agotadza kunzwa munhu achiurawa muri under same roof
@masciemudumo
@masciemudumo Ай бұрын
Nyaya iripachena iyi coz tete Gire vaitonetsana na baba jnr earlier so ba jrn did this. But my question is munhu akatemerwa pamba pake Pa verandah pake and no one heard a thing? Paive pasina kana munhu pamba pacho saka ba jrn vakanotora mai jrn kumba kweva bereki vavo ndokuenda navo kumba kwa mai jrn ndokuvauraira pamba pavo mmmm so sad mwari zviratidzei let justice be saved
@FlorenceBingura
@FlorenceBingura Ай бұрын
So painfull torai mupin uende kuma finger prints guys nematambudziko ini ndatoroorwawo ikoko ku Kumukonde taakutya kuenda kumusha
@RujekoChaka
@RujekoChaka Ай бұрын
I am from mukonde too😢
@RujekoChaka
@RujekoChaka Ай бұрын
I am from mukonde too😢
@ShylineGwauya
@ShylineGwauya Ай бұрын
Haa mave strunded kusvika pakubudisa vanhu vachidai soo haiwa
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Ай бұрын
But kana munhu akatouya aine chinangwa chekuuraya haaimboita noise kana kutema zvekupa mufi mukana wemhere obvious akatotema panouraya ka1 zvekuti varimumba vasanzwe chinhu
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 Ай бұрын
This world I am so sorry to the family rest in peace
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz Ай бұрын
Murume ndiye akauraya chete avawo baba vekutanga vakaita munyama wekusvikira zvinhu zvakadaro zvobva zvaitika
@f.madzivire1731
@f.madzivire1731 Ай бұрын
Baba Junior obvious ndivo mhondi, aisada kurambwa then musoro akatengesera business man
@TemptationMagomero-it6us
@TemptationMagomero-it6us Ай бұрын
Muenzi ndiye suspect anogona akatouya ayine mission,he took advantage yerelationship yatete nemurume wavo vainetsana,ndosaka ati iye akatorwa nababaJunior asi handivazive uye handina kuvaona baJunior itsotsi hongu asi sandiye akauraya,musoro wakatoenda pakabva munhu achiti akuenda Harare akanzi neteam iwe chidzokera kuti usazoitwa suspect upe statement rotsikirira baJuju
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 Ай бұрын
Veduwee 💔 Zim chiiko chapinda muNyika sure
@VioletManyame
@VioletManyame Ай бұрын
Vanhu vacho havachatya kuuraya chkwadi kurayana kunge huku kudaro hr nhy veduwe 😢😢💔💔😭
@AshleyMuchemwa
@AshleyMuchemwa Ай бұрын
Shame very sorry hama dzonodiwa it's very sad 😭😭😭 ndatadza kuzvidzora misodzi yangu yabuda .
@maimavis
@maimavis Ай бұрын
Uuuuummmm mwari Dai vapindira vanhu avachina tsisi munhu Ave chikara
@ChiedzaTimiyo
@ChiedzaTimiyo Ай бұрын
Hurumende yedu shuwa deeee yatibatsira toraramirepi shuwa munhu kuvurawa sehuku hr 😭😭😭
@TheMan-kc4fq
@TheMan-kc4fq Ай бұрын
these kind of programs ummmmmm anorwadza zviri too sensitive so zvinorwadza imbopai mhuri nguva yokuchema
@LaizahMhaka
@LaizahMhaka Ай бұрын
Saka haana kumboridza mhere aaah zvakaoma
@ThomasFrance-sb1dg
@ThomasFrance-sb1dg Ай бұрын
Uuum gore renzara rino vanhu vatove mhuka chaidzo
@rutendokadowonda7462
@rutendokadowonda7462 Ай бұрын
Zvakaoma veduwee vamwe vanhu avana moyo shuwa ndarwadziwa
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 Ай бұрын
Baba Juniour vacho varipi ndivo vakauraya munhu
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa Ай бұрын
Chokwadi saka zvichinzi chinoda kufa chinovingira pavakaona kuti baba vajunior vane demo sezvo vainzi vaishusha kudai vakangofonera police kana kudana nharaunda
@catherinenyamvura8870
@catherinenyamvura8870 Ай бұрын
Chokwadi musanakidzwe nekutora nhau koshesaivo vanhu vari kurwadziwa pliz plz
@MemoryMamutse
@MemoryMamutse Ай бұрын
Zvinorwadxa guys zvakaoma rest in peace 🙏
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 Ай бұрын
Weduweeee zvakaoma chokwadi ,hope police ichaita basa mhondi ibatwe,mucheme ne tariro amai ve mushakabvu,vana ,hama ne shamwari.dai akafemerwa asina kuzobudazve panze since anga atoona kuti ane demo .hmmmmmm.
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Ай бұрын
Musungwa ari pachena zvee nhai, baba Junior ivavo ndivo bhinya
@sdshippers9332
@sdshippers9332 Ай бұрын
Nyika yaipa kani veduwe mweyaiko nhai Mwari???? Please Drewmas musadaro kani ipai vanhu nguva yekuchema😭😭😭😭😭💔💔💔💔 this heartbreaking 💔
@EllenDick-p4e
@EllenDick-p4e Ай бұрын
Haaaaa zvakaoma toraramirepi ko vanhukadzi nhai veduwe varume zvadzava mhuka wotiwo usiye munhu uzviitirewo zvinhu okuvinga kuzokuuraya hre 😭😭😭
@MemoryChinyai-b7g
@MemoryChinyai-b7g Ай бұрын
Asi baba avo varikutaura kuti ndakafunga kuenda kuharara kunotaura zverufu asi akuna mafoni hre handisikunyatso nzwisisa nyaya yavo mudhara imwe munege mune zvamurikuziva
@stellamapope
@stellamapope Ай бұрын
Maonao seni imi
@TemptationMagomero-it6us
@TemptationMagomero-it6us Ай бұрын
Taura hako
@emmaculatehlasera844
@emmaculatehlasera844 Ай бұрын
Andrew haasi iye anenge akabata Camera plz
@KudziMaranga-mc5ce
@KudziMaranga-mc5ce Ай бұрын
haaa izvi hazviiti neshamba Dai majamba parikuchema vanhu apoo
@ChipoMaroyichihera
@ChipoMaroyichihera 19 күн бұрын
😭😭😭😭😭😭😭😭VEDUWE MWANA ACHEMA UYO NDARWADZIWA INI HANZI MHMHA KNHI UMMMM KO MAI VACHO KEEE AAA😭😭😭😭😭😭
@ClintJera
@ClintJera Ай бұрын
Im heartbroken mnnn ,nyikqnyedu haichina mutungamiri zvayo
@BEAUTYMUTANDWA
@BEAUTYMUTANDWA Ай бұрын
Yaah ndapererwa veduwee ndarwadziwa
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 Ай бұрын
Veduwee Barna anotipedza MuRushinga umu
@masimbamuuduri3362
@masimbamuuduri3362 23 күн бұрын
barna haasi hanzvadzi yemunhu akaurawa here uyo
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 23 күн бұрын
@@masimbamuuduri3362 ndiye...uye anouraya chero hama kaa
@BovenJack
@BovenJack Ай бұрын
Mwari dai matibatsirawi mhondi yakaita izvi yabatwa haaaa marwadzo mhani
@samsonmazire
@samsonmazire Ай бұрын
Sekuru ve ku chizhanje vakangwarisa avo
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 Ай бұрын
Sahwira uchaurawa nemhondi. Coz mapurisa haasati aits aga. Irikutokuonai so muchitaura
@patriciamakoni2203
@patriciamakoni2203 Ай бұрын
Zvorwadza izvi zororai mgare tete msaraa hope zvachose mukai muhwe nyaya yenyu moga vasara vawanewo zororo
@Gloria-s4v
@Gloria-s4v Ай бұрын
Nyaradzwai nashe amaivangu
@Jenny-yi4qu
@Jenny-yi4qu Ай бұрын
I think murume wacho akafunga kuti uyo murume akatumirwa zvinhu kuti ndiye akudanana nemkadzi pamwe ndosaka akaita pfungwa yekuuraya
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta Ай бұрын
Morning everyone
@ruthcatsante3200
@ruthcatsante3200 Ай бұрын
Nyika yedu ichazovei chokwadi nekuurayana uku😭😭😭😭😭😭😭😭
@LaizahManingi
@LaizahManingi Ай бұрын
Heii zvakaoma zvinorwadza izvi god where are you
@TendaiMukandakanda
@TendaiMukandakanda Ай бұрын
Sabhuku maidai makafamba nevana veraini muchitsvaka musoro wemushakabvu kuratidza husabhuku hwenyu
@OrripahNdarande-wg1jp
@OrripahNdarande-wg1jp Ай бұрын
Musoro watoyenda nebinya iro
@Nunurai-s1n
@Nunurai-s1n Ай бұрын
Mwari tongai vanhu vanouraya
@manyaramarweyi9989
@manyaramarweyi9989 Ай бұрын
Morning vaNeshamba neteam yenyu
@chiponyosi3241
@chiponyosi3241 Ай бұрын
😭😭😭 rushinga Chii nhai totya kuenda kumusha 💔💔💔
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 Ай бұрын
Nhaimi takutotya kuti pfuti nepfuti
@Nomusa-b3u
@Nomusa-b3u Ай бұрын
Drewmas zviri kubhowa nenyaya yevolume
@patiencechasinda5396
@patiencechasinda5396 Ай бұрын
Umm so sad nematambudziko may your soul rest in peace
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b Ай бұрын
Saka ukarambwa unouraya munhu
@ConstanceMatsika-y6p
@ConstanceMatsika-y6p Ай бұрын
Ummm zvakaoma hazvo .chii nhayi
@lucychiwakata7533
@lucychiwakata7533 Ай бұрын
Ngavaende kwa Miracle Paul Kuchitungwiza ku unit L vanoudzwa zvese.
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 Ай бұрын
Ende zvakaoma ndatiii vanhu vanodarirei aaaa asii chìii veduwee hiiiiiiii
@LindaKaringa-uk2bi
@LindaKaringa-uk2bi Ай бұрын
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭Couldn't hold my tears,
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson Ай бұрын
Veduwee hurombwa veduve,musoro wanoshandiswa mishonga Mozambique 🇲🇿 chaiko nononooo mhuri ngaifambe MukomaAndrew
@talentsakupwanya2796
@talentsakupwanya2796 Ай бұрын
Nahi Mwari nhai Mwari vanhu woye chiko chiko mmmm zvanyanya
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 Ай бұрын
Uyu munhu haisi first time kuuraya munhu, yagara irimhondi.
@AnnyDube-x7e
@AnnyDube-x7e Ай бұрын
Vanagodopori itai basa ndopatinoona mabasa enyu mhondi ngaibatwe
@gracengundu
@gracengundu Ай бұрын
Zvakaoma ,zvinotyisa .Nyika yacho inorwadza kuzosvika kupfuudza munhu nenzira yakadaro 😭
@EvelynGwara
@EvelynGwara Ай бұрын
Veduwe vakadzi mhosva yedu ndeyeiko pasi rino tinouraiwa zvinorwadza kudai asi Baba vedu mutungamiri wenyika varipo vachizvinzwa
@VictoriaNyamandwe
@VictoriaNyamandwe Ай бұрын
Akafa achirwadziwa kani kuita kudzurwa musoro kubva muhuro
@cleofay9346
@cleofay9346 Ай бұрын
Netambudziko kumhuri yarasikirwa 💔💔 Baba Junior mukati mukavabata mushe mushe vanoburitsa musoro wemunhu
@brilliantmotsi6708
@brilliantmotsi6708 Ай бұрын
Musaise vanhu vanochema kwenguvarefu please 😢but eish vanhu vaipa veduweee
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Ай бұрын
Kwabhozhongora kwabudawo baba vakauraiwa nemukadxi musorp hausikuonekwa zvakaoma unless kuri kumwe chete asi vakanganisa kuti murume zvaakaoma
@alettamatiza196
@alettamatiza196 Ай бұрын
Haaaa Mwari pindirirai munyika medu humhondi hwanyanya vaskana
@GraceMkaka
@GraceMkaka Ай бұрын
Remekedzaiwo varipakuchema pliz 😢
MHONDORO. -(BUMBE) -AMAI VOFA VANA VOURAYANA
49:48
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
Disrespect or Respect 💔❤️
00:27
Thiago Productions
Рет қаралды 39 МЛН
MANDI UPDATE AND OTHER STORIES
14:15
Drewmas Media
Рет қаралды 13 М.
MUDZI....... AURAYA BABA ACHITI ARIKUURAYA NJUZU
37:10
Drewmas Media
Рет қаралды 47 М.
RUSHINGA......... MADZIMAMBO ANOFUNGIDZIRA KUTI MP AKAROMBA
51:21
Drewmas Media
Рет қаралды 17 М.
MT DARWIN......MHURI YOPERA KUFA NEMANGO
36:52
Drewmas Media
Рет қаралды 41 М.
RUSHINGA--CHOMUTUKUTU...........AKARUMWA NENYOKA YAKE NDOKUFA
26:50
Drewmas Media
Рет қаралды 27 М.
RUSHINGA.....AURAWA NEMADUZU
44:17
Drewmas Media
Рет қаралды 25 М.
Murume Anevakadzi 7 Asungiswa nemukadzi  mukuru Chief  Saurombe
1:12:24