RUSHINGA.........PAKUDA MWEYA MUTSVENE KUTI VASAURAYANE

  Рет қаралды 14,214

Drewmas Media

Drewmas Media

9 ай бұрын

SEKURU VEKUPISIRWA MUSHA VOYAMBIRWA

Пікірлер: 97
@mollineshato8442
@mollineshato8442 9 ай бұрын
Zvazvakaoma zvehupenyu unototi ndezvako wega but takawanda tatambudzwa nevarroyi ava
@valleyfarm5810
@valleyfarm5810 9 ай бұрын
I support you my brother demo ndorinoshanda pamevanhu vakadai
@user-wg4br2rf3p
@user-wg4br2rf3p 9 ай бұрын
Kune varikut Tasvu .Tasvu anodhura veduweee 350 kubata que .1500_2000us apa unenge unedambudziko wowedzerwa rimwe dambudziko fut
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 9 ай бұрын
Matthew | Mateo Shona 10:28 Musatya vanovuraya muviri asi vasingagoni kuvuraya mweya, zvikuru mutye uyo unogona kuvuraya zvose mweya nomuviri muGehena. English 10:28 Do not be afraid of those who kill the body but cannot kill the soul. Rather, be afraid of the One who can destroy both soul and body in hell.
@rambochauke710
@rambochauke710 9 ай бұрын
Mmmmmmmmm muroyi imhondi heiiiiiiii but anoda Sekuru Tasvu kwete vamwe anenharoka mudhara uyu
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 9 ай бұрын
Uyu mudhara akuda pfuti
@patriciazulu9427
@patriciazulu9427 9 ай бұрын
Endai kwasekuru Tasvu
@user-wg4br2rf3p
@user-wg4br2rf3p 9 ай бұрын
Sekuru Tasvu kubata que 350us kushandirwa 1500_2000
@Keith_kazoe
@Keith_kazoe 9 ай бұрын
@@user-wg4br2rf3p vanotambura vanofa nenhamo,zvakaoma mari dziri kuchargiwa apa ummmm
@petronellampala4718
@petronellampala4718 9 ай бұрын
Ndimi vazukuru munosakur husiku ndomisana inozomuka ichirwadza. Simba munaro mumiromo yenyu taurayi neDenga Mwari ega anesimba rinokunda mishonga yasekuru
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 9 ай бұрын
Ukabata demo husabhuku hunopera wawe ku chikurubhi
@PanasheChilimanzi
@PanasheChilimanzi 9 ай бұрын
Gegegeee tuweti chururuuu..2 in1 yebveni🙆‍♀️🙆‍♀️
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 9 ай бұрын
NESHAMBA TEAM WORK SEKURU IYI ISUNGISEI YAKAPONDA IYI PLEASE
@memorymutema2178
@memorymutema2178 9 ай бұрын
Hama dzenyu dzakauraiwa ndodzikushandiswa kusakura
@normanchimucheka478
@normanchimucheka478 9 ай бұрын
Taking us to onther level
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 9 ай бұрын
Vanoda kutasvurwa ava
@paidajiri1621
@paidajiri1621 9 ай бұрын
Dzimwe ndidzodzi hama dzamakatimba Mambo😮
@SilentChanaiwa
@SilentChanaiwa 9 ай бұрын
Endai kwasekuru kanengo
@ennybphiri2896
@ennybphiri2896 9 ай бұрын
Another level
@user-eh1kh4lm4g
@user-eh1kh4lm4g 9 ай бұрын
Ngasungwe muroyi iyeyu muroyi pasi nevaroyi rushinga nyaya dzenyu dzanyanya dzinonyadzisa hamunyare
@user-is6je6pn7q
@user-is6je6pn7q 9 ай бұрын
Kkkkkkkk kwakungot adzwamsoro ndibo manje muchageriwa nemheni
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 9 ай бұрын
Ndange ndasuwa kangoma aka.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 9 ай бұрын
Sabhuku imi musataura nezvedemo. Itai semunhu mukuru. Imi munemasimba ekufamba kudzin'anga muone pane dambudziko. Gadzirisirwai dunhu renyu.
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 9 ай бұрын
Kunokora mavhiri emotor eishy . Pakaipa kkkkkkkk
@PediusMayura-mu4hd
@PediusMayura-mu4hd 9 ай бұрын
Muringazuva iwe urihama yangu
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 9 ай бұрын
Huh mazino chaiwo
@rambochauke710
@rambochauke710 9 ай бұрын
Ndachema send them to sekuru Tasvu ndapotaaaaaaaaaaaaa
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 9 ай бұрын
Kana maita chisabhuku chakadai, then you wonder where we going
@blessingchinhema8152
@blessingchinhema8152 9 ай бұрын
Ana Bvuma tsvagayi mabasa
@reginakere
@reginakere 9 ай бұрын
Hanzi bveni itwo in one 😂😂
@user-xd4tk2qp9j
@user-xd4tk2qp9j 9 ай бұрын
Akukho okungapheliyo inkosi izaliphendula bafowetho lingakhali
@user-ef6xw6wg8u
@user-ef6xw6wg8u 9 ай бұрын
Daidzai sekuru Tasvu
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 9 ай бұрын
This is the reason why the British government has a law that from 5 months of pregnancy as a mother you not abort the baby and your children belongs to the system to protect abuse of children in their own homes. If the police have so much power they would do what their jobs to protect the children. There is nothing like azviuraya let's bury him right away. Postmortem should be performed whether the parents like it or not and there should be a law that says postmortem should be compulsory for suspected deaths and? Suicide like in this case. They are letting a serial killer roaming around free
@BhuruRemusindo
@BhuruRemusindo 9 ай бұрын
Misindo haivaki nyika garai pasi mugadzirisane se mhuri
@user-ge1fb8js3k
@user-ge1fb8js3k 9 ай бұрын
Varoi vanorwadzisa veduweee.totizira kupiko
@user-hg5rq1xc2k
@user-hg5rq1xc2k 9 ай бұрын
Mmmmmm zvakaoma
@user-vh2bv1oz1h
@user-vh2bv1oz1h 9 ай бұрын
Vanoda kurohwa chaiko kuvaita kafira mberi chaiko kwete kuvauraya pekare kana kutema maoko nemakumbo movasiya
@fatimamanyika875
@fatimamanyika875 9 ай бұрын
Zvakaoma ummmmm life haisi fair
@mkmbet-oj3dx
@mkmbet-oj3dx 9 ай бұрын
Mudhara ngaasiye zvekubata mishonga uyo
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 9 ай бұрын
Mapadza 20 pamba panogara vanhu vatatu, heyy vanhu vari kushanda kwete mbichana
@simbarashepowermuzondiyeni9810
@simbarashepowermuzondiyeni9810 Ай бұрын
Kkkkk nditi wanzwa baba avo vati vanomuka nemisana ichigwadza
@simbarashepowermuzondiyeni9810
@simbarashepowermuzondiyeni9810 Ай бұрын
Inenge iri heki heki
@iyletdzokurasa-xf5ti
@iyletdzokurasa-xf5ti 9 ай бұрын
Drewmas media kurumiszai wasati wagerwa nemheni 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@rambochauke710
@rambochauke710 9 ай бұрын
Kuti zvedrumas mmmmmmm zvinopedza gore haina quick decision ine too many failed stories work up drumas send them to Sekuru Tasvu please please
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 9 ай бұрын
Kkkkkk haaa zvakaoma henyu
@blessedjayden1733
@blessedjayden1733 9 ай бұрын
Kkkkk haha ma1 yoh panofiwa yoh
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 9 ай бұрын
Anonzaniko mdara uyo
@user-rc4pq1gf5i
@user-rc4pq1gf5i 9 ай бұрын
Pakuda sekuru tasvu apo mhuri ibatsirwe iyo
@evernicegondo429
@evernicegondo429 9 ай бұрын
Zvakaoma zvnoitika mumhuri 😢 vedue
@user-nb4ee8ty7w
@user-nb4ee8ty7w 9 ай бұрын
NeShamba pliz kana panenzira yekubatsira hama idzo batsirai pliz vanhu ava ndinovaziva ihama chaidzo
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 9 ай бұрын
Mudhara anetsa uyu. Muendesei kwa sekuru Tasvu kana Kanengo.
@mariazulu6805
@mariazulu6805 9 ай бұрын
Ko imimi makadini kuenda ku police mwana asati avigwa .nemiwe hamuna kukwana sei musina kuenda ku police vanhu vasati vavigwa.
@ProsperChikomo-ot6mt
@ProsperChikomo-ot6mt 9 ай бұрын
Eeee zvakaoma
@user-rv7ch4kf4r
@user-rv7ch4kf4r 9 ай бұрын
Now you are back on track when you do forever missed program, so keep on going. Thank you bye
@user-mu5oj2jw5e
@user-mu5oj2jw5e 9 ай бұрын
Hazvipere mushe apa
@user-cc8mh6eu2v
@user-cc8mh6eu2v 9 ай бұрын
Dreamas midea batsirai vanhu avo kuuye vanogona kibvisa
@user-xd4tk2qp9j
@user-xd4tk2qp9j 9 ай бұрын
Kulabantu abasebenzwa ngusathani
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 9 ай бұрын
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
@misheckchidota6663
@misheckchidota6663 9 ай бұрын
Pakaipa
@jacobsadhiki-bp9py
@jacobsadhiki-bp9py 9 ай бұрын
Tichasvikapo padarwin
@prscilla8043
@prscilla8043 9 ай бұрын
😢
@blessingchinhema8152
@blessingchinhema8152 9 ай бұрын
manje muchaenda kujeri
@paulinematambo
@paulinematambo 9 ай бұрын
Musandione kunoka ndanga ndichiuya
@shasha9930
@shasha9930 9 ай бұрын
Wanhu wanogwatana peno Dai makurumidza nerubatsiro😞
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 9 ай бұрын
Zvakaoma zveupenyu mwari pindirai
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 9 ай бұрын
Madhara namachembere anoshungurudza havo yooo
@DeriaMatematema-mn4ls
@DeriaMatematema-mn4ls 9 ай бұрын
Dai Drewmas media yaita Vo vabatsiri very veDrewmas family vanopedza masports
@patriciazulu9427
@patriciazulu9427 9 ай бұрын
Sekuru Tasvu vanozvi pedza izvi
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 9 ай бұрын
VAKAMBOKUPEDZERA HERE? KUDA KUNGOZIVAWO
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 9 ай бұрын
KwaTasvu kwakasoserwa naSly uko plus vamwe vari kuti anochaja kwete zvekutamba.
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 9 ай бұрын
😭😭😭😭😭shemu
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 pa 2in 1apo kkkkk
@NolineZingora-nx2tl
@NolineZingora-nx2tl 9 ай бұрын
The world is evil Zim hatina gvt ,,vaMugabe muripiko vakareva vakati muchamufunga mwana waBona uyu .
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 9 ай бұрын
Zvinhu zvacho so unopererwa vaduwe asi maziroyi aya anomboziva here Kut navo vachafa Zvakaoma hazvo
@preciousmartin9502
@preciousmartin9502 9 ай бұрын
Chakafukidza dzimba matenga pasi pano
@egneskhosana-yt5sk
@egneskhosana-yt5sk 9 ай бұрын
Drewmas media zvinhu izvi kwamunenge maenda kunotora nhau dzimwe dzinoda kukasika kuwana rubarsiro apo ngavakurumidze kuwana rubatsiro wanhu wanopera avo Sekuru Tasvu kana Sekuru Kanengo nekukasika
@precioustafirei7394
@precioustafirei7394 9 ай бұрын
VanaKanengo havashande chinhu vaya kudyirwa Mari chete
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 9 ай бұрын
Vanhu vapindwa nei
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 9 ай бұрын
2 in 1 rebveni 😅😅😅😅😅😅😅😅
@petronellamusariri5285
@petronellamusariri5285 9 ай бұрын
Tsvagai pfuti muuraye gudo racho zvipere varoyi varikudada sure nezvinhu zvavo
@mitchelzvoma175
@mitchelzvoma175 9 ай бұрын
Kutoshaya kuti munhu anoroyereiko hama
@Teeone07
@Teeone07 9 ай бұрын
Drewmas team ko part 1 yacho yakanzi chii I missed it iyi ndaibatira padumbu
@preciouskaseke1274
@preciouskaseke1274 9 ай бұрын
Mombe dziri kurima dzega or something similar
@SteveMubayiwa-ss5sm
@SteveMubayiwa-ss5sm 9 ай бұрын
😂
@nesterchishanu7642
@nesterchishanu7642 9 ай бұрын
Hanzi 2 in 1 yebveni 😂
@mariazulu6805
@mariazulu6805 9 ай бұрын
But why vanhu ava vakavuma kuviga Mwana kana kuchera guva makarichererei imimi wacho murikutaura ingadai makaenda kuma police kuno reporter.vaisungwa
@madamboss7216
@madamboss7216 9 ай бұрын
Muroi anemiahonga yekusunga zvese ndiyo nanhs yaanoshandisa saka mese munopusiswa asi kna zvakutaurika kudai zvakufumuka
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 9 ай бұрын
Pasi rakatakura
@edsonmazira4656
@edsonmazira4656 4 ай бұрын
Pakafa vanhu ava, makaenda here kunoripota kumapurisa ipapo ipapo pamakasuspecter foul play? Kana musina, you did a wrong thing.
@mekong7529
@mekong7529 9 ай бұрын
guys iShona yekupiko iyi... it sounds so funny
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 9 ай бұрын
Chikorekore kkkk
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 9 ай бұрын
Ma koreans 😂
@nesterchishanu7642
@nesterchishanu7642 9 ай бұрын
​@@tamaremanyika3776 Ndeve Republic of Korea 😂
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 9 ай бұрын
@@nesterchishanu7642 yes 😂😂
@rambochauke710
@rambochauke710 9 ай бұрын
Poooooooooooooo 2222222 in 111111111 uku itsoko uku igudo endai kwasekuru Tasvu nguva iripo
@pattywangu2650
@pattywangu2650 9 ай бұрын
Your intro are too long...and no content...
@FathfulyMandizvidza-kv4cj
@FathfulyMandizvidza-kv4cj 9 ай бұрын
Hauyo anotoda iripfuti chaiyo pfurai musoro
President's Budget debate in the National Assembly
SABC News
Рет қаралды 1,9 М.
MUDZI.............SABHUKU OTADZA "KUVHARAZIPI"- MADZIMAI OVAVA
29:26
Happy 4th of July 😂
00:12
Alyssa's Ways
Рет қаралды 64 МЛН
39kgのガリガリが踊る絵文字ダンス/39kg boney emoji dance#dance #ダンス #にんげんっていいな
00:16
💀Skeleton Ninja🥷【にんげんっていいなチャンネル】
Рет қаралды 8 МЛН
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 52 М.
MAPFUPA EMAZANA NEMAZANA EVANHU VAKAFA AWANIKWA
40:20
Drewmas Media
Рет қаралды 110 М.
RUSHINGA......... VAKADZI VEVANHU 16 VAKADANANA NEMURUME MUMWE CHETE
28:27
KUTSVAGWA KWEMWANA (UPDATE)-CHIDHAKWA CHOTAMBA NEZVISINGATAMBWE NAZVO
19:11
CHIMHANDA...........MOMBE DZORIMA DZEGA MUMUNDA
25:24
Drewmas Media
Рет қаралды 56 М.
CHIMHANDA........... NYOKA YOTENGERWA FUKO NEKUCHERERWA GUVA SEMUNHU
36:27
Выйграли Много Денег с Сыном
0:55
Карман
Рет қаралды 7 МЛН
Самый Молодой Актёр Без Оскара 😂
0:13
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 6 МЛН