Apa Honda fit ndakaikwira sei last wk ndiri Africa kkkkkkk just loving it
@user-in5fb9ni8d11 ай бұрын
well done kuna mai avo vanunura chidhakwa icho
@nokueganya625811 ай бұрын
Ngavarove munhu ,musikana anoziva kune mwana
@thatgirl434711 ай бұрын
Since mwana uyo akanzi baba wake mupurisa wemumaraini , I think the father warned her to get out of it. Akanzi usabatanidzwe mazviri, so the kid is just trying to wriggle her way out of being a potential witness
musikana uyo anoda kubvunzwa off camera ,she is panicking otherwise she can help us out.Chidhakwa maramba doro ayo kudhakwa.Nelson and musikana can help us.Endai kumashops munononzwa infor chaiyo
Form 2 girl to be investigated in addition ma porofita akuromba kuita masimba ,or amai ava vakahura mwana baba vomwana voti ndipe mwana ,vopa mwana then kumurume vagere nao oti handisi kuona mwana
@user-nj9je9cn7y11 ай бұрын
Drewmass media pli cover maface evana vari under 18 avo
@abigailsaunyama506011 ай бұрын
True
@maiyeukai934611 ай бұрын
Mwana ari under 16 haabvunzuridzwe pasina vabereki vake.....
@innocentmoyo624111 ай бұрын
Iyi toida kusvika nwana abudiswa plz
@ellenbwanya11 ай бұрын
Tsvagai mwana nephoto
@lovenesstshuma129811 ай бұрын
Hope mwana tinomuwana
@estinahmichael225011 ай бұрын
Vanhu vanofanira kudzidza kubata mirimo pane kujaira kutaura twusina basa mwana ari kutsvagwa uyu mhani
@Tinto449011 ай бұрын
Saka mwana ato shaika futi nhac zvakaoma uuum vanhu chii hurombwa here iiiih
@Cay123.11 ай бұрын
Haaaa chidhakwa musachitsome chaitotauraw kuti sei vanhu vemweya vasingaone kune mwana kna vaive vechokwadi zvkuzoti heee mukamuwana mundibate kwave kungowedzrera kwekunypr munhu ayive akadhkwa kunyara vnhu vemweya uko
@abigailcharakupa849011 ай бұрын
Musikana uyo handimuchenure, endai kunana sekuru Tasvu nana sekuru Kanengo, musikana uyu arikuziva kwakaenda mwana, tozoti ipo pasowe pacho sei vanzwi vemweya vasina kuratidzwa kuti chengetedzai vana or garai nevana venyu pamuri ndaona pasimuka mhepo yakashata, mapositori anoda kutomborohwa chero nemboma chaiyo kuti vabude pachena, asi musikana uyo mutorei arikuziva vanhu vakatora mwana but arikutya kutaura
@blessedjayden173311 ай бұрын
mukoma avo vanoda kurowa shuwa guys ❤❤❤❤
@lovenessjeche376111 ай бұрын
Iye arikuzviziva sei kuti haasirriye mwana uyu maonere angu haana kutorwa nemnhu wekure
@stellahchakwenya133511 ай бұрын
Ko baba vemwana havasati vabatsirwa here kwavaTasvu kwavakaenda
@Loraine88711 ай бұрын
Vati havashandi ne D Media, varamba
@abilitymatopi665411 ай бұрын
Ko madzimai mufundisi wawe kutaura zviri mubible , kumasowe kwawe kuwerengwa mabible here nhai , Ko kwa sekuru Tasvu kwacho hanziiko
@Elizabeth-on9ygКүн бұрын
Kanengo huya or madzibaba simba weku chitwn kuj huya muite basa
Kumasowe uko zvimwe zvacho hazvimbozwisisika. Ivo vana vanosiirwei kuma bag. Ndivo vanochengeteswa ma bag here vakuru vachinamata. Pakaonekwa mwana iyeye ne musikana uyo ngapaongororwe zvakakwana Question mark nga!! Mwari pindirai chokwadi.
@talentmugweni971411 ай бұрын
Musikana ngataure chokwadii asi tsvagai mwana musapedza nguwa
@abilitymatopi665411 ай бұрын
Mweya yenyu iyi ummmm ndeyengozi chete
@ForwardZetmawanza9 ай бұрын
Makazomuwana here kna musina batai chembere nevadhara murove raini rese
@PatienceLosani-jj6fx11 ай бұрын
Urgh tseki mhani iwe ukuti kunogeza neshamwari dzako now wakachinja wanga wakunogeza wega
@Elizabeth-on9ygКүн бұрын
Vanhu ngavarohwe avo
@chamunorwataona55769 ай бұрын
Baba avo vanoziva sei kuti vaiva vakadhakwa asi zvavakataura vasingazvizivi
Akelizame futhi untombazana lowana u form 2 indlela akhuluma ngayo ngani kukhona akwaziyo
@aaronmhlanga944511 ай бұрын
Interrogation inoitwa ne police andrew , vana avo ne fear vanogona kuzozviuraya .andiro basa rako to interrogate asi interview
@jangeex211 ай бұрын
Nzou bhoo zvekuti vakati changamu changamu.
@EileenMaugara11 ай бұрын
Prophet Kuda jose
@mosesmushipe906211 ай бұрын
Mai vanoenda kuchurch kuti mwana anobetserwa vosiya mwana wacho haiwa
@Elizabeth-on9ygКүн бұрын
Kanengo huya pliz or bishop wedziva resekwa huyai mubate bsa apa
@paidamoyomagwenzi-wg4ds11 ай бұрын
Andrew usanetse vana iwe mwana mwana ane vanh vakuru vanh vehukama vakanochekeresa mwana. Ini ndozvandir kuona usanetse vana iwe netsa hama dzemwana pane pamwe pekuti mweya hauone time iyoyo vanenge vakabvarwa
@gladysxaba586311 ай бұрын
Nhaimi zvenyu ngavasiye mwana😢
@linnetbhasvi811511 ай бұрын
Musikana akaona mwana but arikutya, murume uyooo anoziva futi
@sebastiannhembe343911 ай бұрын
Kana mwana aine chiwanhu chiri paari chidhakwa kana chaive munhu ainge asi pazvakaitika asi achisvika orutsa mashoko ayo pangamai mupinde mutsaka memasvikiro
@user-nu9tb3sg9y11 ай бұрын
Baba vekuri ndaga ndakadakwa ndovaka ba mwana vakiti pazvakaitika ndanga ndisipo vakanga varipi ndovane mwana
@silindilemoyo580811 ай бұрын
To say the truth people are scared to point out someone and the whereabouts of the child the reason behind that you can be killed or arrested as a whistle blower.the best thing just put a suggestion box and ask everyone to write what he or she thinks the truth will come out.
Musikana uyu ngaambonorara kupolice pasinga shande bba vake,ngaaanotyiswa or kuimwe nzira ingashandswe pasina vabereki vake ,akaita 2days asina commication namai or bbavake anotaura chete zvakaitika, either mwana arimumba mavo or akuda kutochekereswa or maivake ndovakatobereka vakaenda naye
@tiziraichibharo11 ай бұрын
Nyaya iyi yakaoma ende vanhu pane vanoziva kune mwana
@user-td9ts7hv4j11 ай бұрын
Vanhu ngavarohwe vanotaura chokwadi
@djnodza342011 ай бұрын
Haa msikana uyu anotoda shamhu
@godfreymapuranga407011 ай бұрын
Musikana ane t shirt yewhite anoziva zvakaitika sekuona kwangu akabatwa anotaura kune mwana
@munya8011 ай бұрын
Chiendai kwa sekuru Tasvu timbonzwa kuti varikutiwo chii
@fortunatemadzimbamuto561411 ай бұрын
Police ngaibvunze tuvana twese one by one
@lyotamutambu139611 ай бұрын
Vana varikubiwa nevanhu vane zvinzvimbo vachishandisana nemapostori . Ichokwadi kuti mwanasikana akaona mwana zvichida akatyisidzirwa uye tanzwa kunzi baba vake ndevemutemo pane nhau apa. Sekuru Achapola ndivo vanogona zvezvinhu zvinoshaika shaika. Tinotenda Drewmas media asi iyi nhau yamabata iyi haina kujeka pamafambiro ayo kuburikidza nezvakaonekwa mugirazi. Mhuri ngaisatambise nguva every second counts.
@blessingmbofana900411 ай бұрын
But Blessing vakamushaya
@carolinesibanda767311 ай бұрын
Asi mukoma Andrew munogona kumuwana mwana nemavhunziro amukuita mukugona
@PatienceMudadi-gy3ff11 ай бұрын
Ngavaende kwa prophet vekuchitungwiza
@dorcassithole495211 ай бұрын
Avo vanopedza masports
@PatienceMudadi-gy3ff11 ай бұрын
@@dorcassithole4952 taura hko 2min vanenge vatova ne information
@ednatopez761211 ай бұрын
Take u to another level
@partsontsikayi247511 ай бұрын
chengetai vana kwete kuda kuzopomera munhu wese wenzvimbo iyoyo anga aripi its not fair chengetai vana venyu
@PatienceNatieRushwaya-xl7wx11 ай бұрын
Avo baba avana mhosva
@elizabethchikona516611 ай бұрын
Mwana uyo mudikisa haasi wekuti mai vangagara vasingaone mwana kana kumusiya kuma bag mai vemwana vane nyaya
@thambuekaseke405611 ай бұрын
Arikuonekwa here mwana
@violamavhatu643411 ай бұрын
Ayiwa havasati wamuona
@ednatopez761211 ай бұрын
Sahwira woyeeeee gara muberere
@KudakwasheMudyanadzo-ug9ck11 ай бұрын
Endai kwaSekuru Kanengo vanodzosa zvakabiwa
@Gracemutobrah11 ай бұрын
Musikana uyu mwana mudiki anotya kutaura
@sharontangirai126211 ай бұрын
The face of the gal tells it all akaona akatora mwana but i think pasowe pane munhu akatora mwana or vanhu veshop vakatora mwana
@user-sh1yc1ko9o11 ай бұрын
Vanhu pashamhu kumapurisa Andrew musatambisirwe nguva nevana ava varikuziva kunemwana PIN THEM UP vachataura tuvana utwu nditwo tunechokwadi chese ivava