RUSHINGA........RUZHINJI RWOTAURA PAMUSORO PEMUTEYO UYE BASA RABATWA NAGOGO

  Рет қаралды 27,599

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

VANHU VOTI VANODA N'ANGA KANA MAPOROFITA ANOITA MASHIRIPITI

Пікірлер: 240
@yvone260
@yvone260 Жыл бұрын
Gogo ndakavaona hangu Kuti vanonyanya kuvhundutsira vachitaura hapana zvozikanwa😂😂😂😂😂
@chingombedaries
@chingombedaries Жыл бұрын
Wapedza
@gingerwingerful
@gingerwingerful Жыл бұрын
Matare avo haasi ekubisa zvinhu Sana tasvu nakanengo
@SyliviaJenje-gj7qh
@SyliviaJenje-gj7qh Жыл бұрын
Ngavadeedze sekuru kanengo
@howenombaregaya3136
@howenombaregaya3136 Жыл бұрын
Havagoni chinhu Gogo avo imbavha chaiiyo vanoshota shamhu
@lisamuz1790
@lisamuz1790 Жыл бұрын
Ehe I said it the last time
@howenombaregaya3136
@howenombaregaya3136 Жыл бұрын
@@lisamuz1790 true
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
mhoroi sekuru harasi 0% kupanza sure hapana kujeka apo dai wakashedza sekuru Tasvu kt munhu anobuditsa vega zvinhu zvake sure mataura kule harasi vanhu wachatouraiwa
@FK-bq1hi
@FK-bq1hi Жыл бұрын
Hurumende yakati hapana kunanga huroyi because iyo hurumende yacho Varoyi havadi kunangwa 😄😄
@kinboychizema2512
@kinboychizema2512 Жыл бұрын
Mbuya avo vakatangirwa nevaroi vakapedzwa simba nevaroi vacho
@chiponyosi3241
@chiponyosi3241 Жыл бұрын
Vaneshamba.torai.sekuru.kanengo.vakabvisa.kumhondoro.pamba.pa.bishopi.pajekerere
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Mapedza
@yvone260
@yvone260 Жыл бұрын
Mukoma neshamba nhsi makapfavaka n'anga yenyu yamunetesa torai tasvu atasvure vanhu 😂😂😂😂😂
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq Жыл бұрын
Takamuudza kare kuti atore tasvu but anongotsungirira ne zvimbuya izvozvo
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Ambuya vanoziva basa avo musashore
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
​@@MemoriesMadoda-tl7uq maizovabhadharira here kana Tasvu wacho auya plus vakangotsvaga mubatsiri ari padhuze kuti abatsire
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
​@@maishandymaishandy7865 nhy kungoshora chete, vanhu vane zvavaitarisira asi sandizvo zvakaitika munhu nemunhu ane mashandiro ake
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
@@cleofay9346 ehe nhai dai vapa gogo avo mukana vaone kana zvaramba vozotaura
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 Жыл бұрын
Musasoshoraba n'anga yega yega inemashandiro ayo. Just because it did not happened your way,it doesn't mean it did not work. Patience always pays
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Taurai henyu vajaira mashiripiti vanhu mbuya avo vakatobata basa guru
@chingombedaries
@chingombedaries Жыл бұрын
Avo hapana kana chavaita
@thomaschawira1307
@thomaschawira1307 Жыл бұрын
@@chingombedaries kkkkkk akaenda komamisa anhu kunhuwidza dunhu kkkk
@chingombedaries
@chingombedaries Жыл бұрын
@@thomaschawira1307 she was trying science it's chemical reactions akatadza mixtures
@simbarashetazvihla4573
@simbarashetazvihla4573 Жыл бұрын
Asi mashandire aamai avo haakwane apoo.... apo pakudiwa munhu anobvisa zvinhu kwete kuteyavanhu vekuti ukavabata uroi hwacho haubvise... asi kuda kuripirwa kutsvaka kudya namambo...
@memematomz4242
@memematomz4242 Жыл бұрын
Rasta Rasta big up❤ well said
@carolinenyamadzawo499
@carolinenyamadzawo499 Жыл бұрын
Makadhozewa 😂😂😂😂 haa ini hangu andibvumi kuitiswa saka asina kupanza azvizonetse here mangwana
@natasha-qq8mq
@natasha-qq8mq Жыл бұрын
Haaa waneshamba musaunze wanhu wasingagone kana munhu achigona anotadzanei kutenndeka muroi iye anesimba awagone Gogo awa wasade kudya Mari dzewanhu
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
MARI NDEYE TRANSPORT YAKASHANDISWA APA MAIDA VABHURURUKE HERE KUNOSVIKA KUNOSVIKAKO
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 Жыл бұрын
Gogo avo haisi nganga asi kuti vano svokirwa nemudzimu midzimu haishande senganga kana maprophets zvakabata ndizvozvo ndokushanda kwemudzimu vanobvisa torai nganga
@agrippangwenya3078
@agrippangwenya3078 Жыл бұрын
Torai gogo Shumba
@CandiceKeke-uc1ue
@CandiceKeke-uc1ue Жыл бұрын
Gogo Havana chavanogona ini ndakazviona
@user-ic6td6lr3w
@user-ic6td6lr3w Жыл бұрын
Ummm apa vatori ve nhau ngava fambire chinhu chimwe, izvi zve recommendation siyai. You can give names kuseri vanhu vasarudza vega. Professional boundaries
@lisamuz1790
@lisamuz1790 Жыл бұрын
Gogo apana zvavakaita honestly....
@anymorekamuruko
@anymorekamuruko Жыл бұрын
Hanzi namambo va Neshamba tiigirei vanhu vatsvinu 😂 😂😂😂😂
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Dai vambomira kushora vamboona zvichaitika mashandiro enanga anosiyana vanhu ngavamirire maresults Imi makore kore Imi dzikamai majaira matsikamutanga anouya nezvidhoma zvavo muhomwe mirirrai maresults
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Muteyo haushande uya vanhu vanenge vachitogezewa mumatumbu mavo ini ndakazvitaura kubva musi wekutanga
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
Vashona vane meso. Vaudze wakamir pamusoro pegomo
@shoraiglmpofu2760
@shoraiglmpofu2760 Жыл бұрын
Neshamba nganga dzako hapana zvadzinogina, Sekuru Tasvo naGogo Chihoro,Sekuru Kanhengo
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
REALLY?
@jacobmangachena9290
@jacobmangachena9290 Жыл бұрын
Iiiii ndachema zvangu Rushinga ine varoyi vemandiriri (Svikiro) Gogo varemerwa nema sports
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Thank you Mambo. Mapa vana direction.
@MercyMuzenda
@MercyMuzenda Жыл бұрын
Torai Tasvu❤
@vimbaikakuruwo4760
@vimbaikakuruwo4760 Жыл бұрын
Mambo vataura pachikuru navo havana kugutsikana kkkkkk
@memematomz4242
@memematomz4242 Жыл бұрын
Gogo magumbo ngavaiye
@adonmafoti4658
@adonmafoti4658 Жыл бұрын
Mdara wendebvu big up
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 Жыл бұрын
Drewmas kana musingakwanise kutsvaga vnhu vanobatsira siyanai nazvo munorohwa nevanhu varume mbuya yamakaigira vnhu iyi hpana zvozikanwa apo n'anga rudzii isinganange muroyi Ndochii ichocho haaaa ndatsamwa toda vnhu vanopedza dambudziko plz Drewmas be serious pan'anga dzenyu idzi
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
VANENGE VA VOLUNTEER KUITA BASA NDIVO VATINOENDESA N;ANGA DZAMUNODA KANA DZICHIDA DZINOTIBATA TOENDESA. CHATINODA KUBATSIRWA KWEVANHU. DAI TAISADA KUBATSIRA TAINGOREGEDZA KUBURITSA NYAYA IYI
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
Anotsvaga Chiremba anotsvaga vese. Anogona anomuziva ndiani? Mvura haina n'anga mwachewe
@georgemabvita3559
@georgemabvita3559 Жыл бұрын
Pafair gogo basa vakatadza cos ivo havana kunzi nangai munhu but maresults aifanirwa kuonekwa after vanhu vanwa muteo wachozve
@spiwenyamz1699
@spiwenyamz1699 Жыл бұрын
Wise chief well said mukuru
@bokgeorge4528
@bokgeorge4528 Жыл бұрын
MuzvinaPembe wedu uyu anenge anodya nanaMbavha ava
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 Жыл бұрын
Kkkk muchinyanya kuVimba nemishonga vanhu dzidzai kunamata
@queenfireheavymachine1498
@queenfireheavymachine1498 Жыл бұрын
😅😅😅😅😅😅😅haaa munhu haungamugoni
@deliamataure3210
@deliamataure3210 Жыл бұрын
Gogo vakapa vanhu mudzepete nechowa zvino dhaka izvo
@percymagutshwa5101
@percymagutshwa5101 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 urikutogutisa varume matare aya anoda vana Tasvu muchaona vanhu vachifa apaa
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
The difference is the same, (Wake up)
@percymagutshwa5101
@percymagutshwa5101 Жыл бұрын
Mucharohwa chete 😂😂😂😂😂 vanhu havasi kufara ava ende matopa varoyii Simba rekuuraya vanhu
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq Жыл бұрын
Gogo muchauraya vanhi nezvibute zvenyu
@joycepingu2481
@joycepingu2481 Жыл бұрын
Muteyo uyu unonzi muzepete ..munhu akanwa kuchaya kana kutopengesa munhu unitotanga kuona zvisizvo ..zimbuya riya zibenzi chaiyo
@nokthulagift618
@nokthulagift618 Жыл бұрын
Hapana zvavaita gogo ava shame,vanhu musabhadhard
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
Ehee, ndavimba vanokotsira vachifamba apa nhasi mapepuka. Vanhu ngatikwnisei to differentiate between catching/revealing things and illusions made by magicians.
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 Жыл бұрын
Gogo /skru avo vaitawo pavo ndoona kt mnhu anorapa zvinoenderana nekugona kwake musashore , patience pays
@tracyfurarukeni5546
@tracyfurarukeni5546 Жыл бұрын
Havazvigoni gogoava
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Sekuru Tasvu,sekuru Kanengo, sekuru Nyangatayani,sekuru Bunzamukombe vanosota
@NatashaChingwena
@NatashaChingwena Жыл бұрын
Yaaa Rushinga makapenga henyu mmmmm Mwari DAI vapindira nzvimbo iyi
@user-mm5gj4ud5u
@user-mm5gj4ud5u Жыл бұрын
Anhuwoye unoshanda muteyo wagogo Manhambara uyu...vakambouya kwedu uku ndozvavanoita havabvise zvinhu asi kunosara kuchifiwa munhu akangodzokera pakubata mishonga yake chete anenge ayerera
@ellenchikwenhere1380
@ellenchikwenhere1380 Жыл бұрын
Taneta ne n'anga dzisingabatsiri n'anga dzinogona dzizere munyika sei kungokukurana nemarara
@patiencemubayiwa1290
@patiencemubayiwa1290 Жыл бұрын
But pa fair Gogo mungatadze kunzwisisa here kana vanhu vasina kana kuona chaitika , kunze kwekungomwiswa muteyo vongohetsura nekurutsa . Vanhu varikuda kuona zvidhoma zvichimhanya mhanya zvichitsva zvese nevaridzi vazvo 😅
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Gogo vayaa kuvhunditsira kuda kuzviita sevanogona izvo apana zvinozikanwa
@ellenbwanya
@ellenbwanya Жыл бұрын
The best was kutsvaga vanoteya nzvimbo irikufira vanhu varoi vobudikira vega
@MaggieMombe
@MaggieMombe Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level vatsvagireiwo vamwe vanobvisa
@tinashekandemiri6491
@tinashekandemiri6491 Жыл бұрын
Kana zvinhu zvuchinzi zviripo zvinofanirwa kubatwa zvoonekwa pachena
@Macbeth105
@Macbeth105 Жыл бұрын
kkkkk I saw it before Mbuya came, that it will disappoint. Lucky part muteyo hauna kuuraya munhu or vanhu. Kana mozoita zvekutsvaka varoyi musanwise vanhu muteyo, n'anga and accomplices will be charged with murder
@cdeChirasa
@cdeChirasa Жыл бұрын
Song yenyu kumberi mbira sound❤
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 Жыл бұрын
Hanzi gogo vakafambira kunopa vanhu guchu kkkkk
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Zvinopera maive nembiri henyu asi zvakapera kwaaaaa mbuya muteyo unotogeza svina mumunhu munhu anwa muteyo anorutsa nekuchaya anoroya anozvimba dumbu semunhu ane mimba
@dobbsarthur2182
@dobbsarthur2182 Жыл бұрын
Bag rarohwa hapana zvaitwa kubiraina Prachi Zanu ZANU.
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
HAPANA BAG RAROHWA VABVISA MARI YE TRANSPORT
@zimmeidai6754
@zimmeidai6754 Жыл бұрын
I knew it hangu gogo havanyatsogona zvavo
@chiheramaialexis2510
@chiheramaialexis2510 Жыл бұрын
Mashandiro aGogo hazvisi
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 Жыл бұрын
Weldone Rushinga kana zvisirizvo handizvo you can't suffer muchiona kuti handizvo
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Жыл бұрын
Huroyi hwapera here nekunwa muteyo.gogo handina kuvapihwa mushe
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Жыл бұрын
@@giftmakina167 kkkkkkk taura hako kwete kuti ndobvesa horoi kutopa munhu derere hwabva hwapera huroi
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Kovaroyi ava kkkkkkkkkkk varimbotembei parushinga apa kkkkkkk kumadziva
@evelynmashiri1709
@evelynmashiri1709 Жыл бұрын
Sekuru Tasvu is the best kunogedza muroyi
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Huroyi haunazera Mambo tinotenda Atarax chikuru
@jennifertsikayi
@jennifertsikayi Жыл бұрын
Kunzvimbo iyi kunoda sly media kunen'anga dzinoita basa zvokut wega unogutsikana, totenda dreams media yatsika mucheche yamwa, hatishor gogo vaita pavanokwanisa 🎉🎉🎉🎉
@truthhurts4100
@truthhurts4100 Жыл бұрын
Dzoita kunge dzogona coz hakuna follow up yevabatsirwa kuti vari kutii uye maproblem acho akatangira kupi uye ndechokwadi here. Maproblems ari public seaya anonetsa anovafumura. Tasvu pana Rebecca paye akazvitadza. Kanengo sekuru vekuDomboshava akawacha.
@sokojena3348
@sokojena3348 Жыл бұрын
Mondiregerera, patopinda mhepo and patova neConfusion, musamhanye kushora nekuti murikutarisira mashiripiti, uye gogo havangaite zvese musina kuvaripira.... matotuka mudzimu nezviripavari , saka kwatiri kuenda hapana, thank u gogo pabasa ramabata and your honest yezvamunogona ,makagara mataura kare ,asi people are expecting zvavarikuda and it seems they know each other, saka why kutadza kungotadza kungonongedzana mega
@simbarashetazvihla4573
@simbarashetazvihla4573 Жыл бұрын
Avo mai vakutsvaka kudya namambo chete avo.... zvavakaita zvavanogona varoi vakazviitira tsvina vakahupedza ere uroi hwacho.... kutowedzera salt pakaronda ukoo
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
Pepuka sahwara
@BrightonChitsime-sx5nu
@BrightonChitsime-sx5nu Жыл бұрын
Chief mataura dama
@percymagutshwa5101
@percymagutshwa5101 Жыл бұрын
Mucharohwa nevanhu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kna vanhu vasina kufara nazvo izvoo mukamhanya zvektii 😂😂😂😂
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level ❤
@user-un4um7qo4h
@user-un4um7qo4h Жыл бұрын
Zvazvichingoda varoyi vabatiswe tsvimbo vese vabatirwa zvimhu zvavo
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Жыл бұрын
Torai tasvu ndiye chete anokubatsirai zvechokwadi kwete vamwe vese avo anobata futi iye we Drewmas anomuziva
@jennifertsikayi
@jennifertsikayi Жыл бұрын
Sekuru tasvu nnasekuru kanengo kaone but vanoshanda nesly media, kut sly iende ko vanhu vanenge vakutaura fut kut heee vanotevera kumashure kunoshandwa nevamwe ngaatsage kwake😂😂😂, zvinhu zvachooo sooo,
@raychibvongodze5283
@raychibvongodze5283 Жыл бұрын
Chave chemutengure woye voice gwenyambira rode mhamba😂🎉
@Kudzymutema
@Kudzymutema Жыл бұрын
Pandinakidza ipapo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂chemteeeeeeeenguree
@raychibvongodze5283
@raychibvongodze5283 Жыл бұрын
@@Kudzymutema kikikii ainge abatwe nenyotaa
@emmaculatesibanda8687
@emmaculatesibanda8687 Жыл бұрын
Gogo vakatadza basa ava haa Drewmas media daidzai mumwe
@joycepingu2481
@joycepingu2481 Жыл бұрын
Aiwa musaripa kana tsanga yezviyo ..zimbavha zigogo iro ..dzinganisai riyende zigororo
@anymorekamuruko
@anymorekamuruko Жыл бұрын
Takazvitaura kuti gogo Havana zvavakaita basa chairo Havana zvavakaita
@romeomutangadura4204
@romeomutangadura4204 Жыл бұрын
Drewmas song yarira pekutanga ndingaiwanawo sei ndapota
@simbarashetazvihla4573
@simbarashetazvihla4573 Жыл бұрын
Zvakafanna nekuti munhu obirwa iwe woti nokwanisa kumubatsira.... wobva wangomuba rubatsiro rwekuti zveshuwa wakabirwa asi munhu akubira andkuudzi uye zvawakabirwa zvacho andidzosi.... msazodaro hama wee. 😢😢
@dannymashange6174
@dannymashange6174 Жыл бұрын
Vaneshamba ko sisi chihera varip.murisei Mwari ngavapindere zvibude pachena
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Жыл бұрын
Gogo tovaziva kubva kare takakurira pagweshe kuchiweshe saka hapana zvatinounzwa zvagogo avo .vanhu vari kutambura kumamisha uko kwete kutora mombe dzevanhu mahara
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 Жыл бұрын
Kana neni handina kugutsikana nemushandiro wacho
@user-qn8or2du8q
@user-qn8or2du8q Жыл бұрын
Gogo Havana zvavaita apo ndaitofunga Kuti zvidhoma zvaitaurwa nasekuru zviya Kuti vaitozviona Ivo vatadzasei kuzviona
@user-un4um7qo4h
@user-un4um7qo4h Жыл бұрын
Vanhu vakadhozerwa mahara
@Chipo-wy3ut
@Chipo-wy3ut Жыл бұрын
Drewmas ndiyo chete isingachi pakaipa
@seanlawrence5232
@seanlawrence5232 Жыл бұрын
Mbuya vakazwa nyaya yezvidhoma vaifana kuenda kunozvibata Vega kwete kutuma vanhu
@roderickmushaya8296
@roderickmushaya8296 Жыл бұрын
Muroyi ndabatwe nezvinhu zvavo zvibviswe kwete kuratidza chete kuti uyu muroyi vasinakubvisa zvaanoshandisa kuriyesa muteyo hauna power basa ndaripiwe sekuru Tasvu vanopedza basa
@faraikambarami6779
@faraikambarami6779 Жыл бұрын
Gogo ndivo Muroyi muhombe.
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 Жыл бұрын
Vanhu varikutsutsumwa drewmas . Budai pachena
@chingombedaries
@chingombedaries Жыл бұрын
Gogo vemuteyo is fake hanzi na mambo tivigireyiwo vanhu vasvinu 😂😂😂😂
@norahchiteto
@norahchiteto Жыл бұрын
Kikiki ende vane zvivindi vanhu vacho magandanga chaiwo
@julietmarange8410
@julietmarange8410 Жыл бұрын
Chokwadi hapana chamakabatsirwa nacho gogo ava inonsense chaidzo hapana chinozivikanwa zvachose imbavha iyi kuita havo dambe nevanhu musavabhadhara mhani nexttime vauye vachiziva zvavari kunoita kwete mafunnis avarikuita awo
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. Жыл бұрын
Keep it team drewmas
@talentsmoko2155
@talentsmoko2155 Жыл бұрын
Haaa zvinhu makazvtsvaga munozviwana😢
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 Жыл бұрын
Gogo vezvidhoma kaa. Makukonzera confusion munharaunda
@Lays7662
@Lays7662 Жыл бұрын
VaNeshamba makadini kwamuri ndinotenda nebasa renyu ,kutenda kwemunhu kuno netsa
@akadee8355
@akadee8355 Жыл бұрын
4 chete village yese iyi 😢
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Жыл бұрын
Apa gogo mabika mbodza
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Жыл бұрын
Kuchiweshe vaiva variko amai bhunda takakura vachinwesa muteyo munhu akasareurura aizvimba dumbu akareurura aibva aita manyoka
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Veku Howard here?
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 Жыл бұрын
@@cleofay9346 ehe
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
@@smartchidyamuti2437 ok
@peemakunzana0691
@peemakunzana0691 Жыл бұрын
Pakatanga kutaura drewmas na Gogo manhambara vakati ini ndaizikanwa nekunwisa muteyo varoyi vachibatwa asi ndakazomira mazuva akauya ana tsikamutanda nekuti ndaisada kuita competition navo saka l think kuti pavakuda kuchizvitanga futi svikiro raimbova pavari kudhara vasati vamira rakatoenda arina kuzodzoka saka gogo vakutoita be steak,dai vakabvira vasina kumbomira kuita zvemutewo
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 Жыл бұрын
😡😡mbuya vakuvadzisa mhuri ava muchadzinzwa Hondo dzacho Drewmas ipai Vnhu n'anga svinhu ava pachine nguva mbuya gogo ndevekumama ava😭😭😭kwedu Njanja tomamisa izvi kkk
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Vanhu muneprblm hamunzwisise gogo haisi n'anga avo vakabata varoyi nemuteyo asi vakataura kt pakafira munhu ndopanosangana varoyi vakaita muteyo
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
Muteyo kkkkk ma1
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 Жыл бұрын
Pliz be careful guys paipa
@anymorekamuruko
@anymorekamuruko Жыл бұрын
😂😂😂 apa gogo munhu mukuru
@ruvarashehondo2035
@ruvarashehondo2035 Жыл бұрын
Wanotya kubata munhu seyi Hawana matsamba here gogo ekuti hawasugwe
@mandizhamandizha2062
@mandizhamandizha2062 Жыл бұрын
Avo matsamba vanawo wangu tinovaziva kubva kumaearly 80s vachinwisa muteyo but handifunge kuti zvinobatsira zviya,kutorerana mari nezvipfuyo chete
@tanamunyengwa6844
@tanamunyengwa6844 Жыл бұрын
Saka dunhu rese kunwiswa zvimushonga izvo vanhu vakuru vese avo nechembere iye? Musadaro ini, life is important.
mamoyo door mates is live!
mamoyo door mates
Рет қаралды 28
Gogo Kabaye put to rest
25:41
Kanele 97.7 FM
Рет қаралды 221
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:26
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 5 МЛН
One moment can change your life ✨🔄
00:32
A4
Рет қаралды 32 МЛН
DAD LEFT HIS OLD SOCKS ON THE COUCH…😱😂
00:24
JULI_PROETO
Рет қаралды 14 МЛН
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 18 МЛН
MHONDORO...........DZIMBA DZOTSVA NEMOTO UNOSHAMISA
23:13
Drewmas Media
Рет қаралды 7 М.
MHONDORO.............GONZO NACHIN'AI ZVATOSVORANA
26:17
Drewmas Media
Рет қаралды 3,4 М.
BABA HARARE -NDOTEURA
5:24
Baba Harare
Рет қаралды 3,1 М.
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 22 М.
CHIMHANDA.....KUBATABATA KOITAKUTI MHURI IPESANE
1:02:31
Drewmas Media
Рет қаралды 7 М.
Это ежегодное настроение 😉 #tiktok #юмор #жиза #funny
0:10
Ангелина и Тая
Рет қаралды 2,5 МЛН
Толстый солдат всем отомстил #shorts
1:00
Жалко эту собаку 😥
0:34
Awesome Cuts
Рет қаралды 3,8 МЛН
DO YOU HAVE PARENTS LIKE THIS?
0:19
dednahype
Рет қаралды 41 МЛН