Baba ko kwamunoti kungwara kuita sei kutaura nhema ndokungwara here kana usina zvokutaura nyarara siya vanazvo vataure pano pa U tube ndipo pano tandarira vana vedu saka hatidi kuti vatandare ne nhema saka akaisa nhema rinotaura kuti inhema for the protection of our children and the coming generation vakure vachiziva chipostori che chokwadi
@generalchina70422 ай бұрын
Plus futi imi kuda muri madzimai here kana kuti madzibaba imbofundai ku isa tsananguro kwete kungo tuka vanhu kwamurikuita uku hamusi mupostori imimi we don't comment what you want but we comment maererano ne zvaunenga wa poster so think before you Act or else face the criticism