Mr Harare you're now completely born again ,I can see it from the way you speak.please don't turn back.what you've done is good.we'll include you in our daily prayers AMEN.
@memoryzengeniАй бұрын
He is right vanhu vanoda nonsense. Most people choose that road not knowing. We thank God for your salvation and please keep it
@nyashajmagora3084Ай бұрын
lm proud of you baba Haa
@TracyGarantiyaАй бұрын
Chokwadi vanhu vanoda nonsense,asi baba Harare makagona kusarudza nzira yekufamba nayo ,kungoti kana Mwari vakusarudza kukushandisa haurambe chero ukaita nharo but 1 day is 1 day u will quit nonsense and follow God's will
@siphathisiwemswela1549Ай бұрын
Amen hakuna chitunha chimonamata.. Breathing is a gift we take for granted.. Yes tell them Baba Harare..
@ComdevelАй бұрын
I'm thankful to God.baba Harare makadiwa baba
@christinemangwiroАй бұрын
Well done BabaHarare
@siphathisiwemswela1549Ай бұрын
Vaudzei Baba Harare... Kuti Mwari vakanakisa chose.. This is our God.. Hatirege kuenda kuna Jehovah... May God keep you and protect you.. Glory to God🙏
@AmosMhirimoChiminyaHunzviАй бұрын
Baba Harare ngavasimbe kunamata nekuti zvinokudzwa ne muromo ummmmm, but kana zvichibvira ngavazadzise ne kusiya zita.
@WellingtonMazivisa-nn2dxАй бұрын
Phatisan arikunyatsotarisa baba harare
@filimonejuucanhimo8211Ай бұрын
Ndazvionawo, he is not believing his eyes😂
@lorahkeys1202Ай бұрын
Asi yaakaimba naGemma iye yaisava nonsense 😂😂😂😂
@WellingtonGwava-eq1rvАй бұрын
Akaikopera kuTanzania
@CharityDube-yl4xdАй бұрын
Ndeyanikutanzania@@WellingtonGwava-eq1rv
@godknowsyakiti6256Ай бұрын
Congratulations baba Harare
@engmuzvuveАй бұрын
hanzi coiling family hakuchina🤣🤣🤣🤣..apa ndikagaya song yenyu yekusheka dhiziri hahahahaha
@YoliswaNdondo-i9iАй бұрын
Mwari vanoshamisa mufunge.kana Mwari vakusarudza zvinoita seupenzi kuvanhu venyika asi vari muna Kristu vanoona kubata kwa Mwari pamurume uyu.Ivo baba Harare ngavachirega zvekungovhunzwa nevanhu venyika.
@nokuthulankomo6657Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@josephchenjerai1075Ай бұрын
Music yake ye kudhara yaisa terereka pavanyarikani ndakatofara kana akachinja music nkt waito maker sure kuti kana wakuenda waitoudza vana kuti musaridze music ya ba Harare pa vanhu coz yaisa terereka nevana
@Marshall-n7gАй бұрын
Makagona baba Harare makauya kuna Jesu, kana munhu amuna Jesu Christu ava chisikwa chitsva, zvakare zvapfuura, saka ndinoti makorokoto kwamuri baba Harare
@JosephVhirizhiАй бұрын
Kkkkkk aaaa yaaaa people are saying baba Harare makatibatisa neAids mukatisiya tega uuuuu aaaaa
@ashealmutungwazi1263Ай бұрын
Amen
@EvaZuluАй бұрын
Chokwadi tht music and dance was way tooo much ........we praise God for taking u in satan lost big time ,he thot he had won ......
@Automotive100Ай бұрын
Only time will tell
@it3788Ай бұрын
Achambofadza mukedhusi waakawana kana ochona hezvinotiripano achadzokera kumene
@sharonnm4556Ай бұрын
When a person get born again it's not about anyone but Jesus Himself though he uses man for one to see Christ. We pray Baba Harare grows and remains in the faith
Ini ndaisamboda kunzwa kana song yake but zvainakidza kunyanya vanofarira zvigure but wakagona hako mufesi wangu
@archfordchimbo9065Ай бұрын
Mwari vakanaka
@rabeccamhandire5341Ай бұрын
Shuwa gonzo ku wainira kiti shuwa that was nonsense, reason why nonsense, generator nonsense but yaive jiti it did not need to make sense
@mshapiloevidence453Ай бұрын
Baba Harare it's brand
@SydneyDhambe-z3dАй бұрын
Ma shows uhaimbeii
@TauraiSamhiriАй бұрын
Mwari anoponesa ichokwadi, uye kana munhu wamuna Kristu wachizvarwa chitsva...musacheuke baba Harare remember Lot's wife.
@MemoryNcube-t1zАй бұрын
True was nonsense worse iya yekut Ndinehombe
@ChsgsYesАй бұрын
Waiting for the new name come 1 October sekuvimbisa kwavo new album new name
@kudzayiishechanakira260Ай бұрын
bhora mberi baba Harare
@shingiraitrevormboto2105Ай бұрын
Upenyu ndozvahuri. Kukuenda baba harare kuchurch ndakatobvakowo coz i discovered its worse than nonsense!!
@Marshall-n7gАй бұрын
It depends on your faith, because if you go to Church and you do believe, you will see like is not working, so you need faith, isu tikanamata zvirikutifambira hama nekuti tinotenda, saka chinodiwa kutenda
@sharonnm4556Ай бұрын
@Marshall-n7g amen. And when one goes to church you are following Christ and His Word and not man
@siphathisiwemswela1549Ай бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 Baba Harare actually said “Know God for yourself not as described by someone. Have your own personal experience with God”. Because if you follow God because of people definitely you will be disappointed. Being a Christian goes beyond being a church goer, it is also by the way you live your life in public and in private.
@shingiraitrevormboto2105Ай бұрын
@@siphathisiwemswela1549 bt is that poosible? Toziva sei nenzira iyoyo considering kut hapana akamuona manje?
@siphathisiwemswela1549Ай бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 It is important to read your Bible with understanding and your faith. Whatever disappointment you had in church, there are still faithful Man of God who can help you grow in God