Mukadzi Weku Overspill Andipa Majigizi Zvabata Moyo Wangu Ndikamutengera Grocery Zvachemedza 😭

  Рет қаралды 8,586

Saint Tv

Saint Tv

Күн бұрын

Пікірлер: 65
@PrideKadanga
@PrideKadanga 12 күн бұрын
Lesson kumhuri ye Zimbabwe
@ulithachipungu1144
@ulithachipungu1144 6 күн бұрын
Zvakaoma mai ava vazopa majigisi asi moyo wavo wanga usingade. Ndino vimba nekuzopihwa grocery mumashure vasinga zvifungire . Vadzidza havachazonyimi zvakare . Thanks uncle Saint . Komborerwai nekusingaperi Ameeen ❤❤❤❤❤
@Masi10111
@Masi10111 12 күн бұрын
That's what my late father taught us and I'm still doing that ❤ Unonyima akaguta
@EllenDomeke
@EllenDomeke 11 күн бұрын
Gud lesson thank you so much 🎉🎉🎉❤❤❤
@TshegofatsoGraceMbenge
@TshegofatsoGraceMbenge 10 күн бұрын
Thank you Mr sent kupart kunokunda kungamuchira
@jollykhuyumani9584
@jollykhuyumani9584 7 күн бұрын
Sure maita basa nedzidziso ndaitombofungawo kudaro shuwa kuti munhu akachena haashaye, kusatoziva chaiko thanks once again❤
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 12 күн бұрын
Ka program kenyu ndakafarira rambai muchikaita
@lovenessmutibura1152
@lovenessmutibura1152 12 күн бұрын
Dzidza kupa munhu
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 6 күн бұрын
Ma1❤ zimbabwe iwe❤
@patiencechasinda5396
@patiencechasinda5396 12 күн бұрын
Ndavanyarirwa mai avo kana neniwo ndadzidza kupawo much love ❤ uncle saint
@slinyam4
@slinyam4 11 күн бұрын
Thank you uncle neni matondidzidzisawo kupa
@MercyMutepfa-i3b
@MercyMutepfa-i3b 12 күн бұрын
Hahahaha kupa kune mufaro vazongopawo zvekuti ndoita seiko😂😂
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 6 күн бұрын
Kikikiki paita basa❤
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 6 күн бұрын
Yes❤
@evamchikovore2612
@evamchikovore2612 9 күн бұрын
I like the gal anzi maita basa
@LindaMudede-l9x
@LindaMudede-l9x 9 күн бұрын
Thank you uncle Saint
@tendaichinyoka-ob7jd
@tendaichinyoka-ob7jd 12 күн бұрын
Amen ipapo nezita raJESU ndirimumwewo wevanhu vanofarira zvakadayi kubatsirawo vanhu were ever l might be love wat you are doing my bro keep it up
@MargaretTsokalankhuku
@MargaretTsokalankhuku 12 күн бұрын
Hie Uncle Saint I'm so excited to hear from you Happy New year 2025 we thank God are you better now I wasn't happy to hear they you where not feeling well I said Father God heal Uncle Saint who let Lorraine and family to be in a beautiful place and nice house good education I have lot's of people who was in amud you take them and build a new home new education blessed day uncle Saint
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 10 күн бұрын
Thank u uncle Saint asi vangu havakuzivei hre
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi 6 күн бұрын
Zvakaoma❤
@PatienceChasekwa
@PatienceChasekwa 12 күн бұрын
Uncle saint makatumwa
@TsitsiMungwena
@TsitsiMungwena 11 күн бұрын
Ruoko runopa rwakakomborerwa ❤
@marthanomvulamutanga8938
@marthanomvulamutanga8938 10 күн бұрын
❤❤❤❤
@ruvimbomungoshi2914
@ruvimbomungoshi2914 12 күн бұрын
God bless you uncle Saint 🙏 😢❤
@JunetBanda-k4e
@JunetBanda-k4e 12 күн бұрын
Thank u Uncle Saint muri mu area.mangu chaimo...
@CynthiaGondo-qb9db
@CynthiaGondo-qb9db 12 күн бұрын
Thank you for the lesson hope everyone have learnt this big lesson
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 12 күн бұрын
Great job
@priscanyambiya9312
@priscanyambiya9312 12 күн бұрын
Job welldone
@ThamiMats
@ThamiMats 12 күн бұрын
Iyi idzidziso uncle mwari vakukomborerei ndopaya panozonzi ndakakukumbira mvura yekumwa ndine nyota ukandinyima uneusinga zivi kuti ndimwari ndozvakafanna neapa
@NazarethNjangi
@NazarethNjangi 12 күн бұрын
Sekuru venyika❤❤
@trinitymamvura8525
@trinitymamvura8525 12 күн бұрын
Interesting
@TadiwaManjere
@TadiwaManjere 12 күн бұрын
Thanks kupa kunemufaro kunokunda kugamuchira
@raphaeltsambai
@raphaeltsambai 12 күн бұрын
Yeah pakaips
@NoreenChirenje
@NoreenChirenje 12 күн бұрын
Good job keep it up
@sainttv0321
@sainttv0321 12 күн бұрын
Thanks
@Mirriah-ng9bw
@Mirriah-ng9bw 12 күн бұрын
We ❤ .brother
@MollenMutanga
@MollenMutanga 8 күн бұрын
Hi uncle
@AgnetaMagwidi
@AgnetaMagwidi 11 күн бұрын
Kuszidza hakuperi shuwa
@carolineashline4156
@carolineashline4156 12 күн бұрын
Kkkkkkkkk well done uncle Saint
@Alice-q8y3f
@Alice-q8y3f 12 күн бұрын
Uncle imbouyaiwo kumayambara kuchitwn mugodaro
@LeeShava
@LeeShava 12 күн бұрын
Thanks uncle saint ..tadzidza
@LydiaKhumbula
@LydiaKhumbula 10 күн бұрын
Yaa murikugona,murikudzidzisa vanhu rudo
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 10 күн бұрын
Yaa kupa.kwacho mukwidza chaiko kuita zvekudekeyera kuti upiwe ayiwa titende kkkkk
@gracempofu7433
@gracempofu7433 12 күн бұрын
Ichokwadi thanks sekuru last born yamai cangu
@VurayaiMaposa
@VurayaiMaposa 12 күн бұрын
Good test mafana
@christinamadyauta6099
@christinamadyauta6099 12 күн бұрын
Yaa zvakaoma
@LuciaPedzisa
@LuciaPedzisa 12 күн бұрын
Muuye nekunotikupei mutipewo uncle Saint
@bamudiwa7159
@bamudiwa7159 6 күн бұрын
Vanhu vanofunga kuti ndezve mbashto mukavakumbira dollar muri mumota. Yese bho but imboitai muchifamba tione kuti vanhu vanobatsira munhu nje.
@LilliKidy
@LilliKidy 12 күн бұрын
😂😂😂😂dont ask money uncle saint nowadays zvinotyisa kupa munhu mari dai manoita zvemajiggies chete nemaputi
@RuthKaroro
@RuthKaroro 12 күн бұрын
Thanks ,mwari vakuitirei zvakanaka ndadzidza vo kupa
@CarolineDube-gy7tm
@CarolineDube-gy7tm 12 күн бұрын
Kkkkk uncle saint ka kkkk
@EreminaReginaTarirai
@EreminaReginaTarirai 12 күн бұрын
Ndavanyarira mai ava
@chengetaimarozva
@chengetaimarozva 12 күн бұрын
sure henyu kunyima chaiko
@EreminaReginaTarirai
@EreminaReginaTarirai 11 күн бұрын
@chengetaimarozva asi ivo nefive common sense dzavo vanga vachiti vari serious here chero ndimiwo ungape munhu mukuru zepi dai abvisa mabiscutes aibvei ende pane profit ye20 to 30 cents .am not sure kuti vanobvisa zvipo chero muchurch kana kupa vaya vanoda rubatsiro vari mustreet
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 10 күн бұрын
But vanhu vasinga kuzivei sitmyai mavaudza zita renyu
@chengetaimarozva
@chengetaimarozva 12 күн бұрын
Vatambura shem kukupayi moyo wavo wenge usina kusununguka vangozvimanikidza kukupayi
@SharonMutsetse
@SharonMutsetse 9 күн бұрын
Tichikura taingoudzwa kuti Kupa kunokunda kugamuchira
@EmilyMunyetu
@EmilyMunyetu 12 күн бұрын
Saint munhu munhu bhoo kutonyara kutora cc vangu
@TawananyashaMuchuchu
@TawananyashaMuchuchu 12 күн бұрын
Wagona wnc
@TinasheChingwende-n6b
@TinasheChingwende-n6b 12 күн бұрын
Kule huchii mainge musikuchabatika
@georgembofana2979
@georgembofana2979 11 күн бұрын
Makanyanya sekuru
@craziadongo510
@craziadongo510 12 күн бұрын
Dai makaparker mota kure uncle saint mofambira vanhu netsoka
@LilliKidy
@LilliKidy 12 күн бұрын
@@craziadongo510 vanozikanwa dai matot vafamba necheparefu someone achikumbira asingazikanwi
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 11 күн бұрын
Kupa kupa zvekuti mota hazvina basa haaña moyo wekupa
@LusnateChirema
@LusnateChirema 12 күн бұрын
Vanhu vanonyima kunze ukoo
"Dzivarasekwa : Mapatya angu anondirova kana onzwa nzara"
26:08
Destiny TV
Рет қаралды 10 М.
KANA ZVAKADAI NDIANI ASINGADI KUGARA KUMUSHA
10:10
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
Sigma Kid Mistake #funny #sigma
00:17
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 30 МЛН
Nyaya yekuvhaira iyi  ah | Mwari vakandikomborera zvinorwadza | Prophet Miracle Paul
17:40
Acts of Prophet Miracle Paul
Рет қаралды 8 М.
Bhiza auna zero naro .dare ra chief Mutasa Karanganda TV
39:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 32 М.
The REAL REASON Why I Am LEAVING Harare
24:35
Kundai Chitima
Рет қаралды 38 М.
My Birthday by Alex Gonzaga
20:12
Alex Gonzaga Official
Рет қаралды 2,3 МЛН