SEKURU BANDA VOTAURA PAMUSORO PEMOTO WEKUMATEPATEPA

  Рет қаралды 52,800

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
@paidamoyomagwenzi-wg4ds Жыл бұрын
This house is so beautiful. Sekuru you are verr lnterligent lmbayakakura iyi
@admiremwasenhu4885
@admiremwasenhu4885 3 жыл бұрын
one munhu vandaona wechivanhu anogara pakanaka, ummmm welldone
@memorygoche2574
@memorygoche2574 3 жыл бұрын
Taura hako ndandichidawo kudaro
@tinashesaidi4722
@tinashesaidi4722 3 жыл бұрын
Mbavha iyo Banda uyo murevi wenhema uyo
@admiremwasenhu4885
@admiremwasenhu4885 3 жыл бұрын
@@tinashesaidi4722 hatuna kumboti haisi mbavha kana kuti imbavha, kana ndevechokwadi kana haasi wechokwadi, ndati 0avanhu vari mugroup ravo ndivo bedzinsofa vandaona vanogara life yakanaka. So zvavakutauravo izvi hazvinei necomment yandaisa ini
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 жыл бұрын
@@tinashesaidi4722 anotaura chokwadi ndiani?
@pricillachidhanguro443
@pricillachidhanguro443 3 жыл бұрын
Sekuru Banda imba yenyu yakanaka maiwee n'anga one mbingaldo yemuzim waal nice house ,yaah ngavasarudze chinhu one ♥
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 жыл бұрын
Well done sekuru Banda ndimi n'anga yekutanga yandaona inogara pakanaka
@priscakarambi2316
@priscakarambi2316 3 жыл бұрын
Taura zvako
@jonasijonasi4239
@jonasijonasi4239 3 жыл бұрын
😂😂😂😂
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 3 жыл бұрын
Asi hauzizivi kuti sekuru banda he is a billionaire
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@mafungeimakunda4089
@mafungeimakunda4089 3 жыл бұрын
Wooow nice home sekuru Banda ndimi moga vandaona vanoita zvechivanhu vanogara pakanaka kudai asi munoshanda nemajuzu echirume hre ndaa muri smart
@TheGreatShepherd.
@TheGreatShepherd. 3 жыл бұрын
Respect for you Mukoma Andrew. You even go that extra mile to look for help for these people. I think ndimi solution yekupedza moto.#Sekuru Shumba vekwaNeshamba
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 3 жыл бұрын
True Drewmas media is doing a great job and so helpful.
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@neliamutamera2094
@neliamutamera2094 3 жыл бұрын
Sekuru Banda ndovadira Chinhu one chekubatsura vanotambura munyika yedu yezimbabwe
@edmorendokwana6644
@edmorendokwana6644 3 жыл бұрын
kana neni sekuru Banda ndinovasimbisa nebasa ravanobata
@Zimaestro
@Zimaestro 3 жыл бұрын
Vane ruoko runopa
@tendaishayamuranda2461
@tendaishayamuranda2461 3 жыл бұрын
Sekuru Banda mbinga irihumble sure yoweee ndibatsireiwo Sekuru Banda nice nice
@edithmashaire102
@edithmashaire102 3 жыл бұрын
Oooh yes nice house sekuru very nice 👌and you are very clean 👌👍
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@iam_mamoyo
@iam_mamoyo 3 жыл бұрын
Pamba pasekuru banda pakanakisa chokwadi vamwr vanobatsira haumbooni zvaarongeka kudai
@davidmazanga4446
@davidmazanga4446 3 жыл бұрын
Thanks Neshamba for bringing these type of programmes Namibia approves excellent work
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@tkamashuro6576
@tkamashuro6576 3 жыл бұрын
Which Namibia?
@llions5633
@llions5633 3 жыл бұрын
@@tkamashuro6576 kune Namibia ngani muAfrica? Nxaa! Ko kudhisana ndokudii? You obviously know what he means. He lives in Namibia! Unless ofcourse you are that thick! Nxaaa
@bevenbusu7
@bevenbusu7 3 жыл бұрын
@@llions5633 haufunge here kuti pamwe wakanganisa kunzwa zvaanga achitaura? Pamwe anga achingobvunzawo zvake kuti kupi kwacho mu Namibia.
@llions5633
@llions5633 3 жыл бұрын
@@bevenbusu7 may be 🤷🏿‍♂️ chirega azvipindurire ega nhai tinzwe from the horse’s mouth wagona wanditsiura babamunini ndo huBuntu hwacho. Apa iwe neni ngatichirega kuita zvekufungidzira tizvinzwire kubva kumuridzi.
@MaggieMombe
@MaggieMombe Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level
@sqrd3536
@sqrd3536 2 жыл бұрын
Very nice Mansion. True Mapostori and masowe are mushrooming everywhere. Some plce should remain preserved which our govt is totally failing to do.
@madalenmpofu8002
@madalenmpofu8002 3 жыл бұрын
Sekuru vakarongeka ava. Drewmas taking us to another level. I salute you guys
@paulinemushininga8900
@paulinemushininga8900 3 жыл бұрын
Ndafarira zvangu imba yasekuru wow haa ndaida
@deveneybooi6694
@deveneybooi6694 3 жыл бұрын
Be blessed Drewmas media.Chivanhu chiriko shuwa.Doro ngaribikwe,tidzokere kunhembe
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 3 жыл бұрын
🙆‍♀️🤦‍♀️
@memorygoche2574
@memorygoche2574 3 жыл бұрын
Nhembe kana kkkkkkkk
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 жыл бұрын
Kunhembe hatidzokere zvedu bt chivanhu chiriko chokwadi
@sabhukuchoko263
@sabhukuchoko263 3 жыл бұрын
Zvematepatepa chinenge chave chinyakare chatiri kuvhiringidza now chinyakare chiya chakutsiva, kana mazogara chivanhu chiriko
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@maggiemuzongondi6654
@maggiemuzongondi6654 3 жыл бұрын
Heyi zvakaoma ,sekuru ngavanobatsira mhuri yeZimbabwe, vanhu vatambura veduwee
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@peebhika1940
@peebhika1940 3 жыл бұрын
Thanks Andrew for bringing this man sekuru Kamuzi banda
@memorymemory5085
@memorymemory5085 3 жыл бұрын
A beautiful home for sekuru wooow that's great
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@idasmuyaya5422
@idasmuyaya5422 2 жыл бұрын
Amalawi simuzatheka bodza pambali nyumba yabwino Mr banda mafikapo
@rosemarychisungo8367
@rosemarychisungo8367 3 жыл бұрын
Musateedzere kutaura kwevanhu mkoma Andrew
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr 3 жыл бұрын
Sekuru iMbinga avo. Tennis court paDen!
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@twinklet9946
@twinklet9946 3 жыл бұрын
What a beautiful home sekuru Banda
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@donaldikomo4932
@donaldikomo4932 3 жыл бұрын
Mukoma Neshamba ka zvechokwadi zvandakaonawo mamwe nokunzwawo nevakuru ka chivanhu chiriko zveshuwa
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
@paidamoyomagwenzi-wg4ds Жыл бұрын
Sekuru banda ndinokutsigirai ishuwa panoda chivanhu
@norahreza8842
@norahreza8842 3 жыл бұрын
Yoooo kureva kuti pachatsva futi pakasagadzirwa
@bosslady933
@bosslady933 3 жыл бұрын
Ayiwa vataura zvinonzwika Sukuru Banda
@zanelekutsoma3603
@zanelekutsoma3603 3 жыл бұрын
Sekuru ava imbinga,a very marvellous home.
@tinashesaidi4722
@tinashesaidi4722 3 жыл бұрын
Mazimbabweans takadzungaira tongotenda zvese zvese thats why arikuvaka imba dzakadai nemari dzamunomupa
@llions5633
@llions5633 3 жыл бұрын
Zanele kutsoma- imbinga kani vaimbogara kuCraneborn park vakaita upgrade wena. Ava chero vakabatsira mapenzi anokara mari kuromba zvinonzwika not zvatinoona vanhu vanorombeswa nen’anga dzisina kana cent rekutenga kana sweet zvayo. Nxaaaa zvidhoma zvacho zvinoita nzara yakawanda so zvinopedza hama chop chop !
@anoeeve3115
@anoeeve3115 2 жыл бұрын
Anoziva zvaanoita that's why ane imbwa iyi
@benjiediago6128
@benjiediago6128 3 жыл бұрын
Papa NeShamba ndian akaimba that song Goodbye my Friend 🙋
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@triplemsasa9576
@triplemsasa9576 3 жыл бұрын
Patrick mukwamba
@monicanjaikira9602
@monicanjaikira9602 3 жыл бұрын
Sekuru ava vakarongeka yooo pamba pakanaka apa
@shiyelia
@shiyelia 2 жыл бұрын
Moto washupa uyu
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 3 жыл бұрын
Ndiyaniko wapisa moto eyaheee singing kwira mudenga usheedzere varikumusha kuti musasa musha watsva. Plz chboridzaiwo 🎵 🎶 🎵 🎵 song iyi for Matepatepa
@thabsshiri6736
@thabsshiri6736 3 жыл бұрын
Handinzwe shona so let me say this in Portuguese Voce faz bem continue assim
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 3 жыл бұрын
Ichokwadi chivanhu chiriko thank you mukoma Neshamba
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@rosemarychisungo8367
@rosemarychisungo8367 3 жыл бұрын
Chokwadi mkoma Andrew zviri kutaura sekuru vanhu vematepatepa havasi kurongeka plus anatsika mutanda vatovhiringa zvese
@sandraedward7454
@sandraedward7454 3 жыл бұрын
Thanks mukoma neshamba vanhu vakada minana kudarika kutedzera chivanhu machief akungoda kubhadharisa mombe asi doro re vadzimu havaudze vanhu kuti vanille machief akaenda pamberi vanhu havarambe
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 жыл бұрын
Pamwe vanhu veMatepatepa shuwa vane pawakavhiringa shuwa dai vabatsirika vaita chinhu chimwe.vabatsirike
@ladykudzievenge8833
@ladykudzievenge8833 3 жыл бұрын
sekuru banda vataura chokwadi, musanganiswa haubudi,. plus ndakazvitaura ini kuti chikwambo chogoparadza vatorwa sei chichisiya mhuri yanyakuromba, vanatsikamutanda vaya, feja feja, ini ndine hama yakamboit tsika mutanda handina kana remuromo ukamunzwa achitaura how they plant zvinhu mudzimba dzevanhu ka kuti mombe dzibude so ka unoperaa strong yese
@hillaryvimbai513
@hillaryvimbai513 3 жыл бұрын
Zvataurwa na Sekur ndizvo chaizvo
@MVHVoices
@MVHVoices 3 жыл бұрын
I agree with sekuru Banda
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@sandisomadolwana4939
@sandisomadolwana4939 3 жыл бұрын
Thokoza baba am from south africa , i want to meet you face to face🙏🙏🙏🙏
@lindahfarikai1152
@lindahfarikai1152 3 жыл бұрын
Sekuru Banda makarongeka dzimwe n'anga unototya kupasvika pamba pacho paine dzimba dzakasakasara plus tswina
@claremarchi5098
@claremarchi5098 3 жыл бұрын
Sekuru vataura zvinonzwisisika... dai vanhu vematepatepa vaedza kuita doro racho. Ichokwadi kuti nzvimbo nenzvimbo dzine chivanhu chinoda kuteedzerwa.
@mariazulu6805
@mariazulu6805 3 жыл бұрын
Inini ndinotsigira sekuru Banda namkoma chivanhu chiriko..isisu tichikura taigara nevamwe taishare imba vasati vapiwa yavo.chokwadi amai ava vainge vakamboroorwa vakarambana nemurume ivo vakatora vana.vachiva vazowanikwa nemumwe murume...pavakapiwa imba chokwadi imba yayirohwa masikati machena nematomho achitsemura marata masikati chaiwo.pasina kana apotsera matombo.mapurisa vakaenda ko vakamira paingoonekwa matombo kuva mudenga chete pasina munhu zvinoitika.
@ericachinakidzwa5904
@ericachinakidzwa5904 3 жыл бұрын
Sekuru vakarongeka varukutaridza kuti vanotevedzera chibanhu chavo well done
@locardianhidza7183
@locardianhidza7183 3 жыл бұрын
Yah mkoma Andrew Matepatepa yatove Movie 🎥
@priviledgemabhiza6967
@priviledgemabhiza6967 3 жыл бұрын
Pamba Pavo pakanaka
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@kizito0164
@kizito0164 3 жыл бұрын
Akakuudza kuti asingagare Pamba pakanaka haana kurongeka ndiani
@alegresamussonemanguiza4728
@alegresamussonemanguiza4728 3 жыл бұрын
Munogona kutaura mushe ndatenda yangu
@Thandiemoyo9345
@Thandiemoyo9345 3 жыл бұрын
Pamba pa Sekuru Banda pakanakisa
@mariazulu6805
@mariazulu6805 3 жыл бұрын
Ndinotsigirana navo sekuru..asi ivo sekuru banda ndivo vakupa mbava mishonga
@emmelysibanda1719
@emmelysibanda1719 3 жыл бұрын
Dai zvachiperawo veduwee, bt kana tazogara Drewmas Media u r the best rubatsiro nerutsigiro rwenyu tiri kurwuona thank you so much 🤝🤝
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@numbernon6779
@numbernon6779 3 жыл бұрын
Mmmm zvakaoma hazvo
@chamakore3503
@chamakore3503 3 жыл бұрын
Maita zvenyu Sekuru hamudi kuti vanhu vatambure ndakambotaurawo kuti vaende kumadzishe
@sabhukumberikwazvo1672
@sabhukumberikwazvo1672 3 жыл бұрын
Hahahaha Hahahaha tennis court kule Bhanda on another level ndo progress zve iyi ko Drewmas mhedhiya dai masiya mota yenyu zasi kwe gomo uko ndiyo yega iri odd pamusha wa kule Hahahaha Hahahaha mota thanx Neshamba ko sei wasiya sthando asi matya kuti angasara mugomo prevention is better than cure hapana anoda hondo ne n'anga
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 3 жыл бұрын
Vanhu veMatepatepa vatove ne confusion , doro vanhu vaye havabike nekut vakutorwawoo pachavooo , sekuru banda batsirai
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 3 жыл бұрын
Dai vachiita zvekunamata Jesu mupenyu sezvo zvechivanhu zviri kuvanetsa.
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 3 жыл бұрын
@@lindahmatunga2343 mupenyu jesu. Arikupi kwaakugara
@vhuranjero
@vhuranjero 3 жыл бұрын
Tinotenda sekuru banda majekesa kuti ngapa.nanganwe ne church kana kuti chivanhu hakuna munhu anogona kutana ngira nzira mbiri akagona kudzi famba nhuva imwechete kwese kuya kupedzerwa nguva nemunhu anoti muporofita in'nga iye ari munhu 1
@azurecoast1537
@azurecoast1537 3 жыл бұрын
Mukoma Neshamba kuri sei ne term re Dreams Media thanks nekutipa rimwe level musanyanya kushamisika vunhu tinonzwisisa zvakasiyana chivanhu chiriko asingade haade asi ndozviripo vanhu kuMatepatepa itayi zvamakanzi muite chete 1+1= Isa answer wega musazviita madofo
@memorygoche2574
@memorygoche2574 3 жыл бұрын
How far nyaya yaRowai
@maxwelltachiona491
@maxwelltachiona491 3 жыл бұрын
Ngavangobika doro zvipere
@sophiamarume9580
@sophiamarume9580 3 жыл бұрын
First time kuona n'anga inogara pakanaka kudai
@tinom869
@tinom869 3 жыл бұрын
Yes vazhinji vacho vanotambura zvekuti
@margrethvenge1456
@margrethvenge1456 3 жыл бұрын
Ava vanoziva zvekuita nemari kikk chero kuenda mhiri vanogara vari uk
@gatsipanganai2063
@gatsipanganai2063 3 жыл бұрын
Taurahako .......haa slayN'anga
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 3 жыл бұрын
Sekuru Banda munovaka. Chokwadi kunamata nechivanhu hazvipindirane.
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 3 жыл бұрын
1 sekuru vanogeza kkkkk
@thomasmanwere6955
@thomasmanwere6955 3 жыл бұрын
Vanotaura zvekupenga siyanai navo mapenzi endererai mberi ne basa
@arotogtech
@arotogtech 3 жыл бұрын
Nyaya yemamhepo iyi inonetsa. Munhu haana kusikwa kuti atongwe nemhepo dzechivanhu. Munhu akasikwa kuti atonge mhepo idzi ave pamusoro padzo, kuti pasi pasatonge munhu. Izvi zvinokwanisika kana munhu akararama nekutenda mwari chaiye mumweya nemuchokwadi. Zvinonetsa ndezvekuti mukabvumira kutongwa nemhepo idzi munofa muri misungwa nemiranda yadzo. Pasi panofuratira nekutsamwa kana munhu akatadzira mwari, panosviba potsamwa. Vanhu vakatendeuka mwari anoita kuti past pasununguke pape munhu zvekuraramisa. Munhu akanyanya kuterera mhepo dzechivanhu zvinoita kuti mhepo idzodzo dziwane simba munzvimbo nepane vanhu. Mhepo dzerima dzechivanhu dzirikouye dzine simba asi hadzidariri simba remununuri. Munhu akafa aita mhiko nemhepo idzi muupenyu hwake, paanofa mhepo idzodzo dzinouya dzokohwa mweya wemufi uye dzoenda nawo dzichiti iwe uri wedu hauendi kune chaedza. Mweya uyu unenge wave musungwa wemasimba echivanhu aya uye unemge uchimurira kuti mununuri anunure usununguke kubva mukutambudzwa nemasimba erima aya saka be careful....
@alfordchihoho7045
@alfordchihoho7045 3 жыл бұрын
Haaa l think baba varikutaura chokwadi zvinhu ndezvechivanhu hazvisi zveiroyi
@mediamutandwa2497
@mediamutandwa2497 3 жыл бұрын
Mukoma Neshamba tiendereiwo kuna mambo Negomo tinzwe kuti vanoti kudii
@Zimaestro
@Zimaestro 3 жыл бұрын
Drewmas media tiunzireiwo Taso please
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@edmorendokwana6644
@edmorendokwana6644 3 жыл бұрын
problm kumatepatepa kwakawanda vauyi vanobva nechekumalawi saka vakasvikotswanya chivanhu chemunzvimbo saka venevenyika vanehasha....
@Ladypradaful
@Ladypradaful 3 жыл бұрын
Nyaya yemusha waitemwa nematombo yakanetsa asi dei makazotipawo follow up even tho iri yemakare
@mavisdzvuke4453
@mavisdzvuke4453 3 жыл бұрын
Uuu sekuru vanenge vanochera mishonga yavo pasingachere dzimwe nanga dzose uuu imba yenyu yakanakisa hayo vamwe unoshaya kt maridzavanobhadharisa vanu dzinomboenda kupi vachigara mmukuku yemba chaiyo
@belindachipindu8087
@belindachipindu8087 3 жыл бұрын
Ini hangu personally ithink pane chikaranga chiripo ndiyani muridzi wepurazi akatanga kugarapo.vanhu makuwanza chirungu asi chivanhu chiriko my belief .
@brendamakuyana995
@brendamakuyana995 3 жыл бұрын
Pamba pakanakisa apa ngepi uku kwavanogara
@gracemabiza8648
@gracemabiza8648 3 жыл бұрын
Glen Lorne
@brightonmahlahla479
@brightonmahlahla479 3 жыл бұрын
Kouya zvaaiti ndabvisa zvapera wani
@redzed4243
@redzed4243 3 жыл бұрын
Thank you. Christian or not zvinhu hazvisanganiswe. Ngavaite chinhu chimwe chete. Zvinonzi kana wafunga kudya imbwa hono, chibva wadya ne______ ayo.
@nyadzisaichigwende4138
@nyadzisaichigwende4138 3 жыл бұрын
Sekuru vakarongeka have ndione munhu wandaona pamba pakanaka hapo
@lucymtawarira641
@lucymtawarira641 3 жыл бұрын
House tour chete apa
@cristianenrique809
@cristianenrique809 3 жыл бұрын
#Neshamba ndikudao kasignature song #mukwane
@tawandajunior4129
@tawandajunior4129 3 жыл бұрын
Woow sekuru bhanda
@silencechizengwe9920
@silencechizengwe9920 3 жыл бұрын
Mataura shuwa sekuru vanobata zvinhu kutsvaga cash matsotsi
@bettybettypeterbetty4489
@bettybettypeterbetty4489 3 жыл бұрын
Thnx drewmas nebasa renyu
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@preciouschidawu9761
@preciouschidawu9761 3 жыл бұрын
Hy Andrew endai kwamarange pliz haaa
@stellamundevere9349
@stellamundevere9349 3 жыл бұрын
Kkkkkk kunorohwa munhu uko
@ngomaesther5620
@ngomaesther5620 3 жыл бұрын
vanobvs vachimhanya ikok
@lisanyati2385
@lisanyati2385 3 жыл бұрын
I hope damudziko rakupera
@numbernon6779
@numbernon6779 3 жыл бұрын
Zvituta hezvo vanonyeperwa naana tsikamutanda wani
@zimupdates413
@zimupdates413 3 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/l3PHqJ9pq9mUn5o
@fadzosadiki4364
@fadzosadiki4364 3 жыл бұрын
Kkkkkkk sadaro they are stranded avachaziv wt to do but zvenyoka haaaaa😒😒😒 handina zvinzwisisa
@stellamundevere9349
@stellamundevere9349 3 жыл бұрын
Jealous down imba yasekuru Banda yakanaka kani
@patiencemlambo943
@patiencemlambo943 3 жыл бұрын
I agree with you vakarongeka
@rumbidzaichimbuya4167
@rumbidzaichimbuya4167 3 жыл бұрын
I think ava varikutaura idi...hazvidi kusanganisa chivanhu nechitendero..dai vambomira ne divi rimwe se community kana kuri kunamata vose vombotsanya nekunamata kana zviri zvana vasekuru vongoita izvozvo...
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 3 жыл бұрын
Chokwadi
@eniahwingwiri8106
@eniahwingwiri8106 3 жыл бұрын
Its true
@lindahzhanje7925
@lindahzhanje7925 3 жыл бұрын
Nigerian home NC home kule
@piolambriri3637
@piolambriri3637 3 жыл бұрын
Kambo ako ini ndinokada ,ndokaona sei
@Qwinpin
@Qwinpin 3 жыл бұрын
Neniwo...kekuti iwe Maggie iwe mkaranga?
@ngomaesther5620
@ngomaesther5620 3 жыл бұрын
me too
@ruva678
@ruva678 3 жыл бұрын
Me too l have been searching for this song for a while.
@fidelianyika6233
@fidelianyika6233 3 жыл бұрын
Vana tsika vaya masaramus aya
@Mancube-Sokolate
@Mancube-Sokolate 3 жыл бұрын
Chidzokerai futi kumasvingo vana 2 vakaonekwa pamusoro pemvura vatofa
@melmells9387
@melmells9387 3 жыл бұрын
Ummmh kupi futi
@zimstylishtv
@zimstylishtv 3 жыл бұрын
Mkoma Andrew hapana chokutadzisai kuromba koz pamopinda pacho hapadi asinwa twake
@donaldikomo4932
@donaldikomo4932 3 жыл бұрын
Nokuti ikozvino mari dzavave kubhadhara vana tsikamutanda dzatowandisa zvakare kuvenganiswa kwavapo vaifanira zviyo ne mari dzinotorwa dai avian going an idea zvekubikisa doro zvinga dai zviri nani
@felixprincemare1536
@felixprincemare1536 3 жыл бұрын
Chivanhu ndochirikozve kuda kana kusazvida
@newtontogarepi1738
@newtontogarepi1738 3 жыл бұрын
Tsikamutanda saka hapana chakaita
@sibusisiwegwatidzo6508
@sibusisiwegwatidzo6508 3 жыл бұрын
Mkoma Andrew musatevedzere zvinotaura vanhu....mungatopenge n its not worth justifying... Siyayi zvakadaro.
@sandraedward7454
@sandraedward7454 3 жыл бұрын
Ko government haina say here pakadai nezvechivanhu chacho
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 жыл бұрын
Handina kunzwa...wati gvt iite sei?
@kytv1316
@kytv1316 3 жыл бұрын
Zinatha zii
@fansofdhafu8501
@fansofdhafu8501 3 жыл бұрын
BRO NDIPEIWO NUMBER DZA SEKURU BANDA. NDO ANA SEKURU WANE ANSWER. KWETE SEKURU ANOTAMBURA OKUBATSIRA KUTI UGARE MUSHE. NDIWO CHETE SEKURU WEKUONA AWA KWETE WAMWE WESE WAYA WENHAMO
@gingerwingerful
@gingerwingerful 3 жыл бұрын
Chenjera kudyirwa Mari chinozikanwa hapana kungokunyeurira
@lloydnyamupepema9159
@lloydnyamupepema9159 3 жыл бұрын
Banda akabira sekuru vangu mari vanga vabirwa mabhasikoro 2 vakaenda kwaari vakapihwa mushonga but hapana chakabuda
@archfordmandizvidza6894
@archfordmandizvidza6894 3 жыл бұрын
Be careful
@gingerwingerful
@gingerwingerful 3 жыл бұрын
@@archfordmandizvidza6894 urikureva ISU here or munhu arikukumbira number coz Baba Ava Havana chinhu vane hurombwa Havana mudzimu vabira vanhu Mari dzakawanda chavanogona hapana at least ngavataure kuti havagone kwete kubira vanhu Mari dzavo mhani APA vachizviita philanthropy hanzi he is generous Huri hurombwa nemari dzese dzevanhu dzavanotora
@deemtambaz9273
@deemtambaz9273 3 жыл бұрын
Im in for hse its nice
Sekuru Banda vs Prophet Magaya
2:54
Comic Pastor
Рет қаралды 304 М.
To Brawl AND BEYOND!
00:51
Brawl Stars
Рет қаралды 17 МЛН
Une nouvelle voiture pour Noël 🥹
00:28
Nicocapone
Рет қаралды 9 МЛН
Belville residents cry foul over sewage leak
1:59
eNCA
Рет қаралды 17 М.
Sekuru Kafera haisi member yeZINATA Vanodaro Sekuru Ndudzo
38:30
The true faces of the Che
53:08
Best Documentary
Рет қаралды 673 М.
Gogo MaMoyo & Mai Sasha Update Nyaya Yakwira Makata
54:39
SlyMediaTv
Рет қаралды 137 М.
НЮАНС (смешное видео, юмор, приколы, поржать, смех)
0:59
Натурал Альбертович
Рет қаралды 817 М.
Kidnapped Boy Found In Fridge | #Shorts | PD TV
0:59
PD TV
Рет қаралды 9 МЛН
Урыла😏 #кино #film #fypシ #minions
0:37
Faron
Рет қаралды 8 МЛН
Света Кемер Учится в Школе Полицейских !
29:20
Луномосик
Рет қаралды 1,3 МЛН