SeVAROYI TAKATESTA SEKURU TASVU NEMUSHONGA ASI TAKAKUNDIKA TASVU MUHOMBE +263784 614 908

  Рет қаралды 7,308

SekuruTasvu Officials

SekuruTasvu Officials

Ай бұрын

Пікірлер: 24
@lloydtaruvinga
@lloydtaruvinga Ай бұрын
Taneta nazvo zvemadrama vanhu tsvagai Jesu musunungurwe done
@ronaldlunga9807
@ronaldlunga9807 Ай бұрын
Usarasise vanhu vanoda kuponeswa iwe,kana uchinamata namata unyerere kana usinga believe zvirikuitwa nasekuru tasvu stop watching the programme unobvei
@kundaisean7197
@kundaisean7197 Ай бұрын
Varoyi mukurwadziwa nasekuru murikubatwa one by one kuda kuhwanda najesu masikati asi husiku vachinodya nyama dzevanhu
@lloydtaruvinga
@lloydtaruvinga Ай бұрын
Traditional helears, witchcraft all from Satanism that's it chii chinyowani ipapa vanhu vhurai maziso mhani Hun"anga hauyendese kudenga Kani if you believe on that today wasiyanei nekupinda Satanism same same murikungotamba muspiritial realm imwe chete munotowanikwa mademon evaroyi neN'anga zve
@ronaldlunga9807
@ronaldlunga9807 Ай бұрын
Kutsvaga jesu ndizvo asi usashora chitendero chevamwe
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x Ай бұрын
Usatinyebere kuti namatai or kuti masatanist tikazvitarisachaizvo izvo unogona kuno batwa zvakare ndozvinoita wanoshereketa hawadi chokwadi chibude pachena uye kana kwenyu kusina ngozi zvikwambo nyarara siya wanoenda waenda kwete kurasisa wanhu
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga Ай бұрын
Marketing to the best level kkkkkk
@ensoo381
@ensoo381 Ай бұрын
that's my khule❤❤❤❤
@NyashaChidembo
@NyashaChidembo Ай бұрын
Kunyepa Tasvu hapana chanoona uyo ndakabvako uko kunaAndurson ndakarohwa 300 us for mahara vanhu musanyeperwe ini ndakazvionera pamhuno sefodya
@Chacksy01
@Chacksy01 Ай бұрын
There are many ways of finding money😂😂😂😂
@user-zc5pe4vp3b
@user-zc5pe4vp3b Ай бұрын
Svikaiwo kwedu kwaGutu Sekuru, takaura hurombwa, zvidhoma ngozi iiii tapfidza😢
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo Ай бұрын
Pagutu ppi ndopangu
@faraimasuka1275
@faraimasuka1275 Ай бұрын
Bhasera gomba
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo Ай бұрын
@@faraimasuka1275 oky inni maGutu chaimo
@nozweloncube8788
@nozweloncube8788 Ай бұрын
Yaa zvakaoma
@TafadzwaChakawa-ev4wg
@TafadzwaChakawa-ev4wg Ай бұрын
Sekuru tasva manyama
@Zaru438
@Zaru438 Ай бұрын
Kuchikafa 2yrs back
@alicejena-sg7my
@alicejena-sg7my Ай бұрын
Sekuru manyama
@TariroTaruona-vn6gu
@TariroTaruona-vn6gu Ай бұрын
Ummm
@user-uo4tk2hg7i
@user-uo4tk2hg7i Ай бұрын
Svikaiwo kwedu ku gokwe sekuru
@it3788
@it3788 Ай бұрын
Kunyepa heis marketing for tasvuzi. Yapararaakomanaither countries mararaeseayahakuna
@nicolemercy
@nicolemercy Ай бұрын
Matiiko
@user-jl5gu9fx7d
@user-jl5gu9fx7d Ай бұрын
Madrama manyama kunyepa uko
@oaesunmoyo3108
@oaesunmoyo3108 Ай бұрын
These Tsikamutandazi are a scam
MORE ABOUT FRETS DONZVO .
32:35
Comic Elder
Рет қаралды 24 М.
What is ChatGPT doing...and why does it work?
3:15:38
Wolfram
Рет қаралды 2,1 МЛН
HOW DID HE WIN? 😱
00:33
Topper Guild
Рет қаралды 49 МЛН
Who has won ?? 😀 #shortvideo #lizzyisaeva
00:24
Lizzy Isaeva
Рет қаралды 63 МЛН
Mukadzi Uyu Haagute Bonde Ini Handichamuda.
14:39
263times
Рет қаралды 155 М.
More about comic elder
29:17
Frets Donzvo
Рет қаралды 17 М.
Sabuku Haana Divi rakarerekera Dare Rachief  Mutasa
25:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 9 М.
Chikomba Chekudya Bota Chauya kudare Chirikupisa icho
10:01
TICHKACH MTV
Рет қаралды 44 М.
Sekuru Tasvu Votengera Ambuya Tasvu Ndege YePasi "Happy Mothers Day"
50:52
QANAY - Шынарым (Official Mood Video)
2:11
Qanay
Рет қаралды 1,2 МЛН
Jaloliddin Ahmadaliyev - Kuydurgi (Official Music Video)
4:49
NevoMusic
Рет қаралды 4,7 МЛН
akimmmich (feat. Turar) - UMYTTYŃ BA?| official lyric video
2:54
akimmmich
Рет қаралды 2,9 МЛН
지민 (Jimin) 'Who' Official MV
3:28
HYBE LABELS
Рет қаралды 13 МЛН