Shamwari Yangu ArikudaKuroorwa NembingaManje Ndakamuitira Munamato Wekuti Asakwanisa Kuita Mwana

  Рет қаралды 1,967

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 27
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions Ай бұрын
Kune vaya vanoda number dza Gogo. Please join this group number kana matora number moita exit. ‎Open this link to join my WhatsApp Group: chat.whatsapp.com/Fa454d3FvFCCzd8KpMAZEv
@tinevimbo8751
@tinevimbo8751 Ай бұрын
Thanks mukoma ndapinda mu group
@SnearChisango
@SnearChisango Ай бұрын
Thanks brother Nashy
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 Ай бұрын
Gogo awa ndi gogo as n'anga here
@PrincessAselemu
@PrincessAselemu Ай бұрын
Madzimai kusadzidza zvedu nyaya dzema shamwari idzi munhu gona kutamba wega
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 Ай бұрын
Seiko mweya uyu wegodo uchiwanda mazuvano kwatiri nhai vanhu 😢😢. Chandingakuudza hidey ndechekuti ukaita chakanaka wazviitira ,ukaitawo chakashata wazviitira zvakare . Mwari anoona uyu 🤞🏾
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 Ай бұрын
Sisi avo , tsvagai Bhozhongora ane Vabatsiri vakawandisa
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 Ай бұрын
Siya mweya we godo mhani, yatova ngozi iyoyo
@breem5414
@breem5414 Ай бұрын
Hidey usayedze Mwari nhaika.Hanzi Mwari ngavandiregere vanokuregerera sei iwe uchida kuti shamwari yako ione nhamo.But chero wakaita izvozvo wat are you gaining.Sometimes Mwari ndosaka vachikunyimai mablessings coz vanoona kuti u are evil.Chiona kushandiswa nemuporofita nekuda kungoroya munhu.Vanhu ityai Mwari veduwe
@tariromunemo-qj6vv
@tariromunemo-qj6vv Ай бұрын
hayaaa zvakaoma ana chomie ava toita zvekudii navo sure munhu anongofarira budiriro yako chete ndimai vako vamwe vese ava hapana
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu Ай бұрын
Iiii kana maivatshwo futi,
@lorrainemangwiro
@lorrainemangwiro Ай бұрын
Hakuna chinonzi shamwari .shamwari yako ndiwe nekuti diwe unoziva moyo wako
@esterdube8894
@esterdube8894 Ай бұрын
Zvamunoti minamato huroyi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Ай бұрын
Mamukawo sei mkoma Nash nevedare
@lingiwemhlanga2497
@lingiwemhlanga2497 Ай бұрын
First conf: go to see pastor Mchefa
@esterdube8894
@esterdube8894 Ай бұрын
Ma friends varoyi chete vanhu dzidzayi kutamba mega
@Eva3rt
@Eva3rt Ай бұрын
First confession namatai mumbomira zvekusangana nevarume pabonde muve makachena pamberi paMwari namatai sisi
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza Ай бұрын
Morning
@fadzaimacharaga98
@fadzaimacharaga98 Ай бұрын
MaZim ngatisitei hutsinye
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Ай бұрын
Last confection ingozi ngani dzauri kutora iwe nenyaya ye jealous
@KeenakeenaChuwaki
@KeenakeenaChuwaki Ай бұрын
Hidey wekutanga enda kwaProphet Miracle Paul or T Freddy unobatsirika
@p10gaming37
@p10gaming37 Ай бұрын
Wekurarwa nababa enda kwa Prophet Miracle Paul ku Unit L
@brendamuchemwa3392
@brendamuchemwa3392 Ай бұрын
Sprit of jealousy is real in this world
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu Ай бұрын
Eyi vanhu vekumba kwedu handizivi wo hangu kuti WHY moyo yakadai😢😮
@fadzaimacharaga98
@fadzaimacharaga98 Ай бұрын
Vose vakaroiwa Batai van Bhozongora kuZBC ka1
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 Ай бұрын
Imwi voyeka?
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON Ай бұрын
Hure remadzibaba uchashaya ahchakuitira chakanaka muhupenyu wako vose newest uchashaya mbereko muroyi
Ndakapihwa Nhumbu Nemurume We Friend Yangu Ine Nemurume Wake Tikabva Tamu Ura..ya Kuti Tigare Tose
20:08
Munamato Wemurume Akarombeswa Nema Nigerians
17:02
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,2 М.
Motorbike Smashes Into Porsche! 😱
00:15
Caters Clips
Рет қаралды 23 МЛН
Wait for it 😂
00:19
ILYA BORZOV
Рет қаралды 11 МЛН
Huyai Munzwe Nyaya Inorwadza Ndakasungwa NhengoYangu Ne Hure Rangu
16:06
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,7 М.
This Zimbabwean Hotel with a Dark Secret - EXPOSED
11:11
Whispers from the Baobab
Рет қаралды 2,7 М.
I Went To Zim In Search Of Riches But I Got A Demon In Return
12:56
African Confessions
Рет қаралды 8 М.
Come And Hear What Happened When I Gave A Man To Much Love Portion
9:35
African Confessions
Рет қаралды 3,5 М.
Zvinotyisa Pa Purazi Pandino Shanda Pane Tractor Inotaura
16:44
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,8 М.
Kuromba Kwandakaita Ndikapihwa Nyoka Ino Ita Lula Lula Neni Huyai Munzwe ZvinoitikaAfter NdararaNayo
17:17
@HeadmanChigodora Amwene neMuroora
53:36
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 69 М.
Huyai Munzwe Nyaya Ye Ma Nudes Amai Mufundisi
16:20
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,1 М.
Confession Of A Slay Queen
8:34
African Confessions
Рет қаралды 2,3 М.
Motorbike Smashes Into Porsche! 😱
00:15
Caters Clips
Рет қаралды 23 МЛН