Shamwari Yangu Paaida Kuchata Ndakamupa Hembe Dzaka Gadzirwa Kuti Arambwe Nemurume

  Рет қаралды 2,895

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 42
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON Ай бұрын
Kubva nhasi sista musafe makaudza hope dzenyu kunana mai mufundisi ende rambayi muchinamhata even muchitya nekuti ndo zvavanenge vachida kuti mupere simba kunamhata.torayi ivhu panotambira vana mosanganisa ne salt muchigeza imwe isayi muhomwe dzenyu. Dayi mataterera gogo
@EsauChesoro
@EsauChesoro Ай бұрын
Hope hadzingoudziwe vanhu nokuti munoudza madzenga agoshanda nechipo chenyu kuchidzima.
@SashahshalomChimedza
@SashahshalomChimedza Ай бұрын
These days akuna ma frents ndo ma enemies shem
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv Ай бұрын
Sister musaudxe hope dzenyu mai Mufundisi venyu plizz rambayi muchinamata dai Mwari vakubatsirayi mawana rimww basa mabva ipapo henyu
@p10gaming37
@p10gaming37 Ай бұрын
Hakuna denga rinopindwa nenzira idzodzo
@Eva3rt
@Eva3rt Ай бұрын
Iii hope dzakakosha ndakazviita ndawana basa pamwe pamba ndikarota musoro wemunhu uchitaura neni waiva nendebvu waiti ndakachererwa mudanga remombe ndimo mandinogara ndakamuka ndakarongedza ndikasiyana nazvo hope dzakakosha plus ukarota namata kwete kuudza vanhu unovharirwa
@samanthamkono5076
@samanthamkono5076 Ай бұрын
1st confession chero mukarambidzwa kunamata namatirai mumoyo or siyayi basa racho nokuti ma elder ayo haanamate vakatoromba noouti dai vari ma elder vaikukurudzirai kunamata vachakusungirai u luck nokuti vanoziva kuti makaona mabasa avo
@Tatty-x7t
@Tatty-x7t Ай бұрын
Hadzisi dzose hope dzinoudzwa vanhu vose vose pamwe unenge uchiratidzwa kunzii chenjera uye kupihwa manamatiro
@divinephiri3806
@divinephiri3806 Ай бұрын
Link toriwanepi
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv Ай бұрын
Shamwari hatina zera nadzo hedu ummm zvakaoma veduwe 😢😢😢
@smurfet98
@smurfet98 Ай бұрын
Last confession uri muroyi hako and ndimi vanhu vanonyepera kunamata
@charlottebondai
@charlottebondai Ай бұрын
Dai vanhu vasiya zvekuda shamwari izvi 😢 ...
@lilianmamhofa2640
@lilianmamhofa2640 Ай бұрын
Maswerasei mukoma Nashy
@selinamkandatsama8362
@selinamkandatsama8362 Ай бұрын
Denga renyu hakuna sis mwari achatokunyimira murume izvozvo zvehutsinye
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma Ай бұрын
Nyaya yenyu yekufunga kuti ma elders anedenga ndoinomunetsa uchafa in the name of basa sisi tizai nehupenyu hwenyu
@samanthamkono5076
@samanthamkono5076 Ай бұрын
Iwe wekuda kugamuchirwa kudenga hapana.zvawaita go ku friend yako wonotaura naye nokuti misodzi yake ikaramba ichichururuka denga rinotsamwa
@ZANDIJOHNSON
@ZANDIJOHNSON Ай бұрын
Never judge a book by its cover. Plus, respect everyone mulife ino nekuti hamuziye remagwana.
@RayStockel
@RayStockel Ай бұрын
Sister imi sei musina kuvimba nehope dzamakasangana nadzo mbuya venyu pavakakuyambirai hamuna Kuda kuteerera honai zvamazosangana Nazvo dai makateerera maidai musina kusangana nezvamurikusangana Nazvo ambuya venyu vamakarota ndivo mweya wavo waizoku tungamirirai muhupenyu whenyu
@tendaimutandavari-fw5mx
@tendaimutandavari-fw5mx Ай бұрын
Mai elder nababa elder vakaromba siya uchapedzisira waurawa
@rosezulu-ng6jn
@rosezulu-ng6jn Ай бұрын
Mabasa arikushaika mwana wamai bt dai ndiri ini ndaisiya basa racho
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 Ай бұрын
Siya basa nhaiwe chiiko unekakunonokera soo
@AbimasiaZhou
@AbimasiaZhou 14 күн бұрын
Makadii pano ....Haàa denga hahurioni wakaita hutsinye chaihwo but zvisinei Mwari vachanubatsira,,haaa iwewe denga ucharionera kuma nextdoor and une hutsinye maini iwe
@EsauChesoro
@EsauChesoro Ай бұрын
Last confections,denga rekwanyu ramungatenga.Vakatadza vose vakasungwa,vachimirira zuva guru rokutongwa kwepasi.Musaudzana zvinhema muchiti wareurura waregererwa.Mhosva yako imhenyu soo.Uchaita huni dzegehena regazvako uone
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 Ай бұрын
So is it desperation or foolishness kuti the same people vaunenge uchiitwa warned about ndovaunoita loyal to??? Uhm
@ZambiziNet
@ZambiziNet Ай бұрын
Endai munoreurura kushamwari yako zvinani
@ColletaNcube
@ColletaNcube Ай бұрын
Sister isu hatisi vanaMwari vekut mukarewurura pano mobva mafunga kty muchaenda kudenga ...endai mberi kwamwari mokumbira kwavari
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 Ай бұрын
Go and confess to your friend,, kuti ugopinda denga Pari zvino denga rako hakuna sahwi wako arikuchema bcoz of you
@AndrewEricandsons
@AndrewEricandsons Ай бұрын
Going to all those lengths to pull your friend down instead of upgrading yourself. What do you benefit from your friend's misery : it certainly will not add any real value in your life. This jealous will destroy our nation
@joy-ur8ct
@joy-ur8ct Ай бұрын
So unoramba uchitaura hope dzako wobva watya kunamata futi and you have been warned, amai mukutanba nemoto, Mwari vanokuda but as long uri ipapo hauriwani basa
@Eva3rt
@Eva3rt Ай бұрын
Kuti uregererwa unoreurura kune munhu wawakatadzira parizvino denga Hakuna ss ko kuzoda murume ane mota iwe usina chero bhara 😂
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 Ай бұрын
Cc vepa lodge unganidzayi mari mutange zvimwe mosiya basa mhedzisiro yenyu iguva
@RutendoChanzenza-fr8jv
@RutendoChanzenza-fr8jv Ай бұрын
Link racho makatoisa here mukoma nash
@Tatty-x7t
@Tatty-x7t Ай бұрын
Link padescription raMukoma Nashy
@IamHephzibahIsrael
@IamHephzibahIsrael Ай бұрын
Munoreurura kuna Mwari for forgiveness not kuvanhu for you to enter heaven. You need also to repent and restitute, and confess to your so called "friend" get those things off your friend.
@tichaonamombe4547
@tichaonamombe4547 Ай бұрын
Uyo wepa lodge why uchiita sewakadzungaira Inga urikuchengetwa nemidzimu yako naMwari unofira kuda mari Ibva apo utaure nemidzimu yako inokupa basa chairo avo vanokuuraya manje manje nyaya yenyu yekunyu yekuvanetrust nevafundisi muchakuvara ibvaapo nekukasira mari kana rufu unosarudza chii
@Ruerue-t6f
@Ruerue-t6f Ай бұрын
Uyo friend wekuti chikuru kureurura uri kuzvinyepera. Denga rako richaveko kana waita ma reverse deals pa marriage yeshamwari yako. Kutambura kwake nekuchema kwake uchawana kwakakumirira in hell
@brendamuchemwa3392
@brendamuchemwa3392 Ай бұрын
Iwe hakuna denga revaroyi go confess to your friend if u are genuine ,wakanyeberwa
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 Ай бұрын
Mune hutsinye.endai munoreurura kufriend yenyu as you call her.but you are not a friend chokwadi
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma Ай бұрын
Hauna kureuruya muroyi iwe enda unokumbira shamwari yako vobvisa mhiko dzavakaita pamwe mwari vangakuregerera uri hanzvadzi ya satan
@lizbertify
@lizbertify Ай бұрын
Handidi hangu kuita ma friends ini. This is too much. What did you gain nhai amainini? Handiti ndimi makaramba mukomana wamanga maka introducer. Kureurura pa social media hakusi kureurura. Hamusati mareurura because kureurura kuudza shamwari yenyu zvamakaita ndokuti muwane rugare.
@mbekezelimhlanga5666
@mbekezelimhlanga5666 Ай бұрын
You are lying to yourself, you have to confess to your friend & undo what you did to her for you to be forgiven.
@barbarakadyautumbe499
@barbarakadyautumbe499 Ай бұрын
Last confession you are evil, denga rako hakuna, repentence is not all that cheap as you think😢
Wait for it 😂
00:19
ILYA BORZOV
Рет қаралды 11 МЛН
How Strong is Tin Foil? 💪
00:25
Brianna
Рет қаралды 67 МЛН
Ice Cream or Surprise Trip Around the World?
00:31
Hungry FAM
Рет қаралды 6 МЛН
Domestic Issues: Handina hasha asi ndiri munhu anobatikana
2:15:07
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 17 М.
Jah Prayzah Tells His Story | #IamDigital - Episode 1 #JahPrayzah
11:23
Econet Wireless
Рет қаралды 574 М.
Ndiri Mbinga Ye Chikadzi Ndakaromba Nyoka
17:57
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,2 М.
Chipo Muchegwa on Centre Stage with Chamvary
41:58
Power FM Zimbabwe
Рет қаралды 43 М.
Ndiri Muimbi We Gospel Ndaka Tengesa Soul Yangu Secrets and Confessions
19:45
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 11 М.
Wait for it 😂
00:19
ILYA BORZOV
Рет қаралды 11 МЛН