SIS MELLY - Johane marange heeeeede huyai muhwe zviri mukati Kati

  Рет қаралды 3,991

Sis Melly's Diaries

Sis Melly's Diaries

Күн бұрын

Пікірлер: 26
@shie885
@shie885 4 ай бұрын
People forget kuti kudenga there’s a God that never sleeps nor slumbers....but God will bless you my sister wekusiiwa munhu achienda kwa elder....denga richakurangarira
@keenakeena8924
@keenakeena8924 4 ай бұрын
Ndaigara kumozambique ndaiva neshamwari yangu yaiva yakaroorwa kwamarange mwana wake akarwara vaimugarisa mudish rine mvura anzi kuti chirwre chibude my late hubby akazonditi chimbotora shamwari yako murume wake asingazivi uende naye kwatinosienda nevana vedu akatozobatsirwa mwana wake nanhasi achiri kurarama ari kutaura chokwadi locardia
@pametymatione7858
@pametymatione7858 4 ай бұрын
Ndoda kumbouyawo nenyaya yangu Sisi Melly ndakakurira kwaMarange locadia haanyepi
@medina3002
@medina3002 4 ай бұрын
Truth explained kkkk ndakapindawo church iyi tikaendawo kunotariswa zvekuteverawo vamwe ndikato pasa ndainge ndotofarira church baba vangu pavaka zviziva kuti ndave mumarangian vakati sarudza zvaunoda kupinda chikoro kana kuenda kupinda church kwakubva ndasiya church
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 4 ай бұрын
ska vamunoti LAMECK ava vakadzi 3 mutemo wechurch here or wekumba. zvinhu zvacho soo. Ndizvo here kuti munhu anonzi tanga watendeuka wobhabhatidzwa ndokuti tizokunamatira.
@EddyBusu-qm5bh
@EddyBusu-qm5bh 4 ай бұрын
Ndazoseka kuti vana vakaenda, kupera kuita miswe yembwa 😂😂😂😂😂😂😂😂
@Taa2220
@Taa2220 4 ай бұрын
Ndi Elder vekwasatan ngavafumurwe sis Melly she will never have peace
@JessicaMukora
@JessicaMukora 4 ай бұрын
Muroyi wemumwe mukadzi mukadzi it's so sad 😞 asi 1 day vanhu 2 ava vanofa vakanyenama kupfurwa chaiko
@sharonfadzaichikutu5577
@sharonfadzaichikutu5577 4 ай бұрын
Hmmm zvakaoma
@gladyskatesi3993
@gladyskatesi3993 4 ай бұрын
Havana kukwana vanhu ivava kwakaroorwa munin'ana wangu havana hunhu
@munashematasva9784
@munashematasva9784 4 ай бұрын
Ngaavafambire vamamewo nekuti ndiye azvitanga
@munashematasva9784
@munashematasva9784 4 ай бұрын
Good morning sis Melly
@chipokunyarimwe3498
@chipokunyarimwe3498 4 ай бұрын
Baba avo vanopenga chete
@gee9961
@gee9961 4 ай бұрын
Anorwara uyu andibhowa zvekuti
@patiemaroweso
@patiemaroweso 4 ай бұрын
😂😂😂😂 hanzi makarumwa nedzvinyu 😂😂
@gee9961
@gee9961 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@Netsaimhaka
@Netsaimhaka 4 ай бұрын
Mwari uyu
@winnetmareverwa7545
@winnetmareverwa7545 4 ай бұрын
ve cult ava hamuvagone vano defender huipi hwavo and vane nharo
@everydaywinning
@everydaywinning 4 ай бұрын
Cult
@Netsaimhaka
@Netsaimhaka 4 ай бұрын
Mwari uyu 41:02
@marshallnyamadzawo8553
@marshallnyamadzawo8553 4 ай бұрын
This man can handle 10 woman with PhDs 😂😂
@PB-dw7dc
@PB-dw7dc 4 ай бұрын
Haiwa nyoka yakamuruma ndeyake You wasting time nemboko yemurume iyo plus chikoro chiri kulacker
@Netsaimhaka
@Netsaimhaka 4 ай бұрын
Zvakaoma
@misschinx
@misschinx 4 ай бұрын
Cult master vekurumwa neishwa Vachiti inyoka avo is so brainwashed its like talking to a brick wall..
@addie3809
@addie3809 4 ай бұрын
Rubbish!! Not only voting but they actually do rallies for Zanu pf
SIS MELLY -  varume pane pavanotuma vakadzi kuita misikanzwa aiwaaa
2:11:48
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 1,9 М.
小丑揭穿坏人的阴谋 #小丑 #天使 #shorts
00:35
好人小丑
Рет қаралды 34 МЛН
Wait for it 😂
00:19
ILYA BORZOV
Рет қаралды 10 МЛН
Sigma baby, you've conquered soap! 😲😮‍💨 LeoNata family #shorts
00:37
SIS MELLY - Huyai Muhwe
1:41:36
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 2,6 М.
Mambo Mutasa Varamba Tsikamutanda Mudunhu rawo
45:29
TICHKACH MTV
Рет қаралды 24 М.
Please Don’t Skip Huyai Munzwe Nyaya Ya Maid UyuInonzwisa Tsitsi
20:44
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 10 М.
SIS MELLY - The reason why vanhu vanozviti vakanaka vasingapinde mumarriage
1:54:37
SIS MELLY - Let's talk Yr thoughts on zviri mumastreets
2:02:57
Sis Melly's Diaries
Рет қаралды 3,7 М.
MUNHU AKAFA KUMA 1970s OVAKISA IMBA KUGURUVE
50:40
Drewmas Media
Рет қаралды 45 М.
Huyai Munzwe Ku U.raya Kwandakaita Vatete Vangu Ndikavatorera Murume Wavo
16:17
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,5 М.
小丑揭穿坏人的阴谋 #小丑 #天使 #shorts
00:35
好人小丑
Рет қаралды 34 МЛН