Sekuru Murigazvuru Vabata Baba Vakaromba Kuti Vanavavo Vasaite Zvinobatika

  Рет қаралды 32,583

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 159
@littlechefvickymommy6279
@littlechefvickymommy6279 10 ай бұрын
Mwari vakuitirei zvakanaka mkoma Sly. Tinoshuwirawo mkoma Robert zvakanaka tinokudai mese. Komborerwaimusimudzirwe mese. Tinokufarirai mese. Basa mberi. ❤
@netsietumu7767
@netsietumu7767 10 ай бұрын
Ko mkoma Robert havasisiri ku sly
@mapster2104
@mapster2104 10 ай бұрын
Team rekwaTapfumaneyi makapenga mese zvenyu. Dai Mwari aramba achikuendesai mberi maramba muri pamwe. The split of Paul and Barnabas did not stop the work of God, Dai zvadaro nekwamuri vana vanyamunhu.
@salomsalo1346
@salomsalo1346 10 ай бұрын
Zviri kutaura sis ava zvese zvoitika kwandri sometyms ndotorota ndichizvara mwana or 2 chaivo but ndotozoita madays ndisina shungu nemurume,,, asi ini hangu kana ari munhu ari kudero ndoda zvidzoserwe kwavari
@kudzai1684
@kudzai1684 10 ай бұрын
Thank you mukoma sly tinokugamuchirai nemufaro
@jimmymupeti5635
@jimmymupeti5635 10 ай бұрын
Slymedia haiti zvekunyepa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 10 ай бұрын
Munzungu dzedovi ndimo maigara mkuwasha 😅😅😅😅. But amai vakaoma vambotanga vachisupporter baba now vakunakurira murume kkkkkk asi vaiita zvinhu zvavo pamwechete
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 10 ай бұрын
Mai wakangwarisa avaaa apaaa vanozivana havo nemurume wavooo
@gladysmoyo6368
@gladysmoyo6368 10 ай бұрын
Mother vakaoma kubva vadaro vana vavo komoyo wekubereka vakaisepi
@tambudzaimuvingi
@tambudzaimuvingi 8 ай бұрын
Zvakaoma, ini ndinoona sekuti misha mizhinji ine zvikwambo, ndava anababa vedu vaida mishonga too much so hazvishamisi kuti tiri mukati mezvikwambo so😢
@abednigondlovu4096
@abednigondlovu4096 5 ай бұрын
You are right all of us must examine ourselves nekuti hapana murume angangoramba mukadzi saizvozvo pasina zvituhwane zvine jerasi
@lovenessmasango7535
@lovenessmasango7535 9 ай бұрын
Sis Ava ihama yaHeadman Chigodora kaa
@abednigondlovu4096
@abednigondlovu4096 5 ай бұрын
Maybe you are right but Headman Chigodora haasi weku Manicaland here?
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 10 ай бұрын
Amai ava vakagwarisa yooooo 😭😭😭
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 10 ай бұрын
Mai vaTambu chaivo😅😅
@irinemasawi2939
@irinemasawi2939 10 ай бұрын
Tawura hako She knows it
@Charity-k8u
@Charity-k8u 10 ай бұрын
Ini ndinongoti Mwari ndibatsireio handina chandakatadza panyika Pano 😭😭😭😭
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 10 ай бұрын
Kunyeba zvinozivana karume nekakadzi ngakasatinyaudze uko nxa..Kuchema zvisina basa iko kairambidza vana kutora nzungu.
@RajabKasanga
@RajabKasanga 5 ай бұрын
we trust ve media asi kana media team ikaonawo paine kunyepa musaburitse nekuti munozvidzima mu lndustry
@georgemukatz5029
@georgemukatz5029 10 ай бұрын
Ndipei number yemusikana uyo ndirore
@mtauser86
@mtauser86 10 ай бұрын
Momz iyi kuita kureverera murume 🙌🙌vamwe vabereki so kuramba zvinhu zvavanoziva mai kutozhamba ivo vayibikiswa porridge 😂😂😂
@albertchakona4131
@albertchakona4131 10 ай бұрын
Hmmm bad combination mkadzi ne mrume mkadzi akangwarisa uyo ah
@LuciaMachimi
@LuciaMachimi 10 ай бұрын
Mai vneruzha chaigo
@lindiwemadare9160
@lindiwemadare9160 9 ай бұрын
Vabereki vanehutsinye ava....pure selfiness!
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 10 ай бұрын
Mai vanounza hasha, yaah kushinhira vana shuwa
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 10 ай бұрын
Mubereki ngaanamatire vana vake,kudambura tambo dzezvaka batwa namadzibaba edu veduwe
@silascheyinacho978
@silascheyinacho978 10 ай бұрын
Kuchema kwekubhaiza vanozivana baba namai mai vanotoonek kuti ndikamuchacha chaiko
@PityTarwakuona-hs2rx
@PityTarwakuona-hs2rx 10 ай бұрын
Vabereki avo vanehutsinye mwari vakasanganisa vanhu vakafanana mai avo vanehutsinye kusanzwira vana tsitsi nenhau yekurima
@Kanyisez
@Kanyisez 10 ай бұрын
Aripi uyu ndamuda zvangu❤
@ssam1430
@ssam1430 10 ай бұрын
Ndewangu ndakutangira jumuona
@princechidziya3639
@princechidziya3639 10 ай бұрын
@@ssam1430 usade kuti vharira panze hiwe
@georgenzero4181
@georgenzero4181 10 ай бұрын
Amai vako ava vakangwarisa ndiwo wakatofurira mdhara wako
@madamboss7216
@madamboss7216 10 ай бұрын
😂😂😂amai itsotsi hombe kkkk ende vanenoise kuramba zvinhu zvavanoziva
@abednigondlovu4096
@abednigondlovu4096 5 ай бұрын
Zvakaoma vakomana aMai vanotsigira Murume vachiziva havo yese nyaya.
@jah13765.
@jah13765. 10 ай бұрын
Hakuna amai vakadaro
@blessingbikinyaamidu5224
@blessingbikinyaamidu5224 9 ай бұрын
These two parents are heartless, shameless iko ka moms aka kungwarisa
@barbrakunaka4955
@barbrakunaka4955 9 ай бұрын
reva hako iwe uuuh mai ava havana mwoyo nevana vavo
@BRIANCHIWESHE
@BRIANCHIWESHE 10 ай бұрын
Baba avo ma chances avo ekurohwa anga ari padhuze chaipo 😅😅😅😅
@KudzaiMusiiwa-ht8ed
@KudzaiMusiiwa-ht8ed 9 ай бұрын
Ndipeiwo number dza bba vanobatsira avo
@preciouschamunorwa8472
@preciouschamunorwa8472 10 ай бұрын
sister yamai Tambu
@takesure9579
@takesure9579 10 ай бұрын
Asi Robert ndiye aitorasu
@bridgetmkazi2116
@bridgetmkazi2116 10 ай бұрын
Nxaaa mai ava kuchema nema ivo vachizivana nemurume wavo haiwawo...ko zvamanga makuda kuramba nesaga
@petrospeyasi8547
@petrospeyasi8547 10 ай бұрын
Endai munovhara door muise lock 😂 muvhare door kana mobvamo Asi vaiwanzei?
@TariroTMwizara
@TariroTMwizara 10 ай бұрын
Mai ava benzi chairo umm
@PatumaSumani
@PatumaSumani 10 ай бұрын
Kkkkk nhasi zvakatooma vanhu vacho vese vanenharo 😂😂
@elliotronald1884
@elliotronald1884 10 ай бұрын
Vakadzi huayai apa and educate me Zvibereko zvinobuda here makarara ko kana chichibuda iwe usina pant hachimwe chatobuda chiaenda here 😂
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 9 ай бұрын
😂😂😂😂Hakuna zvakadaro
@elliotronald1884
@elliotronald1884 9 ай бұрын
@@ruthmakwara1974 zvino kaaa avo vakanzi rarayi muri musvo chozopoya
@Monica-z3t
@Monica-z3t 10 ай бұрын
Uyo mufana uyo atorine hasha potse kadhara kakasara kakamamiswa
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 10 ай бұрын
Ko teacher vanogoti chibereko chinobuda panze husiku sei
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 10 ай бұрын
Ndatoshamuswawo nazvooo
@abednigondlovu4096
@abednigondlovu4096 5 ай бұрын
First time to hear this ko Madzimai chibereko chemhunhu chibuda kana zvaita sei?
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 10 ай бұрын
Waiting ✋
@EdwinTakawira
@EdwinTakawira 4 ай бұрын
Ichihera iyo here kuchenjeresa
@Lion-qz6nd
@Lion-qz6nd 10 ай бұрын
Mai ava muroyi kuchemera vana vavo Kuti vasaurawa . Baba avo vanoda mbama chaiyo kumeso.
@dexternengomasha7579
@dexternengomasha7579 10 ай бұрын
Tshaya the mdara and momz mhani
@elliotronald1884
@elliotronald1884 10 ай бұрын
Ko tipeyi ka number dze bby nhayi rachena kaa iri plus rinenge rino ngwavha
@judx34
@judx34 10 ай бұрын
Mbuya ine drama iyo😂.. Ivo varimo mutsekwende iyoyo
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 10 ай бұрын
Mmmm zviriko here izvi
@TendaiChambara-m2m
@TendaiChambara-m2m 10 ай бұрын
Mai varikuchema zvenhema vanozviziva Zvinhu nemurume wavo
@blessingmbofana9004
@blessingmbofana9004 10 ай бұрын
Strong combination ini nemudzimai wangu tinozvishandira kusanyara
@PelagiaMasike-wv2yj
@PelagiaMasike-wv2yj 10 ай бұрын
Kunge drama sure unoti uri kurota .zvakaoma
@TariroTMwizara
@TariroTMwizara 10 ай бұрын
Ndokumbirawo number yasekuru
@takesure9579
@takesure9579 10 ай бұрын
Camera man improve hausi kukwanisa kutora mavideos
@margiendlela8356
@margiendlela8356 10 ай бұрын
Yoh zvakaoma
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 10 ай бұрын
Amai nababa kufunga kwangu pane zviripo asi vanhu vakatsikidzana murume nemukadzi asi vana ndovotambura ,
@vhuranjero
@vhuranjero 5 ай бұрын
Sekuru marigazvuru murivahombe
@nomoremapfumo1026
@nomoremapfumo1026 10 ай бұрын
Ndavafarirawo ndawana seiko nmber
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 10 ай бұрын
😢😢😢 Asi ka! Dai Mwari vatichengetedza
@albertnduru1846
@albertnduru1846 10 ай бұрын
Varoi ngavafiritwe 😅😂
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 10 ай бұрын
Madhara anoroya awaaa😢😢😢😢😢
@ttfam8742
@ttfam8742 10 ай бұрын
Ukangoona mubereki asingade kufamba newe achitoona kuti uri kutambudzika chibva watoziva kuti ndiye muroyi
@ruthmakwara1974
@ruthmakwara1974 9 ай бұрын
Taura hako
@mollykambanje2001
@mollykambanje2001 10 ай бұрын
Ende zvakaoma
@rumbimubvumbi4223
@rumbimubvumbi4223 10 ай бұрын
😢😢 ndozvinoitika kandiri lord help me
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
@CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 10 ай бұрын
DAI MWARI VAPINDIRA
@rasmoszivhave3291
@rasmoszivhave3291 9 ай бұрын
May the Lord grant your wish Rumbi
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 10 ай бұрын
Kkk mai ndi desvidesvi mabesa embudzi 😂😂😂
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 10 ай бұрын
Thank you sekuru tatambura nemweya dziri muma misha umu
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 8 ай бұрын
Mai....ava vasatinyaudza imbwa yemunhu vakuda kuvhara vanhu😂😂😂
@nomsanyika151
@nomsanyika151 10 ай бұрын
Same Whatsapp group namai Tambu
@frankieman1611
@frankieman1611 10 ай бұрын
Sly where have you been?
@sqrd3536
@sqrd3536 10 ай бұрын
Sekuru ava ndeve masaramusi ava. Vapotsa vafirepo. Chimuka chacho😂. Kuromba kwakaipa
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 10 ай бұрын
Zvofadza mwana wamai enda kune muchinda wako ,imhepo chete yaiwe mumusha medu wakazvionera ,baba na amai please usawachengetera chigumbu wena ,Mwari wanotiwanira nyasha upenyu wena
@mukombe15
@mukombe15 10 ай бұрын
Amai vakagwarisa. Vanoziva mabasa avo vari vaviri. Kuchema kuenda kwaGondwa kwavari kuita. Mwana sikana akapihwa kuna "Gondwa" sekumukaranga, asinga zive. Murairo wavakapihwa nachiremba wafumuka.
@clotildatekere7572
@clotildatekere7572 10 ай бұрын
Zvakaoma kutambudza vana nekuda kurima apa chamuinacho hapana umm
@shadreckkhubi
@shadreckkhubi 9 ай бұрын
Mai vakagwarisa. Ava
@rumbidzaimarthamariwo4682
@rumbidzaimarthamariwo4682 9 ай бұрын
Ungarwadzirwa kuti mwana vako pagination shuwa huroyi hwakaima shuwa
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 10 ай бұрын
amai vanobhowa ava..vanga vachiganhira kudaira nyaya dzemurume wavo vachimuvharidzira asi vachiziva zvavo kuti vakaromba..varoi vevanhu kubarira vana kuvatambudza
@TichaevaGombe-dk1ce
@TichaevaGombe-dk1ce 10 ай бұрын
Rinenge riri dhiri ravo vose
@jonathantegama4858
@jonathantegama4858 10 ай бұрын
batai vanhu,Kudenga kuna Mwari hapana chisingapere
@irvinemurombedzi9628
@irvinemurombedzi9628 8 ай бұрын
Confidence dze muroyi so ka. Ndokusaka venal church ema synagogue vachiva reverera .
@portiamaruwa4260
@portiamaruwa4260 10 ай бұрын
Haaa vabereki vakaoma chokwadi,maita basa sekuru
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 10 ай бұрын
Dai vari vabereki vangu ndairova zvavasati vamboona ndozoripa kana kuenda kujeri..sanike kamudhara aka kakapusa zvinobhowa
@stanleychipiti
@stanleychipiti 10 ай бұрын
Uyu Sly uyu ndamufarira knows his job
@kudakwashemahuni3651
@kudakwashemahuni3651 8 ай бұрын
mai avo pakaipa ukaona waita mubereki akadaro unenge uri pama1
@ginamauka4848
@ginamauka4848 10 ай бұрын
Ende amai avo shuwa haa surrender
@rasmoszivhave3291
@rasmoszivhave3291 9 ай бұрын
aaa kupinda mumba menzungu kkkkk ndaseka nhamo serugare vabereki musadaro shuwa
@conniejam5575
@conniejam5575 10 ай бұрын
Yaa nda surrender hangu aiwa nyika yakatakura kurema kuramba asi vachizia havo
@abednigondlovu4096
@abednigondlovu4096 5 ай бұрын
Ko icho chibereko chinobuda panze seiko nhai vasikana I never heard this all my years on earth . Ko madziMai anonyima varume dare vorara vakapfeka ma tights kana majean vanozvigona sei seriouly? Kkkkk
@gladmoremasiwa7953
@gladmoremasiwa7953 9 ай бұрын
Ukaona uchishorara zvakadai unezvako zvihombe asi zvichapera mwari variko kubva nhasi handishore nanga
@fauchiva9411
@fauchiva9411 10 ай бұрын
Ndewepi uyu
@rozajani8865
@rozajani8865 8 ай бұрын
Amai avo. ngavanyarare vanotinyangadza
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 10 ай бұрын
Guys idrama here Mai vaaakugwesha gwesha avo
@BobbyChimhutu-ke9eh
@BobbyChimhutu-ke9eh 10 ай бұрын
Harisi drama iri
@debby-h2k
@debby-h2k 10 ай бұрын
Yoooh kunzima
@SnodiaMkatsano-s4v
@SnodiaMkatsano-s4v 10 ай бұрын
Hapana vabereki vakadai
@DarlingtonMurassy-eg4iu
@DarlingtonMurassy-eg4iu 10 ай бұрын
Batai vanhu
@MillicentMunetsi
@MillicentMunetsi 9 ай бұрын
Ummmm amai avo vakadaro
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 10 ай бұрын
Sekuru is dramatic kkkkkk
@Dzidzaisaizi
@Dzidzaisaizi 10 ай бұрын
Baba vatori nani ko mai kushinga moyo wakaoma
@anthonymusarurwa9068
@anthonymusarurwa9068 10 ай бұрын
Baba vanoita kuti vana vavo vatambüre kudai Asi chii chokwadi chakadai
@paige007
@paige007 10 ай бұрын
Vanhu vakaŕemedzwa pano pasi nemadhara aya...
@arnoldnkomo-jm9yu
@arnoldnkomo-jm9yu 8 ай бұрын
varoveimai nababa ivovaozivana hanzwadzi dzangu
@Martha-e3l
@Martha-e3l 10 ай бұрын
Mai avo bodo 😢😢anofanirwa ku acter
@unity9896
@unity9896 10 ай бұрын
Ko apa baba vakuchemei manje,mukadzi nemurume vanozivana
@doreenmushowo1409
@doreenmushowo1409 10 ай бұрын
Amai vava she is a drama queen she knows everything vanoda kurohwa bloody fools murume ne mukadzi
@SimphiweVoyiya
@SimphiweVoyiya 10 ай бұрын
😂😂😂😂😂😅
SEKURU MAFUMURE: Hari YaBaba YeHuroyi Yafumurwa Ichibva Yapiswa
46:07
黑的奸计得逞 #古风
00:24
Black and white double fury
Рет қаралды 23 МЛН
Officer Rabbit is so bad. He made Luffy deaf. #funny #supersiblings #comedy
00:18
Funny superhero siblings
Рет қаралды 19 МЛН
Life hack 😂 Watermelon magic box! #shorts by Leisi Crazy
00:17
Leisi Crazy
Рет қаралды 80 МЛН
Mukomana Ave Kuramba Chikwambo Chake Kubva KuMacheke
32:43
SlyMediaTv
Рет қаралды 32 М.
Huroyi Wedzinza Hwapedza Mhuri
1:10:04
SlyMediaTv
Рет қаралды 18 М.
AKABATWA NEMUKADZI WEMUNHU Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
50:33
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 22 М.
SEKURU AMADU: Mukoma Nemunin'ina Vapedza Hama Nehurombwa
42:01
SlyMediaTv
Рет қаралды 12 М.
黑的奸计得逞 #古风
00:24
Black and white double fury
Рет қаралды 23 МЛН