Ama 2K Hatina Zeranavo, Hanzi Tayienda KumaLodge KuManhenga Naye Khumbulani Uyu

  Рет қаралды 25,887

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 77
@nodiawalcourt4139
@nodiawalcourt4139 Ай бұрын
Camera inoenda pane arikutaura please
@makaitaemmerencianachigayo5272
@makaitaemmerencianachigayo5272 2 ай бұрын
Mkwasha akanaka hake pachiso chaipo☺
@nobertchipere5531
@nobertchipere5531 2 ай бұрын
This guy he's lucky...... Vakawanda vakanyura sekuseka
@naturezw3655
@naturezw3655 2 ай бұрын
This case ine maburi..the Zimbabwean constitution is very clear about having a sexual relationship with under aged girls. The chief and his assessors quickly wrapped up the case so that the girl would not reveal more. It's very sad.
@Rebhara
@Rebhara Ай бұрын
Zvinodya nemagweja zvimadhara izvi, dai ari Mutasa munhu atobvisa shangu atomirira Mahindra
@ChiheraChihera-hf5eu
@ChiheraChihera-hf5eu 2 ай бұрын
Ukaona mukomana ambokuramba pemberi pamambo nyange vakamanikidza mukomana imba yacho haagari vana vadiki kuda zvinhu kunge pepabhegi
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Ngaamanikidzwe ainyenga pwere vezera rake aisavaona here
@EmergeGwetera-h1r
@EmergeGwetera-h1r 2 ай бұрын
Where is police
@FreddyMupa
@FreddyMupa 2 ай бұрын
Camera Mira kuterera nyaya fambisa camera tione vanhu varikutaura like musikana hatisi kumuona sei
@chiherawacho-m11
@chiherawacho-m11 2 ай бұрын
shes under Age hazvibvumidzwe kuti aonekwe face
@priviledgekasambira1157
@priviledgekasambira1157 2 ай бұрын
@@chiherawacho-m11 17?
@chiherawacho-m11
@chiherawacho-m11 2 ай бұрын
yes 18 n above ​@@priviledgekasambira1157
@NatashaHweru
@NatashaHweru 2 ай бұрын
Under egiiii yakudya bòta 😂😂😂😂😂😂​@@chiherawacho-m11
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 2 ай бұрын
Kamwana akoo kabenzi
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa 2 ай бұрын
Mambo Bushu motosimba çhokwadi Shamva yakaoma
@witnesschipendo4690
@witnesschipendo4690 2 ай бұрын
Chief Bushu tinokutendai nebasa ramuri kubata asi ndine mubvunzo kwamuri, Mutemo unoti kudii nevana vari below age of 18? Kana mhinduro iripo saka uyu 17 years murikuti kudii naye?
@herbertklyde846
@herbertklyde846 2 ай бұрын
Under 16 is under age not 17
@nicolaesongore5797
@nicolaesongore5797 2 ай бұрын
Get your facts right, this is not 2023, it’s 2024
@TsitsiNyamapanda
@TsitsiNyamapanda 2 ай бұрын
Aifanirwa kusungwa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Mambo inga maimboita zvepolice wani haaa itai kwazvo imi hamusi dofo,mambo Mutasa vaingoti security torai munhu mahindra irikuuya,as long iri underage hapatombodi nhongwa.
@TheWatcher11119
@TheWatcher11119 2 ай бұрын
Inga the law is clear on kudanana or kurara ne a minor, so what happened here, mahumbwe chaiwo.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 ай бұрын
Corruption! Ndopaunovona kuti everyone has a price. Mambo Bushu vanombotonga zvakanakisa; asi pamwevo, like this one, unongovona kuti mambo atonga aine sweet mukanwa. Ignoring statutory rape iri pachena-chena iyi shuwa!
@MikenoahMatasva
@MikenoahMatasva 2 ай бұрын
Poor camera man
@TinotendaJoseph
@TinotendaJoseph Ай бұрын
Zvakaoma mema 2k apa unenge watomuwana akaboorwa kudhara
@Rebhara
@Rebhara Ай бұрын
Varikuboorwa kuprimary school, at 17 nzira inenge yapfumba kunge yemakudo
@Rich-my3ll
@Rich-my3ll 2 ай бұрын
Ko camera munobata seiko 😢
@crypticoptimist4408
@crypticoptimist4408 2 ай бұрын
amai vakashandisa mwana kuwana mari mhani ava. she deliberately gave her that rope kuti azokwanisa kubata mujama uyo
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Havana kumushandisa but musikanzwa ndiwo wakaitwa apo
@Khundai
@Khundai 2 ай бұрын
Kumbulani next unoenda kuzera yako😂😂 and musikana kanzenza chaiko
@themugabes2652
@themugabes2652 2 ай бұрын
Mwana Uyu ane moto vatoenda Kuma LODGE
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 2 ай бұрын
Taienda KumaLodge KuManhenga naye Khumbulani uyu
@gmucmusic3256
@gmucmusic3256 2 ай бұрын
😅😅😅😅
@TapiwaNyatito
@TapiwaNyatito 2 ай бұрын
Cameraman ndewekumama
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Mwana ngaadzokere kuchikoro uyo agadzirise hupenyu hwake monobata shamhu muponde stereki.
@Tatenda-g7d
@Tatenda-g7d 2 ай бұрын
Siyanai nekutambisa vana vadiki kunyanya vezvikoro plizz chiiko vanhu rume. Kunhuhwa jeri uku nxaa
@enesichitauro6846
@enesichitauro6846 2 ай бұрын
Dai vangq vari Chief Mutasa atonzi gara apo iwe mirira Mahindra kkkkk munhu kuseri
@blessingpongwa4298
@blessingpongwa4298 2 ай бұрын
Nhai zvenyu uyu handina nyaya yake yandakaona yaanogona kutonga
@martinmusira7990
@martinmusira7990 2 ай бұрын
Kkkk munoda chief vamusunge sei police yakamupa beb kti riperekedze kumba wani 😂😂 17 yrs akura uyo
@OwenMapuranga-we9vq
@OwenMapuranga-we9vq 2 ай бұрын
Namo inonama
@rastawaretsa5255
@rastawaretsa5255 2 ай бұрын
Camera man ummmmm dzakati kwesere ere
@amutaks
@amutaks 2 ай бұрын
Twana twacho zvazvimbuya izvi zvabuya
@elmenciatapfumaneyi5393
@elmenciatapfumaneyi5393 2 ай бұрын
Ndinoda kumbovhakacha ku shamva ikoko
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Kkkk wakasununguka
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 2 ай бұрын
Ama 2 k anganzi maronda haapore imi ka nechihure chiri maBushu vana vanongotamba inotabwa impmo chief bushu kurudzirai vana kuenda kuchikoro rovai vana avo vachazoita basa rekurara nevakomana kuti vabereki vawane pfuma
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 2 ай бұрын
siyanai nemaminor apa kanenge kari katibhumu wochipinziswa busy iwewe iko katenderera nyika yese
@MaruvaMushinga-s8n
@MaruvaMushinga-s8n 2 ай бұрын
Underage haibvumidzwe kubudiswa ndosaka cameramen asikuratidza musikana
@kudakwashehlupo6246
@kudakwashehlupo6246 2 ай бұрын
zvekuti underage izvi nowdays hazvishande because vana vacho varikuda varume varivadiki , kumbulani akangotadza kuita kuti mwana asvike kumba ne nguva chete otherwise zvaingopera zvakadaro. varume ngatingwareiwo underage inodananwa nayo asi mozivawo maitiro
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Ukadanana nawo maresults Acho hauzombomade.
@teacheapmoregain
@teacheapmoregain 2 ай бұрын
Kkkkk face inochenuruka kunge scones apa wobva wasimuka wakagumbuka uchiti handichataura nako futi kapenzi kemunhu 😂 uku stress yekubvisa $500 yemombe 2 dzekutanga haa unoita easy nin
@EventJenjee
@EventJenjee 2 ай бұрын
mface wangu bashone mukuvhura hombe kkkk
@DavidRahuma
@DavidRahuma 2 ай бұрын
Ndini ndatanga kusvika muno
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 2 ай бұрын
Mwana uyu mukatomutedza vabereki vake vanozadza danga coz hutori hunhu hwake kusvika pakurega chikoro mxxxxm
@JuliusMthava
@JuliusMthava 2 ай бұрын
Misikanzwa vana ava
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Haaa takangokurawo zviriko
@amazinggracem1030
@amazinggracem1030 2 ай бұрын
But kumbu usadaro uriwekuziva
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 ай бұрын
Mfana uyu Kumbu ari kutotamba nenjere dzedu - ari kutotaura zvake nonsense
@TendaiKanonge
@TendaiKanonge 2 ай бұрын
Atobvisirwa roora asati aroorwa 😢
@gloriamakwembere9745
@gloriamakwembere9745 2 ай бұрын
Kumbu manyengavana
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 2 ай бұрын
Kumbu wakadya muchero😂
@EmergeGwetera-h1r
@EmergeGwetera-h1r 2 ай бұрын
Police
@blakshatta4093
@blakshatta4093 2 ай бұрын
Ama 2k kudiiko itai kuti ma 2k
@blessingpongwa4298
@blessingpongwa4298 2 ай бұрын
Ko Jeri ririko wani
@CharlesDhliwayo-fj4nn
@CharlesDhliwayo-fj4nn 2 ай бұрын
Kkkkk mujolo muchaurega chete
@SibongileThomas-le3tp
@SibongileThomas-le3tp 2 ай бұрын
Chimoooo
@chingombedaries
@chingombedaries 2 ай бұрын
Police case iyo
@Janemacelyn
@Janemacelyn 2 ай бұрын
Kana zvakadaro half ma2k will end.up in jail.
@chingombedaries
@chingombedaries 2 ай бұрын
@@Janemacelyn ngavasungwe
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 2 ай бұрын
Camera kuvatauri please chaunga hatinei nacho
@StabileMutandiro-oi9wv
@StabileMutandiro-oi9wv 2 ай бұрын
Haaaaaa tumahure utwu
@AudetteChawarika
@AudetteChawarika 2 ай бұрын
BUSHU=BISHU
@SibongileThomas-le3tp
@SibongileThomas-le3tp 2 ай бұрын
Haaaa ma2k ndizvo here izvo
@winnetkutama
@winnetkutama 2 ай бұрын
Gold digger wanzwa kuti ane mine
@seerterymajamanda
@seerterymajamanda 2 ай бұрын
statutory rape
@mupandazofficial1580
@mupandazofficial1580 2 ай бұрын
Statutory rape munhu mukati
@johnpega6588
@johnpega6588 2 ай бұрын
Munhu ngaaende kujere uyo simple
@calvinbennie4082
@calvinbennie4082 2 ай бұрын
Isa maoko pasi kana uri mudare iwe. Usanongedza nongedza
@ShyletJangano
@ShyletJangano 2 ай бұрын
Second
HOME AWAY FROM HOME: Ndakapisira Mukadzi NeChikomba Mumba
21:58
SlyMediaTv
Рет қаралды 47 М.
Cheerleader Transformation That Left Everyone Speechless! #shorts
00:27
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 16 МЛН
UFC 310 : Рахмонов VS Мачадо Гэрри
05:00
Setanta Sports UFC
Рет қаралды 1,2 МЛН
Ngozi ya Fata P1 .Dare ra Chief Mutasa
17:25
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 20 М.
Akatiza kurufu kuti anodya mukadzi wasekuru Karanganda TV
27:40
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 38 М.
Ndakanyengerwa Mukadzi na bhururu chinzwaiwo zvaavekutaura
51:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 52 М.
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 83 М.