Tsikamutanda Wekubira Chembere Mombe Kugokwe Ayizviti Chigasha Shumba yeVaroyi Akashaya

  Рет қаралды 8,868

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 32
@KingNcube-fx1cy
@KingNcube-fx1cy 14 күн бұрын
Mubayiro wechivi ndirwo Rufu ,zvinorwadza vabereki vedu vakushungurudzwa gokwe nenyaya dzanatsika Mutanda nevaporofita weldone
@rodwellmarufu448
@rodwellmarufu448 5 күн бұрын
Ko zvaaityisa vanhu Shumba Yevaroyi yakaroiwa sei coz kufa nezvinhu zvaakabira vanhu so huLion hwacho kuri kupi kana iyo Shumba ichiuraiwa neKitsi
@bvunzawabayaclever46
@bvunzawabayaclever46 15 күн бұрын
Mukoma Sylvester the same please do the same nevamwe vese varikunyepera kubata ngozi avo
@richardmaposa5876
@richardmaposa5876 15 күн бұрын
Akazviwana,gokwe haijairirwe
@violetkokanayi2216
@violetkokanayi2216 10 күн бұрын
I miss home 😊
@LegOfGal001
@LegOfGal001 9 күн бұрын
Yea mwari vanodaira misodzi yevanhu. Kana tazogara hedu vanhu vanonzi vabetseri ava DENGA havapinde regardless of religious.
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 7 күн бұрын
Kuvakuru vese vanogara kunzvimbo iyi, kana munhu akangodayidzayi kuti dheruka ndibateyi ndigadzirise nyaya dzacho.
@greenpeace7380
@greenpeace7380 15 күн бұрын
Ariko akandibira mombe recently. Achirimupenyu, and arikushanda neumwe mambo, asi his day is coming soon. Ndodzida mombe dzangu, and they will come nyange vakandiuraya. Vakandiuraya their Karma is going to be quicker
@EdithPambana
@EdithPambana 14 күн бұрын
Yaa gadzira vanhu imbwa dzevanhu dziya
@NetsaiTaulo
@NetsaiTaulo 14 күн бұрын
Hantie akafa , team yacho inoba​@@EdithPambana
@nechiemudimu7896
@nechiemudimu7896 13 күн бұрын
Mame mame aifunga kuti he is untouchable Sorry to the family varasikirwa neMbavha N'anga yenhema 😢
@peembano253
@peembano253 15 күн бұрын
Aaah😂😂😂 akanya nxaaa
@Hungwe
@Hungwe 10 күн бұрын
Jere re mombe irefu must go to jail
@MarthaTumbure
@MarthaTumbure 15 күн бұрын
Akagonekwa kuda kudya chemahara
@westonmucheke
@westonmucheke 15 күн бұрын
Akatobira mbuya vangu mombe
@TrustMuzhambi
@TrustMuzhambi 8 күн бұрын
Zvakaoma hazvo ngaasungwe
@providenceruvengo8026
@providenceruvengo8026 14 күн бұрын
Vanhu vanofarira varoyi nehuroyi wena kkk hongu tsikas anogona kunge ari tsotsi asi hazvichenesi varoyi izvezvo 😂😂😂
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 14 күн бұрын
Atungiwa😂😂😂 ukatamba nenyanga unofa nenyanga
@tapiwachiguvare2605
@tapiwachiguvare2605 15 күн бұрын
Aijairira
@mercybakacha
@mercybakacha 14 күн бұрын
Yuhwi ukatamba nebanga unofa nebanga
@NetsaiTaulo
@NetsaiTaulo 14 күн бұрын
Sabhuku aidya natsika mutanda kkkkk😂, Anobvisa vanhu munharaunda ndeyake here land land is for state
@majurychadzamira3032
@majurychadzamira3032 14 күн бұрын
Ndiyaniko amugona..aita basa guru
@nozweloncube8788
@nozweloncube8788 15 күн бұрын
Ooooo uya tichirikumurangarira shame zvorwadza
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 15 күн бұрын
Ukatamba nepfumo, unofa nepfumo. He got his wish. KARMA is real
@EdithPambana
@EdithPambana 14 күн бұрын
Vamwe vanemapepa ekunyepa kugaura chiiko rubbish I've ndiye aive muroi mukuru
@MunyaradziChikandiwa-m1o
@MunyaradziChikandiwa-m1o 14 күн бұрын
Hakuna tsika mutanda imbavha idzo vakaramba vakagona
@jaspernambala
@jaspernambala 15 күн бұрын
Bosting na bu n'anga 😂😂😂😂😂
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 15 күн бұрын
Akagonekwa nani. Don't play with KARMA
@esierayner533
@esierayner533 14 күн бұрын
Tsotsi
@EdithPambana
@EdithPambana 14 күн бұрын
Anatsika mutants vese imbavha huru chaidzo
@MarthaTumbure
@MarthaTumbure 15 күн бұрын
Kufa asina kurwara
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 15 күн бұрын
Well munhu agara anokohwa zvaanenge akarima. Ungabira vanhu varikuzvitamburira hawo
Akandinyepera Kuti Anenhumbu Abva Azoti Yabva
12:42
SlyMediaTv
Рет қаралды 31
Caleb Pressley Shows TSA How It’s Done
0:28
Barstool Sports
Рет қаралды 60 МЛН
Когда Трамп договорится с Путиным?
29:35
BBC News - Русская служба
Рет қаралды 72 М.
Ndakamubatikidza Nemukadzi Wangu Husiku Kuma 10PM  Ari Mumba Mangu.
14:35