I think ngavape Chief Bushu kugadzirisa nyaya idzi.
@felistasmugwisi8870 Жыл бұрын
Pavakuda anaChief Bushu kana Chief Nyamaropa apa vanotonga sezvazviri uyu murume akatora mkadzi wemunhu
@kudakwashekadzinga7504 Жыл бұрын
Uyo azive chishona nechivanhu chedu
@ruthmakwara1974 Жыл бұрын
Full stop
@forwardchinyerere Жыл бұрын
True zvako Bushu n Nyamaropa ndiwo madzimambo chaivo kwete mhutter iyi
@takawirachimombe9969 Жыл бұрын
Imagine mkadzi wacho arikuti anga akaroorwa
@romeodzangare9905 Жыл бұрын
This is very confusing. Munhu anogara nemukadzi kwe 2 years moti haazi mukadzi wake she is free kuenda kune umwe murume. Munombotarisawo here ma judgements amunge maita kushure amaiti murume ukangogara nemukadzi at one week chaiyo usina kumuroora atova mukadzi wako. Saka does that mean ma judgements enyu ango favour vakadzi chete. Nyaya yekuti murume uyo haana kubvisa pfuma inyaya yemadzitezvara ake. Judgement is encouraging chihure in your community because matoudza vanhu kuti une right yekutora mukadzi weumwe as long asina kubvisirwa pfuma.
@progressnhamoyebonde7609 Жыл бұрын
Dai arinyasha afa anatezvara vanga vasingaroresa guva here? Magestrate court inoti more than 4days negirlfriend atove mukadzi wako. Zvino chitunha ngachigare kuchipatara. Mambo vatadza kutonga nyaya iyi.
@kudakwashenobertmakwiyana2051 Жыл бұрын
I agree with you ipapo. Asi however muchinda uyu pachokwadi anga adzinga hake mukadzi
@romeodzangare9905 Жыл бұрын
Yes vangadai vakadzingana but tezvara havazvizivi. Tezvara knows the first man because mukadzi uyo kept the gupuro on her own that’s why she even produced it in court. That’s why even tezvara said ndoziva iwewe. Kureva kuti that second man akaba mukadzi wemunhu. Pachivanhu hamurambani mungori 2 because that guy anotozivikanwa nana tezvara
@mishellshorayichirunga1640 Жыл бұрын
😊
@mishellshorayichirunga1640 Жыл бұрын
😊
@ChipoMunyayi Жыл бұрын
That chief zvinozikanwa dololo anoporonga misha yevanhu I’ve watched maJudgements ake very silly and maAccesers acho noBrains kungogutsirira zvataurwa naChief even if it doesn’t make sense at all.
@emmanuelmunemo1705 Жыл бұрын
True
@pearlmuguti7188 Жыл бұрын
Taura hako havagone kutonga
@Nobility-js8op Жыл бұрын
Stupid ya Chief ,hapana chozikanwa .
@tinashemavhunga8186 Жыл бұрын
Mambo you have failed munhu akagara nemunhu even 2 days customarily she becomes your wife...Imika nedare renyu itai mushe
@LordHelpUn Жыл бұрын
This is a sh#@ judgement. If it was Mambo Bushu he would have said gupuro rakapiwa munhu uyu harina kuendeswa procedurally so its nullified. Vanhu ava vanga vakaroorana so this guy must be charged for assaulting his wife while the other guy is obviously a wife snatcher. Chief Bushu deals with such cases more objectively.
@monalisakutombo Жыл бұрын
Aaa so opihwa mombe iye asina kupawo tezvara dzavo? If life was that easy, this would become a money-making scheme.
Saka iwe unofunga kuti ungangoinda kwatezvara wonobvisa zvako $20 yekubatira (tsvakirayi vuno) then wozowana zvako mombe 8 (or even 1 mombe chaiyo) pamunhu wawakabvisira $20. Does that make sense? Musa wanza hudyire hama dzangu - kuda kutoita business rekuroodza vana vevanhu nhaiii? Nonsense! In Shona; mukuwasha anodzoregwa chikamu chaakarovora kana abata mukadzi achihura; hautomboti mombe 8 futi kana iwe wakarovoravo mombe 8 kkkkk
@romeodzangare9905 Жыл бұрын
@@innocenthapazari8699 we are mixing issues because mambo varasika vakasangaisa nyaya. He should have ruled on the case yekuti uyo murume is claiming mombe 8 pakutorerwa mukadzi chete. Zvepfuma was not the case. Mombe 8 is just a claim and dare should have given mutongo wakafanira ipapo whether vaiti one or 2. Have you realized that second guy haana kana mari yaakabvisira mukadzi uyu
I agree because pakaita nhamo mumusha matezvara, havatambiri murume uyu semukuwasha here even if abvisa tsvagirai kuno? Vakawanda vakadzi vasati vabvisirwa more than tsvagirai kuno yet vakuwasha. Uyu ishe hapana kutonga kwakadai
@takamirimi229720 күн бұрын
He missfired big time
@maxwellnyambo9157 Жыл бұрын
Dai akafira mumba make asina kubvisa pfuma aisarora here, saka vese vasina kubvisirwa pfuma ngavaite zvikomba havo...
@emmanuelmunemo1705 Жыл бұрын
Mambo varashika. Chipfambi hachina tsvakirai kuno. Inga tezvara vakataura wani kuti "Tinoziva kuti mwana wedu ndiwe unaye" Kutambira tsvakirai kuno kubvuma kuti mwana wedu avamukadzi wako. Pfuma inozotevera hayo. Mukadzi Dai akafira kumurume wekutanga varidzi vemwana vanotoreva pfuma kune murume uye. Mambo vaenda offside
@immaculategumunyu1485 Жыл бұрын
Apa mambo varasika apa,nhumbu 3 dzakaitwa zvonzi chihure no no .
Mambo makutadza kutonga for sure haiibooo vangani vane Vana hobho vasina kubvisirwa
@Tachiesreen5717 Жыл бұрын
Mambo makonewa kutonga. Vangani vamunoripisa vachiti akanditambisira nguva yangu ivo vaiita zvechihure vasina kumbonobvisa tsvakirai kuno
@kudakwashenobertmakwiyana2051 Жыл бұрын
Moti agara nemukadzi for 2 years haasi mukadzi wako nekuti hauna kubvisa pfuma? . Asi dai ari mukadzi auya kudare achiti tigovane property maiti here wanga usina kuroorwa saka hatitonge. However murume uyu clearly anga aramba mukadzi kare it's all about fixing new hubby and weaponising rufu rwemwana to settle scores
Mukadzi anogona kuva pfambi Asi mukadzi womunhu uyo. Chief vari kurasika. Zveku bvisa pfuma hazvinei. Chief ngavanzwisise mutemo. Uyo akatora mukadzi womunhu
@Flarmbo Жыл бұрын
I remember ndichiteerera imwe court yemumwe mukomana akagara 1 week nemukadzi aiita zvekuhura asi mukomana paakazosiyana naye mukadzi akakwira dare achida kuripwa zvechokwadi dare rakabata mukomana nemhosva yekutambisa mwana wevaridzi asi anga asina kana cent raakabvisa kumba kwemukadzi uyu nekut chaiva chihure chavaiita asi dare rakabata mkomana nemhosva zvikanzi wakagara nemunhu 3 days atova mukadzi wako. Saka handizive kut mabhuku enyu emutemo akasiyana here kanakut zvikoro zvamakaenda ndizvo zvakasiyana Murume uyo akatora mkadzi wemunhu ndicho chokwad ngatisat nekut anga asina kubvisa pfuma saka haasi mkadzi wake ivo vaigara vese and akanoridzq mhere (1) (2) why iye chikomba uyo akapindura murume wemukadzi kut ini handizikanwe kumbaa kwemukadzi saka enda iwe unosvitsa shoko rerufu rwemwana? (3) kana achiti uyo muridzi wemukadzi ndiye akanorima mumunda make, ndeapi matanho aakatora ekurimirwa mumunda make macho?
@Flarmbo Жыл бұрын
Inzira yakaipa yatinobva tavhurira vanhu takatonga tichidaro Number yezvikomba inowedzera vanhu vachiteedza mtemo iwoyo wekut haana kuroorq saka haas mkadzi wake .. vanhu vanonyengerana vakadzi mudzimba umu😢
@jordanrusike5124 Жыл бұрын
Kana zvirizvo!! It’s justifying kuti even this new or current husband,, haanaka right yekuti Mukadzi ndewa keka 😮😢😢
@susangwangwara6753 Жыл бұрын
Mambo awa hawatoziwi zvewari kuita Inga wani arikuti ndakaenda ndikabvisa yekuti ndini ndine mwana wenyu madzimambo aya wanofanira kuenda Ku training yeku toka
Mambo ndaimbokukuzai bt apa marasika apa tinoda kuona pachauya anoda kuramba mkadzi iye akaita kutizisa, kana dai mukadzi uyu akafira ikoko maingoti vabereki huyai mutore mwana afira kuchihure???
Mambo vanobhaiza big time ivava hw does somebody feel kumukadzi wako anyengwa
@josephnyagona7946 Жыл бұрын
Mambo achigoni kutonga ichi
@caviedzino2 Жыл бұрын
Mambo vakadya mari yamaponde ,coz havasi kutomupa mhosva varikutopa mhosva akatorerwa, mukadzi ngavaende vanoviga mwana buda mazviri,how fo you know kuti mwana ndewako ko kana vakamuuraya mwana wacho ngavavige
@corleone230 Жыл бұрын
If investigated too deep this can Open a can of Huge worms in my view. I sense these guys kana kutouraya mwana wacho nekuda kuroorana. I've watched a lot of similar cases on Discovery ID & CBS Justice.
@pearlmuguti7188 Жыл бұрын
True vakatouraya Ava haaa mambo apa vatadza
@margaret7446 Жыл бұрын
Taura hako
@kudakwashekamoto7923 Жыл бұрын
Ndimambo upi uyu ? He is disgraceful. People can stay together and marry later as long as tsvakirayi kuno yabhadharwa. Hapana zvamambo apa shame .Does not even know chinonzi kuroora kuita sei
@jordanrusike5124 Жыл бұрын
SlyMedia,,, itai Mambo ava vapote vachiverenga maComments!! he’s Biased 😢😢
@takawirachimombe9969 Жыл бұрын
Hamheno kuti vanogona here kuverenga. Dai vaigona dai vachidziidza kunana Chief Bushu. Madhara acho ese akadhakwa hw can u say hatitonge nyaya dzechihure? They want ppo to kill each other? Even wakabvisa mari unongonzi hatitonge nyaya dzechihure. He is a disgrace to traditional leaders or they r involved muchihure imomo
@TapiwaBvunzawabaya Жыл бұрын
Mambo havagoni kutonga. Ngaiende kwa chief nyamaropa
Asi sisi mune moto mubhurugwa henyu,mimba ine 4 months matozvipira kuenda pane umwe ko ukanorohwazvw uine mimba yacho ah muri hule sure 😅😅😅😅
@eliazelfaanta5457 Жыл бұрын
Iri zimambo rakadhakwa iye mukadzi arikuto taura wani kuti mumusha mandakanga ndakaroorwa
@Vincentkamhips4875 Жыл бұрын
Apa pakanganiswa apa saka achaviga mwana ndiani since zvanzi chipfambi chirikuitika secondly icho chivindi chokutora munhu ane pamuviri it seems vagara vachidanana ava, because uyu murume uyu kumba kwamai vemukadzi uyu akakuziva sei, at the end pane nyaya mwana achavigwa nani
@ButeleziKel6115 Жыл бұрын
Saka pfambi ngaivige mwana wayo vanonetserei murume wekutanga
@dereckchapasuka3095 Жыл бұрын
Mambo vakadya mari apo . Kutonga rudzii ikoko
@ruthmakwara1974 Жыл бұрын
Pane vakadzi evanhu vanogara 10yrs munhu achishaya Mari ye kuroora maybe nevana 3. Saka anotenderwa kungotorwa neumwe murume here😢. Vanhu ava vanga vasati vagara makore akawanda wani, anga vachitsvaga wo mari
@kylekondo9457 Жыл бұрын
Vanombogadzwa naniko humambo Mazimambo etyp iyi, esp, this one aaiii surrender 🙌, apa roti vulgar futi nxaa🚮
@shadysakala4161 Жыл бұрын
Mambo ka 😢mukatonga muchidaroka hazvimire mushe
@jdchadzunda7388 Жыл бұрын
The judgment by the Chief is right according to the new law on Marriage: Civil Partnership (Marriage Act 5.15) Relationship between man and woman staying together without payment of lobola (cohabiting,situation-shipss, small houses). Can stay with a married man or woman, and also applies to boyfriends and girlfriends living together (kuchaya mapoto). This is not recognized as a marriage, it is only recognized for the purposes of determining rights upon death or dissolution of the relationship. Parties can upgrade to UCLU if payment of lobola is done .(Unregistered Customary law union (UCLU)
@gandangatv1146 Жыл бұрын
Chief Makoni muri tsotsi, hamusvodi. Chamunogona kutaura nyaya yekuripira dare. Handisati ndambowona Bushu, Nyamaropa vachipa judgement ine kuripira dare. Kana Bushu akati bhadhara mombe 3 dzinoyenda kune amhan'ara, but kwenyu munotoita half half plus kufevhera mahure.
Mambo vakatengwa here ava or vane hukama newekutora mukadzi wemunhu uyo
@krugerchimberengwa8549 Жыл бұрын
Handiti akaenda kunoridza mhere akatambirwa here. Dai akafa mukadzi uyu zvaifamba sei. Mutasa iwewe ita mushe.
@melodymujeyi329 Жыл бұрын
Sly media read comments and tell your mambo 😢
@shupikaicharlesmwashusha6471 Жыл бұрын
Nyati mukagara nemukadzi makore maviri mandozivisa kuti ndini ndinemwana wenyu anenge achinzi mai ani kana vanhu vachimudaidza? Akafa murinaye ungadzi haasi mukadzi wako here kana usati waroora?
@paulgupure Жыл бұрын
disgusting Chief, apa makonewa apa . hamuzivi chivanhu zvachose kana mitemo ye zimbabwe maita youkubhinya for your own agenda. Vanhu vakagarisana for more than two months, vatova ma spouses umwe akafa kunotosara surviving spouse zvinozikanwa nemitemo yenyika apa mavhiringa chief in support of kuti zvakanaka kutorera mumwe mukadzi wake
@ButeleziKel6115 Жыл бұрын
Moreso, tsvakirai kuno is 1st step recognized in our tradition pakuroora. Engagement is a commitment in civil law. Mambo idutye avo.
@aaronmasukuma9632 Жыл бұрын
Munhu ukagara ne munhu kwe week atova mukadzi wake zvekut haana kuroora kwavatezvara vake it's non of your business, uyu akatora mukadzi we munhu you failed that man
Mambo ava vanoshatirisa Dai ari mwana wavo angadaivachidaro mambo vakoniwa kutonga
@blantinambewe1096 Жыл бұрын
Vanhu vakugarisana more than 10 yrs pasina pfuma mudzimba umo ingori tsvagirai kuno chete and we recognize those marriages.makoniwa mambo dai mangomunyima mombe hake but mkadzi anga ari wake.
@emanuelmushonga9096 Жыл бұрын
Anofarira judgement iyi nayewo ipfambi anoda kudya zveurere
@paulgupure Жыл бұрын
kana achiziva kuti haasiri Mukadzi wemunhu why kuita coerce atorerwa uyu kuti avige mwana why cant this hure remurume deal with everything kudhonza sanzu kureva kuti unogona kutakura zvose why not finish everything, mambo mavhiringa big tym
@Planner7 Жыл бұрын
Mambo avo is not qualified at all to mediate .how dare he say "its not your wife becoz you hvnt paid lobola !
@nnyarry Жыл бұрын
but pa fair kana uisina kuroora do you call her your wife?
@sifesifelani9827 Жыл бұрын
Mambo avo ndakagara ndavaona kuti choziikanwa apana. Mazitama anenge edatya
@pelagiamuguti8693 Жыл бұрын
Zimambo iri rakadhakwa charinogona zvinyadzi chete mudare kutonga dololo.
Atleast he has set a presidents to us man that will use as his ruling patinonga taita nyaya dzakadai
@JenaCoxwainPhil Жыл бұрын
Saka kana chiri chihure mukadzi uyu akafa ari pamba pako hauna mhosva here nekuti haasi mukadzi wako chihure??Mambo ava ndakamboona pamwe pavautaura kuti ukagara nemwana wevanhu mazuva matatu atova mukadzi wako.. Ko iye mwana akafa neyi? Anogona kunge akauraiwa nevaviri ava..Mambo uyu ndewekumama...Chake chaanonzwisisa kutaura zvinyadzi kunge Tom Jones
@samuelchimedza1912 Жыл бұрын
Ya apa I agree namambo uyu akaramba mukadzi Akuda kuita advantage yekut akayorwa nemunhu waanoziva
@spiwekuwatedza9060 Жыл бұрын
mambo tongai nyaya kwete kunge makatengwa
@acmfirst5481 Жыл бұрын
Mukadzi munhuwo pachake. Kana asisakudi, ari free kuenda kwaanoda kuenda. The only thing is chonongodiwa kuti kana achibva pamba pako ngaatevere Procedure yechivanhu chedu. That is the only thing to discuss. Ngatisaita sokunge tiri kutaura nezvembudzi. Asi Mukadzi uyu anenge imbwa pamaitire ake.
@quillamaahmukwanda9139 Жыл бұрын
Apa ini hangu handina kufara ne outcome evn if hake Dai asina kuripa bt fact yekuti akadanana nemunhu ari pamunhu it's wrong.ngavavige vega mwana wacho.chiii ichocho chinenge ngozi
@patriciaguni-tl4wc Жыл бұрын
Makukurudzira chihure mambo kudaidzira kureva kuti Ave mukadzi wemunhu
@neliamutamera2094 Жыл бұрын
Vanhu vanga vachangotanga kugara vese ka APA manje Mambo mukadaro vanhu vanopera kukwirwa vakadzi vanenge vachangobva mukutizisana
@natashahweru9479 Жыл бұрын
Haaaa mambo murikutadza kutonga hamugone kutonga srry mambo tongai zvokwafii
@simontumbare9240 Жыл бұрын
mambo 2yrs dzakagara vaviri ava zviripachena kt vaitenge vari baba namai ,mukadzi ihure chete apa, Mambo munorasika nyaya imi !!
@johnnyathi8659 Жыл бұрын
Chief makoni hamugoni kutonga imi
@rachelntini4252 Жыл бұрын
This judge is wrong he always have a favour in every judgement I always listen to him. What would have happened if the woman is the one who died instead maybe she aborted the pregnancy. How far was she to the extent of a burial.something is overlooked
Mambo Maponde uyo anodherera nyatsoi kumutonga chaizvo anotaura kuti mukadzi wake sei pedzezvo otuma munhu vaakatorera mukadzi kuti aende nekuti haazikanwi Maponde anodherera ngaaripiswe anemhosva
@SamanthaDlamini-yb7hi4 ай бұрын
Tumwe turume tunongonokwira dare tuchiti he mkadzi awura nxaaa akanyorwa papi kut ndewako ukwane iwe hawugoni support mbwa iwe
@margaretchiduku902 Жыл бұрын
Mambo ava havana mashoko
@PatienceMadumbu Жыл бұрын
Mambo makinewa kutonga
@paulgupure7 ай бұрын
saka maponde kelvin ngaavige mwana vari kushungurudzira Hosiah Nyadombo pakudini . ishe uyu even addressed nyasha mabika as mai hosiah, gross double standards and hypocrisy
@moseschihwato1153 Жыл бұрын
Chief uyu I bet , ndeweZanu-pf chete 😂 they like to rigge
@shingiraitrevormboto2105 Жыл бұрын
Kana politics dzichikunetsa kudaro muchagara muchidyiwa.
@onwardmurandu4810 Жыл бұрын
Mambo marasika judgement. According to customary law, mukadzi akagara nemurume 3 days atova wake.
@maggie4932 Жыл бұрын
Nyaya haina kutongwa zvakanaka iyi
@tendaichara4 ай бұрын
chief ava vakadhakwa... kana murume aenda kumba kwevabereki vemukadzi achinoti ndini ndine mwana wenyu it means kuti mukadzi iyeye atove wemurume iyeye. Chief ava hapana zvavanoziva zvachose
@archiekushinga2721 Жыл бұрын
Chimambo ichi Ngawaende kwaBushu kuma lessons ; his judgment is biased !
@mulnykays4386 Жыл бұрын
This thing u call chief is very useless , zvinorwadza
@wilbertmasarirambi Жыл бұрын
Mambo mhata yamai venyu
@BrendaIsaacKathumba Жыл бұрын
Sky media inofanira kubatsira mrume uyu kuti apfudze nyaya yake mberi. Dare rasarura apa,zvoreva here kuti mrombo ahachawani?? Mkadzi akutobvuma kuti aive mrume wake,uye mutemo unomboti kudii pakadai
@tawandagarabwa2460 Жыл бұрын
Mambo atadza kutonga nyaya .Mhere inoridzwa nemunhu atora mwana wevanhu either ane mimba kana kwete Mari iyi pachivanhu kana patsika dzechishona inotaridza kuti abvuma mhosva,uye anotorwa semukuwasha nekuti vekumukadzi vakuziva kuti mwana wedu ana nhingi.Ishe uyu haazive chivanhu
@cleofay9346 Жыл бұрын
saka dai akafa Nyasha yaisava mhosva yake here mambo imi, akanozivisa wani. 8mombe dzawanda hadzo
@JoelMhande-vq8th5 ай бұрын
This is the poorest minded chief in Zim
@sasssysasha4261 Жыл бұрын
magona mambo vanhu ngavaroore mombe 8 dzei iwe usina kuroora,kuripirwei...roorai vana vevanhu
@catietok3996 Жыл бұрын
Nhai iye akapihwa mombe 8 nyakutumbura ozopihwa ngani kuda kudya nemwana wemumwe munhu iye akabvisa nzungu dzekuzivisa...mombe 8ngadziende kuna baba vemunhu simple..2yrs nemwana wemunhu pasina kana mombe one zvayo iwe wozoda kudya 8 nxaaa