Tirikutsvagawo Mwana Wedu Ava Nemwedzi Mishanu Asingaoneki Pamba

  Рет қаралды 5,081

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 33
@NonhlanhlaVundhla
@NonhlanhlaVundhla 2 күн бұрын
Unotozodemba semubereki kuti dai ndakabuda naye😢😢😢😢 mwari itai Nyasha awanikwe
@daychawatama8624
@daychawatama8624 Күн бұрын
Ko vaimuonawo kudaro vaidii kubva vamubata nhai veduweeeh. Ende voice rababa vacho riri kunzwika Kuti riri kuchema nekurwadziwa. Mwari pindirai mwana awanikwe ari openyu🙏
@dhavetembo7654
@dhavetembo7654 Күн бұрын
This is touching hope the young man returns safely. Attention-deficit/hyperactivity disorder (ADHD)is difficult to manage but I think the parents were doing their best to enable Billy kuva independent by encouraging him to do things by himself. I hope he’s safe. ❤❤❤❤
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 2 күн бұрын
Mwari ngavatibatsire tigone kuwana mwanakomana uyu
@ESTHER-d9t
@ESTHER-d9t Күн бұрын
Aish mwari pindirai mwana awanikwe ratidzai simba renyu mwari wemasimba
@sandratutsirai5093
@sandratutsirai5093 2 күн бұрын
Ummm zvakaoma zviri kuitika munyika yedu ,ndine mwana watete vangu akashayawo mwana wake aive muform 1 kuHopely muna July zvekare nanhasi haasati aonekwa
@HappyGalaxy-mu5pc
@HappyGalaxy-mu5pc Күн бұрын
Endai kwaprofet miracle po
@Tatenda-g7d
@Tatenda-g7d 2 күн бұрын
Endai kwa Prophet Miracle Paul kuchitungwiza paunit L shops ,, munoswera maudzwa zvese,,
@teacheapmoregain
@teacheapmoregain 2 күн бұрын
Idambudziko zvaro rawira hama kushaya mwana kunorwadza asi panepasiri kubatika mushe why amai mukutaura kwavo vachiita kunge na Baba panekakusabatira pamwe kwakanyanya kudaro (ndakamutoresa birth ndega baba vaitsika tsika, ndakaenda naye kuchipatara akapiwa ma tablets baba havana kuzvitambira kuita srs , mukugarisana mushe here vanhu mi
@ElsieBindura-j5y
@ElsieBindura-j5y 2 күн бұрын
Srry mhamha.... Ndai Mwari apindira pana belly
@SakwebelindaBelza
@SakwebelindaBelza 2 күн бұрын
Ummm zvakaoma imika
@FelistasVhombo
@FelistasVhombo 2 күн бұрын
Shame sorry mama Billy hapana chinhu chinorwadza sekusaziva kune mwana wako. Tinonamata kuti Mwari vapindire muwane mwana. Hugs ❤
@Rambi-zz1je
@Rambi-zz1je Күн бұрын
Mwari pindirai kuti mwana awnikwe uuuuu zvorwadza
@AyandaChikwadada-hm8to
@AyandaChikwadada-hm8to Күн бұрын
I don't think baba vane care nemwana ini
@danmasinge7488
@danmasinge7488 Күн бұрын
Mkadzi akangwarisa uyu kwandiri isuspect
@TendaiKanonge
@TendaiKanonge 2 күн бұрын
Zvinorwadza veduwe 😢
@mekong7529
@mekong7529 Күн бұрын
Zve birth certificate nekudelayer kwababa zvapinda papi?
@Nunec
@Nunec Сағат бұрын
Clearly baba havana kana interest nemwana wavo, mai vamire vega, no support from husband
@hazvineyigwanzura6542
@hazvineyigwanzura6542 Күн бұрын
Endai kwaprophert Miracle Paul kuL kuchitungwiza.
@shyletlupa5453
@shyletlupa5453 Күн бұрын
Problem wanobhadharisa and mari wanenge wasina
@AgnesMaradzikwa
@AgnesMaradzikwa 2 күн бұрын
Zvakaoma
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 Күн бұрын
Ane ADHD, Attention /Anxiety Deficit Hyperactivity Disorder
@lettaseipeilouw8299
@lettaseipeilouw8299 23 сағат бұрын
Mai ava vachiri muwanano here nababa vangu zvekutoresa mwana birth voga
@NommaMakaki
@NommaMakaki Күн бұрын
Endai munoudzwa Na prophate miracle Paul
@muchieman1324
@muchieman1324 Күн бұрын
So hanzi baba delayed pabirth certificate, and mari for hyper pills🤔. Seems there was a blame game since birth bwtn the parents. Mwari batsirai mwana adzoke🙏
@AbigailKundoro
@AbigailKundoro Күн бұрын
endai kwa prophet miracle poul
@IindaChingwena
@IindaChingwena Күн бұрын
Momuwana takamboshaikirwawo nehama yedu anonzi akatanga kurasika njere mu Harare,takamutsvaga sure tichifamba zvaingonzi aripo momuwana akazowanikwa ku police achinzi ange asungwa nekuti akatema mota ye munhu yanga yakazvimirira zvayo...momuwana ne zita rajesu
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 Күн бұрын
Zvebirth nekusatambira kwababa hazvinei nekushaikwa kwemwana
@EuniceChinyoka-tb5vh
@EuniceChinyoka-tb5vh Күн бұрын
Iii zvakaoma hazvo kushaikwa kwemwana zvakangooma hazvo mwari pindirayi mwana awanikwe
@winfieldamadzungwe159
@winfieldamadzungwe159 Күн бұрын
But murikurambireyi kunotarisa kumochari
@TarisaiPasipamire
@TarisaiPasipamire Күн бұрын
Sei musingaende ku movhari na baba kurevakuti hapana kuwirirana here na baba kuti muite chinhu chimwe chete
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 2 күн бұрын
Mabhinya emabody parts
VA CHIRAMBADORO
5:27
Gamuchirai Duve
Рет қаралды 527
Миллионер | 2 - серия
16:04
Million Show
Рет қаралды 1,8 МЛН
Сюрприз для Златы на день рождения
00:10
Victoria Portfolio
Рет қаралды 2,6 МЛН
UFC 308 : Уиттакер VS Чимаев
01:54
Setanta Sports UFC
Рет қаралды 547 М.
小丑揭穿坏人的阴谋 #小丑 #天使 #shorts
00:35
好人小丑
Рет қаралды 9 МЛН
SHAMVA: BabaRuva Urikunyengana Nemukadzi Wangu
24:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 6 М.
Ndosaka Wakatizwa NeMurume Unonhuwa Dhodho
14:19
SlyMediaTv
Рет қаралды 1,8 М.
DOTITO: Takamubata NeChikomba Mukadzi Uyu Hatimude Pano
29:12
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 4 М.
Vakaisa Mudzimu WaMbuya Vavo Pamuti Wangu
7:50
SlyMediaTv
Рет қаралды 694
Миллионер | 2 - серия
16:04
Million Show
Рет қаралды 1,8 МЛН