Maita basa ndatenda Baba mabatanidza shumba Nehoreka, shumba Mutasa na shumba Murambwi
@ngonidzashechoko491Ай бұрын
Madzimambo chaiwo Varozvi, aya madzishe awana hushe nehukopokopo, vana Moyondizvo ndiwo madzishe
@cleopaschariga3306Ай бұрын
@@ngonidzashechoko491 zvinonzi Zimbabwe ine madzimambo 12 chete vamwe vese madzishe
@owenmagondo360Ай бұрын
@@cleopaschariga3306 zvinonzi api acho
@owenmagondo360Ай бұрын
@@cleopaschariga3306 wapi wacho
@petroschaturuka517Ай бұрын
Next episode motivhunzirawo connection Yana shumba ava nanamutasa nana nehoreka
@abedyncube8797Ай бұрын
Battle of pupu hama dzataurwa hadzipo pa history pacho kķkkk
@petroschaturuka517Ай бұрын
Uye nyika iyi ndeye vaera shumba kana vaera moyo
@abedyncube8797Ай бұрын
Wangu history ye zim ma1 unosara wava confused
@petroschaturuka517Ай бұрын
@abedyncube8797 Haaaa confusion chaiyo, every tribe ine version yayo.
@abedyncube8797Ай бұрын
@petroschaturuka517 izvezvi I was watching the Shumba Mutasa history yoooo pakaipa shame
@cub_paw13 күн бұрын
@@abedyncube8797I did zthe same. Interesting that they all converge pana Tovera and acknowledge Chikanga. I think the part iri missing from this ndeya Sororenou Murenga and relationship neimwe ndururani yainzi Chirisamhuru 😂
@nickyandtamtam389421 күн бұрын
Mazimba kunyepa
@petroschaturuka517Ай бұрын
Haaa nguva ndoyaita shoma vachikomo vanga vachireva zvobatika, Haaaa that guy anoziva kuzivisa
@simbarashemaroso4275Ай бұрын
Akavakawo svisvingo svake 😂😂😂
@bobchimboo7754Ай бұрын
Varemba ndivo mablack Jews akabva Israel. Kana mukaenda Israel munoona svingo dzakaita nedziri muno muZimbabwe.VaRemba Vange vanohunyanzvi hwokuvaka.
@bobchimboo7754Ай бұрын
VaChikomo nhoroondo yenyu yakanaka asi Great Zimbabwe yakavakwa neva Lemba kana kuti varemba.