Svikiro Rakabata Vanasikana Vaviri Vemumhuri Imwe Chete Chibharo Ndokuvamitisa Vose.

  Рет қаралды 10,019

Nhimbe TV

Nhimbe TV

Күн бұрын

Umwe murume wemudunhu ramambo Makoni opinda mudare achipomerwa kubata vanasikana vaviri chibharo nekuvapa pamuviri ndokuzoenderera mberi nekubvisa mimba idzi. Chazonyanyoshamisa ndechekuti Svikiro iri rinonzi iro raiti iyi inzira yekuchenura vanasikana ava kubva kumweya yakaipa. Umwe wevanasikana ava akange aine makore gumi nemashanu pakatanga kuitika chiitiko ichi. Mambo Makoni vamotonga nyaya iyi.

Пікірлер: 168
@tapiwadexter1382
@tapiwadexter1382 Жыл бұрын
vamwe vakadzi vari busy kunamata iwe busy kutsvaga n'anga kutozoigarisa pamba waifunga ukuitei.tsvatuu
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Tinovimba vakabva vadzidza ipapa.
@conniejam5575
@conniejam5575 Жыл бұрын
Mukadzi mukuru kutadza kuenda kuchurch nevana chionayi ng'anga dzenyu idzi dzamamira mundiro maamuno dyira sure kunyengedzwa neka ng'anga ikaka ityayi Mwari mhani
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Taurai heyu
@ktm9853
@ktm9853 Жыл бұрын
Kuchurch kurikurepwa vanhu futi saka vanhu voendepi ?Dzamisa pfungwa iwe.
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Haiwawo kuma church kuri kubatwa minana uko ye chihu_re vana vachibatwa naiwo ma profiteer kikkkkk
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@ktm9853 ldama iroro
@terrencemandizvidza927
@terrencemandizvidza927 Жыл бұрын
This is a criminal case, this guy should have been arrested and handed over to the police
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
He was arrested kwekupedzisira kweDare and handed over to the Police. You can as well check our Community Radio Facebook Page for the story regarding his arrest - facebook.com/NhimbeFM?mibextid=ZbWKwL
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Iyi haitongwe nemadzimambi iyi ngaasungwe
@wibertwilbert2290
@wibertwilbert2290 Жыл бұрын
Partially chivanhu nokuto pane kukanganiswa kweivhu or nzvimbo inoda kuchenurwa saka state haiite chivanhu kana kuita chenuro dzenzvimbo.Vagona pavaita separate ma issues .
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын
Kakajaidzwa kamuface aka kudanana pamba pawavinga zvekurapa vanhu nxaa.mambo magona 👏👏police case straight
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Yaaa ngachisungwe chi rastor kuzhangandira nhema
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Haha aiwa vakasungwa
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Ichokwadi ichocho
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
Ahhh iyi yakapenga, svikiro ririkumitisa rakavhara nomucheka woretso Apa homwe urikuzviramba. Kutozonoviga kutsanzaguru futi😢 Rusape irikuvhura hombe this time around
@anymorekamuruko
@anymorekamuruko Жыл бұрын
Vana namai vavo mahure ava haiwava kugara nen'anga ndokudii ikoko
@jacobzinguvo1030
@jacobzinguvo1030 Жыл бұрын
Bota rakadyiwa kwese namai avo ndidzo hasha dzavo
@conniejam5575
@conniejam5575 Жыл бұрын
Ka ng'anga kacho kanoda kurohwa kozosungwa kapike jeri reku Bindura kurombesa vanhu kwaaitwa spa
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Hahaha musazodaro
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 Жыл бұрын
Mai vevana vari careless
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Nhamo nematambudziko zvinogona kutuma munhu kuita zvakasiyanasiyana
@leogumbo367
@leogumbo367 Жыл бұрын
Manzwa bhata zvikiro makambozvionepi kuti zvikiro rinorep vana .Uri manyenga vana iwe
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 Жыл бұрын
Nyaya idzi dzongoda kupolice straight
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Kutaura kuno ari mumawoko emapurisa, mambo vakabva vangomuendesa ikoko.
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 Жыл бұрын
@@nhimbetv that's good ......vanhu vasiyane nezven'anga
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Hameni
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Vakagona
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Жыл бұрын
Nyaya idzodzi dzoonetsera lack of evidence
@tapiwadexter1382
@tapiwadexter1382 Жыл бұрын
ruchiva rwechidofo dofo .n'anga nhema nofira mujeri
@lchikowero
@lchikowero Жыл бұрын
Mapurisa batai bhinya
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Vakabata munhu sure.
@rebeccatsungai6120
@rebeccatsungai6120 Жыл бұрын
Hakarapi chinhu katsotsi ako ..ndiro team rekurombera kurapa
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 Жыл бұрын
Mupofita n'anga havachengetwi pamba
@dellonmzala6222
@dellonmzala6222 11 ай бұрын
Makakuvadzisa vana mhai imimi nekuda kurapa
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Жыл бұрын
Police batai munhu
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Vakabva vatobata
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Hazvidi mambo kani ngaasungwe hapana mudzimu kuromba uko
@joymugwambi3819
@joymugwambi3819 Жыл бұрын
Tongai Mambo . Nhunzvatunzva kujeri
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Pakaipa
@rosesama5419
@rosesama5419 Жыл бұрын
Mai wakashinga kugara nen'anga pamusha pawo .
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Zvakaoma
@oskydmuje5129
@oskydmuje5129 Жыл бұрын
Vanoromba vonyepera mudzimu mushonga uyu
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Zvakaoma
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Ichokwadi ichocho
@stars1531
@stars1531 11 ай бұрын
I need to know kuti is this person arrested
@neliamutamera2094
@neliamutamera2094 Жыл бұрын
Simboti munongoti ka face kana uine chirwere wozora Vana vose
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Yah devastating q
@abigaildenhere5801
@abigaildenhere5801 Жыл бұрын
magona kutonga chief munhu kumapurisa
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Vakagonesa hamurevi nhema
@tamiranashemupinda6469
@tamiranashemupinda6469 Жыл бұрын
This is a criminal case why is it going to traditional court. Vana mambo vane jurisdiction here yenyaya dzakadai...there is abortion double rape of many counts and statutory rape and impersonation.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Lets first agree that there are 2 cases and also an element of tradition in both of them. We believe the Chief did justice to this case by simply sticking and giving judgement to the traditional part of the case and referring the criminal part to the criminal court. The case will be heard in court on the 23rd of February and we hope to share updates until its finalised.
@ssam1430
@ssam1430 Жыл бұрын
thank you mambo, you are the first wandaona achisungisa mucmhu nenyaya ye statutory rape, vamwe they briefly mention it before they sweep it under the carpet
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Haaa vakagona zvekuti Mambo Makoni panhau iyi.
@dianasithole7830
@dianasithole7830 Жыл бұрын
The mother is also to blame havakuudza vana vavo mushe
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Zvinodaro sure.
@cephasnyarumwe5410
@cephasnyarumwe5410 Жыл бұрын
Batai munhu
@rexzvinoguma6439
@rexzvinoguma6439 Жыл бұрын
Mapurisa ngasunge munhu
@tamiranashemupinda6469
@tamiranashemupinda6469 Жыл бұрын
Brave girl...ramba wakashinga...
@elliotronald1884
@elliotronald1884 Жыл бұрын
Car benz care moon aka 15 yrs kakutoitwa
@kellyrugara7630
@kellyrugara7630 Жыл бұрын
@@elliotronald1884 no pakashanda mushonga
@kellyrugara7630
@kellyrugara7630 Жыл бұрын
@@elliotronald1884 no pakashanda mushonga
@faustinamuchazivepi6977
@faustinamuchazivepi6977 Жыл бұрын
Ngaasungwe uyo imhondi iyi isvikiro rudzii rakadaro
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Hahaha chii chakadaro.
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Anoda kusungiswa munhu uyu aaa ungatorera vana advantage yakadaro
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Akatosungwa
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
@@nhimbetv tinotenda kunyepera kudzungaira
@owentinashelisayi4188
@owentinashelisayi4188 Жыл бұрын
Thank you for the update
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
We appreciate and value your support.
@ignatiusmachingura
@ignatiusmachingura Жыл бұрын
Zvakaoma
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Svikiro ngarichino svikira kuchitokisi
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Kkkkkk mabva mabaya chaipo.
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Hinozve achino nyatso ita ari kune vakodzera kubatsirwa isu kwete hati rubatsiro rwake
@tmatz6467
@tmatz6467 10 ай бұрын
I have a daughter, this pains me. This man should rot in chikurubi prison.
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Vanhu vese vari munyaya iyi ngavasungwe mambo ngaaendese nyaya mberi chete nekuti pakati bviswa mumba mbiri
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Nyaya yakaenda mberi.
@pinkrosechewere3870
@pinkrosechewere3870 Жыл бұрын
Ngaka ripe, apedza ozosungwa futi opika jeeri
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Kkkkkk mune dama imi
@ssam1430
@ssam1430 Жыл бұрын
masvikiro enyu ka aya anowanikwa evry street corner ma1, panoshanda c combination of fear and fearmongering, vano famba sabobo padraught
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Zvakaoma
@salimtauyangomangoma7574
@salimtauyangomangoma7574 Жыл бұрын
N'angiwai moga kana zvodai
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 Жыл бұрын
Mamuona ka mudzimu wenyu watogara tichitaura kuti vadzimu venyu i ngirozi dzasatani ?.Onai nhasi musha wose worarwa ne demon rekuma kuva .
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Zvakaoma
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Pataure ipapo kuromba kani hakuna mudzimu unorepa vanhu ivo mai ava vanonyepa chaizvo vainyararirei
@wibertwilbert2290
@wibertwilbert2290 Жыл бұрын
Midzimu mizhizhi are claims chete munhu akaromba obva ati ane mudzimu..hazvisizo mudzimu unobata masuwo ...like any mweya to test kuti ndewe chokwadi here? Imwe ingozi dziri kunzi midzimu.kana iri ngozi ndizvo zvainenge ichitoda kuti upare mhosva.
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
Nemumachurch dzizere ngirozi dzaDiabrose
@neliamutamera2094
@neliamutamera2094 Жыл бұрын
Munhu mujeri
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Sure
@Charlegreem
@Charlegreem Жыл бұрын
Mambo maitabasa
@The_Watcher414
@The_Watcher414 10 ай бұрын
Does anyone have any update, was this fool arrested.... This is a serious criminal case
@tanyamubaiwa1530
@tanyamubaiwa1530 Жыл бұрын
Ko anovharirweiko kumeso kwake
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Жыл бұрын
Itayi nhumbu iyii asungwe agare mujeri. Ndimo makakodzera !
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Arimo mukati zvakr
@ruthkunyongana2756
@ruthkunyongana2756 Жыл бұрын
Under age plus abuse
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Correct
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Under age ngaasungwe uye mhosva dzavo dzakato Wanda kani sungai munhu
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Munhu akabva atosungwa ipapo
@patriciachoto1803
@patriciachoto1803 Жыл бұрын
Yatyora mhiko ngaisungwe
@annatoliamapasure-ml2nh
@annatoliamapasure-ml2nh Жыл бұрын
Tanks mambo
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Жыл бұрын
Madzimambo haatongi zvakafanana Mambo Bushu anoti mombe 7 kurara ne under age
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Makoni wakati ngaainde kuJeri ozodzoka oripa.
@florencerufu1032
@florencerufu1032 Жыл бұрын
Police itai basa
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Vari mushishi kutaura kuno mapurisa kuita basa.
@wisdomtichaonamugwagwa494
@wisdomtichaonamugwagwa494 Жыл бұрын
Imbwa iyo ngaiyende kuseri , boma chaiko nxaaa anosemesa
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Akasungwa
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Zimbwa chairo apa kuzhangandira zimuroi iro
@mavisdzikite4931
@mavisdzikite4931 Жыл бұрын
This is a criminal case .ngasungwe munhu uyu .kunyepera kurapa .this is trauma to this girl
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Akasungwa mukomana
@netsietumu7767
@netsietumu7767 Жыл бұрын
​@@nhimbetv good
@susanduri5272
@susanduri5272 Жыл бұрын
Ibasa rake Simba uyu tinomuziwa a kazviita zvakare kuna Tanatswa
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Aizve hakasi kekutanga nhai?
@takudzwachirinda7738
@takudzwachirinda7738 Жыл бұрын
Brilliant
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Thank you
@josephnyampunga1325
@josephnyampunga1325 Жыл бұрын
Ndopamunoti vemachechi hee ndovane macases iyaya ko uyo mbwaa uyo dai ndirimo ndambopara mhosva nembama chete kukarasta ako
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Zvakaoma
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Nyaya iyi ngaiende kupolice
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Yakaenda kupolice. Thank you for highlighting thay.
@rebeccatsungai6120
@rebeccatsungai6120 Жыл бұрын
Ngaainde kuchikurubhi ..kutisvibisira chivanhu chedu namatare ...chipenzi chemunhu
@tonderaimupfururi1298
@tonderaimupfururi1298 Жыл бұрын
Arrest both mai nen'anga iyo.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Hahaha ko mai vaparei zvekare.
@tindomawara8414
@tindomawara8414 Жыл бұрын
Download button pliz, isuvamwe to downloader kubasa newifi tozoona kumba nemhuri.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Working on it, thanks for highlighting that.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
We have sorted it out, the download option is now available.
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Musaite hushamwari nen'anga amai mrume uyu report ku police asungwe ne rape
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Akatosungwa
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
@@nhimbetv akatongwa here ngaapihwe 20 yrs muurayi uyo nxaaaa
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
@@dadiraimandigo4004 Nyaya yake inopinda musi wa23 tichakuzivisai mutongo wacho kana yapera.
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
@@nhimbetv ok
@immaculategumunyu1485
@immaculategumunyu1485 Жыл бұрын
Ko haichaoneki vani video yacho..Nhimbe wats wrong 😢.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Kkkk ndepapi pamusiri kuona?
@hipposave2573
@hipposave2573 Жыл бұрын
@@nhimbetv kwekupedzisira it's only red
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
@@hipposave2573 hahaha pane zvaitika pakuexporta kana kuuploada ipapa. Regai tigopagadzirisa rioneke rose.
@immaculategumunyu1485
@immaculategumunyu1485 Жыл бұрын
Yes plz tigadzirisireiwo pane red apo.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
@@immaculategumunyu1485 tinoita sekudaro, zvido zvenyu kunyanya.
@barbramutaurwa2955
@barbramutaurwa2955 Жыл бұрын
Mkomana uyu ngaenda ku jail why kubvisisa mwana nhumbu
@ralphduke1977
@ralphduke1977 Жыл бұрын
Simboti simboti kuita sei, why do u respect stupidity? Musatishatirise imi.
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Hahaha chidzorai hasha.
@Emilymakuzz-fy5eu
@Emilymakuzz-fy5eu Жыл бұрын
Pfambi mhuri yese 15yrs anga atoziva murume fake n'anga ngaende ne nhau dzake
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Hahaha zvakaoma
@elizabethgrem4105
@elizabethgrem4105 Жыл бұрын
Why not taking this man to prison
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
He is in prison
@wadzanaimupindu
@wadzanaimupindu 6 ай бұрын
This is a police case
@nhimbetv
@nhimbetv 6 ай бұрын
Yakazoendeswa kumapurisa, mukomana arikupika 36 years.
@tendaikufa3613
@tendaikufa3613 Жыл бұрын
Hakuna svikiro rakadai, he is a paedophile and rapist fulstp. Ndoo macandidates ekuChikurubhi aya. Straight criminal case.
@munyaradzidera7490
@munyaradzidera7490 Жыл бұрын
Mambo I want to thank you for this judgement people like these deserve length jail terms
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Vakagona zvokuti
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 Жыл бұрын
Kufira ikoko
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
Haasi mubatsiri uyu mu satanic chaiye imi mai moisa munhu rume nevanasikana mai paienda baba awa nevana kusango muchisara maiti warikunodi husiku asi makararwawo hre nababa awa
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
This is an interesting point of view...
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
Pa share😹😹😹🤣vakadyiwa vese
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
@@soniamujaji7782 namai wacho handika
@sholnegarande6370
@sholnegarande6370 Жыл бұрын
Ko murikuvharirei face
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Mwana achiri mudiki
@hipposave2573
@hipposave2573 Жыл бұрын
Pakadai pana fake svikiro, airova zvese mai nevana. Ndokusaka mai kukwira nduru, mai ndovakatangwa kwakupa imba yekuroja kuti sekuru vagarire padhuze
@nhimbetv
@nhimbetv Жыл бұрын
Hahahaha musadaro
@oliviajestin9589
@oliviajestin9589 Жыл бұрын
Muroyi uyo ngaasungwe afire mujeri
@oliviajestin9589
@oliviajestin9589 Жыл бұрын
Isai cheni musarega achibuda mupengo uyo ibhinya iro
@soniamujaji7782
@soniamujaji7782 Жыл бұрын
🤣🤣🤣😹
@trustchiriseri3510
@trustchiriseri3510 Жыл бұрын
Ndoona saizvozvo..Mai vakakwapaidzwa kwazvo,kusvika vokapa pokugara. .Mai siyanai nezveu N'anga aaah..muchaguma moroya..Namatai Hamaweee.
@rebeccatsungai6120
@rebeccatsungai6120 Жыл бұрын
Hakarapi chinhu katsotsi ako ..ndiro team rekurombera kurapa
王子原来是假正经#艾莎
00:39
在逃的公主
Рет қаралды 25 МЛН
So Cute 🥰
00:17
dednahype
Рет қаралды 43 МЛН
Oh No! My Doll Fell In The Dirt🤧💩
00:17
ToolTastic
Рет қаралды 13 МЛН
Handigoni Kugara Ndisina Murume Ndichiri Mwana Mudiki
31:44
SlyMediaTv
Рет қаралды 63 М.
TSVINA YEMUNHU YOTANDANISA VACHERI VEGORIDHE
46:48
Drewmas Media
Рет қаралды 29 М.
Mukoma neMunninína Vouyisana kuDare neNhau yeMunda
31:56
Nhimbe TV
Рет қаралды 1,9 М.
王子原来是假正经#艾莎
00:39
在逃的公主
Рет қаралды 25 МЛН