This King is the best king on the word ,his got fully of wisdom for all the cases l Sulute you chief❤❤❤❤
@lovemorearozo94507 ай бұрын
Madzimambo vakaiwo ma courts henyu ekutongera nyaya dzenyu muregebkuramba muchishandisa property dzeZvikoro.Pfuma yamunowana pamunoro ga vanhu yakawanda murikutadza nei?
@Smusumhi4 ай бұрын
King of truth murume haachada mukadzi kuregei amusement gupuro
@MavisNyavira8 ай бұрын
Chero ndisina mwana anotamba bhora handi bvumidzwe kuno support vana venharaunda here
@faithmakuvire42332 ай бұрын
Ukutiiko iwe
@rascocky636626 күн бұрын
@MavisNyavira Gazvisi izvo zvataurwa. Hapana anorambidzwa kuenda kunoona kana ku support team yaanoda. Zvarambwa ndezvekunwa doro nemukadzi uyo. Ini hangu ndaona kuti mukadzi uyo akasiya doro asi murume haachadi mukadzi.
@happymutsago9018 ай бұрын
Doro nechihure zvaparadza Misha madzimai. Ukawana mukadzi womwa black lebel zvapera just move on
@tatendamanyozo8 ай бұрын
True haa hapana hapana
@kudzayimadondo99204 ай бұрын
@zigo iwe that chalatan inonzi prophet iyo usaiise pamavideos ako.Anotisembura nekuve pompous kwake uyo
@tendaimusimbirachako98258 ай бұрын
Mwana zvakamukoshera kuvanesuppprt yemubereki ..vakazorasawo havo hunhu pakudhakwa ipapo...
@LindaMuzenda8 ай бұрын
Chinonzi regedza ndechiri mumaoko chirimumoyo hachizinyore haisi nyore kungofuma uchiti ndasiya doro nokuti mambo vanditi Siya iye munhu ajaira kuvata akanyika musoro muhari
@selectadawgox48408 ай бұрын
Mambo uyu Good Chief kwete vamwe vaye @Zigo unovaziva
Kubhora uku kunoburwa chaiko... My uncle vakasiiwa nemukadzi type yaienda kubhora iyoyi.... Kubhora kunoona it's not bad... Zvozoshata hunhu hunoitwa after mukudhakwira kubhora
@CephasNyamaropa5 ай бұрын
Vanhu ava ndovaziva kkk
@BlessingMuronzi8 ай бұрын
Doro raputsa dzimba zhinji and varume musadzidzise vakadzi kunwa doro kumagumo hazvizopera mushe uye kurambirwa pachaunga pevanhu hamake sense zvachose
@unitymaqedaputsai43158 ай бұрын
Apa zvanga zvri nani kunhuwirwa nemasese coz amai vari wrong but baba marira pamombe idzo kkkk say no to beer but varume siyanai nechembere
@shingiraitrevormboto21058 ай бұрын
Munhu wese anochembera. Saka mukuti here kana vakadzi vedu vachembera tichivarambe?
@unitymaqedaputsai43158 ай бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 no I am trying to say ukaroora mukadzi mudiki kwauri une full control kashoma kuti ashaye respect but vakuru chii chaungamuudza chaasingazivi
@VongaiKomboni8 ай бұрын
Apa chifhakwa chakageza than last time
@nomsanyika1518 ай бұрын
Doro tinonwa takadzidziswa navarume ivava but hatinwe pese pese mab once or twice pagore,anambuya vedu vaiuya vachiimba road yese asi vakachemberera mumba macho
@SibusisiweZhou-ik3xq8 ай бұрын
Taura hako Doro aripuste imba but chihure
@JulietGora8 ай бұрын
Kapenzi kemurume kanoshungurudza munhu kusvika Ave alcoholic. Do your life mai mwana varume ungatopenga ukavatevedzera
@conceretejungle11508 ай бұрын
You obvously not married thats y you support sheet
@kudakwashechikwiro30298 ай бұрын
Mambo Makoni ngavadzidze kubva apo
@NyashaDzingo8 ай бұрын
Mambo vanga vakuita hwatakaitwa naTinashe mugabe zvekuti mozouya kana mava serious 😂😂😂
@jeoffrey40jm8 ай бұрын
Ndazvionawo kkkkk
@EvidencePraise8 ай бұрын
Bushu akonewa kutonga apa saka varume vakachengeta vana vemukadzi vanopihwavo here mombe yekurera vana vake this is totally injustice handina kumbohwa zvakadai. Best way varume musatora mvana check the the results
@ethigilly08088 ай бұрын
Chief Bushu vano sidira divi revanhu rume! No justice for vanhu kadzi at all, very appalling indeed!!
@TryMaths7378 ай бұрын
Yes taura hako shamwari zvakadhakwa izvi
@lovemorearozo94507 ай бұрын
Mambo ipo vatadza kutonga varikudiva revakadzi
@zvanyadzamutsvangwa8 ай бұрын
zera renyu irori munoenda kubhora 😂
@TaipaneiShumba-b5i8 ай бұрын
Regai Amai vamwe bhora harina zero kunoona musatsikirira amaiavo
@mosesnkomo67998 ай бұрын
Kkkkkkk
@JulietMukahlera8 ай бұрын
That’s not right why can’t she ago surport her child
@shingiraitrevormboto21058 ай бұрын
Saka akadzoka adhakwa nekusapota mwana achitamba bhora?
@sandrakadzviti90384 ай бұрын
@@shingiraitrevormboto2105😂
@Samanyanga30224 ай бұрын
Ini ndoda kuziva kuti matare ese amunobroadcaster ana Zigo nanani vese vanoenda nemaCamera kuma chiefs. Munozowanawo nguva here yekuverengera machiefs aya maComments
@EstereMadziva8 ай бұрын
Apa mambo matadza kutonga saka mwana wangu akaita sports ndotadza kumusapoter hr
@Washieoficial8 ай бұрын
Aaa saka mother ava neage yavo vavha vanakirwa bebhora kudaro imi musasupoter zvekunyepa imi
@JulietMukahlera8 ай бұрын
True
@chiposhoko85638 ай бұрын
Kobhora rinemhosva reyi mmmmm and harina zera
@BeverlyJongondi8 ай бұрын
Aa mambo matsvanyirira vaichengeterana vana vanhu ava saka apana ayifanira kuripa mumwe
@eniakaduwe35547 ай бұрын
Bt it's nt fair mambo chidhakwa icho madzvanyirira murume
@PriscillaBenza8 ай бұрын
Mambo kana murume asisade mukadzi haashaye zvekutaura v mambo chimbonzwaivo zvichemo zvemadzimai
Age yavo vapera moto mai vekusticker nedoro vangatodihwa nevarume vemadola us or vecup yebeams
@maxiewaini22678 ай бұрын
Finish marriage nebhora nedoro hazvipindirani zvachose
@Spo70178 ай бұрын
Why, varume havadaro here?
@lucillemukunyadzi69148 ай бұрын
Asi munhu anobvumidzwa kunoona mwana wake achitamba bhora.
@shingiraitrevormboto21058 ай бұрын
Kana achizodzoka akadhakwa zvinobvisa murume chimiro.
@TredaPomo6 ай бұрын
Mutauro vacho hauchaperi
@pellagiatigere46428 ай бұрын
2mombe ne2mbudzi
@dereckmutero85938 ай бұрын
Iwe zigo we are going to unsubscribe you kana uchitiisira musatanist uyo java
@amiosndavabwa8 ай бұрын
Iye akachengeterwa mwana one mambo apa makonewa pese
@it37888 ай бұрын
Svina chikoroicho this woman is alcoholic😂😂😂😂
@ethigilly08088 ай бұрын
Varume ava havana nguva yokunatso terera vanhu kadzi kana vachitaura. Kupa mukadzi mhosva pasina nhaka all the time!! Regai kuti mhosva ina mai ava baba ava havachada mukadzi full 🛑 tongai zviri fare dare!!