SO BEAUTIFUL, WELL DONE SAINT TV!MWARI AKUROPAFADZEYI VEDUWE!
@andersonchatambudza860411 ай бұрын
Uncle Saint hapana chandati ndabatsirawo nacho but ndoda Mwari vakuitirei zvikuru in your life and your tv Ive hombe u proved to be a good saint
@hazvimabhena941111 ай бұрын
Uncle Saint, thank u thank u so much, kuneavovabatsira mwari vakuwedzerei mazuva panyika
@IAM-ff6tw11 ай бұрын
Mwari ngavakudzwe shuwa, Thank you vese vabatsira mhuri iyi, Mwari wekudenga, Akuitireyi zvikuru, Thank you Uncle Saint
@maritakariwa22211 ай бұрын
God bless you Uncle nevatambanudza maoko ropafadzwayi nashe
@EuniceChinyoka-tb5vh11 ай бұрын
Wow god is good zvinotendewa izvi sekuru munobata bsa tinoti wedzerwai nyasha
@vimbaitarwira125411 ай бұрын
kudenga kuna Mwari ,,thank you so much
@gladysmoyo970411 ай бұрын
Amen and amen may God bless you uncle nevese varikutambanudza maoko
@godfreyzwidza154311 ай бұрын
Truly this is commendable, thumps up to Saint TV (House of Hope ) very few can live up to these works. Thank you Uncle may God bless you ,you have been doing these good works since I started following you and that's a long time ago.
@mediachigowe188411 ай бұрын
Thank you uncle sant rambai makadaro mwari akuchengetei murambe muchienda mberi nechirongwa chekubatsira vanotambura
@BathelMuchenje7 ай бұрын
Ndinonzwa kufara nekutenda ne rudo rwenyu hama dzangu nevese vakatambanuka na sekuru saint ne team yenyu God bless you all ❤
@AliceZimaima11 ай бұрын
May God bless you uncle mwari vakuitirei zvidhafu dhafu nevose vari kutambanudza maoko avo mwari aropafadze
@nokueganya625811 ай бұрын
Thank you so much auncle god bless you
@florencekugara8211 ай бұрын
Uncle sait thanks so much God bless you and your crew
@janekashiri290311 ай бұрын
May God continue to bless you uncle you are a Saint for sure, abundant blessings to everyone who is also helping this family
@agneszulu305911 ай бұрын
Hanzvadzi yamai vedu diki mwari akuitire zvikuru nerudo rwakakura kudai dai musiri imi nhamo iyi yaionekwa nani thank u so much kune varikubisa
@eleanordziike21211 ай бұрын
Zvinokudzwa uncle saint and all the saints involved surely you were sent by God❤
@memorymutasa43311 ай бұрын
Mwari akomborere ZviZhinji kune vanhu vabatsira mhuri iyi vawedzerwe zvizhinji zhinji thanx uncle saint nerudo rwedu
@JanePhiri-c2u7 ай бұрын
Uncle, Saint words fail me and my family have seen your unwavering support to the needy. May goodness and mercy follow you all the days of your life.
@StanfordNyazvigo11 ай бұрын
Thank u uncle saint mwari vakukomborerei
@MilcentMaturure7 ай бұрын
God.keep.on.blessing Sekuru
@conquresmahora99606 ай бұрын
Thank you so much nechirongwa chenyu
@GraceMusora11 ай бұрын
Thanks uncle God bless you
@carencaren587011 ай бұрын
Uncle Saint and crew ,thank you so much for the love care n ,,you are such a God sent papa ,,,more Grace upon you sir And those who manage to help this family ,.... Much love❤❤❤❤
@AnnaChaparadza-m2r11 ай бұрын
Taneta nekunzwa zvenyika pasina chavarikuita thanks son Basa pamberi ndiwe wega😊😊😊
@SheillaMtengwa-cp3jq11 ай бұрын
Thank uncle nebasa ramurikubata may God bless you
@ceciliathomson265911 ай бұрын
Saint TV huchi.Bless you Uncle Saint
@imudeka6136 ай бұрын
God Bless Saint Tv, uncle Saint and all those who extend their hands to help those in need
@petronelamusiyiwa296011 ай бұрын
Thank you so much Sekuru vevanhu nerudo rwenyu 👏👏
@beatricemuchenje403411 ай бұрын
May God bless you team.keep it up well done
@chipomupingashato403911 ай бұрын
Gotwe remumba mamomy❤ thank you so much uncle nerudo rwenyu
@GiftTsiga7 ай бұрын
Thank you ol that gave a helping hand. Mwari warikuona
@patiencemtetwa128811 ай бұрын
Thanks khule venyika mey God bless you ❤❤
@gloriamarvellousmutindivar534911 ай бұрын
Our only Zim Uncle and saint well wishers thank you so much, God bless you guys ❤️
@giregrace31711 ай бұрын
God bless Saint tv and all those who contributed to this family Mwari vawedzere patapudzwa
@PetronellaNyagweta11 ай бұрын
Zvakanaka kufara kana dzimwewo hama dzedu dzichifara saint tv nevese watambanudza maoko Mwari wekudenga akuiitirei zvakanaka 💓
@SharaiMakadho11 ай бұрын
Thank very much saint tv
@IvyGugu11 ай бұрын
Sekuru venyika ndinokutendai much love❤❤❤❤❤❤
@ephraitmwitha999911 ай бұрын
Saint Tv nevaribatsira ropafadzwai chose,one love zimbabweans
@p.ndlovu11 ай бұрын
Mwari ngavakuropafadzei mose muri kubatsira mhuri iyi nemi Saint tv itirwai zvakanaka naMwari
@edsonnyamutsaka323211 ай бұрын
May God bless you all for your effort, siyabonga
@Liberty-pi2zk11 ай бұрын
Thank you uncle saint
@davidestara416111 ай бұрын
Many thanks to Saint TV and everyone who contributed may God Bless you abundantly!!
@bridgetmlalazi487911 ай бұрын
Uncle saint Mwari vakuwedzerei makore ekurarama😊
@fortunatezovovo748011 ай бұрын
Itirwai zvidhafu vose vari kubatsira mhuri iyi ❤❤❤
@tsungaimukarati973711 ай бұрын
Sure baba Saint Tv huchiiii,kune vese vakatambanudza maoko komborerwai Nashe
@elizabethmuzanenhamo337111 ай бұрын
St tv you muri rudadiso mwari wakukomborerei pamwe ne vese vanotambanodza❤❤❤
@kudzaichasara493411 ай бұрын
God bless you ancle
@Catherine-k4u11 ай бұрын
Keep it up the great job uncle
@FaithMuwani-kb4ze6 ай бұрын
God bless you
@rumbidzaichinoriwa775711 ай бұрын
Haa mwari akuitirei nyasha.
@faithmavhaza523411 ай бұрын
🙏🙏🙏🙏🙏Kupa kune mufaro kunokunda kugamuchira 🙏
@rumbidzaichinoriwa775711 ай бұрын
Saint TV makeke. Shando dzenyu sekuru ve vanhu uye vose vanoshandidzana nemi.
@graciousnyamunda893411 ай бұрын
God you are a practical God, you Ara owsome
@tatendacharadza654511 ай бұрын
Thank you saint crew🙏
@EsnathMugutso11 ай бұрын
Mwari wekudenga akuitirei zvakanaka
@MolenMuza11 ай бұрын
Mwari ndiMwari zveshuwa 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@NelsonChitima11 ай бұрын
God bless you uncle. Makanyanya!!!
@FaithMuzarabani-u8r11 ай бұрын
God bless 🙏 ne Rudo
@gigichik11 ай бұрын
❤❤thank you saint thank you so much
@rutendojeche582011 ай бұрын
Uncle saint mwari vakuropafadzei❤
@patiencekwirirai632011 ай бұрын
Uncle saints keep on doing good work ,I salute you