2025 Chief Mutasa. Huyayi tigadzire zvemumusha. panomuka hohoho mudare

  Рет қаралды 25,184

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 292
@Karanganda
@Karanganda 16 күн бұрын
2025 Dare ra Chief Mutasa rose kzbin.info/aero/PLWwQTW408h6dH5dO3Qkr590MY-GGpa8Un
@EddieMateka-kb1bf
@EddieMateka-kb1bf 16 күн бұрын
Chief ,Mutasa dai mangoita zvenyu president.mune wisdom bambo.
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 16 күн бұрын
Mambo Mutasa mukatonga muchidai taa kuzokubatai nechisimba tigokugadzikai pahu president mutonge nyika iyi isina mutongi
@blessedchibaya378
@blessedchibaya378 16 күн бұрын
Shuwa vanoda kukakaradzva vaiswe pachigaro chemutungamiri wenyika,
@Trabablas
@Trabablas 16 күн бұрын
Pahupresident havazokwani manje ..change ndoirikudiwa as long madzimambo ariunder Zanupf hapana chobuda
@ssam1430
@ssam1430 16 күн бұрын
Musafadzane nezvinhu zvinokwadzisa vanhu sema funny
@nomsanyika151
@nomsanyika151 16 күн бұрын
Ndonhema manje
@AnneryMpankan
@AnneryMpankan 15 күн бұрын
Ndiani akakuudza izvozvo, politics dzenyu dzakadhakwa..,​@@Trabablas
@Suewally
@Suewally 16 күн бұрын
Mbanje netwumanjuzu twenyu twemusuwejii kaa 😂😂😂😂😂 nxii madhodhi
@DelroyMaruvara
@DelroyMaruvara 16 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@excellencetuhwe5564
@excellencetuhwe5564 16 күн бұрын
Masuweji ekuChitungwiza here kana ekuMatapi😂😂😂😂😂
@mathewmukosera9136
@mathewmukosera9136 14 күн бұрын
😂😂😂😂
@learnmoremagwenderese271
@learnmoremagwenderese271 14 күн бұрын
Masuweji ekusoweto kunorombera kuda kutyisidzira musha wese nembanje it shows mukadzi uyo ange aneta nechuhure mujoni akufunga kuda zvemahara nxaaa matuzvi chaiwo
@JessicaMukora
@JessicaMukora 16 күн бұрын
Uuuuuu mmmmm mukadzi uyu ndamunyarira hakuna kana kubudirwa kuripo apa arikutopenga uyu 😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 16 күн бұрын
Mambo ava vanosota Shumba Mutasa chief Mutasa best chief
@Jesline-j9t
@Jesline-j9t 16 күн бұрын
Mtasa to the world munoziva basa baba dai matonga nyika imi
@darlingtontshuma9660
@darlingtontshuma9660 15 күн бұрын
Makadaro kuna Chigodora dzimara amera muses ndokudzingwa,musapa Mutasa manyemwe, rinoperafuti
@kervinmutasa9493
@kervinmutasa9493 15 күн бұрын
More Wisdom upon you mukoma Jimmy 🦁
@nomsampofu397
@nomsampofu397 15 күн бұрын
Mkoma jimmy musadyire pese pese muno pfuhwirwa too much justice❤❤🎉
@mildredvubula326
@mildredvubula326 15 күн бұрын
Aaaaah ndazovanyarira sis ava
@SaintySindi
@SaintySindi 16 күн бұрын
A great example of theatrics!
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 16 күн бұрын
😂😂😂😂haaaa ndanga ndazviwona hangu kuti hapana mudzimu apa akutaura panyama
@SheillahJack-mi5nd
@SheillahJack-mi5nd 11 күн бұрын
😂😂😂 hnzi imbwa yemunhu
@SheillahJack-mi5nd
@SheillahJack-mi5nd 11 күн бұрын
😂😂😂 hnzi imbwa yemunhu
@lm36339
@lm36339 16 күн бұрын
Mambo azviona kuti unenge usiri mudzimu wasekuru. arikuita semwana akaisirwa mhepo, arikupindura panyama
@jones1oo7
@jones1oo7 15 күн бұрын
Hakuna mudzimu wakadaro....manjuzu ekumaewage ekuBudiriro
@RudoMukombe
@RudoMukombe 14 күн бұрын
Sisi varijoni kucapetown here kkk ndofunga vakuita manjuzu kubeach
@jamestgozho2551
@jamestgozho2551 12 күн бұрын
kkkkkkk nhasi ndazoseka chimudzimu chenhema batai murove. Mambo Mutasa for the people
@MazvitaNemazie
@MazvitaNemazie 16 күн бұрын
Part 2 plz
@blessingmudiwa1558
@blessingmudiwa1558 15 күн бұрын
😂😂chief varamba kuvharwa😅😅.....Mutasa for the people
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga 13 күн бұрын
Senator go to be a president u are number 1
@nomsanyika151
@nomsanyika151 16 күн бұрын
Sekuru vaifanira kugara semurume voombera semurume since varipadare ramambo voice harina basa stereki but kana urimudzimu chaiwo raitofanirwa kuchinja.Hakuna sekuru vanotaura zvekupedza dzinza 😂😂sekuru vanoprotecter mhuri not kuuraya haaa indereka iyo.
@DennyMavera-h6n
@DennyMavera-h6n 16 күн бұрын
Sisi vane masitaira kkkkk aaaaa vanoda kurohwa
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 16 күн бұрын
Idi kubinha
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 16 күн бұрын
Rovai munhu vanaMachaka neshamhu kapenzi
@tariromagwaza
@tariromagwaza 15 күн бұрын
Manje maskiri ake achamukuvadzisa😂😂😂
@MelodyMuzavazi
@MelodyMuzavazi 14 күн бұрын
Mademon ari kuwanda kwamutasa😮
@miriambanda1670
@miriambanda1670 16 күн бұрын
Sando dzenyu chief Mutasa …..uyu mudzimu unenge wemufirimu 😄😄😄
@ivyncube211
@ivyncube211 15 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@Rene-u5r
@Rene-u5r 16 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 Karangaaannddaaaa waiyapo yere. Ndaiyapo ndaiyaaapooohhh. Uhmmmm handisakambozwa mudzimu uchichemera kupinda nepa door. Ishe Mutasa ma one chaiwo facts zvadzo
@christerbelchemhere6904
@christerbelchemhere6904 15 күн бұрын
Part 2 baba taps
@rofinjavangwe268
@rofinjavangwe268 16 күн бұрын
Hakuna mudzimu wakadai pane zvaakaudzwa kumasowe or somewhere
@ricardogaricai-nl6im
@ricardogaricai-nl6im 16 күн бұрын
Fake...yega yega
@barbraguichiri6848
@barbraguichiri6848 13 күн бұрын
Kkkkkkk kmasowe nguwo tsvuku😂😂😂😂😂😂
@VIVIANMASAMHA
@VIVIANMASAMHA 16 күн бұрын
Straight from madzibaba mwanasikana
@MavisMupunganyi
@MavisMupunganyi 6 күн бұрын
Hezvo😮 20:37
@maipraise
@maipraise 16 күн бұрын
Vaskana vemanjuzu 😂😂😂😂😂from kappa tirikuvaziva kuno
@dorcasthiliboy1542
@dorcasthiliboy1542 15 күн бұрын
😂😂😂😂 Chief Mutasa hanzi Sekuru, Sekuru, Sekuru ndazoseka nhasi.
@Vimbbe100
@Vimbbe100 16 күн бұрын
Baba taps ko mukomana wekurova zimbama mudhara mukaita fight mudare yakazopera sei...
@NathanDadTV
@NathanDadTV 15 күн бұрын
Mental health is real
@skinnz2
@skinnz2 16 күн бұрын
Iiiii but nhaasasvike zvekuroveresa munhu musoro amana ahhhhhh😮😮 Haaa akutaura panyama uyu
@JulietNyatito-dr2eb
@JulietNyatito-dr2eb 10 күн бұрын
Chief Mutasa muri simbi yebasa
@PassmoreMatsva
@PassmoreMatsva 15 күн бұрын
😂😂😂 mambo iweee iweeee iweeeee iweeee iweeee , mambo tsvimbo yakazodzwa ka iyo
@MarshieM.JMajarira
@MarshieM.JMajarira 16 күн бұрын
Hahaha,im commenting every phase,ko mudzimu wasekuru unopfugama here or unorova mutonono,kkk iro idemon chairo
@nellykauriri6975
@nellykauriri6975 16 күн бұрын
Demon iro kushaya zvekuita ko kupaparika😅😅
@OswellChipuramhura
@OswellChipuramhura 16 күн бұрын
Murimupfumvu mambo mutasa 😂
@HowardsaddamMeke
@HowardsaddamMeke 15 күн бұрын
🎉🎉
@EmlyMadzi
@EmlyMadzi 14 күн бұрын
😂😂😂
@SotSotJakaza
@SotSotJakaza 13 күн бұрын
hakuna mudzimu wakadai 😂😂😂😂 arikudavira panyama😂😂😂
@brendamsudu
@brendamsudu 16 күн бұрын
Zvedzimu kana zvakudai ummmm ndiendesei kwamambo mtasa
@MarshieM.JMajarira
@MarshieM.JMajarira 16 күн бұрын
Hahaha, zvakaoma, tumanjuzu twemudhoto,ko turasta mupengo
@HDK_THE_GODFATHER
@HDK_THE_GODFATHER 15 күн бұрын
Haaa mambo vapinza mudzimu busy nhasi 😂😂😂
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 16 күн бұрын
😮😮 kkkkk 2025 tiripo pakunwa tumbwa 😂😂😂 sekuru vanotaura vapfugama hre 🫣 aaaaa zviro zvacho
@KozaniMafuya
@KozaniMafuya 16 күн бұрын
Izvayi sekuru ndirkuti nyaya yangu 😄😄mambo mune patience
@patiencemujuru296
@patiencemujuru296 16 күн бұрын
Kkkkk apa mudzimu wapotsa😂😂😂😂😂🤗🤗
@mandishorasaruchera6307
@mandishorasaruchera6307 4 күн бұрын
Kkkkkk shumba munomboona zvenyu noliwood mahara mudare menyu 😂😂😂😂 muvake ka cage kekuisa mapenzi anenge ayo anouya achiita kunge mudzimu
@ashygrace2956
@ashygrace2956 14 күн бұрын
Uyoooo musikana akatoromba kuuraya wamwe
@MamaP-s5c
@MamaP-s5c 3 күн бұрын
Apa parikutaura mudzimu wasekuru here kana Kuti munhu arikutaura ma personal Ake🧐 Tisatambe nekubudirwa tichidayi veduwe
@SipheMotsi
@SipheMotsi 16 күн бұрын
Nyaope ye joni
@LinganiSibanda-e2b
@LinganiSibanda-e2b 15 күн бұрын
😂😂😂😂😂 taura hako pamwe.akapinda tsika ye joza line kkkl
@creddahmuswe2227
@creddahmuswe2227 13 күн бұрын
Haaa uyo anoda kurohwa mukadzi uyu 😂😂😂😂😂 mutoriro
@preciouspfute6708
@preciouspfute6708 16 күн бұрын
Mudzimu uyu not make sure.
@Mabatho-ds6vd
@Mabatho-ds6vd 13 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂Haa mudzimu ikadai inokona vnhu kani😂😂😂
@DavidMawunga
@DavidMawunga 16 күн бұрын
Hapana mudzimu wakedero
@tatendacletoNyamayaro
@tatendacletoNyamayaro 14 күн бұрын
Mwana anonyadzisira uyu ko kana upenyu hwaramba unotsvagirei huroyi husipo😂😂😂😂😂
@Rebhara
@Rebhara 16 күн бұрын
Arikupindura semudzimu here or panyama😂😂😂😂.Itsotsi sisi ava
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 16 күн бұрын
Panyama hake katsotsi ako
@estheresther1963
@estheresther1963 13 күн бұрын
Vanhu vemudzimu ava vanetsa muno mujoni ende zvemidzi yavo yese izvi zvinotangira muno ini l think vari kuromba vanhu ava zvanyanya zvemidzimu
@MaxwellNdebele-q4h
@MaxwellNdebele-q4h 16 күн бұрын
Zim Chief pasin ma effect ❤
@ChipoMponde
@ChipoMponde 16 күн бұрын
Black label nesavanna zvakasanganiswa ndo ma results acho
@MonicaChinguri
@MonicaChinguri 15 күн бұрын
Zvozoita tumanjuzu twemu sewerage
@ChristeneIdontknow
@ChristeneIdontknow 16 күн бұрын
Mudzimu wemanjuzu wekutsvaka kuno Joni uyo mambo vazviona kuti ndewefake mudzimu uye
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 16 күн бұрын
Ananehoreka
@jones1oo7
@jones1oo7 15 күн бұрын
Kikikikkkkkkki Mambo vakazviona kuti kamud,imu ako ndekefake...hanzi musuwo munoudini imimi muri mweya😂😂😂🏃🏿
@jones1oo7
@jones1oo7 15 күн бұрын
Kwahi imimi ndimi murikumhepoka munoona....apa kakadzi ako hakana kana chinhu one chakarikuona zvakona😂😂😂🏃🏿
@tavongabhebhe231
@tavongabhebhe231 16 күн бұрын
Team Mutare is this true. Zvemamhepo anongosvika pese pese. Ngozi, Midzimu, Mashavi zviriko here?
@TauraiSveto
@TauraiSveto 16 күн бұрын
Hongu zveMudzimu zviriko
@lilianmaburutse9432
@lilianmaburutse9432 15 күн бұрын
Ngozilious
@EmmaMahiya
@EmmaMahiya 14 күн бұрын
Ngavarove munhu muchamuhwa achiti ndiregevo ndava munhu
@PertispenciaMunyamani
@PertispenciaMunyamani 16 күн бұрын
Hapana zvasekuru apa vakanyeperwa Kuti vane mudzimu vasina iye akauya nenyaya yemanjuzu iyi akatiparira shame
@estherchigondo7189
@estherchigondo7189 16 күн бұрын
Guka , mhepo iri kuhwanda or kurombera mudzimu . Zvemudzimu hapana hapo , sekuru havaite dzungu rakadai plus havarwisanise
@edmup1959
@edmup1959 5 күн бұрын
Ndine chichemowo zvangu, ndaida kunzwa kuti chiremba ari panze ati kudii
@LOVEMOREJEREMIAHNDAROWA
@LOVEMOREJEREMIAHNDAROWA 13 күн бұрын
Mambo vatanga vachiti sekuru vazopedzisira vakuti iwe iwe iwe kkkkkkk mudzimu ukumbokanganwa wotaura uri panyama 😂😂😂
@favouredvictoriousbilliona421
@favouredvictoriousbilliona421 16 күн бұрын
Is there PART 2??
@Joss-y6h
@Joss-y6h 16 күн бұрын
Ndereka dzinoda kuchenurwa
@nomattermusiyapinda9875
@nomattermusiyapinda9875 12 күн бұрын
Chokwadi anoda kuchenurwa kusare mudzimu wakachena
@JohnChikura
@JohnChikura 16 күн бұрын
Ndezvepanyama izvo hausi mudzimu
@frankieman1611
@frankieman1611 16 күн бұрын
Lol
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 14 күн бұрын
Ndo type yemudzimu wandinoitw kana ndanwa doro mugovera
@Kudzybae98
@Kudzybae98 14 күн бұрын
Kkkkkkk
@perpetualmarimbire176
@perpetualmarimbire176 16 күн бұрын
Eish so sad to see Theresa like this 😢😢😢😢
@blessingchimboza936
@blessingchimboza936 16 күн бұрын
Baba Taps tinoda kuonavo vanhu avo vachishandirwa naChiremba
@LovenessGonyora
@LovenessGonyora 14 күн бұрын
Mwari haakupe Rasta usina mhosva yawakapara
@Margaret404
@Margaret404 4 сағат бұрын
Maggie adiiiko
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 15 күн бұрын
Haaa hapana chinhu apa kuisa tu rasta twekuda kutyisidzira vanhu hufake hwacho hwazonyanya
@mistyma1chekudyahachidadir100
@mistyma1chekudyahachidadir100 14 күн бұрын
MAMBO BVUNZAYI KUTI CHIII PAMUSIKANA UYU,PAMWE MUCHASHANDISWA NEMBANJE,MADRUGS
@NormanNetsakamano
@NormanNetsakamano 16 күн бұрын
Munhukadzi kana agarwa nemudzimu wechirume pane zvinhu zvinoratidza . Change of voice nemagariro acho anoratidza kuti agarwa nemunhurume
@nomsanyika151
@nomsanyika151 16 күн бұрын
Taura zvako
@Kudzybae98
@Kudzybae98 14 күн бұрын
Sure
@tendaithomasmadiro3894
@tendaithomasmadiro3894 9 күн бұрын
munoroorwa sei manje kana muchidai zvimanjuzu zvekunyepa izvi
@princesheshe7355
@princesheshe7355 13 күн бұрын
Batai mai avo murove mudzimu wekunyepera haha kusanyara
@victormuhwati-ni3zf
@victormuhwati-ni3zf 15 күн бұрын
Kkkkkkk vanhu vane ma drama kunze uku...mambo ingotii mbudzi pa drama rega rega muone hakuna anozviita izvo
@TakundaZhou-q1v
@TakundaZhou-q1v 16 күн бұрын
No no hakuna mudzimu wakadai never, manyepo ayoo, svimkadzi isvi svopenga
@travormagwenzi2730
@travormagwenzi2730 15 күн бұрын
Catherine abvubza hama kuti hamawee" makanamira here " kunonoka movement💪💪🤣
@judithmbizi
@judithmbizi 14 күн бұрын
😂😂😂😂
@berzy7777
@berzy7777 11 күн бұрын
Uyu arikuda rehab hazvisekese izvi 😢
@Trabablas
@Trabablas 16 күн бұрын
Baba vanesvutu vanenge datya ...kuita vakazungaira nxaaaaaa
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 16 күн бұрын
Usadaro vasharukwa nesuwo ndokwatiri kwenda ikoko
@ashygrace2956
@ashygrace2956 14 күн бұрын
Akuna mudzimu unotaura zvekudaro akatoromba kuuraya wamwee kujoni ukoo arikutombera kuuraya wamwe benzi remwana
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 15 күн бұрын
Rovai mukadzi uyu ndipo pamuchaona kuti hapana mudzimu
@JosephGurudza
@JosephGurudza 15 күн бұрын
Vanenge vaka joinidzwa zvemanjuzu arikupenga muskana uyo
@ssam1430
@ssam1430 16 күн бұрын
Akomaaaaana inyikà rudzii yatavekurarama iyi, tavekuona champions league yengozi mudare umu 😢
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 15 күн бұрын
😅😅😅kushota kurohwa kamai aka
@Princess-ve6yk
@Princess-ve6yk 9 күн бұрын
Sekuru vanyepa ava 😂😂😂😂😂😂
@theresaderbyshire5476
@theresaderbyshire5476 15 күн бұрын
Iyawozve!
@jones1oo7
@jones1oo7 15 күн бұрын
Katsotsi kakadzi ako...kanoda kushangurwa🤣😂🤣🏃🏿
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 15 күн бұрын
Saka svikiro ndoramangara nyaya here😂
@MarshieM.JMajarira
@MarshieM.JMajarira 16 күн бұрын
Haa zvakaoma, mambo vanomboonerera zvavo
@nomsanyika151
@nomsanyika151 16 күн бұрын
Kupedza kupicker mhiko nekubudirwa aah zviro zvacho makwikwi
@EddieMateka-kb1bf
@EddieMateka-kb1bf 16 күн бұрын
Uyu anoda murohwa.hakuna mudzimu vakadai .Twumanjuzu twavo.muzvamburei sterem
@mathewmukosera9136
@mathewmukosera9136 14 күн бұрын
Manjuzu ekutengera aya nxaa
@nyashamazaninyabezi1139
@nyashamazaninyabezi1139 15 күн бұрын
Uyo mutumbi unoda kukwaturwa uchingoti twu rasta. Ngaudzokere ku South Africa unoshanda sevamwe mxm kuda kuromba zvisina basa vanhu vakatarisa
@Jeffjebho
@Jeffjebho 16 күн бұрын
Hakuna mudzimu ukadai noise too much ,mudzimu ndoziwa unerespect
@tadiwa.t8681
@tadiwa.t8681 15 күн бұрын
iwe from mambo
Arikudzinga baba wake wane 96 years pamba Karanganda TV dare ra chief Mutasa
21:17
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 6 М.
人是不能做到吗?#火影忍者 #家人  #佐助
00:20
火影忍者一家
Рет қаралды 20 МЛН
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 16 МЛН
How to treat Acne💉
00:31
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 108 МЛН
Akaromba nemazita ewanhu 10+ akaiswa mumbiya Karanganda TV chief Makoni
52:57
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 2,9 М.
Karanganda TV
26:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 25 М.
Akandidzipa Pa huro Chief Mutasa
33:15
TICHKACH MTV
Рет қаралды 18 М.
Chief Mutasa voenzanisa vanhu #karanganda  TV
29:36
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 14 М.
Akatumirwa Message nechikomb Yekuti MaBabe Manyama
9:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 7 М.
Dare ra Chief Mutasa .Mumusha maita kupumhana #karanganda  TV
38:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 17 М.
人是不能做到吗?#火影忍者 #家人  #佐助
00:20
火影忍者一家
Рет қаралды 20 МЛН