Akanyora mazita ewanhu pa jira dzvuku akabaya jira racho netsono .dare ra chief Mutasa Karanganda TV

  Рет қаралды 9,347

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 96
@KetinahTevera-h2v
@KetinahTevera-h2v Күн бұрын
Thanks boy nekumirira mai vako I luv it
@rufarochimbetete6544
@rufarochimbetete6544 8 сағат бұрын
Boy anoziva zvaanoita well done boy
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm Күн бұрын
Thanks mambo Mutasa ndimi chete mambo muZimbabwe anoburitsa BONUS kumapurisa ake vapinda musuit💯🤜🤛
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 2 күн бұрын
Officer va Chief you are so smart keep it up
@gracemupita1801
@gracemupita1801 11 сағат бұрын
The wise king from the East
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 күн бұрын
IMHO this family doesn’t like the defendant. I believe that these people made those accusations. I’m so certain about it especially after the mukadzin’ina ataura kuti maiguru vakamboenda this and that. So Mambo you’re right to ask them whether they made those accusations or not. Yes kana munhu adhakwa sometimes they can start singing or they can start saying things that they won’t say when sober.
@IamBabaAnisa
@IamBabaAnisa 2 күн бұрын
Shuwa wazonyaya
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 2 күн бұрын
Always on point Karanganda tv picture quality kuseri🤞
@veeee7248
@veeee7248 2 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 kwanai imi muri family tauriranai ko mukazobata kuti vakachena muchaiita sei . Siyai ma grajisi asi mhuri. Chief Mutasa is the best 👌
@agnesKaitano
@agnesKaitano 2 күн бұрын
Chavasungira kubatwa chete nekungwarisa bt vakuda kuripwa avoka ummm vatove nedrama plus Mai avo vane kakurwara karipavari Ivo nasisi vavo vanhu ngavaite hunhu
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 күн бұрын
Haa nyaya iripo😊
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 күн бұрын
Mukuda vabatwe kangani vangoramba chete padare
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 күн бұрын
Mwana ngabude munyaya iyo plz
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 2 күн бұрын
Bamnn munopenga mombe nhatu dzekumashure kwehuku enda unorima uko aaah
@IamBabaAnisa
@IamBabaAnisa 2 күн бұрын
Taurai henyu
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 5 сағат бұрын
Taurai henyu, hanzi gore rino handina kurima
@koeksistersamoosa6456
@koeksistersamoosa6456 2 күн бұрын
Haiwawo ukureverera Mai vako nezvisina Basa garapasi mwanakomana maivako vanobatabata fullstop
@chesmakarino7297
@chesmakarino7297 23 сағат бұрын
Thanks boy boy nekumira namai vako
@gracemupita1801
@gracemupita1801 11 сағат бұрын
Inga mai varubvuma wani maakungoramba muchingotaura taura zviro hobhoooo mai vatobvuma and havana kumbopoterera kuramba xhaa
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 15 сағат бұрын
Imhiko kaiyo Jira dzvuku netsito wonokanda pamhararano.
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 2 күн бұрын
Amai avo Mambo deal with her bcz hakuna zvakadaro kuuraya kunoitwa munhu pa jira mazita why???
@clintonvusijuly7781
@clintonvusijuly7781 2 күн бұрын
Regai mai avo please....ini ndinoona kunge mai avo havadiwe mumusha.....or vese varume avo munotodawo maigurimu imi
@learnmoremagwenderese271
@learnmoremagwenderese271 17 сағат бұрын
Obvious vanoda mukadzi uyo kuda kuhwanda nxaaa kuzosununguka kuti ndiripirei nxaaa imbwa
@clintonvusijuly7781
@clintonvusijuly7781 2 күн бұрын
Panenyaya hombe apa chief.,...
@MajorieDumba
@MajorieDumba 2 күн бұрын
Kkkkk mombe dzamukutaura anodziwanakupi bvayiapa😅😅😅
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 күн бұрын
@@MajorieDumba Ambonyorerei mazita evanhu kkk
@Tari2378
@Tari2378 Күн бұрын
Ahh dare mavaku tsvaga nyaya, tongai yapinda iyo. Mirirai mai councillor or murume wa mai ava vamhangare. Iyi yamava kumirira maita yeku tsvaga
@Tatenda684
@Tatenda684 2 күн бұрын
Mwana uyu kaa uyu mmmm ngasatambe nemagetsi 😮
@LuckyBeyaphi
@LuckyBeyaphi Күн бұрын
Chief Mtasa vanogara vane Airtime
@ArthurZiduche
@ArthurZiduche 2 күн бұрын
Siyanai neudyire mubatane semhuri imwe chete, mombe dzose dzemuri kutaura anodziwanepi handiti makutoripisa mukoma wenyu , chingokumburiranai ruregerero chete apa, kana musingadi mukadzi uyo mumusha menyu chibatai chikomba chacho muchiripise ndokuti muone kumudzinga mumusha menyu zvamuri kutsvaga zvacho
@learnmoremagwenderese271
@learnmoremagwenderese271 17 сағат бұрын
Nhai zvako MAzibenzi evarume nxaaa kuripirwa chiii
@Trabablas
@Trabablas 2 күн бұрын
Baba taps murikutorerwa nyaya neNhimbe ...ndandoti ipart 2 izvo yakabuda kuNhimbe
@Tari2378
@Tari2378 Күн бұрын
Karanganda irikutanga ya clean audio. It's top notch 👌🏾 havasi kungokanda.
@KafitiGradi
@KafitiGradi 18 сағат бұрын
Panehutsi pane moto sei Mai awa kupomerwa iwowega muraini kuti wanodanana na cancellar
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 күн бұрын
Haa zvakaoma ruchera woyeee my pipo😊
@ericankusano3026
@ericankusano3026 16 сағат бұрын
Regai kudaro mhuri. Even if you want to fix her. Musapfumira ipapo
@A_JM585
@A_JM585 3 күн бұрын
Pa sofa ne Sunday kudai ,manje Ku church kuchaendeka here 😂😂😂
@Hungwe
@Hungwe 3 сағат бұрын
Musadzidzira huroyi machembera. Ndipei number dza Mai avo ndiva empowe ne business so that she keep busy vasafunga kuroya
@Tatenda684
@Tatenda684 2 күн бұрын
Mai ava dai vangonyepa kuti ndaida kuvatyisa kkkkk...kivhundutsa vanhu🤣
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 2 күн бұрын
Waiting for 25january
@markgamanya3084
@markgamanya3084 2 күн бұрын
Ignorance of law has no defence, not everything in life needs retaliation.
@IamBabaAnisa
@IamBabaAnisa 2 күн бұрын
Warume wane udyire awo. Mombe 3 futi aaaaaaa
@gracemupita1801
@gracemupita1801 11 сағат бұрын
Mambofa yere zvamunongowawata wawata
@AnotidwChakawanda
@AnotidwChakawanda 2 күн бұрын
Mai avo vaizozvitaurireivo zvavanga vaita
@Tatenda684
@Tatenda684 2 күн бұрын
Mesiles Chipoto arimudare😅😢😢
@LivisonChimoni
@LivisonChimoni 2 күн бұрын
Uyo anonzi richard anonyepesa ndomuziva ndaishanda naye pa victoria foods
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 2 күн бұрын
😂😂😂😂Kkkkkk
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 күн бұрын
Pamwe akazochinja kkkk
@gabrielmazino7969
@gabrielmazino7969 Күн бұрын
😊😅😅😅😅
@tapiwarasara3276
@tapiwarasara3276 3 сағат бұрын
😄😄😄😄😄😄
@ThulaniSibanda-b2k
@ThulaniSibanda-b2k Күн бұрын
Ndihwo huroi ka uhwo
@Gogo-Nan
@Gogo-Nan 2 күн бұрын
Mambo kambuya kamunobvunzisa matare panze apo kanonyeba,toda mukotsaz😂
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 күн бұрын
I bet the defendant is clean. What I’ve noticed especially what’s happening in Zimbabwe, you cannot be seen talking to a person of the opposite sex and not be accused that something is up. Even to have their telephone number you’re suspected. There are people who don’t believe a call or a message can get lost. Maphone aya aparira vamwe. I’m not disputing the vice versa but people need to see things with an innocent eye first.
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 Күн бұрын
Zviripachena kuti nemurume wacho akasvibiswa. Nemukadzi kuti asasimudza musoro
@SavaChinyowa-k2u
@SavaChinyowa-k2u Күн бұрын
Mwana uyo musatanist
@annamabheura7030
@annamabheura7030 2 сағат бұрын
Ndovanonzi vana ava vanomiririra vabereki
@RayMarume
@RayMarume Күн бұрын
Panemupfana avharwa kuti asanyanyoenda mberi ndokwakunenyaya yese nhau iyi inenga yakabva kure
@SamsonChomunacho
@SamsonChomunacho Күн бұрын
Mhuri yacho zvaine vanhu vakatsvukira zve, ko kunetsa hindava.
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 2 күн бұрын
Ishe you are taking side makatengwa
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 күн бұрын
Marii?
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 күн бұрын
Kkkkkk
@shongiwakajamba817
@shongiwakajamba817 2 күн бұрын
Chief is being fare warasika papi futi
@Trabablas
@Trabablas 2 күн бұрын
KO ipart 2 here iyi ?
@monkeyplayvr
@monkeyplayvr 2 күн бұрын
Mwana komana arwadziwa uyu nenyaya yamai vake sorry hako mukomana
@PatriciaKashiri
@PatriciaKashiri 2 күн бұрын
Mai avo vanotongwa sei murume wavo asipo.murume wavo anofanira kuziva zvirikuita mukadzi wake
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 күн бұрын
Kkkkk nyaya irikunetsa kwedu iyi
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 күн бұрын
​@@memorybotomani8057ndikauyako muzondiudzewo. Kkkk
@gabrielmazino7969
@gabrielmazino7969 Күн бұрын
Vatonga fair apa
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 2 күн бұрын
Ishe musapindire nyaya dzemisha yevanhu
@ganyaz
@ganyaz 2 күн бұрын
saka apindire nyaya dzipi ? handiti dzema family ndidzo dzakawanda kumatare emadzimambo
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 2 күн бұрын
Mombe dzose idzo
@ChristinaMavhusa
@ChristinaMavhusa 2 күн бұрын
Veduwe zvakunzwisa tsitsi mombe 9 vanodziwanepi
@MajorieDumba
@MajorieDumba 2 күн бұрын
Hahaha pakaipa
@Gogovamelusi
@Gogovamelusi 2 күн бұрын
Mhamha avo vane kabeauty kari deep so. Hazvishamise kuti Kansela akadyira. Avo baba vari kudyirwa mukadzi muchavanzwa vakuti ini mukadzi wangu ndinomuda, ndomuregerera. Otherwise why didn't he report ega kuti mukadzi aenda?
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 күн бұрын
@@Gogovamelusi kanzera akaenzana nemwana vamai awo kkk
@Gogovamelusi
@Gogovamelusi 2 күн бұрын
@memorybotomani8057 😂😂😂😂 vakanaka kani mhamha avo.
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 2 күн бұрын
Satan mai iyo. Tanzwa nekunyorwa mazita ekuti tisaita zvino buda muupenyu zvino this Yr 2025 it's a bummm go back to sender chaiyo ndiyo inodiwa. Mutorwa arinane pane hama
@tariromagwaza
@tariromagwaza 2 күн бұрын
Kuroyewa nehama kwakaoma coz inodetemba mutupo zvizere Mutorwa anopotsa pamwe
@SelinahGovere
@SelinahGovere 2 күн бұрын
2nd pano
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 2 күн бұрын
Malastborn akadawo kudzungaira, aiwa bodo😅
@gracemupita1801
@gracemupita1801 11 сағат бұрын
Pwititi musha wese
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 күн бұрын
Mr Headman ava vanozvidawo. He sounds like he doesn’t like this defendant either. Semunhu waheadman you ought not to be biased but you have a side you’re leaning towards in this case. Now you’re trying to tell Mambo Mutasa what to do to catch the killer. Mambo Mutasa is way more clever than you think he is. He’s done such cases before, please.
@MrsTee2024
@MrsTee2024 2 күн бұрын
Vanhu tsvagai mabasa please. This is childish
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 2 күн бұрын
I Don think kuti amai ava vane bad intentions nekuita kwavakaita uku, ndaona sekuti havadi gakava saka vakatsvaga easy way kwavari vasingazive kune vamwe vachazviisa mugroup rekuroya
@tendaikarubwa4600
@tendaikarubwa4600 2 күн бұрын
Nguwotsvuku siyanai nayo
@gracemupita1801
@gracemupita1801 11 сағат бұрын
Ripwai nema toki mairi mairi zvipere mombe mombe kudiiko toki toki toki toki zvipere mombe dzeiko paukama
@MwenjeWenyika
@MwenjeWenyika 2 күн бұрын
Apa Chief mashayawo nyaya zvachose. Ndimi cleverest chief mu Zimbabwe yese zvokuti maifanira kutoita President nokuti njere dzenyu dzakapfuura dzemapoliticians ese atinawo mazuvano. Asi apa nyaya hapana. Kunyora zita remunhu haisi mhosva. Ndafunga kuti muri kungoitongawo nokuti inyaya yauya pamberi penyu. Hakuna chingakonzerwa nokuti munhu anyora zita papepa or pa jira, kana kuti abaya jira netsono. Nothing at all. This is madness. Shuwa ungada mombe kana imwe chete hayo uchiti nokuti munhu akanyora zita rako here? even $2 haiiti. Its too much. Shake hands and go home.
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 күн бұрын
@MwenjeWenyika dzikama
@tendaikarubwa4600
@tendaikarubwa4600 2 күн бұрын
Dzikamaiwe ubvewasiya venguwotsvuku zvako tokuripisa ukangonyora zita
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 күн бұрын
Wati kunyora zita remunhu haisi mhosva? Richinge ranyorwa pai? Richinyorerwei? Usafe wakazviita shaaa.
@TauraiChikodzamapfeni
@TauraiChikodzamapfeni 2 күн бұрын
The woman is just being hated maybe kuseri kwenyaya iyi ine zvakawanda
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 күн бұрын
Haa hamuna chamurikuziva imi
@EverMudungwe
@EverMudungwe 2 күн бұрын
Mai muroyi ava kuita kuremerwa nehuroyi nehuhure😢
@koeksistersamoosa6456
@koeksistersamoosa6456 2 күн бұрын
Mombe nhatu dzei haiwawo
@koeksistersamoosa6456
@koeksistersamoosa6456 2 күн бұрын
Yaa maiava muroyi chaiye
@VictoriaNyamandwe
@VictoriaNyamandwe Күн бұрын
Kkkkkkkkkkkk hey hey
Muzukurru ari kunyenga mbuya .dare ra Chief Mutasa Karanganda TV
22:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 14 М.
"Идеальное" преступление
0:39
Кик Брейнс
Рет қаралды 1,4 МЛН
Какой я клей? | CLEX #shorts
0:59
CLEX
Рет қаралды 1,9 МЛН
Как военные КНДР воюют в России
22:50
BBC News - Русская служба
Рет қаралды 19 М.
Ngozi  mupengo Karanganda TV dare ra chief Mutasa .ngozi ya Makunike 'ndakafa nemukondombera'
50:44
Anoshereketera Guva🔥🔥🔥🔥 Dare raChief Mutasa
43:59
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 25 М.
Claim-Dzinza ratambudzwa na Rufaro- Chief Mutasa's traditional court
1:26:21
Dare ra chief Mutasa .Hama dzemurume dzopumha muroora Karanganda TV
23:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 9 М.
"Идеальное" преступление
0:39
Кик Брейнс
Рет қаралды 1,4 МЛН