Plus nyaya dzacho hadzichauye dzri clear fut zvava zvidimbu zvidimbu
@elphuselvisnyangombe3838 ай бұрын
Sekuru Mukotsanjera mhondoro yekwa Tangwena very humble always
@user-kh1ug6qk3s8 ай бұрын
Kungodawo kuziva ...ngozi haiite here kutaura nayo kuti enda pane akakuuraya iyiye since ari mupenyu veduwee kutambudza vamwe vasina chavakabata zvorwadza izvi 😢😢😢
@EdmoreMasekesa-y2c2 ай бұрын
Zvinoita asi haana chaanoona kana kuziwa
@Chikatsa8 ай бұрын
Karanganda maita basa 👏
@JohnGurupira8 ай бұрын
Murume achipo hake uyo anoita basa rake akachifara kip it up mukotsanjera
@chakanetsazuze8 ай бұрын
Kudos to Sekuru Mukotsanjera keep it up that wonderful job and Baba Taps
@shepherdmashanda55867 ай бұрын
mukotsanjera anoziva basa rake nemiwo baba taps moziva basa renyu well done murambe makadaro ko kwachigodora makasiirei futi ariko haazivi zvaanoita uyo
@judithshumba35418 ай бұрын
Wow ngozi iyi zvakarongeka... Verse vakaurawa ngavamuke
10 +30+5+2 (mombe) + roora makwati nemakwati, ma 1000 nema1000 yaah unoita hwekare maiweeeeeeee, yaaah chazochaya manje
@lukemunhumumwe77198 ай бұрын
Zvengozi mukochanjera kumberi😊
@shepherdmashanda55867 ай бұрын
taura hako
@SelinaMutije8 ай бұрын
Uuuum mwana uyo gore raakafa chokwadi takazvinzwa kt amwa mushonga baba vacho taishanda nawo kwaOdzi uuuum zvakaoma chokwadi
@chingombedaries8 ай бұрын
Hezvo zvabuda
@tyresepartridgechanga7048 ай бұрын
Mukoma akaura mukadzi anofanirwa kuripoterwa kumapurisa. Anosungwa ku South Africa ikoko. Imhondi chaiyo. Zita rake rinofanirwa kushambadzirwa. Vakaurairwa mwana, ngavamhangare kumapurisa. Zvinorwadza izvi. Family iyi inehutsinye. Matsotsi chaiyo. Mambo Mutasa ndoziva vachiendesa nyaya dzakadayi kumapurisa. Mambo isai nyaya iyi kumapurisa. Mukoma anotorwa kuSouth Africa kwaari.
I hope ivo vanaManyawu wacho vachaita zvinoita kuti musha uchene. Ini hangu ndirimupostori i watch these sessions because we see a lot of mhosva dzakadai dzichitaurika mumasowe.
Kuti tizive Chigodora ndi Ba Taps makaisa Chigodora pa Zim map local and international pa media now Chigodora akaronga kuita nonsense dzekukara mari dzake ini kwandiri no more Chigodora Ba Taps wandirai kwa Chief Mutasa nekunemamwe ma Headman
Munhu anokurawo kana sekuru tasvu vane channel yavowo Wani.hakuna asingadi kukura let chigodora be and let's just support them both
@queenmomakunike96398 ай бұрын
😅😅😅 Hanzi nonzenzi dzake kkkkkk
@tiko36318 ай бұрын
@@Agnes-l7f sekuru Tasvu vanayo channel yavo but ma channels akatanga kuvabudisa upto now anongobudisa he didn't chase them away but from the look of things Gucci na Headman vakadzinga ba Taps believe it or not ndozviripo kkkkkkkkk
😢😢😢😢😢 💔💔I know this family yekukunzi akafira mazepe shuwa 😭😭😭😭 ndarwadzirwa mufunge 😢😢😢😢
@zimzimm-qe5in8 ай бұрын
Team Karangandatv munotiuraya nenyota. Maive mati jaidza
@calvinkudzaimarange11008 ай бұрын
I always tell people munhu mutema haangofe zvisina tsanangudzo chinofa inyama mweya we munhu haufe
@vanzskies898 ай бұрын
Thanks Karanganda nayo nyaya iyi kusvika zvaita tirikuida pano
@emmiesmit12418 ай бұрын
I love his laughter Sekuru ava 😂😂
@ViolaTaushanzou8 ай бұрын
Yaas good mapart ose tinenge teimada peya
@GodwillChabvuta7 ай бұрын
Sekuru munobata basa mabhinya vanhu avo unogona sekuru ❤
@Olcool8 ай бұрын
Kana mazogara guys munhu haarohwi. Unopara inozoda Mukotsanjera hava ngozi kudai
@RumbidzaiDekesa8 ай бұрын
Iyi chanel Aina kana noise baba taps fambai neipapa others they lough ,eating, noise this one on point atitauri hedu nemazita mukatsa njera well done and Yr team try kutipa aevry week
Hanzi takanzi timbomira kutora ma videos,Headman Chigodora vave ne channel yavo
@joyceparwazenga75458 ай бұрын
Endayi kuchanel yaHeadman chigodora munovaudze kuti dzosai baba Taps
@GeorgeShipa8 ай бұрын
Headman vane channel yavo wangu itsvage variktoenderera mberi nebasa so
@businkala25546 ай бұрын
Sekuru vanozoseka😂 zvavo kani....hahadaaa
@nyashabuwerimwe-sw6qu8 ай бұрын
Ba taps murikutiregerera mufunge pa this channel chinyiko murutadza kusvika kune nhau here kuti pano tirege kushoterwa pano
@ethelsawadye40238 ай бұрын
Family iyi vane hutsinye vanhu vechirume varipo asi vari kusaidzira munhu wachidzimai apa mutorwa chero havo mwana wavo ariye akaita mhosva ndezve musha wese kana zvada kuzouya kuzoparadza zvinoparafza dzinza rese
@Agnes-l7f8 ай бұрын
I think Mai vapinzwa pakuti havana kuda kubuda pachena nezvavakanzwa zvazvaitwa nemwana wavo ..mai vaisataurira hama chokwadi ndosaka vakaturirwa mutoro wemwana wavo.dambudziko nditete avoo vadaidzira kuti Mai vako muroyi ndovane mukanwa makashata haisi nguva yekuti kana nekunongedxana pakadai
@ethelsawadye40238 ай бұрын
@@Agnes-l7f asi vakataura wani kuti vakangoudzwawo zvimwe chete kunzi amwa mushonga since yanga iri nyaya yagadzirwa asi later vanenge vakazoziva chokwadi vakazongo nyararawo.Zvakawoma zvinoita vanhu
@EthanDharu-yx7vy8 ай бұрын
Aaah good job papa
@kingforbiemutengambiri42798 ай бұрын
I love this n'anga
@RumbidzaiDekesa8 ай бұрын
Me 2
@alfredmuvhimi40598 ай бұрын
Family iyi izere nemajournalist vedu😂😂😂
@Userchiri8 ай бұрын
Ba Taps yu are the best kuma documentary... Thank yu
@RodgersSaimon-hl3vj8 ай бұрын
Thank you mukotsanjere nebasa guru
@reasonkupenga49258 ай бұрын
Asi mai avo vanekodzero dzekudaira here nyaya yengozi iyi chero varivo nyakutumbura havo hanty mwana akapara mhosva anevaridzi here