Waiting for the next episode . Karanganda bataps fambai nayo nyaya iyi sezviya zvamakaita kunetsotsi rekuti makudo achauya achirova mabinya makudo akapfeka ma specks
@petronellanyashasahumani1839 Жыл бұрын
Iwe Killian why usiri kusimudza pakufa kwamukoma vako,hamuna kuchena baba imi
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
@@progressnhamoyebonde7609 imagine the brother wants to spirit of the deceased do as he thinks. He is crazy somehow that's why he killed his own brother for rituals and yet nothing is going well with his business
@madelinechimuka9875 Жыл бұрын
Thank you for mentioning that name 😂😂😂I was trying to think kuti sekuru vaya vanonzani kkkk ndovanidiwa apa
@Gonawapotera1 Жыл бұрын
Picture quality on point 👌🏾
@eltontinashematangira6194 Жыл бұрын
But volume ahhhh its not that good iye baba taps tomunzwa dzimwe nguva ahhh volume hey hey
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Baba vanozviziva deedzai sekuru Mukonzanjera
@silentmutsikamahwe6906 Жыл бұрын
Shuwa anoipedza uyaa
@laizapridendofa9980 Жыл бұрын
Mufi harovi, batai basa karanganga
@MelaniaKaseke Жыл бұрын
But iwewe kilio sei mkoma akafa nekupondwa iwe bva vaita fast fast kuviga young brother yako kana kumbotora matanho une zviwindi mwana vamai vako kudyiwa nembwa une shuwa here kulio
@lee-annehwehwe4456 Жыл бұрын
Sekuru Mukotsanjera hero basa
@perpetuavhudzi3970 Жыл бұрын
Kiriyani your face says it all,mune mhosva mukuru wangu
@Rebhara Жыл бұрын
Kudikitira or ivaserine?😂😂😂😂
@Jahlady Жыл бұрын
Yeah vane zvavanoziva baba ava
@theophilus6147 Жыл бұрын
Kutoti hanzi Dai achibudira kwangu handi vakasundira ku dzimba dzevamwe vachafa vave chirema ne kurohwa vanhu vane utsinye kana tazogara
@miriammafiyamafiya Жыл бұрын
Ngaarwise ega anoziva vakamuuraya chimoto
@SassyQBs Жыл бұрын
Karanganda woyee,thank u nekudzifambira.
@patiencemawunga596 Жыл бұрын
😢😢😢😢face ya kiriyani iyo inototaura zvese inototyisa zvayo
@davidnyabanga2862 Жыл бұрын
𝗞𝗸𝗸𝗸
@talithadube6468 Жыл бұрын
Chokwadi chaicho
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Zviri pachena kuti munhu anonzi Killion uyo is actually Killer; not Killion!
Ngavaende kwaHeadman Chigodora vafambe nayo, I like headman Chigodora he is very clever kuona munhu anoda kudiverter nyaya kurasisa iri mudariro
@evangelistmakoni Жыл бұрын
Uuum i felt sorry for mukomana akatanga kuona mutumbi trauma yacho.uuum apa kumusha hakuna zvetherapy futi.
@BEAUTYMUSHAMBI-fi3pb Жыл бұрын
Iriko therapy yechibhoyi
@Tinoraramiswaneminamato Жыл бұрын
Self therapy is the best
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
😢Ko mufi ngangorova akamuuraya
@sarahelvas-dq3qm Жыл бұрын
anenge akatsipikwa maybe
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Ndosaka kuine kunonzi kutsipika kana kurasira ka? Anenge akaita mabasa ake anovhara mweya kuti usadzoka (kutsipika) or kuurasira kune vamwe vaanoda kuti uyende (kurasira). Ndoriri kubuda ka kuti; vakaita mabasa vakarasira kune dzimwe mhuri zvisinga endi kwaari iye nemhuri yake.
@tawedzerwahlanganiso5099 Жыл бұрын
Kutsipikwa kuita sei muchishona chaka reruka?
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
@@tawedzerwahlanganiso5099 Kushandisa mishonga yekuvahara mweya wemufi kuti asamuka zvachose even aineshungu dzekumuka (or chero vekwake vakada kuzama kuti amuke). That's how i understand it paChikaranga chekwandinobva.
@florencenyarango6165 Жыл бұрын
Chero kumuitisa bofu
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Chero mukaramba baba imi munhu haarovi hake
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Zvekutengera hembe hazvina basa izvo.
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Kuzoora munhu ava kudyiwa nembwa uuumm vakamuuraya vane utsinye
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Asi kana musirimi baba madi kuzvichenesa kumhuri mafamba kwasekuru Mukosanjere
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
People needs to learn to utilize their phones and record so to have evidence this time he wouldn't be denying it
@haroldmurawu1726 Жыл бұрын
The man is responsible for his brother's death. The way he describes DZINZA and how things work shows he is not sincere. It's great people can tell
@tsitsimagaisa Жыл бұрын
U rite coz zvedzinza izvo hazvina basa
@haroldmurawu1726 Жыл бұрын
@@tsitsimagaisa Zvine basa chose zve DZIMBA but some people try to manipulate not even transparent whilst doing the wrong things altogether. WHY SHOULD ONE MAN OR ONE FAMILY DOMINATE?
@dakawangu4490 Жыл бұрын
Karanganda family woye maivepo here ❤
@starwellchimuka3415 Жыл бұрын
Baba Taps kana mukatora nhau, dai muchizosvika pakuvatsvagira vanobatsira senge Mukotsanjera..... Sezvinoita Drewmas media 🙏🙏🙏🙏 sorry I'm not comparing your work 🙏
Baba Tapas this is an amazing storytelling. I like your style of allowing the participants to validate the other parties' narratives without you giving an opinion. I like the way you arranged the scenes. Zim has talent. Thanx KZbin, otherwise ZBC would be screening 'Mudzimai Wanhasi', 'Murimi Wanhasi', etc
@mildredmharira8764 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@perpetuavhudzi3970 Жыл бұрын
So far he is my best journalist,u like his humbleness
@kashesheclinic5046 Жыл бұрын
Kkk mudzimai wanhasi
@stewartgomwe2039 Жыл бұрын
@@perpetuavhudzi3970 Also his interest in exploring solutions to people's problems. Most journos are for content to make money without any follow-ups.
@perseverance9096 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Irikubuda somewhere nekuti murikurasirirazve. An avenging spirit follows blood. What's wrong with this man
@victoriatsabasvi4764 Жыл бұрын
Baba avo varikunyepa tarisai face vakauraya mukoma
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Ritori binya baba Tapas ko kuzvimba kumeso RiRi kurohwa mambama richadura zvaro
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mhepo inogara peinoda imi baba Inga mhepo dzinoenda kana pamutorwa
The old man's story is all over the place, rats are smelling bad around him. But pakurova apa hmmm, you are defeating the story yemufi.
@lettymasibae6771 Жыл бұрын
No smoke without fire mabhinya imi manetsa kwaHonde kweduyo, ngozi inobudira payada iwe mdhara yepaManicabridge yakabuda kutorwa wani 42yrs wani, tsipikai asi muchiona nhamo ungatadza munerwa iwe wako vana vachiti baba iwe wakagurisira upenyu wevamwe baba panzira, kamhondi nxaaa
Mutare wanikwayi moga tete vangu Sofia mukwazvure vakanyangariswa varoorwa kwamutare
@rebeccatsungai6120 Жыл бұрын
Mai imi muite mushe ..mukwane musanyepera kuzungaira hamupenge .,munosurpota sei huroi hwakadai. Mbuya mhenzi😊 nxaaa
@baldwinhlatywayo Жыл бұрын
Ba Taps tumai wanhu awo waende kuna mukotsanjera shumba yengozi wanobatsirwa quick quick
@NhereraYenyika Жыл бұрын
Vanhu vakauraya ava vane mushonga yakaoma zvekuti vanhu ava vakasafambawo hapana chinobuda vanoramba vachingotambudzika
@ppiro8084 Жыл бұрын
Waiting for part 2
@simontumbare9240 Жыл бұрын
saka mapurisa aitoitirwa basa newanhu iwo wakagara zvawo🤷 wanhu wese wanenyaya dzekuponda idzi it's very rare kt wabvume kt ndakaponda wakaoma musoro ! endai kwaSekuru Kanengo or kwaTasvu uko zvibude pachena ! nzvimbo iyi inemhondi dzakawanda from Selborne kusvika kunonzi kwachisuko uko it's not safe kufamba usiku mudhara Killian nyaya anoiziwa zvake zvekuti mufi haafaniri kumukira Kumba yakati ndezvekupenga izvo !!
@iedrenkodzevu4264 Жыл бұрын
Best pictures...Manicaland 👌
@jabulanimutasa4267 Жыл бұрын
Baba namai Kylian face dzavo dzorema. Ba Taps you forgot to ask kuti he said n’anga yakamubatisa badza yakatengwa but he said said he paid for everything knowing kuti the other part havana mari, so yekutenga n’anga vakaionepi? When you kill someone you’ll never be free
@wilf_moyo Жыл бұрын
Ma Palm 🌴 leaves arimu mota ma Kirian ndeyeyi? Apa i suspect apa in his car mune things that are rarely find in cars. Mushakabvu fight your battles.
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Murume nemukadzi kufanana kwacho zviri kungooneka kuti it's a combination
@eunicechimbadzo5958 Жыл бұрын
Pano garikaaa hatibvipooooo karanganda well done
@tsitsireasongaga4005 Жыл бұрын
Ko imi pavakaviga Munhu nappers Anga Arip here
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Thank you baba taps mufi znoda sekuru mukotsajera opihwa Mapowet’s onetsa vakamuuraya chaivo
@primrosegunundo3970 Жыл бұрын
Picture quality🔥🔥🔥
@laizaziwaya Жыл бұрын
Haa baba ava kuda kuburitsa innocent face ,hryt ko kwachief vakarambirei kusimuka pakanzi mhuri ngaisumuke ,,baba ava ka vachataura havo mufi anomuka ega even though vachizama kuvhara nyaya kudaro,ko ziso kutsvuka chii
@nyaraitaderera9369 Жыл бұрын
Mufi ngarove zimurume iri ndorakachekeresa mukoma saka sei iwe uchiramba kufambira nyaya dzacho
Baba Ava mukashamisa nei iye mukoma vakafa zvisina kunaka kufa uchigurwa musoro kudyiwa nembwa iiii hamusati maona chekuona Baba imi
@nyashadzaishemachisi7264 Жыл бұрын
Dainzai mukotsanjera ndiye mushonga wengozi
@oscarmafokosho9679 Жыл бұрын
Zvairi nyaya yekumba nhay
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
So sad 😭
@user-ladyvee5 ай бұрын
Kumaraini kwangu uku nyaya iyi irikuda kuongororwa zvakanaka panext door pangu apa 😢😢😢
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Uchafa nekurohwa iwe binya iwe
@Beloved5 Жыл бұрын
Rimwe gore kumusha kwedu kune murume aitengesa nyama nebhaskoro, taimuti VaMuto asi surname yake taiiziva iri raise zita rebasa. VaMuto vaiti kana vapedza kutengesa vomboparka hqvo bhaskoro pabottle store vombodhakwa vozoenda kumba havo husiku. Rimwe zuva vaMuto vakachizoti dhakwei zvakapfurikidza ndookuzama kuchovha bhaskoro range riine nyama yakazara ( coz nyama yaisapera mamwe mazuva). Saka vachidzika materu nekanzira kekudimbudzira kemuminda he lost control vakaumburuka , bhaskoro rikavatsikirira vakatotyoka gumbo. Vakazhamba but hapana akavaona because kwaive nerima and hwaahwaa husiku vanhu vari kudzimba, uku kwaive kuminda. Ini nababa vangu nekahanzvadzi kangu taibva kumabusiness ababa vangu and baba was driving slowly and carefully, so tese takagona kunzwa kuti kine munhu ari kuzhamba ari kuda help. Motor yakamiswa and my father assessed nzvimbo before approaching kefuli kwaakutoona kuti munhu wekuziva kwaakumutakura zvese iye wacho nebhasikoro renyama tichiisa mumotor...yaive pick up, straight kurural hospital coz ndokwataigara mai vedu vaishanda ipapo. Kwaakutoonekwa kuti bhonzo ratyoka rabuda vanogona kufa nehaemorrhage plus shock, hospitall staff ndokudaidza ambulance chop chop kuti vamhanyiswe kuGeneral hospital, kwaive kure chaizvo... Kare kwaisave nemaphone saka kusensen baba vangu vakazoenda kundoudza mhuri yekwaMuto kuti ndozvange zvaitika...... Iheeeeedeeee!!!! Vakaitwei baba vangu😢😢😢😢😢😢 vakadaidzirwa dare remusha, sabhku , what what zvikqnzi ari kunyepa, aida kuchekeresa since aine mabusinesses ska aona kuti atadza kuuraya munhu saka aakuda kunyepa.... taisaziva kuti vanhu vemunharaunda havatifariri zvekutodaro tjooooo😮😮😮, baba vangu vakaitwa musungwa in that village vakatomboita almost a month vasingaendi kubasa vachifudzwa vachikwaturwa mazimbama vachitukwa... KUSVIKIRA VaMuto vazobuda muhospital vauya kumusha vachifamba nema crutch , vakatoshamisika kuti ko baba vangu vakasungwa hindava, ndokutozotsanangura kuti ayiwa , ndakahimwisa but bhasikoro was too full nyama yange isina kutengwa and pamateru ndakaluza balance ndikatadza kubopa mabreak ndikadonha ndikapwanyiwa nebhasikoro rangu , ava ndovakatozondionawo vakanditakura dzamara ndizosvike kuGeneral ndikaenda kutheatre ... Bhasikoro renya baba vakange vatoriramwirwa ikaorera kumba kwedu, kare taisava nemafiriji kwaive kuruzevha and nguva yemafon ekukurunga iya ainzi mapartline zvekuti communication was difficult. Baba vangu was not allowed to say a thing. Vaingoti vakangoda kuti aiwa I don't operate my businesses nemishonga or ropa vobbq vadzemurwa zvonzi uri kuda kutiitq marema here, kupi kusingaitwe zvemishonga , kana chiri chikwadi saka waida kutotanha pane hama yedu iyi ndosaka wakundikana.... VAZOCHENURWA naMuto wacho, hapanq kana thank you, vanhu vakangoti waita raki mdhara😅😅😅😅 I feel for this man, Kilian whatever, I understand what he is going through. I hope chokwadi chichabudawo hqcho pachena vanhu varege kutambudzika...nekuti vabudirwi vacho havasi kutaura chinhu chimwe chete or kutungamira vanhu pane zviro I can only im