Prophet Vanorohwa vachinzi Muroyi Part 1 Karanganda TV

  Рет қаралды 23,110

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 239
@Karanganda
@Karanganda 3 ай бұрын
Nyaya yekurohwa kwa prophet yakazongoitikawo pane zvikukutu zviri Pasi payo . Ingondiisirawo comment yakati Sofa rese ndione Simba rekuibatidza nhasi 7pm ndokupa rese kuti dheshe
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 3 ай бұрын
Dheshe sofa rese rinesipiringi
@DorcasZava
@DorcasZava 3 ай бұрын
Sofa rese pano
@stars1531
@stars1531 3 ай бұрын
Ok tipeiwo mambo mutasa please
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 3 ай бұрын
Sofa reshe dheeshe
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 3 ай бұрын
Tamirira Tsoka 5 paNikisi apo
@tonderaitogara766
@tonderaitogara766 3 ай бұрын
Yaaà this Man is truely Man of God ,haatsvagi mari asi anoshandiswa naMwari mukomana uyo ..i know him very well akatanga kuita basa raMwari ari at the age of 12 years ..... I witness more miracles through this man pasina kana mari yaanoda ,just praying with the word of God
@mc_martie
@mc_martie 3 ай бұрын
What calm Prophet. Rambai muchiparidza nekuporesa vanhu prophet. Mutendi ukasaedzwa unenge usiri mutendi
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 3 ай бұрын
Asi pamba pevanhu vakambomupumha huroyi, sekutaura kwake iye prophet, aienda kunodini; anga ashaisisa pamwe pekukumbira toilet shuwa? Kana vanhu achitaura ngatibate manzwi hama dzangu; it doesn't matter how goodor calm they may present their version pamwe inenge itongori nemaburi ari pachena. Ko, why even amai avo, who is the long-term neighbour and quasi-relative, vasina kuenda naye pachivanze chehama dzavo kunomukumbirira toilet? Vose sara kusango vongozo mhanya kunorandusa dzivo chete! Hamupafungivo pose ipapo? Pane nyaya apa! Prophet pane mabasa avaifambira pamba pevaridzi; ndokubva gava radambura musungo that day.
@mataxyjoe6082
@mataxyjoe6082 3 ай бұрын
Pic quality aaaaah .NYC papa taps. Plz kana zvibvira dzokai kwa headman chigodora.vaifunga kuty zviri nyore .dzorai moyo. Tasuwa nhau dzavo.
@nomzamotebuho8075
@nomzamotebuho8075 3 ай бұрын
Yes, he is a true prophat of God, go munuwamari go we love you so much ❤you are blessed 🙏 amen
@VEEMANDEM
@VEEMANDEM 2 ай бұрын
He mayb a prophet bt he lacks mentorship n wisdom zvinhu izvozvo zvikashaikwa pamunhu wamwari ndiko kuzobatwa macolor
@IdaKamunjoma
@IdaKamunjoma 3 ай бұрын
Karanganda picture quality 💯 and volume boe
@faraiwaya
@faraiwaya 3 ай бұрын
Always on point. Make sure also you like and share always
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
Aaahhh what a humble and cool man of God abvuma kuenda kwa Mukotsanjera zvake.akachena
@linahdhliwayo4350
@linahdhliwayo4350 3 ай бұрын
aripo akabvuma kuenda kwatasvu pachigodora akati atori ready JONH kana ndisina kuresva zita ndiye akasvikobatwa saka ngatimirei tiwone
@agneskaitano1334
@agneskaitano1334 3 ай бұрын
​@@linahdhliwayo4350Tasvu munhu wese abva kwaHeadman achinzi muroyi anongosvikomuti muroyi
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
From what I heard vana nyakurova ava vanotoroya,nekushandisa vamwe manje hakuchapindike so vati better kubhura arikuzvivharisa. Mufundisi rovai shoko varoyi vapfidze
@nondochirau9664
@nondochirau9664 3 ай бұрын
Sisi chiregai kuzora hazvizobude sweet.Amai mapiritsi avainwa kana vakasiya pamberi apo kana zvouya zvinouya zviri strong mapiritsi haasiiwe veduwe
@tatendamushukuto3137
@tatendamushukuto3137 3 ай бұрын
Kkkkkk ko izvi mazviwanepi asi 😅😅😅😅
@BeaulahMushango
@BeaulahMushango 3 ай бұрын
True man of God vanhu vashaiswa rugare nesimba raMwari...how come unoti munhu wakabudirei church
@NatashaSimango-p4i
@NatashaSimango-p4i 3 ай бұрын
Profet ne mwana wa gogo hapana kudanana hr😊😊
@INNOCENTCHIRHIDNZE
@INNOCENTCHIRHIDNZE 3 ай бұрын
Karanganda pictures manyama ❤❤❤❤❤💯
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 3 ай бұрын
Iyawozve munhu ungati kunamata kwenyu kuri kutivhiringa kuti zvadini. Asi vanoroya ere pasi nearoyi.
@sinikiwemtombeni3464
@sinikiwemtombeni3464 3 ай бұрын
i think behind this story pane nyaya chete
@annadzoto6837
@annadzoto6837 3 ай бұрын
Musasiye mapiritsi muchinyengedzwa
@MeekAngell
@MeekAngell 3 ай бұрын
Kutenda kushoma Hapana kunzi muporofita akamisa munhu kumwa mapiritsi
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 ай бұрын
Sis PB hairegerwe kunwa mapirits 1 day vanodonha votofa chero uchitenda sei kuna mwari PB haisirwe mapirits asi kana yange isiri BP kurikuroiwa yaaaaaa
@nondochirau9664
@nondochirau9664 3 ай бұрын
Pamberi apo vachatsvaga muroyi haasiiwe aye nyangwe mweya wako uponeswe sei
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 3 ай бұрын
BP ne Sugar are lifestyle diseases. If you change your eating habits, you can live without mapiritsi.
@malvinndlovu5478
@malvinndlovu5478 3 ай бұрын
Pane chirwere chekutumirwa nemunhu chisiri cha Mwari ndoicho china mai avo deno chaiva cha Mwari hachaipera xhaipota chichikwira asi vasinga nyanyo rwadziwa chirwere chekuroiwa pakawana munhu ane simba rokubatsira chinopera
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 3 ай бұрын
Karanganda TV your pic quality is on point....kuona ku bleacher kwemukadzi uyo.
@GetrudeMaredza
@GetrudeMaredza 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 wabaya
@SenzeniGanyani
@SenzeniGanyani 3 ай бұрын
Kkkkkk​@@GetrudeMaredza
@BrendaManganga
@BrendaManganga 3 ай бұрын
Kkkkkkkkkk imi kaa
@anniekurewa878
@anniekurewa878 3 ай бұрын
Mundifarisirewo Tamari,matutsa,rutendo,nachabodo I miss those days Chigodora asati avhura page rake has taimbospakwa
@PaloSant
@PaloSant 3 ай бұрын
Kkkk Tamari ndiye anga aine yese manje
@tafadzwatapeza7840
@tafadzwatapeza7840 3 ай бұрын
Baba Taps udzai vanhu avo chokwadi ngavasararama mumakuhwa ivo vari hama nehama , uyezve vaudzei kuti anovenga hama yake muroyi saka vese varoyi
@tabethmukombe
@tabethmukombe 2 ай бұрын
Vakaroora wrong wives vakadzi vanoparadzisa hukama
@happymutsago901
@happymutsago901 3 ай бұрын
Pane nyaya mumhuri iri kushungurudza vamwe. Mungarwadziwa nekuti munhu apindireyi church. Which means anobata basa ramwari prophert uyu. Varoyi ngava shungurudzwe
@BeaulahMushango
@BeaulahMushango 3 ай бұрын
Amen...vari kutsva saka vave kudaro
@liliosamumwe9733
@liliosamumwe9733 3 ай бұрын
Prophet rovai bsa varoyi vafumuke
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 3 ай бұрын
Ma prophet aya amwe acho anorombera chaunga ,kuenda Mozambique kunoromba handikucheneseyi imimi prophet imimi
@tonderaitogara766
@tonderaitogara766 3 ай бұрын
@@CookingwithPauline munhu uyu at his age nepaakatangira kuita basa raMwari haasati atoziwa neMozambique yacho ....kungoti akarova arikuda kuti nyaya iite value chete vaone kubuda munyaya
@tozmacmedia
@tozmacmedia 2 ай бұрын
this is a man of God
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 3 ай бұрын
Karanganda waivepo here ndaivepo
@SarudzaiMasibanda
@SarudzaiMasibanda 3 ай бұрын
🔥🔥🔥🔥🔥back to senter Prophet varoi havafare zvachose
@Shirimanhenga
@Shirimanhenga 3 ай бұрын
Ko prophet vaifamba nemadzimai sei vadare vaivepi vanozivana nechembere iyo
@michelletarwireyi7715
@michelletarwireyi7715 3 ай бұрын
A whole Profit at 23😂...jaaaah neeeh
@agneszulu3059
@agneszulu3059 3 ай бұрын
Ndivo varoi votsva ezvavakabata
@KafitiGradi
@KafitiGradi 3 ай бұрын
Ma prophet aparadzanisa mhuri ngatinamatei mwari tirege zvema prophet izvii
@tonderaitogara766
@tonderaitogara766 3 ай бұрын
@@KafitiGradi vanhu ava varikuti vakatanga kunetsana before prophet vasati vavaziwa ,asi zvakazowedzera saka aparadzanisa vanhu sandiProphet
@failaschirenga9130
@failaschirenga9130 3 ай бұрын
Ummm varikutsva ne prayers
@Patricia-z7b
@Patricia-z7b 3 ай бұрын
Karanganda nyaya inodzifambira ndapa kutenda hangu Papa Tap nemumakomo inosvika karanganda❤
@gaingtztawodzera979
@gaingtztawodzera979 3 ай бұрын
dj ndirovereiwo different colors 1 people naDube laki
@clarakingston2255
@clarakingston2255 3 ай бұрын
Waiyepo ereeee
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 3 ай бұрын
11:15 maonero angu panyaya dzekusaroorwa kwevana sikana ndingati among other reasons kusaveko kwevakomana vano roora . Vakomana vapedzwa nezve nyika. Marriage type vashomasa
@ZondaiSeenza
@ZondaiSeenza 3 ай бұрын
Prophet and group munekakunyepa nekaruvengo.
@sydneygudoricharima1385
@sydneygudoricharima1385 3 ай бұрын
Shoko harina basa kuti urimudiki madzwa here imi
@clarakingston2255
@clarakingston2255 3 ай бұрын
Prophet he is innocent ❤
@GladysNyamukoroso
@GladysNyamukoroso 3 ай бұрын
Ivo vanozotsvasei ndivo varikupiswa nezvinhu zvavo
@tafadzwatapeza7840
@tafadzwatapeza7840 3 ай бұрын
Iye prophet haana mukadzi here unoperekedzwa nemambuya iwayo
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 ай бұрын
Prophet amuna kuzviona pamweya hr, nhy asi mange mabatwa nemudumbu kani
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 3 ай бұрын
Pane anoziva zuva rekufa kwake here hama?
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 2 ай бұрын
Holy spirit doesnt work like that
@jckays4914
@jckays4914 3 ай бұрын
Pama piritsi apa hapana kumira zvakanaka dai mhamha vamwa havo mapiritsi vachienda havo kuchurch
@sqrd3536
@sqrd3536 3 ай бұрын
Assaulting an old lady is assault plain and simple. Ma prophet nengozi dzakunetsa munyika. Who appoints these prophets? Fire 🔥 regai kuma Nigeria. Munofira mahara. Maybe this will cleanse these churches and bring better regulations.
@Chikatsa
@Chikatsa 3 ай бұрын
You are a true man of God, usazo bate zvekuwedzera
@BrightonMadungwe
@BrightonMadungwe 2 ай бұрын
Makanyanya karanganda
@pokellokingz
@pokellokingz 3 ай бұрын
Musapupurire zvamusina kuona hatidi inzwa wakanzwa interview 1 hand information
@tatendangaru
@tatendangaru 3 ай бұрын
prophet his so humble
@mwanyaramanjeya1749
@mwanyaramanjeya1749 3 ай бұрын
Mutare woyeee
@kudamunyaka3298
@kudamunyaka3298 3 ай бұрын
Nyaya iiii nei prophet maienda Cy pamba pevanhu vamusingavirirane nawo ende neni muchiperekedzwa namai asi hakuna hr varume pane nyaya
@TanyaShumba-bz9cr
@TanyaShumba-bz9cr 3 ай бұрын
Hanzi just zvinoita vana prophet Makandiwa nana Magaya @@@ Saka utori muroi zvee
@sibongilemundzinganyama2441
@sibongilemundzinganyama2441 3 ай бұрын
Mwana wa mai ava ngaarege kuzora mafuta ekutsvukisa.. Watsvuka ropa ummm washatirwa ndizvo
@mc_martie
@mc_martie 3 ай бұрын
Varoyi nevanhu vemweya igonzo nachin'ai😂😂😂😂
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 3 ай бұрын
Sofa rese kuti dhesheeee, Karanganda woyeeee ❤❤
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 3 ай бұрын
Prophet awa ndewe church ipiko , Sisi vamai wekurohwa plz 🙏🏻 nemweya wamwari siyai kuzora matoibva kare
@JessicaMukora
@JessicaMukora 3 ай бұрын
Baba taps mune basa guru ndabvuma hangu
@JosephPhiri-h8e
@JosephPhiri-h8e 3 ай бұрын
Go deeper karanganda team. Nda liker nda commenter
@giftmakina167
@giftmakina167 3 ай бұрын
Baba taps ndipoo number ya prophet
@DorcasZava
@DorcasZava 3 ай бұрын
Prophet kunge varikutya kkk
@BeaulahMushango
@BeaulahMushango 3 ай бұрын
Yah back to sender😂sunungurai vanhu prophet
@previousnedangura
@previousnedangura 3 ай бұрын
Anonyepa Mai ayo karanganda
@TAONATAPINDWA-ov2in
@TAONATAPINDWA-ov2in 3 ай бұрын
Prophet immi makachena here.
@wilsonmabhizamabhiza2867
@wilsonmabhizamabhiza2867 3 ай бұрын
❤MAI AVO NAPROPFETY VANODANANA NDOMAWONERO ANGU BECAUSE MWANA UYO NAAMAI VAKE VAKANAKA KWETE ZVEKUDARO
@namuinnomla804
@namuinnomla804 2 ай бұрын
Atisi vana vadoko mwazwaa ere. Muri kudanana
@Gigi-bz3do
@Gigi-bz3do 3 ай бұрын
Prophet ndinamatireiwo chirwere chediabetes/sugar chandishungurudza. Nyama dzangu dzaparara
@tabethamashava7923
@tabethamashava7923 3 ай бұрын
Shaame sorry I know the struggle
@beautyadaarewa638
@beautyadaarewa638 2 ай бұрын
I used to tell my ambuya ihama dzenyu dzekupi ? Rukama ruswa
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 3 ай бұрын
Prophet, iwe woshoora
@Shirimanhenga
@Shirimanhenga 3 ай бұрын
Nemiwo vahanzwadzi amai havarambirwe
@rachelsengamai8067
@rachelsengamai8067 3 ай бұрын
Hezvo zvimwe zvinhu zvinonzi prophet
@josephbenjaminmakonese
@josephbenjaminmakonese 3 ай бұрын
Dhesheeee😅😅😅
@pardonmahowa131
@pardonmahowa131 3 ай бұрын
Handisi kuti chiii kana chiii but honestly mfana uyo akarombera chiporofita. Imagine kuzungaira kwaakaita but managing to convince madzimai ese ayo nekuchangamuka kwaakaita mkadzi uya wabamnini 😂
@ZondaiSeenza
@ZondaiSeenza 3 ай бұрын
Ndicho chokwadi wena
@BeaulahMushango
@BeaulahMushango 3 ай бұрын
I know mwana uyu ndozvaakatokura ari akatoenda kuschool of bible pazvese zvaataura ichokwadi
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 2 ай бұрын
Akadzungaira papi nhai
@pardonmahowa131
@pardonmahowa131 2 ай бұрын
@@florencedzinodya2757 zvinonetsa manje kukuonesa kana usiri kutozviona zvinhu zviri pachena.
@BeaulahMushango
@BeaulahMushango 2 ай бұрын
​@@pardonmahowa131zvimwe zvinhu musada kuzvirowesa neshamhu yaMwari adxungaira papi ipapo
@ThePrivy1
@ThePrivy1 2 ай бұрын
According to first part yenyaya iyi Prophet ane zvaakataura zvapesanisa vanhu
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 3 ай бұрын
Prophet ari mangwani zviya musasokumbire toilet pese pese train yourself Amen
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@DeelightTobias-z8c
@DeelightTobias-z8c 3 ай бұрын
Maoko asisi wangu awoo bho here 😂😂😂hazvisi kupindirana nekumeso
@GodfreyMdhluli
@GodfreyMdhluli 3 ай бұрын
Ndivoka vektsvuka vakra knge mango 😂
@manondoe69
@manondoe69 3 ай бұрын
Vanhu ngava batwe nezvinhu zvavo aaaa prophet ramba wakadaro vanoroyerei aaaa varikushungurudza vanhu varoyi aaaa
@evangelistmakoni
@evangelistmakoni 3 ай бұрын
Zvakaoma hazvo saka maprophets akurambudza vanhu mapiritsi hre
@GladysNyamukoroso
@GladysNyamukoroso 3 ай бұрын
Vanhu asi pane pakanyorwa pahuma kunzi uyu akafitwa kunzi ndiye prophet Mwari vanoda pakashoreka ipapo
@RosemaryMunjoma
@RosemaryMunjoma 3 ай бұрын
Imi yaya mai aiendepiko na prophet kuperekdza kuita jaindi ra prophet ere
@EdsonChiketero-c4j
@EdsonChiketero-c4j 3 ай бұрын
Ko Mai avo asi vakudanana naprophet vacho hre Dai vakarohwa vese vari 3
@RosemaryMunjoma
@RosemaryMunjoma 3 ай бұрын
I agree with you 😂
@BravoChanaka
@BravoChanaka 3 ай бұрын
Karanganda Huchi Baba""" waiyepo ere?
@GodfreyMdhluli
@GodfreyMdhluli 3 ай бұрын
Haaaa prophet vacho mhani😂
@CleopasSanyatwe
@CleopasSanyatwe 3 ай бұрын
Varoyi varikutsva chete uko rambai makadzvanya varoyi vatsve
@sharonmazhura3575
@sharonmazhura3575 3 ай бұрын
First to watch
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 ай бұрын
Saka nhai, munhu akaita theology anobva atova prophet or man of God here ?
@precioustasaranarwo
@precioustasaranarwo 3 ай бұрын
Maprophet emazuvq ano
@mc_martie
@mc_martie 3 ай бұрын
Guyz chiProphet choda magafa ana T Freddie vanokushapura nemushamhu. Vatendi mukuita kakudherera so
@mrsmarufu404
@mrsmarufu404 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂True
@sydneygudoricharima1385
@sydneygudoricharima1385 3 ай бұрын
Shoko harina basa kuti urimudiki madzwa here imi
@BrendaManganga
@BrendaManganga 3 ай бұрын
Yaaa mwari vanonzvera moyo
@RoselineNoku-dv6fg
@RoselineNoku-dv6fg 3 ай бұрын
Ummm masweracy anhu woyee matovepano kare hay bsa rakandibata shuwa ndatosvika pave nevanhu 43 murkushandawo here
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 3 ай бұрын
Vakamhangara hr kwamambo mmmm kukumura mkadzi mkuru hembe hr zvinoitawo hr,ko kana uchida kubatira munhu huroyi vakadii kutora dhuku
@PaloSant
@PaloSant 3 ай бұрын
Shuwa ngavaende kwaMambo vapiwe mombe dzavo kana 2 dzekubiswa chimiro munharaunda.
@langmakweldingservices5027
@langmakweldingservices5027 3 ай бұрын
Vakakumura hembe ere kana kati vakawanda makashama Mutare Hoyyyyyyyyyyyyyeeeeeee
@RufaroZiki
@RufaroZiki 3 ай бұрын
Karanganda we
@DeelightTobias-z8c
@DeelightTobias-z8c 3 ай бұрын
Mapiritsi e BP anosiika zvawo bt zvinoda chipatara chakuti siya yeah 🤷
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 2 ай бұрын
Ini ndakasiya ndega had a heartattack Dec 2021 ndikatanga ipapo ndikazochinjwa matablets BP yadzika from there ndakazongonwa for some months ndokurega but am not saying people should do the same
@NyaraiVambe
@NyaraiVambe 2 ай бұрын
Prophet vakaera avo tipeiwo number yaprophet
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 3 ай бұрын
Kuti dhesheee pasofa aaah nhasi ndawana nzvimbo 😂😂😂😂ndatanga
@cynthiamwanyopa8704
@cynthiamwanyopa8704 3 ай бұрын
Mmmmmm
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 3 ай бұрын
Vanhu musashoora prophet baba T ndipei number ndoda kupona ini
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h 3 ай бұрын
Prophet.
@Rebhara
@Rebhara 3 ай бұрын
Sis vaneblack vakaroorwa here ava
@BabaIdahTV
@BabaIdahTV 3 ай бұрын
Kkkkkkk ndange ndazviona kuti sofa rese iko kusarara iback 2 sender zvanetsa
@jescatandiri9485
@jescatandiri9485 3 ай бұрын
Prophet ngaende kwamukotsanjera apembedzwe.
@NobertChando-fq9np
@NobertChando-fq9np 2 ай бұрын
Une ma V 11 hre
@phineasmasori3540
@phineasmasori3540 3 ай бұрын
Ndaida kumboona musikana uyoooooooo kuti ungaroreka ere
@Olcool
@Olcool 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
Do you choose Inside Out 2 or The Amazing World of Gumball? 🤔
00:19
The Joker wanted to stand at the front, but unexpectedly was beaten up by Officer Rabbit
00:12
Dare raChief Mutasa CHINHU CHINOFAMBA. Sekuru varuramba kufamba
55:34
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 45 М.
chifukwa chimene anthu amamudera miracle chinga
11:55
Sam Malvitha
Рет қаралды 2,4 М.
Akaramba kubata banga ku N'anga
31:03
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 46 М.
Ndakapfura Workmate Yangu Ndakadhakwa
21:01
SlyMediaTv
Рет қаралды 29 М.
Murume ari kurara neHovhorosi Headman Chigodora
1:03:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 108 М.
Ndakaba Jewellery Re 80USD Ndakadhakwa NeDombo
24:52
SlyMediaTv
Рет қаралды 35 М.