Well done baba aiwa makarongeka shua, havana kugarira maoko vanorigona barika racho
@ladyvee21 Жыл бұрын
Bridget ari kutoita fanika ndiye mukadzi mudiki
@elliotjonasi5094 Жыл бұрын
Haasati azvara that's why she looks younger
@elliotjonasi5094 Жыл бұрын
Maiguru varikunaiwa askana
@judithmwatauseni5157 Жыл бұрын
Madzibaba pfambi dzizere kumasowe saka imimi nevakadzi venyu murinani akati akafa une vakadzi 2 hauende kudenga ndiyani unozviziva hapana kungotaura changeta vakadzi vako....well my sisters don't let the devil in between you🌹🌹🌹
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
You are kidding yourself if think this is a hapoy situation. The man is a serial womaniser..He had another wife before the young gucci wife. She isnt happy sharing her hubby and that maigury who looks older is only here coz she can have a child. Very bad
mmm hakusi kuputsa hako bt ndirini uyo asina mwana uyo handigarire izvozvo ...ndakanonanga kunotsvaga basa
@Spo7017 Жыл бұрын
That man is heartless,vakadzi dzidzai kuzvishandira, baba avo imhombwe huru, hanzi ndakaita 4yrs ndakagara ndega,apa wozonzwa kut ndakaita mwana neuyu ane blue aaahhhh hazvina maturo izvi
@beverleymadamombe5772 Жыл бұрын
😂😂😂nhai varikupusiswa vakadzi ava😂
@pchikomo37 Жыл бұрын
Ehe chihure Chiri kusekererwa
@shiyelia Жыл бұрын
Ndasara nema updates baTaps, am catching up. 😆 ingori couples vane madzimai mairi 😅
@Earthmerregihmahiya Жыл бұрын
Hapana chakanaka APA kuwanikwa pamwana uyo yooo
@tintoshava-hr4pq Жыл бұрын
Karanganda for the people ❤😂 thanks bba taps 😂😂😂😂😂
@ConnyChigodora Жыл бұрын
Bba taps chimbosvikaiwo nekwangu 😂😂 asi pamakiss apo no
@MarthaTholanah Жыл бұрын
I like this treble 😂, ndaone kuti nditi couple hazviiti. 🤣🤣🤣 They have their truths and the fact that they look genuinely happy.
@tintoshava-hr4pq Жыл бұрын
Karanganda for the people ❤😂 thanks bba taps
@mavismavis8871 Жыл бұрын
Vahosi ndeavo vane blue ndovakatanga kubara vana
@rumbidzaikwiti8173 Жыл бұрын
Barika haiite zvaro kunyeberena ukuu
@PrudenceChirigo11 ай бұрын
Vana vanonyengerwa nekuda kwekukurira muhurombo sooo mwana akada mota uyu
@melodynyamweda1222 Жыл бұрын
Barika iri rikazonetsa mai avo vadiki ndivo vanenge vaine nyaya cz havana kusununguka plus Tinashe anodiwa apo cz pane kaquestion mark pamwana
@kellylincolnkwaramba1374 Жыл бұрын
Haa pa fair ini bae wangu handide naye kunyangwe tikanetsa ndongoziva kt hakuna imwe bedroom anotorara asina kufuga blanket bt tiri mu bedroom 1 kana zvaaa zvechi hure zvavawo zvake na mahure ake bt hakuna ndri uko ,mangwana kwangu . Not mashura aya usina kana mari inokwanira mhuri .zvavakadzi ava zvokupa munhu mbiri yenhema ngaatenge imwe mota umwe noumwe yake vachienda kumasowe,plaster dzimba idzo nxaa
@clarakingston2255 Жыл бұрын
Pari Tricky maiguru ndeavo vanemwana ah
@gloriamandaza2347 Жыл бұрын
Itai mega zvebarika handingazvikoni
@linetymabika9807 Жыл бұрын
Haa baba Taps so kwayi nyaya dzakadai dzoreketwa kwakuda kuedza kunge munenge muri mumadziro
Vakadzi vawanda kupfuura varumee saka chihure chirikuwanda.Check the demographic statistics of the world.Just like in Ukraine mahure arikutowanda because varume varikufira kuhondo dzisina musoro!
@julietmarange8410 Жыл бұрын
Baba imi musanyepaba barika kuita vakadzi vakawanda vari pamusha vanozivikanwa kwete zvamuri kutaura izvo chihure chamuri kutaura
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Kudoona sezvinodadisa uuuuu Mmmm ini handina kufara
@tryphinenzhou3265 Жыл бұрын
Kana neni mhani yooh mainini vahombe nekuna maiguru xvakangooma hazvo veduwe anowana chiiko murume iyeyu ndakatozvitarisa iyo mota iyeyo hre hezvo hanzi toshandirwa tigere aiwa bodo
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
@@tryphinenzhou3265 unotoona kuti chikoro chakakosha mufunge moti dai vakadzidza vose vaiungana pamunhu 1 kunge mbeva apa hanzi tine mota kkkkkkkkk futi huye ka Zvakaoma chikoro uinacho unoti zvirinani kuzvishandira pakuitiswa kwakadaro hanzi hatizive maricho aaa ndo kuchengetwa kwacho here
@@pelagiamatafi9646 Pella uri sazita wangu ndafara zita redu iri harina kudyairika wena Pella maiguru vakauya kuzozorora zvavo handiti wanzwa Pella zvichinzi vane vana kwavakabva uyo mukadzi mukuru uyo kukura pamurume asi kamwana chaiko zvekuti mukana ye upenyu hwakanaka anawo asi kuti uuuuu Mmmm akatoputirwa mwana uya Zvakaoma nyika hedu iyi
@joelchokudya9742 Жыл бұрын
Kkkkkkkk haaa muzayaa usadaro nyakunii
@nthabisengmofokeng3725 Жыл бұрын
Apa parema apa kushandirwa hako makagara
@mildredmhuka5322 Жыл бұрын
Zvakaoma ummmm
@tarisaisatoro Жыл бұрын
Kutsvirei netea isina shuka ngazvigare
@floriana301 Жыл бұрын
Uyo mwana ari sei veduweeee
@unityrunganga7103 Жыл бұрын
Pfungwa dza Gules is far away.. She is lost in her thoughts shame she is not happy
@auxilliachiwanika8001 Жыл бұрын
Ini ndaifunga ane blue ndiye maiguru
@sandrazindere4973 Жыл бұрын
@@auxilliachiwanika8001 neni kkkk
@samuelngirazi9636 Жыл бұрын
BaTaps matikanganwa on this channel of couples connections. Akuchina ere vekuita interviewer
@Bababule Жыл бұрын
Chibaba ichi❤
@KendraLipsy Жыл бұрын
He woman akauya pabarika kune uyo asina mwana kuda kurwadzisa, zvichachinja kana uyo akaita mwana, that woman she's happy nekuti ndiye anevana chete, and kudherera udiki uyo, manyepo chaiwo apo
Ummm ini hangu barika no no no 3times kwete kwete zvinemakuva izvi maiguru vadiki avo veduweee vakabva APA vanoroorwa ngejaya aaaa
@blessingt1526 Жыл бұрын
Saka bota modya mazuva ose hr baba
@qbeebare8015 Жыл бұрын
Already here
@mambokadzi3755 Жыл бұрын
Ndiko kunonzi kunamata.
@febbiemukoyi Жыл бұрын
Kkkkkk baba Taps mibvunzo yenyu
@makonidanies7851 Жыл бұрын
Anonyeba murume uyu ambotaura kuti akasiya mukadzi akagara 4 years asina mukadzi asi iko zvino mainini vakange vakatomitisa mainini avo before arora maiguru
@theresachishapira-pt5gw Жыл бұрын
Maiguru havana mufaro asi kkkkkkkkk
@edwardrhappozzoh7509 Жыл бұрын
Magona kutaura ku Church hakuna barika
@florencetsanyawu8929 Жыл бұрын
Uummmmmmm murume andibhowa uyu nxaaa kutora zichembere iri
@kudzinatasha686 Жыл бұрын
Ndowezera ngasiye mwana
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Trio' s connection. Barika bodo zvangu
@Thatguywoya747 Жыл бұрын
Huya uite wekutanga kwangu ndokutumira kudubai kuweekend every week . Ne salary ipapo . Plus I am honest
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
@@Thatguywoya747 naa thank you very much I can afford to do all that myself. So thanks but no thanks
@Thatguywoya747 Жыл бұрын
@@juliaherbet2063 kutichuuuuuu
@Thatguywoya747 Жыл бұрын
@@juliaherbet2063 woshoraaaa
@mfarowashechaps2726 Жыл бұрын
Kkkkkkkk type yenyaya iyi haisi ingori ibodzi here neyana Matutsa naChabgodo😂😂😂😂😂, haaa Manicaland ine vanhu vayo shuwa😅😅😅😅😅
@auxilliachiwanika8001 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkk
@etheltsowani1924 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@prettyjakarasi7187 Жыл бұрын
😂😂😂asi chiii nhai
@PrudenceChirigo11 ай бұрын
Africa yese zviriko DNT say manicaland , hakuna mkadzi wese anoda barika esp maigr