KZ
bin
Негізгі бет
Қазірдің өзінде танымал
Тікелей эфир
Ұнаған бейнелер
Қайтадан қараңыз
Жазылымдар
Кіру
Тіркелу
Ең жақсы KZbin
Фильм және анимация
Автокөліктер мен көлік құралдары
Музыка
Үй жануарлары мен аңдар
Спорт
Ойындар
Комедия
Ойын-сауық
Тәжірибелік нұсқаулар және стиль
Ғылым және технология
Andichadi mukadzi.anoramba mukadzi mudare nekuti ane girlfriend imwe .Karanganda TV. chief Makoni
35:31
Muzukurru ari kunyenga mbuya .dare ra Chief Mutasa Karanganda TV
22:14
BAYGUYSTAN | 1 СЕРИЯ | bayGUYS
36:55
Пилот обманул смерть ракета пролетела рядом с ним #shorts
00:10
Сестра обхитрила!
00:17
🤔Можно ли спастись от Ядерки в Холодильнике ? #shorts
00:41
Ngozi ya maiguru.' ndakaisirwa poison muchikafu na mainini ndikafa' . dare ra chief mutasa karangand
Рет қаралды 11,004
Facebook
Twitter
Жүктеу
1
Жазылу 214 М.
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Күн бұрын
Пікірлер: 70
@lindiwemateveke6388
5 күн бұрын
Iyi nyaya iyi maonero angu ngozi ndeyekunyepa ngozi inofanirwa kunorwadza kwakauraiwa munhu kwete kugara pamuroora aaaah zvakaitika kupi pane ari kunyepera vanhu apo
@ndizvo06
11 күн бұрын
Karanganda manga manonoka, nyaya tatenge tainzwira panext door/channel. Ndatomboedza kukumirirai asi curiosity killed the cat😊
@judx34
11 күн бұрын
Isu hatikwate ku next-door.. Tunomirira fresh food from here.. Karagandans🎉🎉🎉
@epiphaniamakombe40
11 күн бұрын
😂😂takafanana
@wekwamazorodze8660
11 күн бұрын
Isu kwedu kuMasvingo tinongofa tichirova. Manicaland munhu wese anomuka chipoko
@monnietaah9583
11 күн бұрын
Mainini is very fluent in her narration
@epiphaniamakombe40
11 күн бұрын
Charisi akabikwa nemukadzi wake uyu😂😂😂😂😂😂 zvaarikutaura nezvaaka taura zvatosiyana
@TrishTimburwa
11 күн бұрын
Zvakaoma ufunge
@ChishongoMadhuve
11 күн бұрын
Imagine I'm surprised machinjiro acho so,zvinoratidza kt pane zvirikuitika
@monnietaah9583
11 күн бұрын
Mkadzi wacho akangwarisa
@paulinemckenzie9594
11 күн бұрын
Kakangwarisa vanoda kuuya paneumwe vanenyaya ava
@sheychikulo6629
5 күн бұрын
Hmmm ngozi suspect iyi😅😅
@samuelngirazi9636
11 күн бұрын
Murume nemkadzi pane tsotsi
@miriam-z1y
11 күн бұрын
Thank you 💕 ne newz
@eunicezimunya3991
10 күн бұрын
Uyu mudzimu ndewe chokwadi here,ko ivo Sekuru vanoverenga tsamba yakanyorwa nomudzimu ,aah, mudzimu wacho yooh
@KudakwasheTenje
12 күн бұрын
Karanganda tv 🎉❤❤❤
@gladystsikayi1919
11 күн бұрын
Karanganda TV for everyone 🎉🎉🎉🎉
@paulinemckenzie9594
11 күн бұрын
Sheedzai Mukotsanjera, zvimishonga zvawo zvavaurikushandisa vachivhara vhara
@mildretmatarauka
8 күн бұрын
Mai ava vakangwarisa yuwiiiiii vanotaurisa shem Havaimbotadza kuuraya maiguru kana kudyisa murume ummmm she is too fast
@jabulanimutasa4267
11 күн бұрын
Ko sei mambo vasina kuti mai vaite fast forward nenyaya yako? More than 20 mins vachingotaura
@ericankusano3026
11 күн бұрын
Kusaziva Mwari kufa chaiko
@ManyaraChikomba
9 күн бұрын
Ndezvekunyepa izvi musatitambise manzwa imbwa dzevanhu kutsvanga Mari nenzira isiriyo tichakusungisai rimwe zuva
@johnmasona3382
10 күн бұрын
Plz takuda next ycho
@A_JM585
5 күн бұрын
Mambo vanhu vemadhuku machena ngavapote vachibvisa ma doek ayo mudare ,anenge akasungirirwa tumatombo kuvhara nyaya
@A_JM585
5 күн бұрын
Yesesssssss mai vakangwarangwanduka avo nxaa 🚮🚮🚮
@paulinemckenzie9594
11 күн бұрын
Hamudi kuparikwa asi ndimi mauya panemumwe. Moponda to eliminate the competion. Shame on you😢
@monalisafalite2382
11 күн бұрын
Karanganda for the pipo❤😂😂😂😂😂
@samuelngirazi9636
11 күн бұрын
Iwe mdara dare raivako Saturday, nezuro Sunday kwakuswera usina chawaunza pano, be serious nebasa
@godwinchiutsi9183
11 күн бұрын
😂😂😂😂
@EsnathKachigwada
10 күн бұрын
😂😂😂
@ManyaraChikomba
9 күн бұрын
Mudzimu wakambonyora tsamba kupi kkkk
@samuelngirazi9636
11 күн бұрын
Ko mwana wamainini usapindira nhau dzevabereki
@lovemorechinyadza6603
11 күн бұрын
Nyaya yekuuraya munhu haibvumike zvekumhanya
@Olcool
5 күн бұрын
True. Tazviona kakawanda pano. Hakuna anobvuma umhondi
@edinahchatunga5671
9 күн бұрын
Mudzimu wakati ndinoda kuti ndibude pauri kuti ndizivikanwe mainini vakangwarisa
@monnietaah9583
11 күн бұрын
Midzimu unonyora tsamba 😂😂😂
@judithshumba3541
9 күн бұрын
Karanganda TV
@monnietaah9583
11 күн бұрын
Yeah nyaya yedu yadzoka
@JanetMakonye
6 күн бұрын
Mudzimu uyu ndowokunyepa uyu
@ricardomoiowechumba
11 күн бұрын
mombe dzakavapa vana ndedzekupa vana kwete kut vakaripa ngozi
@lesedichinguri6488
11 күн бұрын
Tambomirira kubva zuro ...ndatozoti pamwe mamusiko ta nge takukwata ku bext
@pemncube9049
11 күн бұрын
Kutsvaga mari uku
@Gigi-bz3do
11 күн бұрын
Waivepo here? Kuti chuuu. Sofa rese kuti dhesheee
@LovenessChangorora
11 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@MariaNyika-n1b
11 күн бұрын
Iii kuManyika handidi zvangu
@monnietaah9583
11 күн бұрын
😂😂😂 ko masvingo nematoko?
@A_JM585
5 күн бұрын
Imi mai imi FACK OFF ,hamugone kumbonyarara here?Tongai murume wenyu kumba kwenyu mhani munojairira stereki
@JessicaMukora
11 күн бұрын
17 minutes + vachirondedzera zvavo amai
@FortunateMhishi-l1l
11 күн бұрын
Apa hapana chokwadi Ngozi haibude pamuro ora mutorwa Dai yakabuda Kana pamyzukuru
@fortunatemuchekadzese1939
11 күн бұрын
Zvinoitika hayi
@A_JM585
5 күн бұрын
Zvinoitika ,, because vanenge vachitsipika.
@loicechirumba8357
11 күн бұрын
Wapenyu warikutonga wakafa Mwari ngaatibatsire tinzwisise mabasa a satan
@marshalltsakatire3420
11 күн бұрын
Vakadzi tiregererei padrama kuvhura ziso
@TrishTimburwa
11 күн бұрын
Imi nyaya iyi ma1 kungonyararawo hedu
@marshalltsakatire3420
11 күн бұрын
@@TrishTimburwa yakagadzirwa kaa
@HomeawayfromhomeinKorea-j9c
11 күн бұрын
Kuti I nhema here
@miriam-z1y
11 күн бұрын
Dai ainyepa baba avo vaigoudzirwei madzibaba zvisati zvaita zvabuda Moti drama but vakayambirwa Ava
@tthex6484
9 күн бұрын
Traditional courts can easily be used to harass other people
@Olcool
5 күн бұрын
But they also help many. Hamusati mambourayirwa munhu mumusha. Varoyi havatendi vanoramba chero zvavanoziva.
@JessicaMukora
11 күн бұрын
Kuita kuwetsa maziziso ngozi dzekunyepa idzi 😂😂😂😂😂😂😂
@RosemaryFombe
11 күн бұрын
Hiiiii musadero imi
@TrishTimburwa
11 күн бұрын
Usadaro dear svika kumba uzvionere
@ApoloniaDamburai
11 күн бұрын
Dai maiziva kurwadza kunoita kugariwa maisadaro
@godwinchiutsi9183
11 күн бұрын
Musadaro hama, hakawana hama hachisekwi.
@miriam-z1y
11 күн бұрын
Hazvisati zvauya side rekwenyu
@HellenMajinje
11 күн бұрын
Ngavaende kwasekuru
@ManyaraChikomba
9 күн бұрын
Mudzimu wakambonyora tsamba kupi kkkk
35:31
Andichadi mukadzi.anoramba mukadzi mudare nekuti ane girlfriend imwe .Karanganda TV. chief Makoni
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
22:14
Muzukurru ari kunyenga mbuya .dare ra Chief Mutasa Karanganda TV
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 21 М.
36:55
BAYGUYSTAN | 1 СЕРИЯ | bayGUYS
bayGUYS
Рет қаралды 1,9 МЛН
00:10
Пилот обманул смерть ракета пролетела рядом с ним #shorts
ТАЙНА НЛО
Рет қаралды 5 МЛН
00:17
Сестра обхитрила!
Victoria Portfolio
Рет қаралды 958 М.
00:41
🤔Можно ли спастись от Ядерки в Холодильнике ? #shorts
King jr
Рет қаралды 7 МЛН
54:19
7days Baba Vachishaikwa Vowanikwa vasina Zvigunwe kuseri kweMusha|Vakaitwei Baba vangu?#chiefmutasa🔥
KUNASHE STUDIOS
Рет қаралды 31 М.
58:52
Muporofita omutsa mweya wemufi-Chief Mutasa's Traditional court
Manass-Chibanda
Рет қаралды 4,8 М.
50:43
Matambudziko emhuri iyi akakurisa, cazen sister kuita mwana nemurume we cazen sister-Chief Mutasa's
Manass-Chibanda
Рет қаралды 16 М.
54:45
Chief Mutasa - Mukoma Irombe Akadzinga Amai Pakafa Baba, Akutorara muBedroom Mevabereki.
Nhimbe TV
Рет қаралды 11 М.
1:21:55
village yese ine dot com rekudanana kwa councilor nemukadzi wemunhu dare ra chief Mutasa Karanganda
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
54:27
nyaya iyi inopisa tsitsi nhaimi batsiraiwo kutonga mwana uyu haana kubatwa chibharo here
Zigo
Рет қаралды 60 М.
25:10
ngatitongei tione vedare.
Renald Chitauro
Рет қаралды 1,4 М.
18:52
Vakomana barika siyanai naro kana musingarigone CHIEF BUSHU
Chief Bushu
Рет қаралды 14 М.
1:00:18
Akudzinga mkadzi wemufi pamba nekuti aramba kugarwa nhaka Karanganda TV dare ra chief mutasa
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 40 М.
56:52
Dare ra chief Mutasa.Karanganda TV sisi nemu nin'ina worwira minda yababa
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 12 М.
36:55
BAYGUYSTAN | 1 СЕРИЯ | bayGUYS
bayGUYS
Рет қаралды 1,9 МЛН