Tezvara: "Haasi Kuchengeta Mwana Wake, Apa Haana Kuroora" | Chief Ngezi | Publicsphere

  Рет қаралды 5,601

BUSTOP TV

BUSTOP TV

Күн бұрын

SUBSCRIBE to BUSTOP TV official KZbin channel:
/ @bustoptv
#BUSTOPTV #BUSTOP
Bustop Tv is a youth-run Zimbabwean media house that was established in 2014. We are widely known for our satirical skits that go viral as they comment on economy, political and social issues that affect society. BustopTv has the most creative, talented and experienced personnel in comedy, journalism, film and video production as well as script writing. BustopTv has a massive online audience.
Bustop Tv Mission Statement
Create awareness that enables people to make informed decisions daily.

Пікірлер: 26
@ShirleyShirley-s2b
@ShirleyShirley-s2b 2 ай бұрын
Mudhara chengeta muzukuru......wako .....isu takachengeta tenga nhas vakura takusekerera😂😂😂😂
@briangarikai719
@briangarikai719 2 ай бұрын
MAMBO NGEZI NDOONA HAVASI KUGONA KUTONGA NOKUTI KANA TEZVARA AKWIRIRA MUKWASHA VATEZVARA VANOFANA KUBVUMIDZWA KUNYORA OR KUTAURA ZVAVANODA KWETE KUTI DARE NDIRO ROTAURA . APA MATONGERO ACHO HAPANA KUISWA MOMBE YAMAI UYE MASUNGIRO ,MOMBE YEDANGA HAPANA UYE HAPANA KUMBOPAWO MUKANA KUTI VAMBONZWA VADARE INONGORI ONE MAN BAND KKKKKKKK
@Alpha-q8t
@Alpha-q8t 2 ай бұрын
Izvo zvekut kuvhara mwana chiso ndooDRAMA manje 😅😅😅 Nyaya dzekurambana ma young couples ndooma1 ,mwana ava kutotambura 😢😢😢😢😢 hudofo hwevaviri ava ma1
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 2 ай бұрын
Next time vharai zviso zvevana muma videos enyu.. Simple media laws and ethics. Kungoti mazuva ano angoita smart phone atova journalist. At leats chiitawo kasmall research kezvaunoda kuita.
@BUSTOPTV
@BUSTOPTV 2 ай бұрын
Muri kuziva mutemo but application yenyu ndiyo inogona kuita problem
@sqrd3536
@sqrd3536 29 күн бұрын
I don't understand why ppl bring babies kumatare acho.
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 2 ай бұрын
Mwana haafanire kuburitswa ma pavideo. Media policies hamudzizive here.
@EdwardMapopo
@EdwardMapopo 2 ай бұрын
Nhy zvako
@EmmacletChauya
@EmmacletChauya 2 ай бұрын
Age yemurume uyu yachena musoro hairoori zvekudaro inofamba ichida kuchengetwa nevakadzi haigoni kuzvimiririra somurume .
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 2 ай бұрын
Why show kids????
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 2 ай бұрын
Thos chief must not be the leader security assessor and jury..he needa a panel
@it3788
@it3788 2 ай бұрын
Anebasarei kamwana konozivei besides kudya plasticyecell phone😂
@consymuri479
@consymuri479 2 ай бұрын
Ko maintenance kubvira ichiri nhumba haana kubhadhariswa sei? Mwana sikana chienda kucourt and claim maintenance because dutye iri handione achibatsira kuchengeta mwana. Saka akatadza kubhadhara roora ndokunotora mumwe mukadzi, asi aitsvaka vekugara navo mahara kani?
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 2 ай бұрын
Bus stop i thought vana are not suppose to be on the public domaine. Musabatwe nemutemo ndokumbirisa .kindly edit ma videos enyu muvhare zviso zvevana
@vimbaigumunyu2137
@vimbaigumunyu2137 Ай бұрын
So these idiots think their phone calls are more important than the cases they are presiding over? Disrespect chaiyo! ChiZanu PF chaicho.
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova 2 ай бұрын
Ko property yavakashanda vose inotorwa nani sokuti varambana , dai zvaigona vagovana ne pakati
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 2 ай бұрын
Haaaa 900 chete...😢
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 2 ай бұрын
Mambo talks too much
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 2 ай бұрын
Yah
@phillthedrill
@phillthedrill 2 ай бұрын
Pa DNA apa i think you are wrong, because you have no basic knowledge on what led the guy to request DNA, if they had prior agreement i would agree, eg if the child come out has his, he pays agree amount. You are punishing the guy for wanting to know the truth. You can not punished for want to know the truth, yes i agree refunding expenses etc kwete zvemombe
@NqobileMoyo-d6p
@NqobileMoyo-d6p 2 ай бұрын
Aiwa ngabhadare Takunda hazvifadze zvinoita varume nekuti has hachada akungomusiya Oita move on just like that
@phillthedrill
@phillthedrill 2 ай бұрын
@@NqobileMoyo-d6p you missed my point, i dont dispute mamwe ma charges, but ye DNA its not fair you are being charged for seeking the truth ?
@consymuri479
@consymuri479 2 ай бұрын
Ipapo, our traditional courts haasati achinjwa. Vachiri kupomera murume kuva in doubt. Zvakungoda kuti ma legislators afambire nyaya dzakadai but vari busy kufambira mota dzavanopiwa
@phillthedrill
@phillthedrill 2 ай бұрын
@@consymuri479 hazvidi legislation izvi, its about tradition moving with times, just like we have adopted human development and advancement eg in tech, shona langauge has adopted names for new tech etc eg cellphone - mbozharunhare. So why shouldnt we also adopt and accept DNA testing when there is a dispute and not punish to ever request for such.
@Alpha-q8t
@Alpha-q8t 2 ай бұрын
He doubted and was proved wrong apa ndipo paanobhadhara manje and its a gentle apology to son again for doubting him and kut asakure achitukwa kwana sekuru ,ndri mubrandhaya hangu but kubhadhara ndiko chaiko and dai akawanikwa asiri wake mukadzi is to pay ,zviri fair 💯
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 57 МЛН
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 289 М.
Who’s the Real Dad Doll Squid? Can You Guess in 60 Seconds? | Roblox 3D
00:34
小丑家的感情危机!#小丑#天使#家庭
00:15
家庭搞笑日记
Рет қаралды 30 МЛН
Tezvara Nemuroora Vakatyora Mubhedha Vachiita Lulula
45:26
SlyMediaTv
Рет қаралды 152 М.
Chief Mutasa Mumusha Mashata Vanababa varamba kufamba
37:42
TICHKACH MTV
Рет қаралды 16 М.
Mysterious Talking Mutoko Bus Burnt. Bhazi riya rekwa Mutoko rakazotsva
34:02
Citizens Voice Network
Рет қаралды 34 М.
Chief Mutasa Wopedza Makuhwa Munharaunda Mawo
20:34
TICHKACH MTV
Рет қаралды 8 М.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 12 М.
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 57 МЛН