Tezvara Vanouya Vachida Kumbundira Muroora, Oti Iye Vanoita Sevachamukumbira.

  Рет қаралды 8,396

Nhimbe TV

Nhimbe TV

Күн бұрын

Пікірлер: 23
@munesimbamoyo1222
@munesimbamoyo1222 15 күн бұрын
problem motora nyaya muchidziisa kumapurisa e zanu pf inova matuzvi chaiwo pasi nema purisa emu Zimbabwe plz imbwa dziya
@KeresenziaChinyama
@KeresenziaChinyama 16 күн бұрын
No mambo mutasa is very clever munhu wamwari musamhanye mirai muone muchiti haavazivi here madzishe ake haamhanyiba mirani basi idiii ooo ishe uyo angozobviswa akaramba aine unhu ihwohwo
@KudaMatambo-vr9wb
@KudaMatambo-vr9wb 12 күн бұрын
I feel sorry for muroora akakomberedzwa nemhandu😢
@ArkadNakamoto
@ArkadNakamoto 16 күн бұрын
Mambo Mutasa is a popular chief with making wise decisions BUT when it comes to anyone veZanu PF vanopa mutongo yekuti unoshaya kuti nhasi vaputei.
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 15 күн бұрын
Vanhu vakushandisa mushonga kudzvanyirira muroora
@ceciliamamekaphohlo
@ceciliamamekaphohlo 13 күн бұрын
IShe uyo munyepiiiiiii
@munesimbamoyo1222
@munesimbamoyo1222 15 күн бұрын
pane chitsotsi muri kutsikirira mukadzi uyo a papa
@BarnabasFavanhuRwodzi
@BarnabasFavanhuRwodzi 14 күн бұрын
Muroora uyo ane problem futi
@gregorychanyukachimonyo5973
@gregorychanyukachimonyo5973 15 күн бұрын
Is it raining?
@nhimbetv
@nhimbetv 15 күн бұрын
Yes it is
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 15 күн бұрын
Chidawanyika akatodhakwa zvake
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 14 күн бұрын
Aaaah too much shiiiiiiiiiiiiiiii aah Nhimbe zviiko izvozvo cant hear properly
@nhimbetv
@nhimbetv 14 күн бұрын
@@cronwellmukodzo Imvura yainaya
@ArkadNakamoto
@ArkadNakamoto 16 күн бұрын
Ishe Chidavanyika vatadza kutonga ana tezvara mabhinya eZanu PF kwakuti muroora chirega ndikupe referral yakadhakwa yeassault kuna mambo even mambo vasingatonge assualt just kuti nyaya isvike munzeve dzamambo. Mambo Mutasa pavaona kuti paita Zanu PF vachibva vanakurira nyoka kuna Chidavanyika kuti dzokera neblack mamba yako unoitswanya musoro within a week vozouya nayo yakafa ini ndozongoti black mamba vazviona kuti akutswanya musoro ndiChidavanyika kwete ini. Zanu PF destroyed our country beyond repair zvekuti kana mastate institutions haachagona kuita basa ravo kana paita mabhinya mhondi dzeZanu PF. Tezvara vari kuda kuraper muroora nemhuri yacho yese imhondi dzeZanu PF.
@SaliweMtombeni-v7d
@SaliweMtombeni-v7d 16 күн бұрын
Zimbwa ratezvara mune ruchiva baba imi munorwadziwa nemuroora
@EdmoreJohwa
@EdmoreJohwa 16 күн бұрын
Tezvara ruchiva here kana kuti makaromba here?
@beekays436
@beekays436 16 күн бұрын
Iwe Mutasa what's wrong with you. The young lady has told you she was given a letter by this corrupt incompetent Headman Chidawanyika. Don't abuse your villagers. This lady is Right her life is in danger from this Zanu Thuggery drunkard family. Stop this corruption. What the Hell are you doing?
@ROGUE406
@ROGUE406 16 күн бұрын
Maybe you had unrealistic expectations- Mutasa offered 2 paths forward: 1. That, regarding ongoing threats by her in-laws, she must go to the police right away and ask the police to call him (Mutasa) for discussion on how to ensure her protection. 2. Regarding the court case kwa ishe, Mutasa has stipulated strict timelines by which the case must be adjudicated by ishe, failure which he will hear the case. What more could Mutasa have done, legally?
@ArkadNakamoto
@ArkadNakamoto 16 күн бұрын
There is nothing wrong with Mambo Mutasa or Ishe Chidavanyika. What's wrong is Zanu PF. Ana tezvara imhondi dzeZanu PF vanoponda vanhu during elections saka nyaya yabva yatyisa mambo naishe zvese ndokusaka pasiri kuita progress. Vese vamuri kutuka awa vari kutyira upenyu hwavo and ne Zanu unofa zvechokwadi.
@ArkadNakamoto
@ArkadNakamoto 16 күн бұрын
ZRP chaiyo iri kutadza nyaya dzeassault dziri kuiswa kwavari for 2 years nemuroora vachitsika tsika kutya kuuraiwa neZanu PF.
@ArkadNakamoto
@ArkadNakamoto 16 күн бұрын
If you follow chief Mutasa court, check there is a guy asipo nhasi but is ALWAYS behind him on his far left anenge aine mumwe vake wearing ties and anenge aine madark sunglasses 🕶 even inside a building. Those 2 guys are from CIO monitoring him on everything
@giftdosipani1504
@giftdosipani1504 14 күн бұрын
​@@ArkadNakamotondyn akakuudza kudaro?
@markgamanya3084
@markgamanya3084 14 күн бұрын
Stop exploiting and disrespect other people's wives kudherera. Mkadzi wemunhu haarohwe it's wrong.
Dare ra chief Mutasa .Hama dzemurume dzopumha muroora Karanganda TV
23:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 14 М.
KANA ZVAKADAI NDIANI ASINGADI KUGARA KUMUSHA
10:10
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН
It works #beatbox #tiktok
00:34
BeatboxJCOP
Рет қаралды 41 МЛН
Правильный подход к детям
00:18
Beatrise
Рет қаралды 11 МЛН
Bhiza auna zero naro .dare ra chief Mutasa Karanganda TV
39:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 32 М.
Muzukurru ari kunyenga mbuya .dare ra Chief Mutasa Karanganda TV
22:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 20 М.
NGOZI YA KAJA Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
21:33
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН