Tezvara wokumbira Bota KuMurora.(chirikupisa)

  Рет қаралды 5,950

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 57
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 5 ай бұрын
Handisati ndamboona mambo asina zvinozivikanwa kunze kwekutaura zvinyadzi chete🙌🏾
@luciashonhiwa1080
@luciashonhiwa1080 5 ай бұрын
SAY IT AGAIN
@tendayichinamaringa7237
@tendayichinamaringa7237 5 ай бұрын
Taurahako
@AaronMheswe-tl2tb
@AaronMheswe-tl2tb 5 ай бұрын
I benzi iri
@piniasmoyo2444
@piniasmoyo2444 5 ай бұрын
Chokwadi mambo uyu hapana zvinozvikamwa vanotokurudzira chihure mudunhu ngavadzidze kunana chief Nyamaropa
@ChipoMponde
@ChipoMponde 5 ай бұрын
Tezvara wabvuma mhosva yawo ,first word rabuda mkanwa abvuma mhosva kare
@haroldmurawu1726
@haroldmurawu1726 5 ай бұрын
Mambo hamuna kutonga nyaya zvakanaka apa. Kubva maramba kuti vanhu vataurewo even makurukota hamuna kuvapa kana mukana wekutaurawo vakasununguka mafungiro awo. I can guarantee you that they are not in agreement with you sir. How can you equate a stranger proposing to the wife to Baba proposing ku muroora? Nowhere do you admonish the father for his bad behaviour ! The assault case has no consequences to the civil case. I could go on and on but I leave it there.
@frankantonio6920
@frankantonio6920 5 ай бұрын
Muroora akanaka ,anehunhu hwakanaka.Havasi vangani vaimunda especially.husband achigara kubasa kure nemusha
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 5 ай бұрын
Inga agona kuitaura wani kuti mhosva yababa ava ndeyeupfimba muroora makuna kuna, saka yemakuna kuna ichazotongwa kana magistrates court aipedza. Paatadza ndapashaya ini
@sophiatamayi8728
@sophiatamayi8728 5 ай бұрын
Patrick ndimufundis wangu akarohwa zvakaomarara newakomana awa akazoponera ku hospital chaiko
@josigurupira9905
@josigurupira9905 5 ай бұрын
Take a leaf from other competent Zimbabwe Chiefs. The way this case was handled leaves a lot to be desired. Mutasa, Nyamaropa are doing a great job.
@martinchitengu3613
@martinchitengu3613 5 ай бұрын
Mambo ava vakadhakwa kkkkkk vese nemakurukota acho haaa inhamo kurongwa namambo vakadaro
@loveragechikwape
@loveragechikwape 5 ай бұрын
Sei mambo muchitora side remupari wemhosva
@jacobzinguvo1030
@jacobzinguvo1030 5 ай бұрын
Mwana anoripa kurova baba kana baba vakaisawo nyaya yavo kudare .kuti baba varohwe kunyengwa kwemuroora ende baba vabvuma .mambo tongai nyaya yemwana kunyengerwa mukadzi
@FarisaiottiliaShawane
@FarisaiottiliaShawane 5 ай бұрын
Mambo aaa amugone kutonga nyaya imi
@simbarashesami5173
@simbarashesami5173 5 ай бұрын
Huya nemboo dzako chitupa nemari yedare😅
@TawandaChikukwa-ll1ld
@TawandaChikukwa-ll1ld 5 ай бұрын
Mambo ava ndeve kumama ava
@mildredvubula326
@mildredvubula326 5 ай бұрын
Natezvara here
@tinashechinyowa9596
@tinashechinyowa9596 5 ай бұрын
Mambo uyu hapana zviripo arikuvhunza kupfimbwa nemurume. Apa pane kupfimbwa nababa vako
@MaiVeraMrs-pt9qv
@MaiVeraMrs-pt9qv 5 ай бұрын
Mambo vanofarira akanyenyenga muface wavo dai asina kuita trap zvainzi hapana humboo zvekare
@LoraineManyika
@LoraineManyika 5 ай бұрын
Mambo awo kutonga ahwagone please mutungamiri wenyuka dzingai mambo awo
@SimbarasheHanyani-dn1uo
@SimbarasheHanyani-dn1uo 5 ай бұрын
Makoni Makoni Nyati!! Hauchada Basa ndakuona hauzive kutonga nyaya
@pokellokingz
@pokellokingz 5 ай бұрын
D.A haasikuona here kuti office irikushandswa zvisirizvo
@Gono77
@Gono77 5 ай бұрын
Legally the Chief is 100% correct. This case is in a higher court. Subdice
@ivychigonga3366
@ivychigonga3366 5 ай бұрын
Mambo kutunhidza varume , hapana nyaya iri kutongwa apa.
@BlessingMadimbu
@BlessingMadimbu 5 ай бұрын
Mambo hamugonikutonga
@concilliamandaza3732
@concilliamandaza3732 5 ай бұрын
Mambo kwanai. Siyai yekurohwa tongai nyaya yauya mu dare.
@loveragechikwape
@loveragechikwape 5 ай бұрын
Mambo tongai nyaya yauya nemurume uyu
@paddingtonbete3526
@paddingtonbete3526 5 ай бұрын
Mambo awa I duzununu chairo aka tengwa
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 5 ай бұрын
Haagone kutonga uyo
@daviddee7395
@daviddee7395 5 ай бұрын
Uyu mambo hapana chinozivikanwa muchati manyengerwa wenyu mkadzi ndoo pamuchaziva kutonga
@eddinahmudzengi7429
@eddinahmudzengi7429 5 ай бұрын
Mambo dzokerai kuchikoro mudzidziswe kutonga vanhu zvakanaka
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 5 ай бұрын
Mambo ava sooka hapana zvozivikanwa
@winnetchikunguru9604
@winnetchikunguru9604 5 ай бұрын
Mambo varikushandisa mutemo. Handione chawakanganisa.
@LeonardChoto
@LeonardChoto 5 ай бұрын
Mambo uyu akadhakwa. Anozviitawo
@ShellyChingodza-ir2tq
@ShellyChingodza-ir2tq 5 ай бұрын
Mambo ava vanorova kambucha chte 😂😂😂😂😂😂😂
@mildredvubula326
@mildredvubula326 5 ай бұрын
Mambo makapihwa Mari imi hapana zvakadai
@RoseTshuma-e1t
@RoseTshuma-e1t 5 ай бұрын
Mambo ava hagoni kutonga zvachose dzimwe nyaya dzavanotonga dzandakaona vanotonga dondo vanoda kudzidziswa
@KennyHumbs
@KennyHumbs 5 ай бұрын
Nhaimi mambo seyi muchienzanisa varume na vaba vanyenga muroora pakunyenga apa
@pokellokingz
@pokellokingz 5 ай бұрын
Dare rashatira maharahwa iri vana vanepfungwa dzirisharp varikup
@musarurwakanyoka29
@musarurwakanyoka29 5 ай бұрын
mambo makoni munotora side remupari we mhosva
@SamazZim
@SamazZim 5 ай бұрын
Haa uyu mambo uyu id*zv*
@ivychigonga3366
@ivychigonga3366 5 ай бұрын
Mambo wari kumbunyikidza nyaya.
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 5 ай бұрын
❤❤
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 5 ай бұрын
Mambo ayaa idhongi chairo hagoni kutonga 😂
@EricMakopa
@EricMakopa 5 ай бұрын
I'm mambo ibvai yenyu pachivhitivhiti hamugoni kutonga zvachose
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa 5 ай бұрын
Mambo munosvota matadza apa
@ashleysongore1120
@ashleysongore1120 5 ай бұрын
Mambo uyu ano supporter chipfambi
@EllinaMberi
@EllinaMberi 5 ай бұрын
Hagoni kutonga uyu zvinongoda Mutasa anoziva kutonga naChigodora
@margiendlela8356
@margiendlela8356 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂 kupenga uku
@esnathconstancemoyo3674
@esnathconstancemoyo3674 5 ай бұрын
This chief i surrender. What a bias chief
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 5 ай бұрын
Mambo ava vanenge nhubu why always kutora side revapari vemhosva
@raymondzharare7776
@raymondzharare7776 5 ай бұрын
Haa chimambo ichi nyaya yega yega chotonga zvakadhakwa haagone kutonga uyu ngaaabviswe iii
@VongaiKomboni
@VongaiKomboni 5 ай бұрын
Vaksdzi vanopfimbwa asi not natezvara mambo uyu anomwa kambucha chete
@luciashonhiwa1080
@luciashonhiwa1080 5 ай бұрын
THIS MAMBO HAPANA CHOZIKANWA NYAYA IRI PACHENA CHENA.
@nhlanhlamoyo4521
@nhlanhlamoyo4521 5 ай бұрын
Useless judgement u chief
@owenmagondo360
@owenmagondo360 5 ай бұрын
There is no judgement given apa the case was postponed so that a superior court finish the case first seems hausikuziwa mutemo mambo did well
How it feels when u walk through first class
00:52
Adam W
Рет қаралды 26 МЛН
Ouch.. 🤕⚽️
00:25
Celine Dept
Рет қаралды 27 МЛН
Когда отец одевает ребёнка @JaySharon
00:16
История одного вокалиста
Рет қаралды 16 МЛН
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 21 М.
Update on Madzibaba Ishmael: DNA results out
31:27
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 27 М.
Nhumbu haisi yangu asi mukadzi ndomuda-Chief Makoni's traditional courth
25:08
Chief Mutasa Woprofita Padare Ndochibvondora
37:01
TICHKACH MTV
Рет қаралды 34 М.
Ndatumwa naMwari Kusunungura Vana weZimbabwe
45:11
TICHKACH MTV
Рет қаралды 74 М.
DNA Tinashe Mugabe Padare Rachief Mutasa
15:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 197 М.