Baba cldnt hide the hurt expression on his face ,mama's face has got a million dollar laughter 😄 she got all the closure...
@mercymukumba6239 Жыл бұрын
You have said it all my dear
@spiwenyamz16993 жыл бұрын
I like theway Mr Mugabe asks questions he is so mature
@cyberlads283 жыл бұрын
Im so pleased with the way you ask questions…yu dont leave any stone unturned Excellent questioning 🔥
@luciachifamba67453 жыл бұрын
mdhara ndavasekawo maiwee, hanzi handina pandinofungira kuti anga asina kuvimbika, inonzi girlfriend. dai pari padhuze ndanobatsira moms kuseka.
@cherylmartin90313 жыл бұрын
Baba vakadyiswa...I hope havadzokere zvee otherwise vanoouya vaanavo matwins echokwadi
@memorymashinga42613 жыл бұрын
Kkkkk
@beautynemuseso10303 жыл бұрын
Kkkkkk
@kudzayimadondo99203 жыл бұрын
Kuseka kuseka zvedu asi nyaya dzema DNA siri serious.Dai zvaikwanisika ma DNA achingoitwa pachena before mwana atoreswa birth certificate.I remember growing up reading of stupid man who resorted to murder after merely being told by the wife that these are not your children. I thank Mr Mugabe nechirongwa ichi nokuti chanditsigisa hana.Charatidza pachena kuti vakawanda vanhu vari kuchengeteswa vana vasiri vavo,saka ndadzidza zvidzidzo zvekuti, 1.Mwana wese wandichaita achatestwa iri nhumbu.(pre-natal??) 2.Kana zvaramba ndikazozviziva Ava mwana kuti haasi wangu,I will never resort to violence because varume hobho vari kuchengeteswa vana vasiri vavo. 3.Usaseka katsotso Kari muziso remumwe murume, usati waona zidanda riri muziso mako.
@cherylmartin90313 жыл бұрын
@@kudzayimadondo9920 as a woman myself, I think its evil to lie to your alleged husband/partner about something so serious. Mostly it shows you are unfaithful..it pains to be cheated and Mostly a woman is the cause nekuti hapana munhu anodanana nemurume kusvikira pakurara naye asingazive hama dze each of other. Its actually abuse to be cheated or lied to
@craigmurray5443 жыл бұрын
Legend has it that the woman is still laughing today
@shamaramzizi44303 жыл бұрын
🤣🤣🤣
@faithdhundundu90523 жыл бұрын
The way Zim men on this show normalize girlfriends😂😂😂😂😂
@munyaradzimakoni34063 жыл бұрын
True zvinondibhohwa, neka statement kekuti "takaita zvatakaita " referring to having sex
@Trisha_953 жыл бұрын
Nhai zvako iwe
@faithdhundundu90523 жыл бұрын
@@Trisha_95 ah wotoshaya muyi nyadzi dziripi
@officialfaychi79413 жыл бұрын
@@munyaradzimakoni3406 kkkkkk taura hako
@officialfaychi79413 жыл бұрын
Imagine 🤦♀️🤦♀️
@yeukainyanjera55253 жыл бұрын
Dai wakatotengera hawo mukadzi mazino kkkkkk chihure hachikohweke varume🤣🤣🤣🤣
@lizzyalidi48633 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣Amana musadero
@patiencemapwanye2373 жыл бұрын
Kwwaa ndaseka hangu asi it's 👍
@scholasticabinara42373 жыл бұрын
Iiiiii amana kaa 🤣🤣🤣🤣
@tinomutenda91003 жыл бұрын
Boiz🤣🤣🤣
@judithgore17623 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣Bpys
@Boomslang13 жыл бұрын
I'm still laughing along with his wife to this day🤣🤣🤣🤣🤣. Zungairwa
@kudamusara23423 жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@noreenmuchenje31893 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣vakapindwa nechando
@caudrahcococee99053 жыл бұрын
Mame😄😄
@kudzaimakuwatsine20643 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@sandrabeulah2 жыл бұрын
Mafaro chete😂🤣😂🤣😂🤣
@saselamanimax75633 жыл бұрын
Mr Tinashe, chisiri ryt pamuri i surname yenyu chete yokuti Mugabe, pabasa renyu, you are a hero, wakaberekwa pamusha muchinda you know what to ask and trap vanenga vachida kunzvenga nyaya. You are unique
@lamecknicodemusmawelankomo27243 жыл бұрын
If maivenga Our President ba Mugabe you are a big fool
@lamecknicodemusmawelankomo27243 жыл бұрын
@@tinashemugabednaman it's a challenge Mr Mugabe most of our people are still Brainwashed by fake Propaganda Politics
@sharonmatarirano30993 жыл бұрын
Amai ava vasekera chifinhu 🤣🤣kuita kunzi wanyaaaa.Atleast havachachengeteswe vana vasiri vavo,twins pamsoro pazvo.Baba is disappointed
@rufaro.nyandoro99153 жыл бұрын
Addiction yangu kuma Koreans yapedzwa ne The Closure, pamberi nebasa va Mugabe. Mwana ngaazive dzinza rake💪🤗
@sandrakapiyasora51983 жыл бұрын
MaKoreans anotipedzera nguva wena, seni, since Jewel in the Korean Palace,
@homes11953 жыл бұрын
@@sandrakapiyasora5198 taura hako ini since 2009 nsaona boys over flowers haaa maiwe ndakaita addiction yekti korean drama randiri kuona rine maepisodes anosvika 16 or 20 ndaiona 2days chero kurara kwainetsa ndiri biz even kubasa tasvika pakuisa tv kti tione makoreans kkk
@matildahchiuswa64583 жыл бұрын
Tese so addicted ndirikuteedza ose kuterera
@agnesschikozho23433 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣the way she laughed after results .....hahaha I cldnt hold myself!!! Mapatya ose kungopiwa ....haaaaaa vakadzi tisazodaro veduwe🤣🤣
@rachelchimari40863 жыл бұрын
N imagine how do u dump such young kids to another woman? I feel the kids were still too young for that
@kinglissa29533 жыл бұрын
Lmao I loved the result. That man was disrespectful and took the ultimate piss. Varume veku Zimbabwe vakajaidzwa 😂😂😂😂😂
@lenmaxcom11753 жыл бұрын
Iwe uite mushe ita vamwe varume kwete vese
@archiefordsikoti58483 жыл бұрын
ko nahurire amurikuita maqueen emuZim.
@allentafadzwa62233 жыл бұрын
varume kudiiko dont paint everyman with the same brush,ko iye mkadzi apomera baba ava haasiwo hure here
@nokutendachiremba73433 жыл бұрын
Kkkķkk taura zvako vakangwarira zvemahara
@nyashamatimbe23423 жыл бұрын
😂😂😂😂
@Xantiey3 жыл бұрын
This lady behaved the same way I would have😂😂 vachingoti muchiShona baba tikuti mwana haasi wenyu ndobva ndadonha pasi kusekera svoto😂😂
@tabethnyachowe22442 жыл бұрын
Ndikuda kukuisira malikes hobho but zvikuramba😂
@barbrachinocheka96963 жыл бұрын
Ko ini ndanga ndakasara Sei ndisingazive kuti Va Mugabe vakuita izvi👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
@theclosurednashow3 жыл бұрын
Thank you for getting on board
@exabiotakundwa49653 жыл бұрын
Tese wena inini ndakadhumana nazvo by mistake 😂😂😂
@sindisomoyo60263 жыл бұрын
Same kkkk
@marrten85933 жыл бұрын
@@theclosurednashow ko kusataura vamugabe we realy missed yo shows
@tendamandizvidza66773 жыл бұрын
Taivatsvaka henyu vakavanda kuno kkkkk
@annahshambare75853 жыл бұрын
The way amai Ava laughed got me in stiches 🤣🤣
@yvonnenzwere60362 жыл бұрын
Watching this again, 18 March 2022....i can see a great improvement in your show. Keep keeping up Tinashe
@gladyschivanga20173 жыл бұрын
😂😂😂😂 baba manzwa butter..ndimi varume vanotambudza vakadzi apa hauna mari wo oita small house..makapiwa cheupenzi.
@MrDanconsult3 жыл бұрын
Gladys wandikuvadza necheupenzi😅😅
@TheLittleLondonGarden3 жыл бұрын
I’m just here for the wife’s laughter 😂
@sifelanihlohla95553 жыл бұрын
Kkkkkkkkk
@memorymapuranga61143 жыл бұрын
😂😂😂😂
@sandramuchererwa18333 жыл бұрын
Mai vafara kkkkkkk mdhara is in pain He can't hide the disappointment
@eustinamandigo12823 жыл бұрын
Amarmar
@taniamuchenje38382 жыл бұрын
Kwahi vapindwa ne chando😂
@nyaanyaa11003 жыл бұрын
This woman is going to be calling her husband baba two forever 😂😂😂😂😂 kungosvotesa chete
@monnietaah95833 жыл бұрын
I can imagine the torture to the husband 🤣🤣🤣🤣.
@cherrybae85852 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣You can say that again
@taniamuchenje38382 жыл бұрын
Baba ma twins😂
@zulugal4293 жыл бұрын
I don't mind watching this everyday just like Lauren Lake's paternity court.
@thelmamungazi7473 жыл бұрын
🤭🤣🤣🤣🤣
@theclosurednashow3 жыл бұрын
Thank you
@angelangel21673 жыл бұрын
I also watch paternity test
@angiescorner28203 жыл бұрын
I also watch paternity court and love it, but love this one more coz ine mutauro wangu.
@zulugal4293 жыл бұрын
@@angiescorner2820 we are learning everyday
@goatededitz5673 жыл бұрын
I’m loving the video quality
@theclosurednashow3 жыл бұрын
Thank you . we will keep on improving
@aluwanimoyo40933 жыл бұрын
Even audio - so many times local production audio ma1 but ava vanogona basa
@prudenceuseya74053 жыл бұрын
Tchaaiii this will end in tears for the father every argument will end in kupusa kuchengeteswa vana vasiri vako ......its the laugh for me
@Jena463 жыл бұрын
Keep it up Tinashe. This is a great show, very informative and educational. Great works.
@danieljani53 жыл бұрын
Mai has just taken an unassailable lead in this relationship. Baba : Usatambise Mari Mai : Nyangwe ndikatambisa mari handingasvike pakuzochengeta vana vasiri vangu for 4 years. Dhii nya!
@carolinechaparadza29963 жыл бұрын
I am happy for you mama. Ndatosekawo nemi ana giribheti ava kaaa
@nyaradzomhembere48253 жыл бұрын
This woman is amazing!!!
@rodnamatizanadzo56282 жыл бұрын
So amazing, no one must force a woman kuchengeta vana vekuhura. I salute her
@tafadzwamonicanota6863 жыл бұрын
I am going to spread the news to my friends and relatives so that they subscribe. This is a very good programme. Keep it Mr Mugabe.
@ladykudzievenge88333 жыл бұрын
haaa handikundi pakarema, handikundi 🤣😂😂
@hadassanyoka4793 жыл бұрын
😂💦
@kwarummond773 жыл бұрын
She's being honest lol
@mimiemimie76853 жыл бұрын
Google be translating falsely 😂😂
@life_vitality87413 жыл бұрын
I would not be able to do it myself. Especially knowing kuti mai vavo vapenyu, vana vechihure and ndango siirwa zvisina protocol. Chokwadi chakango naka . Ko ivo mai vevana kwakosha sei kubasa zvekuti vatadza kugara nevana vavo
@noreenmuchenje31893 жыл бұрын
@@life_vitality8741 imagine apa wahura nemurume wake waakuda kuti akuchengetere vana vako futi the nerve of some pple
@gretchenzenda79953 жыл бұрын
I love her honesty.
@stargazermami51333 жыл бұрын
I hope that the twins will be taken good care of no matter what happens 🙏🏽
@tamisamanhanga Жыл бұрын
Sure
@peenomamabvuu45413 жыл бұрын
🤣🤣🤣 the way that woman laughed.
@peace62963 жыл бұрын
Kkkkk
@teveraishemumvuri41103 жыл бұрын
🤣🤣masekero ekut wanya
@fredahama39573 жыл бұрын
Kkkkkkkk
@patiechauke65253 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@nyashamazibiye70753 жыл бұрын
Pidigu dhiii kkkkkk
@chengetaichiyedzo133 жыл бұрын
Me too ndange ndakasara last followed vachibuda paTete Tilda l subscribed before watching
@tendai.chikava3 жыл бұрын
The woman’s laugh got me in stitches yooooooo
@yvonnenzwere60363 жыл бұрын
It's the laugh for me 😂😂😂
@macdonaldmhere15613 жыл бұрын
vakapindwa nechando🤣🤣🤣🤣
@ellahangellamagorimbo51873 жыл бұрын
This man will know no peace. Dzinenge dzichingonzi kupusa🤣🤣
@theophiluschaparamhosva78693 жыл бұрын
Anoratidza hake kuti pakapusiwa ipapa😹😹😹😹
@drpatriciamushonga54113 жыл бұрын
Vanenge vachingonzi Baba 2 😂😂😂
@tsungayifurayi16773 жыл бұрын
😂😂😂😂😂 zvenge zvonzi rwakapusa
@sharonsharez10683 жыл бұрын
The wife is trying to hide her laughter..😂
@smallpcsmallpc6583 жыл бұрын
DNA tests should be mandetory @ birth
@shuvaimamvura52103 жыл бұрын
True
@respectbird58003 жыл бұрын
Haa Tinashe is a cool dude, thumbs up
@ashelsibanda86163 жыл бұрын
Very composed
@belindanhlanyelo3963 жыл бұрын
Who else is here from PH
@sharoncmuswaka3 жыл бұрын
Dai mapa moms time yekuseka futi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@mollenruziwa84853 жыл бұрын
I almost didnt finish watching this episode coz am just busy but l just have to make time ndione ka laugh kanetsa mucomment section🤣🤣 ndutoseka ndisati ndasvikapo
@antoniamtizira90673 жыл бұрын
Me too
@Ghmeetssa3 жыл бұрын
Funny how this show gets more views than Zim music videos on KZbin 😂😂😂
@tinevimbomemory39123 жыл бұрын
kkkk
@samy74533 жыл бұрын
Tinoda nyaya maZimba🤣🤣🤣🤣
@samy74533 жыл бұрын
Nana we Zimbabweans love scandal🤣🤣🤣🤣
@officialfaychi79413 жыл бұрын
We love gossip than music Baba 🤣🤣🤣
@hopegondo3 жыл бұрын
Inonakidza hayo that's why
@mhofu022 жыл бұрын
Baba your secret is out Mwari is faithful mhai; vanababa mupfidze kubata kubata; another nice job Mr Mugabe👏
@shingaimunashemarere41903 жыл бұрын
Akomanaka kkķkkk nyika ino yaipa 😂😂😂 I advise Baba avo vaite havo DNA nevana vavo vemumba cause amai avo seems like she knows kuti apaite mwana apo 🤣🤣😅
@fafamandla39873 жыл бұрын
Wakanyanya wangu
@christabeldzingayi79943 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@hadassanyoka4793 жыл бұрын
😂💦😂💦 dead
@justicevengesai26623 жыл бұрын
Taking it to another level. Hazvipere mushe.
@sheztee5282 Жыл бұрын
2023 back for the laughter yamama🤣🤣🤣🤣baba vakatopindwa nechando
@vimbaikeche96883 жыл бұрын
Mai ava ndavafarira haikona kuitiswa nevamwe vakadzi. Shuwa munhu kuda kuchengeterwa vana vako iwe uri mupenyu
@dezzydeliamusvevereki20993 жыл бұрын
Thanks for the closure with Mr Mugabe Vanababa warchout munoitiswa imi
@sarathielmunyanyi50622 жыл бұрын
Ndiko tochiti vana vadiki
@patriciachamanga50753 жыл бұрын
Mum vakaita kuzonosvotesa murume kumba 💃💃💃
@blueline32able3 жыл бұрын
mmmm i am learning a lot from your shows and its very entertaining 😂😂😂
@marthachiwara61013 жыл бұрын
Sorry ba matwins 😂😂😂😂, makaitiswa shuwa---- hezvo nhasi mapindwa nechando
@MufaroMYT3 жыл бұрын
Just a girl friend😂😂😂😂 This story is just too much
@hanictrading95693 жыл бұрын
Ma1 shuwa haaa
@floramaya98713 жыл бұрын
Imagine, good think varume havanyepi asi vakadzi full of manyepo.
@taniamuchenje38382 жыл бұрын
Normalizing ma girlfriends 😂🙌🏼kwahi just a gf,veduwe ka,mudzimba umu zvakaoma
@lorahkeys12023 жыл бұрын
Mhamha can't stop laughing 😆
@musiyiwamutowo32622 жыл бұрын
Love the way the wife is laughing good for you girl vana kuna mai vavo. Father kupindwa nechando lol
@biblicalinspirationalmotiv8943 жыл бұрын
The happiest moment yamai avo after final results
@Ru56723 жыл бұрын
Seriously this guy thought it was fine for his wife to raise his side kids and he isn't even there daily??
Kunzi ndini baba ,unoita zvandinoda. Apa achiita favour futi kunana2 more than he did with his own kids! It’s sad
@vusimm2 жыл бұрын
Eeh toxic masculinity! Zvansi it is a man's world. But mums varamba! LOL!!!!
@pamelachitenga87183 жыл бұрын
Zvakaoma 😂😂baba vapindwa nechando🤣🤣lol
@Bel136363 жыл бұрын
Lol
@cynthiasandyhurst41733 жыл бұрын
my aunty gave me the link to this show im addicted cant watch anything else
@blacklack32803 жыл бұрын
Chitungwiza we a still leading pakuchengeteswa zvidhura
@sminiatambanemoto3 жыл бұрын
Mukutora ma statistics here Kkkk.
@patiencekunyetu66293 жыл бұрын
@@sminiatambanemoto 😂😂😂😂😂😂
@msolivia92193 жыл бұрын
Mai ava really knows her hubby in and out eish 🤣🤣🤣
@zdfbenefitfund5783 жыл бұрын
Nevana vamai ava ngavatestwe futi
@sandratambawoga59323 жыл бұрын
Next show tokumbirawo paitwe matest evana vevabereki 2 ava ,mai ava vanenge vanoziva kuti baba ava avazvare kkkk jokes
@kudakwasherodney58083 жыл бұрын
You might be right
@taniamuchenje38382 жыл бұрын
Yuhwii 😂
@sweetlily4563 жыл бұрын
Amai makayita basa guru kusheyedza Mugabe DNA. Kana neni handi chengeteswa vana vemumwe mukadzi
@thelmachaendera71913 жыл бұрын
Kkkkk mukadzi uyu anenge ari sure about something lols they should test vamwe vana ava
@dorcuschishumba47163 жыл бұрын
Baba ava vanenge vasingatozvari zvachese 🤣🤣
@What2Watch3053 жыл бұрын
Hahahah I agree.
@tsemuramakomo68663 жыл бұрын
Baba vapedzisira vanayiwa nemaResults kkkkkk
@Ru56723 жыл бұрын
Kupindwa nechando
@user-db5kw1ve9o3 жыл бұрын
🤣dzungu kuchengeta vasiri vako🤣 hanzi ndine chokwadi chekuti ndevangu vana kkkk🤣varume dzungu rikanyanya mugare henyu pasi rinopera kkkkk🤣hanzi CHIPO CHINOBVA KUNA MWARI chandakapihwawo ei & ndrikunyara mhaihweeee🤭🤭🤭🤭
@bevatrondiagnosis7002 жыл бұрын
😂😂😂😂 this statement randinakidzawo vana chipo chinobva kuna mwari😁
@nomorechivandire68163 жыл бұрын
Mdara akangoona ma twins akati zvangu zvaita
@aliyilmaz95003 жыл бұрын
😂😂😂😂
@lizzyalidi48633 жыл бұрын
Manje vakanyiswa nyiiii
@TheOneAfrican3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@moira47843 жыл бұрын
😂😂😂😂
@Nokutendaful3 жыл бұрын
VaMugabe wedzerai energy
@joannamakoni46163 жыл бұрын
😂😂😂i rewatched this so many times because laugh yamama ka 😂😂uriwe baba unonzwa seunosvotwa 😂
@chipojorongo79903 жыл бұрын
KKKKKK unoswotwa ukazvirega hhhhh
@floramaya98713 жыл бұрын
Very good abheroo, my girlfriend wako ihure nxaaa
@lynnetmadzima41403 жыл бұрын
Unonzwa seunotswa
@TheLittleLondonGarden3 жыл бұрын
Lmao 😂 I’ve watched this episode too many times
@patiencemakore2716 Жыл бұрын
I love her honesty ❤️
@matildahchiuswa64583 жыл бұрын
Ka laugh kandifadza kamama ava and I'm happy for her.
@abigailvulalo25983 жыл бұрын
Mhomz ava the happiness she has kaa this man will forever be reminded hahaha hanzi vakapindwa nechando🤣🤣🤣 mhomz avo ndofunga vainonokera kuti macamera amire kushooter kuti vanyatsoseke🤣🤣🤣🤣🤣🤣 God loves this woman I feel like finally God has wiped her tears nemaresults aya
Ko makadii kutiudzawo kuti kune zvirikunakidza kuno nhai Mr Mugabe mai vaseka awa
@sibomoraka53193 жыл бұрын
Shame baba ava mmmmm
@tsidutchess3 жыл бұрын
PH woyeee 🤣🤣🤣masekero amai ava ndeekuti wanya
@kuzivabaila98803 жыл бұрын
kkkkk
@elizabethmufunda25682 жыл бұрын
iam beginning to love this show..murume arwadziwa zvake uyu, amai makapenga imi kusekera zvoto ndokuziva ini
@taniamuchenje38382 жыл бұрын
Hanz ndanzwa kufara,apa vachiseka havo🤣🙌🏼
@gamuthegafa32852 жыл бұрын
I love her character 😅 vakaoneswa moto kuchidiwa matwins🤣
@reginamoyo51623 жыл бұрын
The problem with ana Giribheti vanonoita mabasa avo erima uko. Vapedza wakuigirwa vana hanzi chengeta, aghhh kuchengeta and yet amai vakabara variko busy enjoying life iwe ndiwe wakusvusvudza turusvava. Vanhu kana vaiita mabasa avo pedzerai ikoko kwamazviitira.
@africaunite24883 жыл бұрын
Chitungwiza yatora mukombe
@marimampofu29553 жыл бұрын
Babe avo ngava endese vana vavo vese for DNA testing ,,vanogona kuzochengeta ivo vasina mbereko
@DateDashtv3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂Une point ipapo
@shona2763 жыл бұрын
mmmmmm..baba vapindwa nechando kkkkkkkkkk mai vafara ava
@tantantantan15923 жыл бұрын
Thank you DNA akomana muriku gadzira Nyika chinyararire rambayi makadaro
@samanthamapiye76823 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂l actually cried amai ava kaa
@everjoylupi7940 Жыл бұрын
The moment l figured out kuti the mother was not present l smelt fish. No mother would miss such a moment for no strong reason!
@peenomamabvuu45413 жыл бұрын
VaMugabe interview dai muchinyora pasi maquestions. Mukuramba muchitenderera pamivhunzo three
@theclosurednashow3 жыл бұрын
Now using script , thank you mamaPee
@eunicemapako91283 жыл бұрын
its the wife's laughter for me
@gabrietmakanda28053 жыл бұрын
Hehehehehede ende huye ka.... pwaaaaaaati
@shuvaimamvura52103 жыл бұрын
Aaaaaah bb ava hanzi she is just a girl friend mukwane bb imi .asi mai vevana ava vane zvivindi kuendesa vana kwausiri ko vakapiwa poison 😠 🤬
@mellisakundayimiedzo25923 жыл бұрын
The video quality is top notch but haaaaar energy yenyu aMugabe ikudhingura scale...ndidedzei ndiitoo fellow presenter for free hangu,ndouya nemagetsi👌...
@Dalailama36743 жыл бұрын
Basa iri haridi dzungu nezvese zvaurikutaura zvemagetsi, Mr Mugabe anogona basa rake. Wadini kungotangawo zvako kana uchizviona kuti iwe uripamberi?
@gladysmataru65173 жыл бұрын
@@Dalailama3674 wapedza, its perfect as it is
@dephine88153 жыл бұрын
Enda neenergy yako kumwe zvemadna hazvidi dzungu vanhu havazosununguka kutaura