THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 6 EPISODE 16 Promo #theclosurednashow #tinashemugabe #TheDNAman

  Рет қаралды 31,958

The Closure DNA Show

2 жыл бұрын

Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 6 Episode # 16 PROMO GLENVIEW
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: theclosurednash
...
Facebook: theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our KZbin Channel: kzbin.info/door/n2d-FKT...

Пікірлер: 100
@cynthia2570
@cynthia2570 2 жыл бұрын
Ahoyi bota family. 🤣🤣🤣🤣🤣as always I’m with my gender…. Hanzi na baba zvakange zvareruka👐🏽so zvazoita sei maapano?? .. mai vari kuti from ipapo ipapo no protection !!! tichawona wo Saturday ipapo ipapo kuti madhetis anoyenderana here when DNA man presents maresults ema testis🤣🤣🤣
@cathrinejomeya1695
@cathrinejomeya1695 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣apa zvatova pachena kti matestis achabuda Ari sei
@leeruepeejay7968
@leeruepeejay7968 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk haaaaa ama2k kubva maita kunge manoodles kudaroo Speed yacho so kaa 😎😎
@fungaichiri3886
@fungaichiri3886 2 жыл бұрын
There and there for me. It's the ipapo ipapo takangoisa sokuti zvareruka. Pamwe waive mugadzikigwa
@brightonkamutepfa2788
@brightonkamutepfa2788 2 жыл бұрын
Ama2k kugowesa chete hapana keeper
@priscillasithole825
@priscillasithole825 2 жыл бұрын
Thank you Changamire Mugabe kubvunza protection 🙏. More more bota shows tinoda bota
@inthedeepwitheggsythecriti6807
@inthedeepwitheggsythecriti6807 2 жыл бұрын
kkkkk ama2k I can prob guess the result right now mahorror
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 2 жыл бұрын
Bota family lets gather here pls
@maxwellsiziba139
@maxwellsiziba139 2 жыл бұрын
The best show in the land!!!
@trymoremutandwa8317
@trymoremutandwa8317 2 жыл бұрын
I can't wait for the full clip
@solomonuyai4846
@solomonuyai4846 2 жыл бұрын
Booooooooom ipapo ipapo skriiiiii paaaaaah
@rosejowan2376
@rosejowan2376 2 жыл бұрын
This time inenge ine ka that so kkkkk .kudya ipapo ipapo uuumm?
@loritahzinyoka1286
@loritahzinyoka1286 2 жыл бұрын
but in chondipedza ndechekt T.G anovhunza muvhnzo bhoe " mwana akahura achinzi haasi wabba ava muchati kudii?" hanzi ndotsvaka kunabba vake. that means aripo munhu waarikutoziva already .mabbe musaitise vanhu .
@melodymudziki8726
@melodymudziki8726 2 жыл бұрын
Pakaipa ndasanoisa chair yangu pano
@kimberlymtetwah8464
@kimberlymtetwah8464 2 жыл бұрын
Skiri paa garo rinobatwa ipapo ipapo sndo sis
@maxwellsiziba139
@maxwellsiziba139 2 жыл бұрын
Ipapo ipapo, khonapho khonapho, umuthi wamagunduwani😁😁😁
@moreenkaruva8202
@moreenkaruva8202 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@rosejowan2376
@rosejowan2376 2 жыл бұрын
Ipapo ipapo uuumm? Uri zupco mainini comb itorinani 😆😆😆😆😆😲
@alicechirau7103
@alicechirau7103 2 жыл бұрын
The show l like hey bota muriko u uko
@monex260
@monex260 2 жыл бұрын
Don't judge book by it's cover Bota family dziwirirrai purisiii
@nancym7936
@nancym7936 2 жыл бұрын
Hope mwana ndeva baba
@gabrieltinashemusewu4575
@gabrieltinashemusewu4575 2 жыл бұрын
Apo apo pakaipa i have the results kare
@loritahzinyoka1286
@loritahzinyoka1286 2 жыл бұрын
hyaa kna hama dzehuss dzakufarira dzakufarira bhoe the other side mwana haasi wepo Kkkk .this dys kuwana imba zviristabel kwakudhura 😋
@tinotendajonga1895
@tinotendajonga1895 2 жыл бұрын
Ama 2000 hamusi makuzvinyanya here
@propro9957
@propro9957 2 жыл бұрын
Kungoda munhu ipapo ipapo nekutodya bota 😂 kuita KOMBI CHAIYO 🤣!!!!
@hoverangarirai3579
@hoverangarirai3579 2 жыл бұрын
Ma 2 thaza never trust ipapo ipapo
@cc35506
@cc35506 2 жыл бұрын
Chinono chine àma 90s and 80s. Ama 2000 vanodya bota richapisa ipapo.
@libratefondoka432
@libratefondoka432 2 жыл бұрын
Come on guys can't wait to see kuti ipapo takangoona sekuti zvareruka kkkkk
@jescamadondo2979
@jescamadondo2979 2 жыл бұрын
Yaa mukureruka imomo ndimo mukuipa kwazvo
@tellmemasaka8101
@tellmemasaka8101 2 жыл бұрын
Ipapo ipapo seKagiri🤣
@gracemudzerere1486
@gracemudzerere1486 2 жыл бұрын
waiting hedu
@gloriamapokotera1940
@gloriamapokotera1940 2 жыл бұрын
Ngaiuye hayo takaimirira
@faithtaruwinga9722
@faithtaruwinga9722 2 жыл бұрын
Kurerutsa ndima nhai bmnini🤣🤣
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
The show that keeps on showing the good and the bad 😊
@nyashachakawa1259
@nyashachakawa1259 2 жыл бұрын
Musi wanyengana vanhu nekutodya bota same day iroro bota ramazuvano harichanonokwe nyoro fast
@MonicaMutandwaGato01
@MonicaMutandwaGato01 2 жыл бұрын
Ipapo pakangonetsa but zvakangoita sekty zvareruka
@rejoicetakaidza9794
@rejoicetakaidza9794 2 жыл бұрын
Saka zvikurarana zviri nyore zvekutodaro here .ndinoita kuvhunduka ndichizvinzw vainditi bharanzi vaanogona vaitorevesa
@rumbiepedzisai4361
@rumbiepedzisai4361 2 жыл бұрын
Waiting ✋
@prettytatisayi8198
@prettytatisayi8198 2 жыл бұрын
Waiting wóoooo
@brightchimoyo
@brightchimoyo 2 жыл бұрын
Ama 2000
@irenechigma7842
@irenechigma7842 2 жыл бұрын
Another forogonya coming soon
@michellembiriri9906
@michellembiriri9906 2 жыл бұрын
Ipapo ipapo bota rakutodyiwa
@vernagwekwerere6541
@vernagwekwerere6541 2 жыл бұрын
kkkkkk hanz zvakazoita sekuti zvareruka
@tamisamanhanga
@tamisamanhanga Жыл бұрын
Ipapo ipapo
@ogamajakaire93
@ogamajakaire93 2 жыл бұрын
Waiting
@lucypmotsi6338
@lucypmotsi6338 2 жыл бұрын
Haa ndasimudza mawoko vana vedu ava ummmm musazodaro dzidzai kumirira hakungouyi mwana chete kunezvirwere
@Frank_Bros
@Frank_Bros 2 жыл бұрын
Kurerutsa masports
@marthamutepfa1891
@marthamutepfa1891 2 жыл бұрын
Smile yaSisi manje yekunyaririra sei vasina kudzivirira😀😀
@edinabhunu6772
@edinabhunu6772 2 жыл бұрын
😂😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣 ipapo zvakangonetsa🤞🤞
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Probability of 99.99% loading
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 2 жыл бұрын
Zvingadii vaShadhaya vakaPresenter maresults ka1🤣🤣🤣🤣🤣
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Kikkkkk 🤣 🤣 🤣
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 2 жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 hamuchabatike kulive Chat ka
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
@@advancematoweadttocksmatto9213 kikkk mangwana ndinenge ndichipisa ikoko 😂😂😂
@taahtafadzwa6223
@taahtafadzwa6223 2 жыл бұрын
Zvareruka for me kkkk nxaaa
@munroenyashashambare7859
@munroenyashashambare7859 2 жыл бұрын
kkkkkkk pakaipa
@acquilinemuradzi7981
@acquilinemuradzi7981 2 жыл бұрын
Kkkkkkk ma 2k ma1 izvezvi i 0%
@scholasticatagarirofa1541
@scholasticatagarirofa1541 2 жыл бұрын
Ayaaa kutodya bota that day ramatodanana ipapoo ipooo
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 жыл бұрын
ama2k avaka uuuuu sei vari kumhanyira zvinhu . isu kare taitya uye kutotiza munhu zvino mazuvano yava hwishu kwava 🤣🤣🤣🤣🤣
@pastort9371
@pastort9371 2 жыл бұрын
Ipapo ipapo kunge mushonga wemapete
@frankmoyo7001
@frankmoyo7001 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkk huye kana hanzi ipapo ipapo
@sarudzaigurai9129
@sarudzaigurai9129 2 жыл бұрын
Takamirira hedu
@ashleykarembera2463
@ashleykarembera2463 2 жыл бұрын
Ama 2k😂😂😂😂😁😁😁😁😁😁😁
@josephinetamangani9355
@josephinetamangani9355 2 жыл бұрын
ama 2 k kusvika tati sorry
@tanyamilewski5700
@tanyamilewski5700 2 жыл бұрын
People are shockingly not bothered about ruining their lives. Is it lack of thinking about the future in the present or what. Like living today with tomorrow in mind or being on a journey to somewhere
@happymadyangove6199
@happymadyangove6199 2 жыл бұрын
Chaaiii ndakangoona sekuti zvareruka zvii manje kikikik .simbi inorohwa ichapisa mufanami ipapo ipapo kutodanana nekutoyekera ka1 .Vana vemazuvaano chiiko
@normamunyoro3044
@normamunyoro3044 2 жыл бұрын
Bota rato pakurwa here pano?
@rutendomusosa2657
@rutendomusosa2657 2 жыл бұрын
1 day makutopanana bota
@ennygutsa2861
@ennygutsa2861 2 жыл бұрын
Ummmmmm 🤣🤣🤣🤣🤣
@MonicaMutandwaGato01
@MonicaMutandwaGato01 2 жыл бұрын
First
@cmaredza3679
@cmaredza3679 2 жыл бұрын
Ipapo ipapo kutongoda munhu nekutodya bota 😵😵ama 2000🤣🤣🤣
@jonhmanhre1832
@jonhmanhre1832 2 жыл бұрын
😂😂😂😂
@definiteguchu7678
@definiteguchu7678 2 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 Mwari pindirai pavana vedu ava
@mildredkasira5269
@mildredkasira5269 2 жыл бұрын
Pakurai zvenyu tatogarira pano
@denfordmurombedzi4217
@denfordmurombedzi4217 2 жыл бұрын
Iyoo zi0% riripachena
@tafadzwamazivanhanga555
@tafadzwamazivanhanga555 2 жыл бұрын
Kkkk haa ma1
@patiencetarisaisantana347
@patiencetarisaisantana347 2 жыл бұрын
4th kkkkkk
@pollerbear2948
@pollerbear2948 2 жыл бұрын
Khonapo khonapo
@emmanuelnzombe2774
@emmanuelnzombe2774 2 жыл бұрын
What are these ama 2000 really eating
@charitymango4498
@charitymango4498 2 жыл бұрын
Kkk aaah
@christineyonas8407
@christineyonas8407 2 жыл бұрын
Baby handirichenesi iri kakukasira kasira nebota kacho
@miriambanda1670
@miriambanda1670 2 жыл бұрын
Ummmmm kudanana nemunhu ipapo nekutodya bota aaaaaaaaaaah pakashanda zvivindi apa yooooooh 🙄
@mnet2912
@mnet2912 2 жыл бұрын
Sex education please Minister of education.
@evelynkudzaimuchekwana5277
@evelynkudzaimuchekwana5277 2 жыл бұрын
Bhachi rababa
@mercymukonza9814
@mercymukonza9814 2 жыл бұрын
Chirongwa chandinofarira
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 2 жыл бұрын
Ipapo kupfimba nekutodya bota
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 2 жыл бұрын
Asi.mukomana azoti takatanga sekudaro.kurewakuti wakambopfeka wakazoguma waita kujairirana kwakudya.bota pasina spoon kkkkk kwakudya nemakumbo
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 2 жыл бұрын
@@wilmarmarara2448 bota kekutanga rongoda yeke, kungoti now njovhera ndoma1
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 2 жыл бұрын
@Mr Rutenga Music batai matare
@panashekabvura7047
@panashekabvura7047 2 жыл бұрын
Second lol
@patiencemushoriwa9844
@patiencemushoriwa9844 2 жыл бұрын
Vana vama zuva ano havachatya bonde musi wekutanga watozviita hunonzi hunzenza
@prudencezheclahs37
@prudencezheclahs37 2 жыл бұрын
Konapo konapo kunyenga nekudya bota
@hoto31
@hoto31 2 жыл бұрын
chaos chaiyo nema2000
@deliwendlovu6954
@deliwendlovu6954 2 жыл бұрын
Waiting ✋
@varaidzoagneskwachenera5201
@varaidzoagneskwachenera5201 2 жыл бұрын
Ipapo ipapo
@fungaichiri3886
@fungaichiri3886 2 жыл бұрын
Ipapo ipapo
@fortunatekasiyandima1436
@fortunatekasiyandima1436 2 жыл бұрын
Ipapo ipapo
@patrickstyleschirume6751
@patrickstyleschirume6751 2 жыл бұрын
Same day delivery
@senzeniganyani9461
@senzeniganyani9461 2 жыл бұрын
Haa Itai mushe Vana imwi APA tava daindaka zivi ,kkkkkk
Who’s the Real Dad Doll Squid? Can You Guess in 60 Seconds? | Roblox 3D
00:34
小丑家的感情危机!#小丑#天使#家庭
00:15
家庭搞笑日记
Рет қаралды 30 МЛН
ТИПИЧНОЕ ПОВЕДЕНИЕ МАМЫ
00:21
SIDELNIKOVVV
Рет қаралды 1,4 МЛН
Inside Out 2: ENVY & DISGUST STOLE JOY's DRINKS!!
00:32
AnythingAlexia
Рет қаралды 18 МЛН
Who’s the Real Dad Doll Squid? Can You Guess in 60 Seconds? | Roblox 3D
00:34