The real reason Zimbabwe celebrities failed to attend rufu rwababa vaMai tt

  Рет қаралды 14,823

Zim Gossip Updates

Zim Gossip Updates

Күн бұрын

#maitt #madamboss #jahprayzah #jahprayzer #winkyd #lorraineguyo #babaharare #mamavee #babahararerita #zimmusic #zimbabwenews #zimbabwe #zimnews #zimbabwelatestnews #zimconfessions #zimcelebrity #zimcelebs #zimbabweanyoutubers #zimsocial #zimgossip #maittdiaries #maittandmadambosslatest #maittlatest #maittlatestvideos

Пікірлер: 99
@nollenmthethwa9443
@nollenmthethwa9443 22 күн бұрын
Ndezvekwana Murata family izvi kwete zvema celebrities
@tatendachimwendo6442
@tatendachimwendo6442 22 күн бұрын
Havana kana basa ava.: Inga the man was send off beautifully wani without the so called celebrities 😂😂😂😂
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 22 күн бұрын
Kwaitove ne vanhu vakuru vana Chaplain Phiri Memory Matimbire
@user-de8le4bl6q
@user-de8le4bl6q 22 күн бұрын
Vaudze dear vanongoganza vanhu vesocial media
@Spo7017
@Spo7017 22 күн бұрын
Saka ndoovanhu vakuru here ivavo😂😂😂😂😂
@CharityMhizha
@CharityMhizha 20 күн бұрын
Ndo vanhu vakuru vacho here😂😂😂😂😂
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 20 күн бұрын
@@CharityMhizha Yaa vasina zhowe zhowe
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 20 күн бұрын
Kwaidiwa vanhu ve church kwete ma amoti ma celeb .vaMurata vaive munhu we church nt fb
@stopit8048
@stopit8048 22 күн бұрын
Tom Jones, he can't go because he is on a wanted list by the government.
@FadzaiChawira
@FadzaiChawira 10 күн бұрын
😂😂😂
@takundasigauke9968
@takundasigauke9968 22 күн бұрын
Uyu blogger posts too many hanzi hanzi always why? News dzake are based on gossip and speculation and assumptions period. Sometimes she contradicts her posts she posts ega , she seems to be on the haters side ya Maititi. Hanzi hanzi yake is too much.
@tatendafaithmasarira9044
@tatendafaithmasarira9044 22 күн бұрын
What's her name nhaim?
@euserbiamatadirappoppyt6130
@euserbiamatadirappoppyt6130 22 күн бұрын
Uyu agara inonsense anotaura rubbish anehatred pachake
@colleens-bakery
@colleens-bakery 21 күн бұрын
Ndinokumbirawo follow yenyu hama
@conciliamhere.160
@conciliamhere.160 22 күн бұрын
Nderwani rufu rwakamboendwa nemunhu wese? Ko inga wani we do not attend dzimwe ndufu dzema very close relatives coz of certain reasons? Imika imi tigei zvedu isu.
@TateAwe
@TateAwe 22 күн бұрын
Vakavigwa zvakadadisa sekuru
@marthamunyuki698
@marthamunyuki698 5 күн бұрын
Izvi zvapinda papi kumhuri yekwaMurata uti kutsvaga content . Vamurata he is a respected man vakatovigwa zvakanaka
@FungaiEdithMamungaire
@FungaiEdithMamungaire 21 күн бұрын
Matauriro aunoita News dzako anondibhowa unonyepa iwewe hapana chaunenge uchiziva
@violetdima1241
@violetdima1241 21 күн бұрын
Vainoitei vaizouya futi vachitaura kwavasina kuswera vakatogona vakasaenda
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 6 күн бұрын
Vasina kuenda vaive vakabatika and rufu rwakaenderera mberi zvinodadisa iwewe ndiwe utorineproblem ndazvekumba kwako here
@conciliamhere.160
@conciliamhere.160 22 күн бұрын
Kurufu kunoendwa neanoda saka kusaenda kwavo kune zvakwakakonesa here nhai veduwe ?
@Chiherachashe2024
@Chiherachashe2024 22 күн бұрын
Zvihebasa rein, was he going to wake up? Hayiwayo nonsense dzega dzega, she buried her father well
@angelarumbidzai3059
@angelarumbidzai3059 23 күн бұрын
Ko zvinebasa rei kusayenda kurufu zvese zvakafamba bhoo please siyai the murata fmly mashaya content shuwa
@jescatandiri9485
@jescatandiri9485 9 күн бұрын
Kana mashaya zvokutaura munonyarara rufu harumanikidzwe munhu.
@user-pe4tw3nm2e
@user-pe4tw3nm2e 22 күн бұрын
Ska zvine basa rei ndovaizovamutsa hre inga vakatovigwa wani
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 22 күн бұрын
Asi basa raka famba nyange vasina kuenda.
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 22 күн бұрын
Vakatovigwa wena in style
@it3788
@it3788 22 күн бұрын
Vanhu vanoitazvavanodq Tom Jones aituka ed macio aimumirira😅
@AlphaChigegwe-nd4ux
@AlphaChigegwe-nd4ux 22 күн бұрын
Ko zvine basa rei ska vatadza kuvigwa hr nekuty hakuna macelebritt 😂😂😂😂 chikuru ndechekuty kuvasavapo kwavo hakuna kutadziswa sekuru Murata kuchengetwa
@user-de8le4bl6q
@user-de8le4bl6q 22 күн бұрын
Iwewe vakadii kuenda nxaa
@RitaZulu-v6z
@RitaZulu-v6z 22 күн бұрын
😂😂
@CeaserZW
@CeaserZW 22 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@GladysMataruse
@GladysMataruse 22 күн бұрын
Ko imi makaregererei kuenda zvamunofarira guhwa,,,,,eeeh muchimiririra team renyuwo????tipei mhinduro
@user-vi9ns8rv9l
@user-vi9ns8rv9l 20 күн бұрын
Kkkk good question
@gambizagambiza8022
@gambizagambiza8022 22 күн бұрын
Aaah zvinhu zvacho kkkk what's the big deal kuenda kunhamo kana kusaenda what difference does it make guys. Pano tinongoda drama riri Unnecessary
@chipokambanje7044
@chipokambanje7044 22 күн бұрын
ZvemaCelebrity asina kuenda ndozvawaongoona ko zve classy funeral wadii nazvo
@getrudemashawa438
@getrudemashawa438 22 күн бұрын
hazvina kukonesa kuvigwa kwa vaMaruta
@sipiweguyo7813
@sipiweguyo7813 21 күн бұрын
hapana asingafi tese tichafa ,uye kunonzi ukaita chakanaka wazviitira,ivavo vakaviga sekuru vakatokwana ndomagamba acho akamira navo
@user-de8le4bl6q
@user-de8le4bl6q 22 күн бұрын
Musaganze imi macelebrities anga ariko mukuda kuti rufu rwemunhu wekuchurch rwuende kunoimbwa nanajah praizer wenyu iwawo regai vamurata havasi celebrity akafa haasi mai tt ndibaba vavo saka tikwanirei
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 22 күн бұрын
Zvebasa reyi izvozvo komanikidzwa here kurufu kwacho baba va mai titi ndi mai titi here udzanai mega isu madzibaba edu akafa takambozviunza pa midea bcz ava vanozikanwa fokofu
@faithnyamwanza6953
@faithnyamwanza6953 11 күн бұрын
Shaaa it was a funeral akafa ndibaba vaFeli not Feli hazvina kana basa . I love the fact tht his family gave him a beautiful funeral
@user-ud8zc9ys9x
@user-ud8zc9ys9x 21 күн бұрын
Iye anoinda here kwevamwe mai tt wenyu
@TambudzayiMupoperi
@TambudzayiMupoperi 22 күн бұрын
Hazvina kana basa izvo,hazvitadzisi munhu kuvigwa.Sekuru vakavigwa zvinodadisa
@user-sb3fr1tg5n
@user-sb3fr1tg5n 22 күн бұрын
Vakavigwa zvakadadisa nyikayese,iwe you are always negative nezva Mai Tt
@RitaZulu-v6z
@RitaZulu-v6z 22 күн бұрын
Aaa nhym mariro anoita kumanikidzwa hr aaaa mnhu wese anofirwa kna
@senzenipinoka-zm4xf
@senzenipinoka-zm4xf 21 күн бұрын
Iwe wakaenda here uye zvinei newe unemakuhwa
@Bridge_M
@Bridge_M 11 күн бұрын
Guys Chipo the trouble causer aivako, why did you waant kuti Jah aenda ,haana hushamwari namai Titi plus pakafa baba vake maiTiti vakaenda here. Mama Vee vaisaenda because vanowirirana namadam boss
@NatashaMakomborero
@NatashaMakomborero 5 күн бұрын
Wangu hatina time yekuenda kurufu kwemunhu Asina kana hunhu and asingatsure mwana wake . Get away mhani
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 22 күн бұрын
Beware of Patricia wenyu uyo. Akadini kuenda sezvo achitaura na family yacho. Mungati mai Murata ringaita benzi ku taura ne munhu anovenga mwana wake. Kuitira kuda kuita ma messages emu bikigwa achiti ari ku taura ne hama dza mai Titi
@SusanRusike-d9h
@SusanRusike-d9h 22 күн бұрын
Kutaurisa kamuchacha Kenyu aka
@Spiwa
@Spiwa 12 күн бұрын
Zvichienderana nekuti Mura wacho newanhu iwawawanowirirana here
@MarthaRieeMatshazi
@MarthaRieeMatshazi 13 күн бұрын
Zvine basa rese zvamunotaura nhai ma Zimbo thats why tichitambura
@user-fj9ot7cb3s
@user-fj9ot7cb3s 22 күн бұрын
Zimbos ticharoya nekuda clout,kotikasiya mazita evanhu tobvei
@thembinkosimashandudze8169
@thembinkosimashandudze8169 23 күн бұрын
Munhu nemunhu ane vake
@user-jh4zl7bi4j
@user-jh4zl7bi4j 22 күн бұрын
Chinokosha hama dzavo we there
@colleens-bakery
@colleens-bakery 21 күн бұрын
Ndinokumbirawo follow yenyu hama yangu
@matildakwangwa3372
@matildakwangwa3372 22 күн бұрын
Iwe Ure alwayz negative nezvaMaiTt
@Nobertchatindo
@Nobertchatindo 22 күн бұрын
Nhy ndotoshaya kuti why pese pese anenge achingoti maitt
@bkay2679
@bkay2679 22 күн бұрын
She is so biased this woman.
@colleens-bakery
@colleens-bakery 21 күн бұрын
Ndokumbirawo following yenyu hama dzangu ndinokudak mose
@colleens-bakery
@colleens-bakery 21 күн бұрын
​@@bkay2679ndinokumbirawo follow yako hama yangu pliz mwari vakuitire zvakanaka
@colleens-bakery
@colleens-bakery 21 күн бұрын
NDINOKUMBIRAWO FOLLOW YENYU HAMA DZANGU
@dorcusmakaza6592
@dorcusmakaza6592 18 күн бұрын
Ko vakatdza kuvigwa here because mamwe ma celebrity did not attend ???? He had enough people whoattenddd what’s the problem The Proson Band was there Mayi Tt wacho does she ever care akauya neasina the biggest job was to bury her father and everyone who attended. Vanhu avamanikidzwe because ma celebrity eku Zim Vaneruvengo kudaro Akambobatana kupi ma Celeb eku Zim Vanoswera vachituka nevanhu vasina mhoswa Ana Mfundisi Mama Mayi Bwanya munhu wa Mwari But she doesn’t take action Kunyara vamwe vacho kusayenda ku rufu Inga vakavigwa wani Baba what’s your problem people
@gretachikakai7895
@gretachikakai7895 21 күн бұрын
Mai TT was in jail maida vaite seyi
@streetgist247
@streetgist247 22 күн бұрын
Good havana kuenda.Cat grandad vakapihwa a bifitting send off zvakanaka zvinengei.Ushamwari hauna kana basa and kusaenda kwana ngana hakuna kana dhiri.mai Tt represented them vese ari one.ndiye zicelebrity racho ari ega.Mai maKeteni is a spy vakatogona kurega
@LoreenChapepa
@LoreenChapepa 17 күн бұрын
Vana Jah vacho ndoovaida kuvamutsa here? Inga munoshaya nyaya imi
@sipiweguyo7813
@sipiweguyo7813 21 күн бұрын
ko inga sekuru vakangovigwa z akanaka wani ,zveimwe zvamave kutsvagurudza izvi handioni sekuti zvichine basa ini,uyezve rufuhatusi rwemacelebrity ka urwu nderwekwaMurata
@SimbaMupanduki
@SimbaMupanduki 22 күн бұрын
Hazvina basa izvooo
@milanjameson4409
@milanjameson4409 21 күн бұрын
Tom Jones hangaende because ana Kettina vakadzosa mavideos aya achituka baba Rwizi
@Knight19325
@Knight19325 15 күн бұрын
Imi ndimi muno vadenha moti havagoni kugatisana nevamwe zvakanaka iwewe akambokudenha here iwe benzi remunhu usataure kwausina kuswera akaku pindurai moti anodenha dofo
@joycendemera982
@joycendemera982 17 күн бұрын
Iwe ndiwe wakurwadzisa Maitt. Vaivepo ndovakavanyaradza. Mavekuita kufirwa sedambe nekuda content
@llusyshumba960
@llusyshumba960 16 күн бұрын
Saka Havana kuvigwa here haaa munoshayawo imi
@Blue_Rise
@Blue_Rise 14 күн бұрын
leave mai tt friends for what
@Shyleen-hp3eo
@Shyleen-hp3eo 19 күн бұрын
Vanhu vauri kuti havana kuenda vaizonomutsa mufi here tiregei zvedu
@user-tv7uf6di8y
@user-tv7uf6di8y 17 күн бұрын
Kut Kurufu kunomanikidzwa munhu hr zvine basa reyi ivavo vakatoenda boe zvekuti
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 16 күн бұрын
Ndovatanga kufa here vamurata zim mongofiwa Wani
@sdshippers9332
@sdshippers9332 23 күн бұрын
Thom Jones anoiwanepi mari yekuenda Zim from S.A iye ari kaBhuru mangwedzi kasina kana one jendekis zvaro 😅😅😅😅
@CeaserZW
@CeaserZW 22 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 maihweee
@user-vz2br3hz8i
@user-vz2br3hz8i 22 күн бұрын
Hauna nhau zvebasa rei ?watoona ma problems evanhu hobho kudaro wazviziva sei ko kana vanga vari busy
@mediamatimba4888
@mediamatimba4888 22 күн бұрын
Celebrity ipi kamuchach, kambavha ndadzose mari dzaakaba
@kudzi8087
@kudzi8087 22 күн бұрын
Akaa kamukadzi akaa
@CeaserZW
@CeaserZW 22 күн бұрын
Haa kurufu ikoko kwanga kusingatode ma celeb kwaingoda mai TT vacho vakatodaro vakamirira munhu wese. Vanga vakatokwana vakadaro paisazodiwa more drama parufu pemunhu mkuru
@masciemudumo
@masciemudumo 22 күн бұрын
Haaaa zvine basa rei?
@LastNyoka
@LastNyoka 21 күн бұрын
Taura hako pane aizomutsa mufi here pamacelebrities acho
@chionisochipupuli9945
@chionisochipupuli9945 22 күн бұрын
Is it a must to attend
@donnelmasimba9394
@donnelmasimba9394 17 күн бұрын
Putseke mhani kovakataura pafon
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 22 күн бұрын
Nonsense pane asingafe here tski
@chipojeks9751
@chipojeks9751 22 күн бұрын
Ibvapo hazvina basa izvo vakavigwa chete
@belindanyakurwa6931
@belindanyakurwa6931 21 күн бұрын
Zvine basa reiko
@allzimbabwenews5703
@allzimbabwenews5703 20 күн бұрын
Masocalled celebrity enyu are low lifers. Vanonyadzisa
@pipi-q3x
@pipi-q3x 22 күн бұрын
Being honest chero mai titi vachituka vanhu people had to understand the difference between social media life nereal life.Zimbabwean celebrities are a shame vese havatomboziye humanity,maybe vakatqdzirwa namaitt but don't forget kuti they did the same pakafa garry mapanzure.These people do not even know chinonzi support.Zvisinei kuvapo kwavo kana kusapo maitt and her family managed,to hell with these unsupportive so called celebrities
@user-el8lq9ds5n
@user-el8lq9ds5n 22 күн бұрын
Pane chakakona here zvavakaregera kuuya imbwa dzevanhu
@masciemudumo
@masciemudumo 22 күн бұрын
Haaaa zvine basa rei?
Шок. Никокадо Авокадо похудел на 110 кг
00:44
Ndakanoromba Ku Durban Ndikapuwa Gonye*must watch*
25:49
Dark Secrets and Confessions
Рет қаралды 54 М.
How Zimbabweans Are Making Money 💰 💵
15:15
Ruwa Organic Farm
Рет қаралды 26 М.
PASADZA EPISODE 1
10:39
Youth Advocates Advocates
Рет қаралды 165 М.
Tallyn wants Nox back???After leaking dora rake and calling him names
4:05