THE TRUTH ABOUT MANJUZU EXPOSED BY PROPHETESS MONALITA | DIALOGUE WITH DJSPARKS ZIM REALITY

  Рет қаралды 41,611

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

2 жыл бұрын

#manjuzu #apostlemonalita #monalitavideos #prophertessmonalita #djsparkszimbabwe
THE TRUTH ABOUT MANJUZU EXPOSED BY PROPHETESS MONALITA | DIALOGUE WITH DJSPARKS ZIM REALITY
#prophertmakandiwa #makandiwa #prophettfredy #starfm #tetetildahlive #tetetildahlivestarfm #karangandatv #drewmastv #slymedia #madzibabamagirazi #madzibabamoze #madzibond

Пікірлер: 200
@sanilemusekanehuku1559
@sanilemusekanehuku1559 Жыл бұрын
Shavi renzuju ririko pachivanhi chedu shavi renjuzu ndisahwira wemumusha hakuna anoita shavi renjuzu asina dzimu uye munhu wega wega ane mudzimu uri paari asi unoshanda zvakasiyana. Umwe unovepo pakuchengeta chte umwe pakushava umwe pakurapa. Sak zvinoenderana nekuti une mudzimu unokutungamirira kuitei dzimu iroro rinotsvag sahwira anova wemumvura
@malaik9
@malaik9 Жыл бұрын
Murimugwara
@princechakadonha4419
@princechakadonha4419 2 жыл бұрын
First seven minutes were explained so well, but after that her opinions were highly polarized. Yah zvakaoma, Zimbabwe inondirwadza. This nation started as a creation nation but slowly in the southern part of Africa it's becoming the headquarters of satanism, it's all because of our weakness as Zimbabweans, let's not blame the economy. There are so many people who have endured poverty and died that way but their names will be seen in heaven. We are a greedy nation which thinks that a person has to be rich at that very moment. We are so weak that we can't even stick to our own Christian principles when temptation comes. On the second coming of Jesus Christ those sinners who will be alive at that time will regret a lot, especially those who lived this lavish lifestyle. They'll envy a certain group people ascending to heaven along with Jesus, and that group of people will be those who lived in poverty but just like Job they never parted ways with Christianity. Tirikurarama munguva yekuti vanhu variku pembedza chitema, nyaya yemanjuzu mucharidza mhere nayo iyi, nyaya dzekuromba nekuda kuenda kumaprofita muchadzidemba. God listens, why not get down on your knees inside your room and speak to God? Let's appreciate the natural way of attaining wealthy, kana pane waunoziva akafa asina mari achinamata usatya Mwari aivanzwa, aiziva kuti vachava nehupfumi husingapere kumusoro kudenga, akava pindura minamato yavo. Asi sevanhu venyama tinogona kusanziwisisa. Handisi kupembedza kutambura at times poverty might come from the devil, that's why we need to talk to God all the times through prayer and reading the Bible. It's more like a hereditary sin asi satan akaona iye kuti nyika ino ine vanhu vanongo hakira vachiyemura zvakaipa vasinga zive kwazviri kubva, akatipa mbasera zvekare ye ignorance yekuti for example zvirinani kurarama semupfumi pano pasi chero denga rikazo ndirasa nekuti handizive kana ndichapinda denga here ndirimurombo, Satan is such an intelligent man, mazuva ekuguma aswera, neignorance nekuzvitemba kwako unochema chete. As for young ladies appreciate proper marriage not kurara nevarume vevanhu uchiparadza dzimba nenyaya yekuda mari, sometimes some of the young working class bachelors you're dumping nekuda kwekushaya mari kwavo, vamwe vacho vane potential yekupfuma nenzira yakanaka kudarika madhara ako akaromba anokupinza mukutukwa nedenga. Yes unoona sezvirikukufambira mushe nekuti uchiri mudiki, asi chandoda kukuudza ndechekuti uchachema mwanasikana, same applies kuna vakomana vechidiki varikurarama nenzira dzisina kunaka. It's just a matter of time before you start lamenting. Marriage is holy, so denying or playing around with holy things means that you're saying that God is fool, I think we all know the consequences of being blasphemous. Ngatinamateyi hama, haasi wese mupfumi achapinda denga, kana anga arimupfumi panyika asi asina Mwari chandoda kukuudza ndechekuti achademba, vamwe vapfumi vamunodemba vachachema pakudzoka kwake Jesu. That's why there was a parable of the rich man and Lazarus, Jesus saw these times that's why he gave that parable. On his second coming those sinful people alive are the only one who will regret, but after the prophesied 1000 years in the book of Revelation pachava nekugedada kwemeno kunotyisa. Please excuse my grammar, I just hope you heard what I was trying to say.
@itstadiwa284
@itstadiwa284 2 жыл бұрын
Amen hako, moyo waramba ndigumire panzira ndapedza kuverenga zvese. Wataura chokwadi, totonamata tichitemba naMwari kunyangwe tikashaya pano pasi tichawana mudenga. Ndichatonamatira humbleness kuna Mwari, nokuti zviri mumweya izvi zvingazotibatewo ende hatidi. Saka tinamate kunaMwari, ndivo vanotoziva.
@princechakadonha4419
@princechakadonha4419 2 жыл бұрын
@@itstadiwa284 true that.🙏🏾
@lovenesmugariri7033
@lovenesmugariri7033 Жыл бұрын
Amen mainini murikutaura chokwadi,vana vedu vangwarisa vakuda zvemahara nekuvengana nevabereki,havachateereri vabereki vavo
@patriciagutuza5037
@patriciagutuza5037 Жыл бұрын
Well said.
@michaelgutsaro29
@michaelgutsaro29 Жыл бұрын
DJ ndirikuda kukuona ndokubatai kupi
@bridgetmapondera3203
@bridgetmapondera3203 Жыл бұрын
Thank you prophetess ❤️❤️
@emmersomgomo7241
@emmersomgomo7241 2 жыл бұрын
An apostle trying to explain manjuzu nechivanhu tsve kutsanangura Christ.Ndokwavari naivowo what doctrine is she propelling .Evil apostle.Let. God expose you one by one for his glory to remain pure
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 2 жыл бұрын
There is no "mudzimu wenjuzu" -Zvinonzi " shavi renjuzu"
@kudzimunetsi6508
@kudzimunetsi6508 2 жыл бұрын
Njuzu utori mudzimu
@givemoremuleya643
@givemoremuleya643 Жыл бұрын
This lady is a deceiver, a false apostle, she has a counterfeit spirit, (familiar spirits) did You hear her saying ndinengirozi dze chirume ne dze chikadzi, she has several evil spirits, African churches refers these evil spirits as ngirozi/ ingelosi these are satanic angels. Christians are filled with the Holy Spirit after the Baptism of the Holy Spirit, as opposed to these, they are possessed from birth because they inherit these familiar spirits from their ancestors, they follow the blood lineage, these are forces of darkness, they belong to the kingdom of darkness, SATAN Is their father. CHILDREN OF GOD know the TRUTH, the word of God is the TRUTH not words from a sangoma who calls herself apostle, WHAT,! COME AGAIN ! BEWARE OF FALSE TEACHERS, PROPHETS, APOSTLES, EVANGELISTS, AND PASTORS THEY HAVE ARRIVED IN MULTITUDES, Only the word of God can IDENTIFY THEM, because they PREACH Another GOSPEL, Their FRUITS Are DIFFERENT.
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 Жыл бұрын
@@givemoremuleya643 thank 🙏
@lindahozheri3026
@lindahozheri3026 Жыл бұрын
Very true prophetess thank chiri mumusakasaka chazvinzwira mataura chokwadi chisindi kunzwikwa nevakawanda thank you so much....
@nolinemakaure8373
@nolinemakaure8373 11 ай бұрын
We grew up tisingazive izvi njuzu inotyisa vechidiki varikuzvinyanya izvi it's all about money weldone prophet vanhu don't encourage bad evil in your life mumvura munotyisa umu veduweee pafungei
@wanzi6461
@wanzi6461 Жыл бұрын
I do like that she is denouncing njuzu, the craziness needs to stop, but she also is misled.
@takundamusifari135
@takundamusifari135 2 жыл бұрын
Knowledge is power
@zhouadwina918
@zhouadwina918 Жыл бұрын
its called njuzu or marine spirit these are people who are possesed by the spirit of jezebel and in our language it relates to njuzu these people go kunoromba vakadzi voiswa this spirit so that they can trap rich men who will give them money and take care of them usually these women cant get married because thats part of the covenant an they start influencing other girls not to marry because marriage haibatsire but they cant marry
@cooljayz6657
@cooljayz6657 2 жыл бұрын
Eish zvakaoma guys
@rachmietiger4122
@rachmietiger4122 2 жыл бұрын
It's so sad that vamwe vanhu vanongoti biblical dzavasingatozozive kwadzakabva n also not knowing fully the history that s that biblical yavanotaura nekuda zvinhu .fungai mushe vanhu the same ancestry protocol which u a following in that so called biblical of yourself s the same ancestry history u a running away from not knowing that u a just called to prays another one 's ancestors living yours calling them devil .u must wake up from that sleep .u a being to taught to worship Abram lsac n Jacob the geonologies of Jesus and being taught to Call your own geonologies devil .Rega nditi nechivanhu urikunzi huya kuna Mwari uchipfuura uchitenda Abraham nalsac naJacob .zvakasiyanei nekuti wewe war nekuna Tambaoga naChimuti naTakaruza sekuru vako pane kuenda nekunana sekuru vemumwe vausingatozozive but only convinced to follow the history yakanyorwa .nhasi uno zvinoshamisa zvinamato zvinopikisana zvimwe zvichiti hakuna bhaibheri vamwe vachiti ririko Asi vachiparidza zvimwechete nhau iripo kusangonyasosvinura chete kuripo kutii mashoko ayo ndeekukurasisa iwe kuti usiye chaunofanira kuziva uchiendeswa kwaurikufanira kuenda nekure uchisiswa padhuze kuti utuke kwawakabva uchiti baba Vangu s the devil because vakafa .dzinza rakakosha rakanaka rinodiwa ndoosaka momo the so called biblical dzenyu maitoroorananwawo zvematongo .nhoroondo irimo ndeyechivanhu Asi chiro chivanhu cherumwe rudzi chaakukokerwa iwewe nekusaziva kuti utize chako chivanhu nekuda zvinhu cause zvakosha mrikuti biblical imi verengai mushe that biblical of yourself for u get the truth kwete zvekuudzwa .
@charlesphiri4150
@charlesphiri4150 Жыл бұрын
I love this video clap momz awa wanotaura chokwadi
@nolinemakaure8373
@nolinemakaure8373 11 ай бұрын
This is true talking takakura tisingazive izvi
@wanzi6461
@wanzi6461 Жыл бұрын
Ngatisanyeperanai, manjuzu (of all kinds), midzimu, mashavi all of those are spirits. If you are Christian, you would call them evil spirits, but if you like them or follow the traditional religion then they are good spirits according to our tradition. Christ followers believe that the only good Spirit is the Holy Spirit, all others are evil spirits.
@ClassyElegant
@ClassyElegant Жыл бұрын
They've never been good doirits manjuzu. They're fallen angels which can becoming demonic deities over territories by shape-shifting Water spirits/mami wata coastal regions Goddess Mary over mariolating regions Hindu deities over hindu worship regions Other false deities
@scionofafrica
@scionofafrica Жыл бұрын
This is true
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 Жыл бұрын
Fake njuzu
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 Жыл бұрын
Thanks
@PortiaTafie-kc3rb
@PortiaTafie-kc3rb 11 ай бұрын
buh pane secret iripo yausi kuziva midzimu itori connected manje hapana munhu anoporofita asina mudzimu uri pauri
@LoloMixer
@LoloMixer Ай бұрын
Jesu ndovaneyese ini ndaimbove manjuzu hakuna chiripo icho all is vanity
@vivian-ys3fu
@vivian-ys3fu 2 жыл бұрын
mmmmmm mama ma explains sagogo mabvu
@charlesphiri4150
@charlesphiri4150 2 жыл бұрын
Prophetess, I like the fact that you know kuti mudzimu is connected with GOD and that's very true !!!!
@bridgetmapondera3203
@bridgetmapondera3203 Жыл бұрын
True
@editorchikadaya5649
@editorchikadaya5649 Жыл бұрын
Xoxo
@editorchikadaya5649
@editorchikadaya5649 Жыл бұрын
Ok thanks 6266
@editorchikadaya5649
@editorchikadaya5649 Жыл бұрын
5motenga ŕ
@editorchikadaya5649
@editorchikadaya5649 Жыл бұрын
Ok thanks
@africanculturetv8511
@africanculturetv8511 Жыл бұрын
Zim reality chimbouya undibate ndichitaura side reculture kwete zvakutaura Apostle uyo
@theverdictisyours2230
@theverdictisyours2230 2 жыл бұрын
What a nation, thought Zimbabweans are smart but eissh wrong...dzimwe nyika dzine vanhu vanenge isu here?
@felihilda3835
@felihilda3835 10 ай бұрын
It's a sad nation😰😰😰😰APA vanhu vakadai vanoenda in secret kunogadxira chivanhu
@user-ho1qv1qe8q
@user-ho1qv1qe8q Жыл бұрын
Njuzu is creation, how come powers come from relying on creation rather than to rely on Creator. This is all dark world same same kushandisa bere kunoroya
@tawazteeman767
@tawazteeman767 2 жыл бұрын
Buh sparks musadaro mukutokopora manjuzu wedu uyo kaa Hayaaaz 😂😂😂
@tafadzwajeranyama9988
@tafadzwajeranyama9988 2 жыл бұрын
Well said mama you are a prophetess but munoziwa chivanhu that's good
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 2 жыл бұрын
Utter rubbish. Sparks siyana namadofovayo
@apostles.p.kwetini6913
@apostles.p.kwetini6913 Жыл бұрын
Monalita,mauri muneNjuzu dzeChurume dzechikadzi dzisingade maFunnies, Someone Told you are man inside n A Woman out?,..My dear you are not an Ambassador of Christ ,you may not know abt this,you represent another Kingdom wc is not the Kingdom of God,Son n Holyspirit,
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 2 жыл бұрын
My country is cursed
@intel2663
@intel2663 2 жыл бұрын
Great Teachings Apostle. Ndokuti Multi Talented Woman uku 👍👌.
@blessedsamanyika3556
@blessedsamanyika3556 2 жыл бұрын
Are you serious?
@intel2663
@intel2663 2 жыл бұрын
@@blessedsamanyika3556 resist the need to comment if you don't like something 😂 were you forced to be here my guy?
@felistas2931
@felistas2931 Жыл бұрын
That's true but can I ask ko zvinoina here kuti unzi hauzvare because ndimanjuzu
@lindahmarenga8356
@lindahmarenga8356 Жыл бұрын
Hongu kana uine shavi racho rinonzi Dona
@nyaradzogotora5391
@nyaradzogotora5391 10 ай бұрын
In short unenge uine chivanhu asi chakatakurana nemashqvi akasviba ndiwo avenge achida kuti unogezeswa nevechivanhu vanoziva
@nyaraisvova7639
@nyaraisvova7639 Жыл бұрын
Aaaaaa mumvura mune mweya yskawanda hakuna chinonzi manjuzu kune njuzu yedzidza nedzimwe dzakasikwa naMwari kouya mweya iri kugara vanhu iyo inonzi mazungu vanhu vakafira mumvura vamwe mweya yevanhu vaiva pfambi vamwe mhondi
@Eatlifeandenjoy
@Eatlifeandenjoy 2 жыл бұрын
Kkk. Iwo wanayo here?
@chichimariza3240
@chichimariza3240 2 жыл бұрын
uyu anotori nezvaanoziva uyu. looking at her appearance uhmm
@matareellen
@matareellen Жыл бұрын
Jizasi!!!
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
@paidamoyomagwenzi-wg4ds Жыл бұрын
Ndezvemudzimu
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 2 жыл бұрын
I don't trust apostle. She could have a mermaid sprit herself. She has no Jesus herself
@ulimaulima7104
@ulimaulima7104 2 жыл бұрын
Look at the hair piece she is carrying.She is a suspect,l agree with you!
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 2 жыл бұрын
@@ulimaulima7104 🙏
@ulimaulima7104
@ulimaulima7104 2 жыл бұрын
@@kurrieoriginale3613 Those are PRINCIPALITIES.Ephesians 6:10-13
@blessedsamanyika3556
@blessedsamanyika3556 2 жыл бұрын
Thats true. She is saying a lot of things that are not Biblical
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 2 жыл бұрын
Mai in'anga avo Sparks inzwa. She is so confused Sparks
@blessedsamanyika3556
@blessedsamanyika3556 2 жыл бұрын
Urikurevesa hako. Munhu wepi anoti chipo chinotorwa. How can the spirit of God be overcome by a demon?
@rudorudo6211
@rudorudo6211 2 жыл бұрын
Havasi waMwari vatori n'anga chaiyo .kuchechi varikutonyengera vanhu
@tatendanyakudya4042
@tatendanyakudya4042 Ай бұрын
In'anga mai Ava. So sad some people call her apostle. She is saying handitaure chipo changu but she calls herself prophet. Saka haatyi here kutorerwa kwacho
@coleenchirunga385
@coleenchirunga385 2 жыл бұрын
Ma1
@claramoyo1370
@claramoyo1370 Жыл бұрын
Mwari tirwirei chokwadii
@rosehairgallery
@rosehairgallery Жыл бұрын
Zvirikunziiko imi woyee
@rudorudo6211
@rudorudo6211 2 жыл бұрын
Tarisai colour yemabraids avo and the way she drops them neage yavo....ndokuside kwavo ikoko
@carolinempofu3360
@carolinempofu3360 Жыл бұрын
Chero maziso avo
@factchecktv3885
@factchecktv3885 2 жыл бұрын
Ava ngavasazviti prophet. Ma profita emu bible haana dzidziso dzechivanhu. Chipo chaMwari chinotorwasei ndezvekwa Satan izvi zvinemakeikwi
@rachmietiger4122
@rachmietiger4122 2 жыл бұрын
Mhaka mnoparidza rekuudzwa ndoosaka musingazive kutii chipo chamwari chinotorwa .hamuna mbonzwa here panonzi mukafarisa makanganwa chikrisitu chipo chinoenda .ko in your biblical history of Samson zvinonzii .msapote muchipikisa zvamsingazive uye muchipikisa nezvamakanzwa verengai mubhaibheri momo zvakasimba munotoona zvese zvirimo
@abigailkagoro613
@abigailkagoro613 2 жыл бұрын
If you are weak pakunamata Chipo chinotorwa mudikani zvinhu izvi zviri spiritual unogona kutadza kuzvinzwisisa . Tikaverenga bible tichikumbira Wisdom kunaMwari vanotipa Revelation
@sashaanita4259
@sashaanita4259 Жыл бұрын
I think ipapo makurasika zvemanjuzu hazvina kutanga nhasi through social media no❎zvakagara zviriko kubva kare zviri muvanhu
@touchedbythelord3857
@touchedbythelord3857 Жыл бұрын
Omy God this apostle doesn't know God omy god.what is she talking abt.every manjuzu is evil and not of god.she is lost as well and she is a manjuzu too.oh God help your people
@craigchesney9037
@craigchesney9037 Жыл бұрын
Saka vadzimu maevil spirits here? If I may ask!
@ClassyElegant
@ClassyElegant Жыл бұрын
@@craigchesney9037 Yes they are familiar spirits. Munhu afa anoenda kudenga kana kugehenna depending on if they were saved
@wanzi6461
@wanzi6461 Жыл бұрын
@@craigchesney9037 ehe. Mai vangu vaisibudigwa nemidzimu namashavi zvose. Distinction yacho yakashaikwa with time. Same whatsapp group midzimu namashavi. Unoziva sei nditateguru vako zveshuwa. No way to tell, nhema dzogadzoga.
@tkneltindo5883
@tkneltindo5883 2 жыл бұрын
ibvai maRecorder kasong kane beat yesound iyo
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 2 жыл бұрын
Sparks don't associate yourself nemadofo aya mai ava dzo tacha hapana chi zivikamwa nyaya hadzi sangane murwere uyu
@felihilda3835
@felihilda3835 10 ай бұрын
Tisanyengedzane chinamato chiriko mudzimu iriko it really sad for a generation filling to acknowledge chivanhu chedu munhu ukaita chivanhu hazvirebi kuti auchanamati
@user-yb3cp8sh4g
@user-yb3cp8sh4g 2 ай бұрын
Well said 😊
@gabrieltavarwisa5657
@gabrieltavarwisa5657 2 ай бұрын
Kkkkkk uyu anonyeba mukadzi uyu zvemweya zvomunetsa
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 Жыл бұрын
Manjuzu ishavi njuzu dzinoita zvaka Wanda kusvika wagadzirwa so profetess taurai muchi vhunza vanoziva imi
@stanmike1004
@stanmike1004 3 ай бұрын
Vazorasika apostle avo hakuna manjuzu akanaka.
@touchedbythelord3857
@touchedbythelord3857 Жыл бұрын
This woman is lost.first few minutes was gud then boom she is actually a manjuzu apostle.Oh God
@tanyaradzwamurinda8542
@tanyaradzwamurinda8542 Жыл бұрын
Who in the name of an apostle is this woman 😏🙄
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 Жыл бұрын
Good question
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 2 жыл бұрын
That woman "apostle has no clue of what she is saying . She is all muddled up. She is just happy to be on camera. She needs help herself. Mwari havaburikiri njuzu. Hakuna chinonzi manjuzu mhani iwe moukadzi iwe nyarara uti ziii
@Junior-ym2nt
@Junior-ym2nt 2 жыл бұрын
Iweee it's there. If you don't know it just accept
@witnessgobvu1723
@witnessgobvu1723 2 жыл бұрын
Itai tsvakiridzo.
@capitanothegreat3994
@capitanothegreat3994 2 жыл бұрын
White Man Brain Washed you Big Time. Izvozvi utone Rozari rine White Jesus paCross, Jesus was never a white man, He was a Brown Man like today Arab People look like. God = Musikavanhu, Holy Spirts = Vadzimu
@wanzi6461
@wanzi6461 Жыл бұрын
@@Junior-ym2nt ehe it's there for sure zvenjuzu izvi, asi ukatarira zvongoitwa muchihwande hwande no straight forward way. Isu hedu totarira tovona Bhaibheri rinoti mweya yetsvina iyi who present themselves anyway they choose, iwe neni we have no way of verifying that they are good spirits and mean good. Pane danger ipapa apa. Unless we can prove these are good spirits, it is advisable to stay well away from the madness. And don't tell me to go ask another spirit we same whatsapp group to reveal a fellow spirit, it will not happen
@olinos4461
@olinos4461 Жыл бұрын
True . This lady needs to pray for Gods wisdom so that she can understand his word. Word of God said "either you of God or of the devil, you cannot save 2 master's" hapana kuti ndiripakati.
@margarettakaendesa6598
@margarettakaendesa6598 2 жыл бұрын
Tete ava havana chavanoziva hakuna chinonzi manjuzu.kubva kare kwaiva ne shavi renjuzu zvinji dzine urapi sebasa now vanhu vaku sanganisa njuzu nevazungu zvinhu zvakasiyana
@cognitonito2695
@cognitonito2695 2 жыл бұрын
moms iyi ikungotsikatsika, manjuzu mweya wasatani, kana une manjuzu you are a devil worshiper, simple
@tiamikawayne4847
@tiamikawayne4847 2 жыл бұрын
true
@felihilda3835
@felihilda3835 10 ай бұрын
😳😳😳😳😳 ahhh
@africanculturetv8511
@africanculturetv8511 Жыл бұрын
Apostle mune karuzivo asi dai maverenga bible chete kune njuzu,kune machembere edziva,kune manjuzu kune tsunguni.Saka mukana wamakawana kutaurawo pamedia asi hapana chamunoziva sure mungati kune manjuzu edzinza imii??Munomboziva here kuti hushavi uyu unouya sei???
@nyashakaseke6600
@nyashakaseke6600 Жыл бұрын
Mai avo ndovazivisa
@tinatinashe
@tinatinashe Жыл бұрын
Vanhu wakawandisa mu Zim wanoti tinemashavi enzuzu anozviti aneshaviracho ngaende kwasave anotorwa tionekuti anodzoka her
@felihilda3835
@felihilda3835 10 ай бұрын
Zvinorwadza kuona amai vakura samai Ava vachirasisa chivanhu kuvana vadiki🙌🙌🙌
@felihilda3835
@felihilda3835 10 ай бұрын
@@tinatinashe munhu aneshavi renjuzu rakakumbirirwa aharifi rakatora munhu asinkukushavira
@jamesmuzvimwe9015
@jamesmuzvimwe9015 2 жыл бұрын
she's on point
@MamaSashin
@MamaSashin 3 ай бұрын
She really doesn't have much knowledge about this though
@choicendoro7937
@choicendoro7937 Жыл бұрын
This woman is lost.
@felihilda3835
@felihilda3835 10 ай бұрын
💯 kuuraya vana😰😰😰😰
@shepherdzhuwaki
@shepherdzhuwaki Жыл бұрын
Mmmm apostle hahahaha l doubt you, how can it be connected to God
@TrustChineka-tw9ko
@TrustChineka-tw9ko 7 ай бұрын
Vanhu voparara nekushaya zivo
@Mlaba-rv2kh
@Mlaba-rv2kh 2 ай бұрын
Chokwadi ini yangu imba yakaparara nekuda kwamanjuzu mkadzi akatiza imba nekuda kuenda kun'anga .ndakazongoona Mumbai mazara machira
@matareellen
@matareellen Жыл бұрын
She was once a white garment. I know her.
@tapiwanashegatahwa8278
@tapiwanashegatahwa8278 2 жыл бұрын
Ndine zvandabata
@tatendachibira9372
@tatendachibira9372 2 жыл бұрын
Taura tinzwe
@mudzidzi.learner
@mudzidzi.learner 3 ай бұрын
Do not be fooled, this is false teaching, there are only 2 spirits, the holy spirit and the evil spirit. The later comes in many forms including but not limited to mermaid spirits. Do not fear, repent, seek the lord wholeheartedly in spirit and in truth he forgives out of abundant love, flee from the devil he will flee from you...
@gladiolye
@gladiolye 9 ай бұрын
Zita re kuti Monalita nderemanjuzu.
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
@paidamoyomagwenzi-wg4ds Жыл бұрын
Ishavi rakaipa
@munyakatema23
@munyakatema23 Жыл бұрын
Mmmm i dont trust this woman,hakuna njuzu yakanaka
@tkneltindo5883
@tkneltindo5883 2 жыл бұрын
ndatapirirwa nekasound katangisa video.
@blakshatta4093
@blakshatta4093 2 жыл бұрын
Karikunaka
@tkneltindo5883
@tkneltindo5883 2 жыл бұрын
@@blakshatta4093 taura hako
@machiridzahapiness2177
@machiridzahapiness2177 2 жыл бұрын
M too. I thought ndini ndega kkkkk
@lewyran
@lewyran 2 жыл бұрын
Aaaah mai ava varipapi no scripture what kind of an Apostle mmmmmm hatityazvinzwisisiba izvi
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 2 жыл бұрын
Its njuzu not manjuzu. Mai ava is into many things . I have zoomed into her she gas no God at all in her .Sparks bvunza ini . Kwira ndege ndikurudunurire njuzu kwete " manjuzu" Juzu iri mumupanda 9 remember mu,ma,mu,mi,ri,ma,chi,zvi,I,dzi,ru,ka,tu,u,ku,pa,ku,mu,svi,zi . Say go go go teacher lol. Now njuzu_ iyi thats singular then juzu- idzi thats plural. SINGLE=NJUZU IYI, PLURAL= JUZU IDZI NOT MANJUZU.
@Junior-ym2nt
@Junior-ym2nt 2 жыл бұрын
Iweee it's called manjuzu
@wanzi6461
@wanzi6461 Жыл бұрын
Ndafarira lesson iyi😀
@GuestMukwena
@GuestMukwena 7 ай бұрын
Vana vadiki makutishoresa dzidzai kushanda
@titusmapfumo5880
@titusmapfumo5880 2 жыл бұрын
Is this woman really an Apostle? Hakuna imwe njuzu inonzi yakanaka. Njuzu dzese mweya yetsvina hazvina kana Mwari mukati izvi. As long panzi njuzu atova Satan
@blessedsamanyika3556
@blessedsamanyika3556 2 жыл бұрын
Taura hako in'anga ava
@kudzimunetsi6508
@kudzimunetsi6508 2 жыл бұрын
Njuzu is a result of fornication
@wanzi6461
@wanzi6461 Жыл бұрын
Thank you!!!!!
@yoveeditors5502
@yoveeditors5502 2 жыл бұрын
Bullocks
@nomazulumuleya3692
@nomazulumuleya3692 Жыл бұрын
Its tru momz
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 2 жыл бұрын
Dumbu raDj sparks zi1pack
@kurrieoriginale3613
@kurrieoriginale3613 Жыл бұрын
Roda gym 💪 😋
@dieson2724
@dieson2724 2 жыл бұрын
Amai vataura chokwadi zvedzinza zvakarengeka vakawanda vakuromba
@shepherdzhuwaki
@shepherdzhuwaki Жыл бұрын
Fake pastor
@daowonimdee
@daowonimdee 17 күн бұрын
A fool.
@NokukhanyaPhir4168
@NokukhanyaPhir4168 Ай бұрын
Manjuzu mweya we satanic trust me
@factchecktv3885
@factchecktv3885 2 жыл бұрын
Satanic apostle again. No biblical doctrine teaches about madzinza and about dead people coming back as spirits to the living. Satan haauye kuvatendi openly. Satan is trying to be an angel of light. So hazvitishamisi mashavi onzi ndeaMwari kkk.
@rachmietiger4122
@rachmietiger4122 2 жыл бұрын
It's a shame that u talk about biblical doctrine yausingatozivewo .go the synoptic s in your own bible n read about madzinza
@lindahmarenga8356
@lindahmarenga8356 Жыл бұрын
Vanhu vanofira mumvura hadzisi njuzu. Njuzu is a live creature that lives in the water. Hakuna chinonzu njuzu yedzinza nooo njuzu inosarudzwa nemudzimu unosvika pauri kana vagutsikana nemabasa ayo njuzu yacho. Real mermaids dont have show kuti ndine njuzu kunyika yese. Havahure or zvakuitwa newese ada chipfamvi onyepera njuzu. Dziriko dzinoroya dzino hura kwoita dzakamirira kuparadza chese chakanaka kungava kuhama shamwari kumabasa or munharaunda idzo ndedzekuparadza anosvikirwa nayo haaende panemufaro nekubata akasiya vakabatana. As8 machembere chaiwo ariko anechiremera akadzikama akapora. Asingatozive zvese zvechinzenza chamazuvano ichi. Chivanhu chiriko asi venhema ndovawandisa saka angova madira tivhange
Shavi Rekuvhima nema njuzu Rotsanangurwa zvizere
23:44
Zim Reality Eye tv
Рет қаралды 22 М.
Spiritual Matters. MANJUZU ARIKO HERE?
47:04
Kumakomo TV
Рет қаралды 1,9 М.
NERF WAR HEAVY: Drone Battle!
00:30
MacDannyGun
Рет қаралды 50 МЛН
КАРМАНЧИК 2 СЕЗОН 7 СЕРИЯ ФИНАЛ
21:37
Inter Production
Рет қаралды 519 М.
Manjuzu / Mermaid Water Spirits | Madii Mambofamba
28:36
Ndaigara nenjuzu
11:16
Zimpapers Digital
Рет қаралды 686 М.
Pastor Vosunungurwa KuChivanhu Kuti Basa RaMwari Rifambire Mberi
47:52
HONDE VALLEY..............NJUZU INOSHANDUKA KUITA SHATO?
31:53
Drewmas Media
Рет қаралды 44 М.
deepest Explanation about Nyaya dzemadzinza neshavi reuvhimi
19:41
Zim Reality Eye tv
Рет қаралды 4,5 М.
Musadzinge Mudzimu Muchiti MaDeamon
31:57
SlyMediaTv
Рет қаралды 4,1 М.
Musiyana weSvikiro neN'anga, Mbuya Mavhu Vano Tsananguro
15:42
DNA Tinashe Mugabe Padare Rachief Mutasa
15:49
TICHKACH MTV
Рет қаралды 109 М.
😁💸 @karina-kola
0:16
Andrey Grechka
Рет қаралды 3,5 МЛН
Какая Милота ❤️
0:10
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 2,9 МЛН