Shavi Rekuvhima nema njuzu Rotsanangurwa zvizere

  Рет қаралды 22,584

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

Жыл бұрын

#shavirekuvhima #manjuzu #zvinotyisa #tetetildah #dremasmedia #katangandatv#starfmtetetildah #shavirekuvhimavideos
Shavi Rekuvhima nema njuzu Monalita Dialog with Djsparks

Пікірлер: 38
@mangomakundai6296
@mangomakundai6296 Жыл бұрын
shavi: chipo and harisi redzinza kazhinji munhu shavi iri rinouya pamunhu ane mudzimu mashavi mazhinji madzishahwira anodedzwa nana TATE guru mudzinza kuti abatsire vana (mhuri). se ekuvhima ekurapa etc . mudzimu ndiwo wedzinza and mudzimu une zvipo zvakasiyana siyana, mashavi mazinji ndo madzishahwira emumvura or mumwewo we dzinza aivhima vese vachiri vapenyu etc. and mudzinza mune zvipo zvemo sekuti hutungamiri kuvhima, good health , hupenyu hwakareba you name it etc aya haasi mashavi
@williamjogo2573
@williamjogo2573 Жыл бұрын
❤ndafarira comment yenyu ,dai wamwe wachizvinzwisisa izvi kana nhamo chaiyo ingadai iri shoma mumadzinza.but pple are misslead newemashawi enhena ,kusatenda chivanhu tichimhanyira kusiko .
@HappyPufferFish-pu2hk
@HappyPufferFish-pu2hk Ай бұрын
Well said muchembere
@BoicyChikwanda-oz1fm
@BoicyChikwanda-oz1fm 18 күн бұрын
Tatenda neruzivo tete
@intel2663
@intel2663 Жыл бұрын
Powerful Teaching Woman of God! Wow
@faraichidhindi6331
@faraichidhindi6331 Жыл бұрын
Muchembere avo sparks vane nhau yakanaka but she still needs kudzidza chivanhu nekuchinzwisisa zvinoita kuti vazive zvavarikutsanangura zvisina kusanganisa uye zvive nechiremerera zvavanotaura
@RithMusandirangana-kd8ql
@RithMusandirangana-kd8ql 10 ай бұрын
Tinotenda nekudzidza Apostle
@gainmbava1144
@gainmbava1144 Жыл бұрын
Voice raapotosi umm I'm in love with it
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Wonderful introduction attracts me
@vimbaichininga2281
@vimbaichininga2281 Жыл бұрын
Powerful teachings ❤❤
@brianmusunga6670
@brianmusunga6670 Жыл бұрын
Powerful teaching
@kelvinthulanichamboko6805
@kelvinthulanichamboko6805 4 ай бұрын
Well explained...
@mrhbt
@mrhbt Жыл бұрын
Iweeee sparks🤣🤣🤣 mazita ekudii nhai mukoma hahaha
@BoicyChikwanda-oz1fm
@BoicyChikwanda-oz1fm 18 күн бұрын
🙏
@joycehandreck8356
@joycehandreck8356 Жыл бұрын
Munhu waMwari arikutaura chokwadi chiri paground chivanhu chiriko
@alphamangwiro6429
@alphamangwiro6429 Жыл бұрын
Ichokwadi chero urimufundisi chivanhu chiriko hatifanirwi kurasa chivanhu nkti tanamata kwete chivanhu chiriko
@felihilda3835
@felihilda3835 10 ай бұрын
This is so true haaaa ISU taizviramba ASI pandakangozvitambira am seeing a great change kunamata nechivanhu
@mishackmish5776
@mishackmish5776 Жыл бұрын
DJ sprckss ndaka mirira ngozi ye Benz unouya reniko
@massivemasendeke9253
@massivemasendeke9253 Жыл бұрын
Kokana unemudzimu wedzinza nehushavi unozvifambisa sei unozonzi waromba here kkkk
@user-mp8hg9rm6l
@user-mp8hg9rm6l Жыл бұрын
Dzidziso yemandoro kwati inobatika
@KelvinNzombe-xi7lx
@KelvinNzombe-xi7lx Жыл бұрын
💚💚
@rainahkaritushu944
@rainahkaritushu944 Жыл бұрын
Tinovo kuno vanovhima vakadzi vachidakuchengetwa
@mavissithole1325
@mavissithole1325 Жыл бұрын
Ok
@levymadondo8215
@levymadondo8215 Жыл бұрын
Chokwadi apostle Tinotenda ne dzidziso
@augustinejohn7016
@augustinejohn7016 Жыл бұрын
Pastor dai vasiyana nekutaura chivanhu vari kuvhiringika
@JDzika7773
@JDzika7773 Жыл бұрын
Tibatsirane panyaya yeshave rehuvhimi harisi redzinza. Harienderwe kun'yanga, haribudiri mumusha, rinobuda musango, kana rakubata unosanduka kuita chikara, hapana chauchatya.
@nguvayamwari1816
@nguvayamwari1816 Жыл бұрын
Mai vane nhema havo ava
@felihilda3835
@felihilda3835 10 ай бұрын
😳😳😳😳😳😳ahhh
@nyaradzogotora5391
@nyaradzogotora5391 10 ай бұрын
People of Zimbabwe tend to mix two issues that dont mix.spirituality and religion. MaZimbabweans takaurairwa culture neReligoin You can be Christian and still respect culture yako and long as you follow it in purity
@rishonchikomba2767
@rishonchikomba2767 Жыл бұрын
Ko Ngozi yebenzi takaimirira
@mahafrika7116
@mahafrika7116 2 ай бұрын
Apostle mapotsa. Shavi harisi redzinza, it’s not related to you. See explanation from google below; Another aspect of Shona religion is the concept of shavi (pl mashavi) or wandering spirit. The shavi expresses its ego and identity through an outsider (mutorwa) and is known in this way. Thus the shavi is a foreign mudzimu. That acts in a person in order to express its ego, its identity, and its continued existence.
@princessmamthe7043
@princessmamthe7043 Жыл бұрын
There is God in Heaven repent
@crispenmlambo5782
@crispenmlambo5782 Жыл бұрын
Anosanganisa
@sentientbeingsnews1098
@sentientbeingsnews1098 Жыл бұрын
Women shouldn’t teach the bible so ishave futi teku teacher the bible says women should keep quiet and not be apostles
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
ndizvozvo chaizvo mai ava ndimuchembere ava vanoshandisa midzimu . zvekuzviti apostle its so that she can be accepted Mazimba vakanzwa kuti apostle they will follow you but ukati une chivanhu you will be demonized
@sentientbeingsnews1098
@sentientbeingsnews1098 Жыл бұрын
@@kwarummond77 black people love church too much but hate their own culture
@nancysharaunga3684
@nancysharaunga3684 Жыл бұрын
Chokwadi mataura chokwadi
deepest Explanation about Nyaya dzemadzinza neshavi reuvhimi
19:41
Zim Reality Eye tv
Рет қаралды 4,5 М.
Beautiful gymnastics 😍☺️
00:15
Lexa_Merin
Рет қаралды 13 МЛН
Best father #shorts by Secret Vlog
00:18
Secret Vlog
Рет қаралды 22 МЛН
Nyaya Dzemudzimu naMbuya Mavhu
17:36
263Chat
Рет қаралды 24 М.
Mbira Dzichiridzwa kusvika vanhu vabudirwa  Nemudzimu  panzira Zvionere  👈
2:01
BOSS LESS ENTER10MENT
Рет қаралды 4,1 М.
Musadzinge Mudzimu Muchiti MaDeamon
31:57
SlyMediaTv
Рет қаралды 4,2 М.
Handina Mwana Anoita Rombe
7:22
Tichaona Masamha
Рет қаралды 169 М.
sad story ndine shavi rekuvhima asi ndakashanda handipihwe Mari
13:11
Zim Reality Eye tv
Рет қаралды 1,2 М.
Ndaigara pasi pemvura ne Njuzu
11:17
Kwayedza Zimpapers
Рет қаралды 14 М.
Manjuzu / Mermaid Water Spirits | Madii Mambofamba
28:36
The FAST and FURIOUS Table Hack 😱
0:29
LosWagners ENG
Рет қаралды 18 МЛН
She got an idea 😂😂 #shorts #viralshorts #funny #comedy
0:46
HRA CHALLENGE
Рет қаралды 9 МЛН
Это ежегодное настроение 😉 #tiktok #юмор #жиза #funny
0:10
Ангелина и Тая
Рет қаралды 1,8 МЛН
16 июля 2024 г.
0:14
Кира Доронина
Рет қаралды 3,5 МЛН